listening to mambo mutasa ,wanogona kwete izvooo, as long as pane warikugarapo especially wana naamai hawadzingwe pamba until wana wawene 18 years, weather paruzevha pemurume
Kkkkk land doesn't belong to anyone ,it's called reserve ,so ukatama land haisisiri Yako yekumamisha ,inenge yava kwaSabhuku.. Land kubgoichengeteswa but it belong to President ,to the chief..So the chief is allowed to say that coz it's his land
Mambo manga marova wena maitabasa madzoka mundima. Saka mukuwasha zvaakavakira kwavatezvara achagarasei zvino akaunza magf mumusha mavatezvara anozvifambisa sei kkk haaa mukuwasha kana uchifunga simuka uende kumusha kwako chaiko unotonga ikoko 😅😅😅haaa pakaipa apa
And me he is very goid. Approachable, sensible and persuasive in a positive way. He has tried his best to maintain the relationship going but the wife seems to have a different plan
Haa mambo mafeelings emukadzi kana apera haaa anenge apera zvokwadi especially ukaziva chihure chemurume haaa zvaendwa baba musambozvi justifaye zvenyu muribenzi ndimi honzeri hapana mukadzi asingade musha wake especially pane vana pakaoma.
Mambo muri behind both on new marriage laws and human rights. Endai kuma seminars to know new laws especially dzema marriages. You can not say mukadzi adzokere kumba kwavo ari part one of the people who built musha. There are supposed to share what they built from building kusvika kuhuku, in sharing process ndipo patinoziva kuti achasara pamba ndiani
Mukaona mukadzi asisade murume aguta naye muregei asununguke pane rimwe Jeri raunoona kut ndaneta kugara
Mukadzi Uyo ihure hombe chairo anechikomba zvese zvaari kutaura inhema arikunyepera murume benzi remukadzi
This chief is good ,i need to follow him now.
I salute you, Chief. Mambo munovaka. Mai ava havachadi murume zvachose.
Kuhurirwa neabuse kunopedza ma feelings veduweee.
Saka mukadzi akati haachade murume anenge achihura nhai but zvikaita vise versa zvonzi manake,murume uyo ngaasiye abuse nechihure zvopedza mafeelings izvozvo murume ngachengetedzewo musha wavo not kungoti zvese amai amai saka vanhu ngatisangopa blame kumukadzi ane vane bitterness amai ava vakarwadziswa nguva refu havangagarire zvirwere in the name of kuchengetedza musha hatidi hudzvanyiriri justice kunaamai pamwe vangave nepeace.
Bhudi na sisi
Sister wangu kwanai musadaro muchademba rimwe zuva
Iye murume wacho akayiteyi pamwe vanohura bba avo ndozvinoyita vakadzi vese mudzimba umu kana varume vachiyita chipfambi mafeelings anopera nekusema murume saka amai avo avapengeba bba avo ngavagadzirise hunhu hwavo
kuti haana chikwamborume here
kudemba kupihwa chirwere hr
@@emmanuelchaza2952chihure chikawanda mafeelings anopera
akapiwa chirwere ndokusaka akatsamwa
Ayehwa ini ndohwa😂
Handiti murume haana munda ngaarove pasi
listening to mambo mutasa ,wanogona kwete izvooo, as long as pane warikugarapo especially wana naamai hawadzingwe pamba until wana wawene 18 years, weather paruzevha pemurume
Aiwa ndohwa kubasa kkkk
Haaa mai ava vapindwa nechihure ngavadzikame
Maybe hachisi chihure. Vanoratidza kushungurudzika chaizvo mumba mavo
Kkkkk Ndohwa😂😂😂kudawo 😂😂👏👏
Mmm chief havana justice ava pavanga vasingazivi kuti minda ndewemikadzi vanga vati mkadzi abve now murume ndiye akufanira kubva vaakuti hapana kwaanoenda
Apa mukadzi ndeye anofanirwa kubva. Munda ndeweMurume zvisinei nekuti vakapiwa nababa vemukadzi.
