Nyoka yopisa dzimba kwaMusami

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 26 ต.ค. 2024
  • Vopomera dzaMadzibaba kutanga moto

ความคิดเห็น • 215

  • @munyaradzinherera3383
    @munyaradzinherera3383 3 ปีที่แล้ว +31

    Kana muchitendekerwa zvinhu isai camera ikoko vanhu tione. You make us imagine things yet we have a chance to witness them 🤚✋

  • @phinielmoyo8808
    @phinielmoyo8808 3 ปีที่แล้ว +18

    Chihera keep your natural. You look awesome

  • @emmahgovera8385
    @emmahgovera8385 3 ปีที่แล้ว +12

    Zvino vakapihwa mbatya hadzitsve here vasati vapedza nenyoka iyi dai vataura chokwadi vabatsirika zvobviswa then vanhu vozobatsira dambudziko remoto rapera

  • @sibonginkosimpofu5705
    @sibonginkosimpofu5705 2 ปีที่แล้ว

    Chihera well done we now understand what happened to Nagogo ..becoz you speak Ndebele

  • @charityzanga1164
    @charityzanga1164 3 ปีที่แล้ว +8

    Mbuya ngawataure chokwadi mhuri ibatsirike maonere angu pane zvawanoziwa bt hawasikuda kbuda pachena

    • @ashygrace2956
      @ashygrace2956 3 ปีที่แล้ว

      Chokwadi gogo ngawataure zviripo zvikuitika uyo muzukuru ataura zinyoka rakainekwa rikaendepi asi ririrpo haro gogo wanoziy pakuda wabetseri uyu muorofita akaona asi kugadzirisa aita mutete akucha kana kusazvigona

    • @gracembano7125
      @gracembano7125 3 ปีที่แล้ว

      Vana madzibaba vacho vakatangireiwo hoko dzavasingagone kudzimura nhai.

  • @samcbivharo3408
    @samcbivharo3408 3 ปีที่แล้ว +14

    Vakabata mishonga machembere aya muroyi ahabvume akaoma moyo

  • @tynashi8197
    @tynashi8197 3 ปีที่แล้ว +2

    I Pray ryt now!! Zvapera hakuna kubvura kuchayitika In Jesus name

  • @swingyjr
    @swingyjr 3 ปีที่แล้ว +2

    Have to appreciate mwanasikana uyo akanaka mmm...ndonange Bulawayo hangu ini.

  • @MVHVoices
    @MVHVoices 3 ปีที่แล้ว +4

    Chihera hanzi zvinoda mucheka weredzo kkkkkkk Gogo ndivo vakonzeresa nyaya yose apo

  • @evietapedza4580
    @evietapedza4580 3 ปีที่แล้ว +3

    Tuwanhu twakaromba hatubvume zvekumhanya, muzukuru akaiona nyoka wani,gogo ngavataure chokwadi

  • @Atlantas7
    @Atlantas7 3 ปีที่แล้ว +6

    Ndeipi Chihera?short hair is sharp for u.Neshamba wakadini hama?

  • @moreblessing8940
    @moreblessing8940 3 ปีที่แล้ว +2

    Ndine dambudziko but hubatebate ndrikuti noo kufamba pese pese uchitsvaga rubatsito kuponeswa neumwe munhu ndakazviramba kare kudzima moto ne peturu vanhu namatai vakabata vakuru avo zvinhu zvikagarisa zvinochinja chero wakapiwa arimafuta👏

  • @hemishgovera2620
    @hemishgovera2620 3 ปีที่แล้ว +8

    Madzibaba vaitangirei musindo wavasingazopedze

  • @monalisakaetano8083
    @monalisakaetano8083 3 ปีที่แล้ว +5

    Maporofita emazuvano aya hehehehede!!!
    Vanhu va Mwari ngwarirai.

    • @raymondchinoda7361
      @raymondchinoda7361 3 ปีที่แล้ว +1

      Kungopiwa mweya yetsvina nevanhu ava vanozviti maporofita

    • @mo_ink1452
      @mo_ink1452 3 ปีที่แล้ว

      So murikutii nezvataurwa nemuroora

    • @evidencetapfuma7497
      @evidencetapfuma7497 3 ปีที่แล้ว +1

      Ndimi vanhu vakaromba imi sei muchingomanyira kuti maporofita ndeenhema zvagara kana munhu uchibatabata inosvika nguva yazvinobuda pachena