Vanoenda kuvabereki vavo or kuchikomba chavo
Aaah chiiko ichocho chinenge ngozi. Wanodimburana nepakati munda wacho yhoo
Murume anoendawo kupi pa 18 yrs akatovakaka ko mkadzi ndiye aramba hakeka ayida kupfidzisa murume nekuti abva atopa first reason kuti handichada cz patakagara hapasi pedu vatoda kuti murume abve votibhadhara 18 yrs dzaagarapo achichengeta munda achiti ndewake iwo usiri
Iye murume rudzii asingazoti regaiwo nditsvage pangu kana padiki zvapo pedzinza rangu kwete kuti paatezvara ndipo pawakutoti pedzinza rako
Maona huhure hwemukadzi kohwemurume anounza chirwere mumba? Kana mwoyo wasviba, wasviba.
😂😂😂😂😂saka asingahure achamuwanepi
Muri mhata ana mambo imi
No Mambo dzingai bully iro. Vanotemwa nedemo ahanzvadzi vangu avo ndapota Mambo. Very fair, im very happy thats a fair plan
Mambo varesva kutonga. Mukadzi ngaakwire dare,
Mukadzi uyu anechikomba
Mai vanonyepa kuedza kutsvaga zvikonzero zvisipo
Chihure chinopedza mafeelings
Mkadzi kwanai
Ivo baba avo havasi votorwaravo hre mapendekete awo akwira kudero
My chief
Cheif vanogona kutonga Ava ♥️
Mukadzi uyu ndisatan ange akarora murume nw amuramba akuti ngaabve murume uuuuuu mmmmm it's sad vange vachishandisa mukuwasha and mwana sikana wavo vanomushandisa vabereki ava zvakaoma
Kooo mambo awa igava chairo hawagone kutonga, wanoda kubvisa mukadzi newana pamba ,mutemo upi iwoyo. Dotonya ramambo
Kkkkk land doesn't belong to anyone ,it's called reserve ,so ukatama land haisisiri Yako yekumamisha ,inenge yava kwaSabhuku..
Land kubgoichengeteswa but it belong to President ,to the chief..So the chief is allowed to say that coz it's his land
Haiwa ndosaka vanhu vachizotumirwa nyuchi anoda kugara pamunda patezvara kuti zvidii chokwadi
Tezvara haasisina Simba pamunda uyu. It's a gift he gave away. This homestead belongs to the husband
What is the Chief's name. I havent come across him before
Aiwa ini ndohwa😂😂😂
Nyaya iyi yakaoma veduwr
Nhaka ndeyevana kwete yevatorwa. Mambo havazive chivanhu
Chief makadhakwa.this guy must go.anohura murume uyo.ngaaende
Wada here kurambiwa kkk
Ane chikomba mukadzi
Mambo Chireya vakadzungaira sevanhu vavo. Munda belongs to both of them. Vanosira vana musha.
Mabasa ako Zig taaona ndizvo zvawafunga kuiitira here izvo
Uyu mukadzi ndi ostrich ngayendezvake
Baba ava vanenge vakurwara mukadzi wakunyara Navo better timusunungure aende hake
Ini hangu ndoda😂😂😂😂😂
Mambo manga marova wena maitabasa madzoka mundima.
Saka mukuwasha zvaakavakira kwavatezvara achagarasei zvino akaunza magf mumusha mavatezvara anozvifambisa sei kkk haaa mukuwasha kana uchifunga simuka uende kumusha kwako chaiko unotonga ikoko 😅😅😅haaa pakaipa apa
Vakadzi tika ramba taramba hati dzokere shure nekuti kunze uku kune zvirwere
And me he is very goid. Approachable, sensible and persuasive in a positive way. He has tried his best to maintain the relationship going but the wife seems to have a different plan
The lady is right vaifanira kupinda vese...chief vagona hakuna munamato pa sti,,,mai ava vava ne bitterness
@iressemerson7468 kuti ndivo vakauya nayo here
Mambo mabata nyaya zvine unyanzvi uye neuchenjeri. Kana munhu asisade bonde anoenda kuvabereki vake sokuti panenge pane bovorangoma rinenge richitorova poto.
Abuse nekuhurirwa kunopedza chido
Mmmm chief munopenga munhu ogara aine sti
Garai mumba zvakanaka nekugadzirira zvirikunetsa pliz kurambana kuda kushungurudza vana
Chief anonamata uyu
Why do these men think the girl child has no right to own property? It's ridiculous.