  • @sinikiwemadara1246
    @sinikiwemadara1246 3 ปีที่แล้ว +5

    AAA bisai hoko yake dzamakaisa ipapo munopera mari ndiye ari kupisa moto kuti murambe muchienda ikoko

  • @shayzgamz2692
    @shayzgamz2692 3 ปีที่แล้ว +4

    Yaaaa yazokora manje hei. Thank u drewmas keep up the good work

  • @oscarmundoita5262
    @oscarmundoita5262 3 ปีที่แล้ว +3

    GOGO vanoziva nyaya yawo handidi kupikiswa

  • @shoraichigutaa4150
    @shoraichigutaa4150 3 ปีที่แล้ว +9

    Hama mapisitori mamwe matsotsi uuuuu sei b4 vaendako paive pasina problem yakadai pliz hanti mati bible harina kutsva verengai soko ramwari speak the blood of Jesus mega nemiromo yenyu .vanhu vave kutsvaga mari nemi apa. Muri kuisirwa zvinhu nafake madzibaba. Vanhu learn to pray to God on your on pliz. Nhema mheni idzi. Am talking from experience matsotsi aya ndakamboiitwa iyi. Hapana nyoka kana chii mukutoshandiswa.

    • @blessingmuchenje8287
      @blessingmuchenje8287 3 ปีที่แล้ว +1

      yuh mamwe mapositori matsotsi but muchembere avo vanoziva nyaya dzese

  • @carolinenyamadzawo9663
    @carolinenyamadzawo9663 3 ปีที่แล้ว +3

    chakaipira vanhu avabvume kuti takambopihwa mishonga ye luck and ana madzibaba avasi veku temba worse kana vachangosvika panzvimbo vanotoita minana yekuda ku believisa vanhu

    • @raymondchinoda7361
      @raymondchinoda7361 3 ปีที่แล้ว +1

      The best thing kungosiyana nezve maporofita

  • @phelixndoro7974
    @phelixndoro7974 3 ปีที่แล้ว +1

    Mbuya ava vanoda kuyedza vanhu ava aaah ko nw vakubvuma wani munhu aimbotsika madziro kudai

  • @elizabethmatanha2551
    @elizabethmatanha2551 3 ปีที่แล้ว +5

    Iri radambudziko rakura chaizvo,,, muporofita ngabatsire vanhu

  • @donaldikomo4932
    @donaldikomo4932 3 ปีที่แล้ว +3

    Saka ndezvepamba ka matauriro.asi kuita mai avo nyoka ndeyepo nokuti vanoti sekuru na mbuya vanoziva nyaya dzavo ka

  • @smugsolutions9176
    @smugsolutions9176 3 ปีที่แล้ว +1

    Hi falling in love with your shows, i think you should work on sound quality

  • @plasmaledlcdtvrepairs492
    @plasmaledlcdtvrepairs492 3 ปีที่แล้ว +10

    Bible haritsvi zvekumhanya

  • @vhuranjero
    @vhuranjero 3 ปีที่แล้ว +6

    Muporofita aitotaura chokwadi vanhu ava vakaromba kun'anga

  • @pacienciamatchinga100
    @pacienciamatchinga100 3 ปีที่แล้ว

    aah inga zviri kuitika kumaraini kwangu chaiko. ende zvakaoma nhy, aah Nyati fambai musagare pasi

  • @abilitymatopi6654
    @abilitymatopi6654 3 ปีที่แล้ว +2

    Wedu weeee , Mwari pindirai
    Vanhu ngatiregei kubata bata mishonga yeraki nekusimbisa misha zvisiyei misha inosimbiswa namwari

  • @Atlantas7
    @Atlantas7 3 ปีที่แล้ว +14

    The Word of God will remain

  • @vengereprecious9984
    @vengereprecious9984 3 ปีที่แล้ว +3

    Mbuya mafuta amakapihwa ndiwo akachinja kuita nyoka vazhinji vatakaona vaipihwa mafuta e lucky makare kare asi now ndo akuchinja kuita nyoka

    • @mo_ink1452
      @mo_ink1452 3 ปีที่แล้ว

      Vapedza masports

  • @donaldikomo4932
    @donaldikomo4932 3 ปีที่แล้ว +2

    Saka kana zvaita seizvi vanhu vonamata hr kana kuti vodzokera Ku chivanhu nokuti zvoita kunge maporofita okonzeresa

  • @edmorendokwana6644
    @edmorendokwana6644 3 ปีที่แล้ว +7

    kkkkkkk Mkoma Endu makuzopesaniswa shaya nezvidhoma kkkkkkkkk mukanomuvhunza achakuberekesai zvikwambo mukanosvikawo muchitsva 😁😁😁.... Good job Drewmas

    • @nomatter2502
      @nomatter2502 3 ปีที่แล้ว +1

      Kkkkkkkkkk ayi mandispaka mandinakidza

    • @clarahmuchemwa4478
      @clarahmuchemwa4478 3 ปีที่แล้ว

      mai ava havabatsirike ,varikurambira nyoka yavo

  • @eunicenyandoro8009
    @eunicenyandoro8009 3 ปีที่แล้ว +4

    Mwari pindirai mudzime moto uyu mhuri yatambura ..varegererei kna paine zvakatadzikwa . forgive them

  • @sirtafie
    @sirtafie 3 ปีที่แล้ว +7

    It's a sad story kubatabata kunoitwa nevakuru inhamo kuvana

  • @mosterdebabava2361
    @mosterdebabava2361 3 ปีที่แล้ว +5

    Vanhu zivaikuti mapotofita enhema achakurumbira pamazuvaekupedzisira

    • @Kasiboys123
      @Kasiboys123 3 ปีที่แล้ว +1

      Kkkkk he is a true prophet bro

  • @mugabeviola8291
    @mugabeviola8291 3 ปีที่แล้ว +3

    Mbuya vanenge vakaita mamwe madhiri mun'anga umu avasingazivi kty ane maside effects plus nhau yekey nhema yekukiya vana nhaimi baba vaibvuma

  • @bridgetchipongo9470
    @bridgetchipongo9470 3 ปีที่แล้ว +1

    Ivo mbuya vane nhumbi dziri kuda kugowewa vakafa zvakanaka here

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 3 ปีที่แล้ว +2

    Ndozvaitaurwa na Seh Calaz pavaiti mumota menyu murikubvira 🔥

    • @Zimaestro
      @Zimaestro 3 ปีที่แล้ว +3

      You're joking n this is serious usadaro

    • @wadzanaimukize9510
      @wadzanaimukize9510 3 ปีที่แล้ว +3

      Mbuya ngavataure chokwadi vabatsirike

  • @vhuranjero
    @vhuranjero 3 ปีที่แล้ว +4

    Ambuya makasvika pamasowe makasviba zvinhu hazvisqnganiswe chero kwedu kumasowe ukasareurura nekunza zvinhu zvakakabata hapana chinaka

  • @patriciachinembiri6222
    @patriciachinembiri6222 3 ปีที่แล้ว

    Aah saka moto wacho ndiyo nyoka kaiyoyo

  • @carolinechigodho9816
    @carolinechigodho9816 3 ปีที่แล้ว

    Ana madzibaba ava wakada kuvatevedza vanokupesanisai ne hama

  • @donaldikomo4932
    @donaldikomo4932 3 ปีที่แล้ว +3

    Saka muporofita ndiye.akakonzeresa ka

  • @faithcharewa1974
    @faithcharewa1974 3 ปีที่แล้ว +1

    Muporofita uyo anogona basa arikuratidza mbuya awo chokwadi chekuti vakaromba vakaramba nenyoka iyo muchapera mese kufa

  • @h.d5546
    @h.d5546 3 ปีที่แล้ว +2

    2nd speaker uyo ari kutaura zviri different frm wekutanga wekutanga uyu mwana komana amboti nyoka hatina kuiona saka chokwadi ndechipi

    • @mo_ink1452
      @mo_ink1452 3 ปีที่แล้ว

      But she said tangatiri vakadzi chete. and you muroora haana secret.

  • @spacezitoh6570
    @spacezitoh6570 3 ปีที่แล้ว +4

    Mukadzi uyo arikuti kwaJowa ikoko .
    Vanamadzibaba vanotora vakadzi vevanhu
    Muvachenjerere

  • @kerinachikupo643
    @kerinachikupo643 3 ปีที่แล้ว +1

    Yho!so ambuya ngavareurure.

  • @godknowsmise1403
    @godknowsmise1403 3 ปีที่แล้ว +2

    The girl she good on ndebele news wonderful 😊😊😊

  • @MVHVoices
    @MVHVoices 3 ปีที่แล้ว +4

    Zvave kupisa hasi madzibaba zvinhu zvagogo kusvika vabvuma Gogo ndivo vari kukonzeresa vanodherera vabhu vamwari ngavabvume mishonga yavo

  • @tinotendachibharo4033
    @tinotendachibharo4033 3 ปีที่แล้ว +1

    Camera man ndeve musangano chete , Haa ndachema newe

  • @Ladypradaful
    @Ladypradaful 3 ปีที่แล้ว

    Madii maita test taona kuti moto wacho uri kumbonatsodii...asi vamuchembere vanoziva havo,izotipaiwo part 2

  • @marlonrusvava9875
    @marlonrusvava9875 3 ปีที่แล้ว

    Nyoka iyi yakaonekwa yakazopererepi?? Haina kutsviravo mumba here maibvira moto??

  • @Brilliant_Sibanda.
    @Brilliant_Sibanda. 3 ปีที่แล้ว +2

    Taking u to another level

  • @hazelmazarura4811
    @hazelmazarura4811 3 ปีที่แล้ว +1

    hana yangu yarohwa nehana pandaona mbuya ava yowe vaiva cleaner 2016 pamusami hospital pandaita ka attchment ndotovaziva ambuya vakangwarisa havo ava ndovaziva

  • @zcsopschirundu665
    @zcsopschirundu665 3 ปีที่แล้ว

    hameno kut ndini ndega here ndirikunzwa kut mamwe ma area haana audio pa pa video iri

  • @bridgetchipongo9470
    @bridgetchipongo9470 3 ปีที่แล้ว +1

    Ndofunga kt kune n'anga yakapa vanhu mishonga yavakupanduka

  • @solidaritychinyani6372
    @solidaritychinyani6372 3 ปีที่แล้ว +4

    Yah pamusha apo pakarombwa sure muprofita akaona chaizvo

    • @freedomchitake5552
      @freedomchitake5552 3 ปีที่แล้ว

      Sure vakaromba vanhu avo

    • @freedomchitake5552
      @freedomchitake5552 3 ปีที่แล้ว

      Stop blaming maporofita
      Siyai mishonga chete

    • @charitymareya255
      @charitymareya255 3 ปีที่แล้ว

      @@freedomchitake5552 kasi uri muporofita here ?,kkkkk

    • @freedomchitake5552
      @freedomchitake5552 3 ปีที่แล้ว +1

      @@charitymareya255m not but l dont understand why u are afraid of them if u are clean.

  • @eppymuzah2571
    @eppymuzah2571 3 ปีที่แล้ว

    Mkoma Andrew masvikawo kumusha kwangu kungoti masvitswa nenyaya dzakaoma chete

  • @kerinachikupo643
    @kerinachikupo643 3 ปีที่แล้ว

    Ari kunzi machira aya ndeemufi here kana kuti ndeemudzimu?

  • @davidgondo3341
    @davidgondo3341 3 ปีที่แล้ว +1

    Neshamba ko hauzikubvunza kt nyoka iyi muporofita aitinyoka ndeyani

  • @l.a.t.dm.d.w5582
    @l.a.t.dm.d.w5582 3 ปีที่แล้ว +5

    Vanhu vasopiwa hoko nen"anga mashiripiti ayo n'anga muroyi anoroya.kuda kuita mbiri akarohwa achataura chokwadi muporofit wenhema. Kutsvaga mbiri nekuparadza upenyu hwevanhu very sad

  • @nomatteramapanda2893
    @nomatteramapanda2893 3 ปีที่แล้ว +2

    Bible harina kutsva ko madii mangonamata zvinesimba ..Mwari ngavatikundise ...tigone kunamata ,Simba raMwari rinokunda makona ...ko madii kuisa zvnhu patable ine bible timboona kuti zvotsva here

  • @bridgetchipongo9470
    @bridgetchipongo9470 3 ปีที่แล้ว +4

    Nigerian film is true

  • @Atlantas7
    @Atlantas7 3 ปีที่แล้ว +1

    Mkoma Neshamba makuvadza Chihera nebag recamera iro

  • @emilyema9028
    @emilyema9028 3 ปีที่แล้ว +3

    Zvemaporofitha nenganga muchazvirega henyu

  • @amosmusengei7000
    @amosmusengei7000 3 ปีที่แล้ว +1

    Mbeu dze Presidential ndimi vanhu vaiiuraya vanhu muna 2 008 zvakukudzokerai

  • @kennethymusona48
    @kennethymusona48 3 ปีที่แล้ว

    Yhoooo inga zvakaoma ngavataure chokwad vabatsireke

  • @douglasmutsengi9057
    @douglasmutsengi9057 3 ปีที่แล้ว +5

    Very scary scenes unfolding there,I hope have found peace now

  • @abilitymatopi6654
    @abilitymatopi6654 3 ปีที่แล้ว +1

    Ko nyoka yacho yamuri kuti zinyoka zihombe rakazoenda kupi pamakarivharira mumba pacho , pamwe ndiyo iri kupisa zvinhu nedzimba

  • @patriciachikaonda7789
    @patriciachikaonda7789 3 ปีที่แล้ว

    Muroora zukuru akangwarisa pane mashiripiti akadai kutoita kunge benzi. Mwana wepo akanyarara wani. Mbuya vano ziva havo dzave nyadzi

  • @progressmutandwa6724
    @progressmutandwa6724 3 ปีที่แล้ว +2

    KwaMusami ndokumaraini kwangu,mwana wangu anodzidza paSt Paul’s Musami Mission izvezvi

    • @portianhapi327
      @portianhapi327 3 ปีที่แล้ว +1

      Kana ini ndokwangu asi handisi kuziva kut ndepi kwacho but ku chigigodza ndokumaraini kwangu chaiko

    • @progressmutandwa6724
      @progressmutandwa6724 3 ปีที่แล้ว

      @@portianhapi327 vazhinji vekwamagwenzi vanodzidza kuchemhondoro

    • @eppymuzah2571
      @eppymuzah2571 3 ปีที่แล้ว

      Ini ndiripaNgomamowa apo

  • @babaablemusic
    @babaablemusic 3 ปีที่แล้ว +4

    Mbuya itsotsi Ava kutaura sure

  • @matildatuwe9846
    @matildatuwe9846 3 ปีที่แล้ว

    Camera ngaifambe pliz tione zvese veduwee

  • @lenainock3982
    @lenainock3982 3 ปีที่แล้ว

    Mmmmm zvakunetsa manje... Toziva sei chokwadi manje

  • @kerinachikupo643
    @kerinachikupo643 3 ปีที่แล้ว +1

    Muzukuru Tecla wapedza masports!!!

  • @darlingtonchivhunga1575
    @darlingtonchivhunga1575 3 ปีที่แล้ว +2

    Ma1 vanhu weee life ma1

  • @leelian4792
    @leelian4792 3 ปีที่แล้ว +1

    Yeukai maporofita enhema kumazuva ekupedzesera muchapepuka riinhiko pamuchagona kunamata mega kuna mwaribaba regai zvekutsvaga mushonga neminamato izvi jus pray and beleive in Jesus Christ

  • @lillycee5054
    @lillycee5054 3 ปีที่แล้ว +2

    Muporofita aparira mhuri...ndiye honzeri. Now his threatening vanhu kuti panofa munhu. Zvootsikaisika kutora hoko dzake

    • @davidbright7122
      @davidbright7122 3 ปีที่แล้ว

      ?????

    • @raymondchinoda7361
      @raymondchinoda7361 3 ปีที่แล้ว

      Kuda kudyira vanhu mari

    • @mo_ink1452
      @mo_ink1452 3 ปีที่แล้ว

      So you think zvinhu zvehuroyi zvinongobva easy easy.

    • @raymondchinoda7361
      @raymondchinoda7361 3 ปีที่แล้ว

      Zvinobva easy kana zvichibviswa neagona. Ava vanoita take chances zvinogona kutouraya anoda kubvisa wacho

  • @preciousmudimu6080
    @preciousmudimu6080 3 ปีที่แล้ว

    bmadzibaba johwa avo ummmm vakonzeresa

  • @plasmaledlcdtvrepairs492
    @plasmaledlcdtvrepairs492 3 ปีที่แล้ว +2

    Tulabhechuludhe ndiye ari kupisa.

  • @lindiwejiya8179
    @lindiwejiya8179 3 ปีที่แล้ว +3

    Kwa Musami kune mabasa

  • @fungiemadamombe9187
    @fungiemadamombe9187 3 ปีที่แล้ว

    Kuramba havo dai vangonotora nyoka yapiswa dambudziko rapera uye pasati pafiwa

  • @Atlantas7
    @Atlantas7 3 ปีที่แล้ว +1

    Ndichauya ndibate bag recamera iro pachena

  • @sinikiwemadara1246
    @sinikiwemadara1246 3 ปีที่แล้ว +3

    Hapana nyoka iripo mweyai sautl yemagodo dozvinoita mapositori mudyiwe mari

    • @patiencethelisiwe9759
      @patiencethelisiwe9759 3 ปีที่แล้ว +1

      Ivovakaiona vega nyoka yacho

    • @shamisomatsvaire5925
      @shamisomatsvaire5925 3 ปีที่แล้ว

      Ko varikuti muprofita akati nyoka ndeyambuya plus uyo arikutaura ati akaiona nyoka mumba

    • @mo_ink1452
      @mo_ink1452 3 ปีที่แล้ว

      Did they say they paid?

  • @dianamuzondiwa313
    @dianamuzondiwa313 3 ปีที่แล้ว +1

    Vanhu vanoisa ma dislikes ava vari ryt ryt here vanenge vachizama kut nyaya haisi yeshuwa or aaaa zvimwe zvacho

  • @donaldikomo4932
    @donaldikomo4932 3 ปีที่แล้ว +1

    Kuno nyoka iri kutaurwa ngavabvume nyika yavo ka ambuya na sekuru

  • @reginahmutewera5563
    @reginahmutewera5563 3 ปีที่แล้ว

    Ndakutya maporofita n'anga handife ndakatsikapo chero zvikanzi zvaoma sei vanhu vakuroya vakahwanda muchi postori

  • @joycepanganai4866
    @joycepanganai4866 3 ปีที่แล้ว

    Dai Mwari vapindura, shame vana voripa mhoswa dzavasina kupara 😭😭😭

  • @samusha3422
    @samusha3422 3 ปีที่แล้ว

    CHIHERA linjani. izandla ziyagezana. munondigonera. chimbouyai kuChitungwiza muonewo kuparadzwa kuri kuitwa ninga yakavigwa sekuru CHAMINUKA. Zvinorwadza.

  • @vhuranjero
    @vhuranjero 3 ปีที่แล้ว +1

    Muporofita anogona asina mhosva asi aizama kubatsira vanhu avo sakazinhu zvakatorwa kun'anga zvihombe zvakadenwa ndozvakupisa zvinhu

  • @monicanjaikira9602
    @monicanjaikira9602 3 ปีที่แล้ว

    Mbuya ava vanoziva zvirikuitika ko cy muzukuru nemurora vakaiona nyoka iyoyo ngavandobuda pachena

  • @lindahzhanje7925
    @lindahzhanje7925 3 ปีที่แล้ว

    Nyoka iripo dai yangobatwa ...yakatiza yakaendepiko nyoka yacho

  • @teematipa2779
    @teematipa2779 3 ปีที่แล้ว +1

    Mbuya yakangwarisa ngayitaure chokwadi vasunungurwe

  • @captainjcky9107
    @captainjcky9107 3 ปีที่แล้ว

    Uyo arikutaura kunge wanga usipo is pazvakaitika sei tsvanangura mushe

  • @shoraichigutaa4150
    @shoraichigutaa4150 3 ปีที่แล้ว +3

    Ndakaiitwa iyi mheni haiya ndiri kurwadzirwa this family masaramusi ega aya .

    • @Kasiboys123
      @Kasiboys123 3 ปีที่แล้ว

      Are you following cc yaapapi nw gogo vaakudeidza madhuve

  • @linethmudeweti7068
    @linethmudeweti7068 3 ปีที่แล้ว

    Ko veduwe madiiwo kuti vambozama kwavaMagaya inini i think dambudziko iri rinopera

  • @beautyadaarewa6064
    @beautyadaarewa6064 3 ปีที่แล้ว

    Ko nhaimi gogo zvavari kutsenga mukanwa, apo muzukuru ari kutaura ma1

  • @lindahmatunga2343
    @lindahmatunga2343 3 ปีที่แล้ว +1

    Mmmm zvakaoma chokwadi

  • @vengereprecious9984
    @vengereprecious9984 3 ปีที่แล้ว

    Vanhu vakare vaida zvemishonga mhedzisiro wawo unokonzeresa

  • @moreblessing8940
    @moreblessing8940 3 ปีที่แล้ว

    Zvitori zvodhoma chaizvo mafuta anopiwa vanhu kun,anga ndeevanhu vakafa saka anenge anetakushanda munhu iyeye akuda kudzoswa kumbakwake kuripa chaiko unogonakuonasenyoka buta zvitori zvidhoma

  • @donaldikomo4932
    @donaldikomo4932 3 ปีที่แล้ว +5

    Drewmas media always love you

  • @anesumusic9173
    @anesumusic9173 3 ปีที่แล้ว

    MISTERIOUS,,,,ZVINOTYISA IZVI,,,,TAIZVIONA MUMA AFRICAN MOVIES CHETE,,,,,,VANHU NGATISIYEI KUROMBA ,,,LETS DO WITH WHAT WE WORK FOR