Bba avo vanopenga mafeeling anobvepi mufume achihura ndozvinopedza mafeeling izvozo mutongi wacho idununu kutawura zvisina bsa
Mhai maida kuóna card moratidzwa kuverenga dhololo kkkkhapana chamboonekwa
Raimbowigirwei card. Waifanira kuudzwa kuchipatara wariwese kuti chii chaonekwa muropa. Kwete kubaiwa majekiseni ausi kuziwa kuti ndeeyi
Mkadzi akuhura
😂haa Ini ndohwa ini'
Hazvimanikidzwe wataura chokwadi pane kuzohura
Mukoma wangu dai wafunga katatu kuputsa musha
Susan uri bhishu. Bishu Bishu Bishu ! Ndiri hanzvadzi yako kwedu ndaisvika ndokutandanisa!
munovaziva ?
Ane manyemwe ekuti munda ndewa baba vake chete
Chonetsa waramba murume ukafirapo pamusha ipapo hama dzako dzongoziva kuti urikumurume wako vanotomuripisa Saka munhu kumusha kwake
Unenge waramba murume uchifunga ychasara nemusha...zvonzi iwewe rova pasi... 😂😂😂
Ndiwo mutemo wavemo munyika asingade mumwe ndiye anobuda
😂😂😂😂aewa ini ndohwaa
Ndahoseka hangu kwahi aihwa ndohwa 😂
😂😂😂
@sheltonselassie4767 kkkkkkk ndaseka hangu
@@CarolineSibanda-i4m haa pakaipa zviriko 👏👏👏
@sheltonselassie4767 hahahaha 🤣
@@CarolineSibanda-i4m me otherwise uriesei hako
Mai ava vanoda kunetsa ava
Murume anohwa kumihwa mihwa kkk
ayewa ini ndohwa🤣🤣🤣🤣
Ini ndinohwa 😂😂😂😂
Munhu anechihure kazhiji anosema murume ngaendezvake kuvanhu vake
Ukahurirwa nemurume mafeelings anopera hazvirevi kuti amai ihure musavadzvanyirire haisi nyore munhu anevana 4 kusiya musha
Zvakaoma hama
Guys I understand mukadzi uyu...ukahurirw nemurume unomusema... Wotimuramba mumoyo wotosiyana naye asi muchiri mugara mese... Ukawona mukadzi woramba soo anenge akakuramba kare nezviito zvako...
Vakadzi toita move on while still married.. Ukazoona munhu akubuda pachena anenge akakubvisa mumoyo kareeeer
Karume karombe aka
Haa mambo mafeelings emukadzi kana apera haaa anenge apera zvokwadi especially ukaziva chihure chemurume haaa zvaendwa baba musambozvi justifaye zvenyu muribenzi ndimi honzeri hapana mukadzi asingade musha wake especially pane vana pakaoma.
Babe chikomba amai ava
Apooo bho here anhuwee
Kusheya kwamuchaita zvinhu nemunda ngaudamburwe nepakati that is justice. Mkadzi awane pekugara newana. Kusasada mrume haisi mhosva
Very true iye kukura kwese uku aitadzawo kutsvaga pake pane zita rake semurume
yaa mambo vanogonakutonga avo
Murume akurwara uyo thats why mukadzi asinga chada
Kusura uchiseta mic ndini ndega ndanhuhwirwa here
Zvandaona nhasi zvandipisa tsitsi dzingidzi gonyera pamwe maruva enyika haapere
😢😢😢 vane sare rechirume saka murivanababa mese manje iro aritange nekuchekwa nokuti imhepo rinodzoka rinoda kuteiwa ropera simba rozodonha roga
Haiwa kani vakadzi vese vanawo masare but abuse nekuhurirwa zvopedza mafeelings
Ndohwa wins
Mukadzi unopenga iwe benzi
Kureva mukadzi wauno gara naye hmmmm zvakaipa
😂😂😂 ndohwa
Sando to mambo Munda wasara
Zvezvima cabin izvo ratongovawo drama😂😂😂
Mkdz uyu aane chikomba nekufurirwa nezvishamwari zvake ,uchademba vana 4 vese ukuda kuvatambudza than kut dai mataurirana makura imi
Hakuna imba isina zvayo mukadzi uyo anofuririka murume ayedza kuzvininipisa mambo matonga zvakanaka murume pamba makore awanda vakambomupirei mumba wacho
Mambo muri behind both on new marriage laws and human rights. Endai kuma seminars to know new laws especially dzema marriages. You can not say mukadzi adzokere kumba kwavo ari part one of the people who built musha. There are supposed to share what they built from building kusvika kuhuku, in sharing process ndipo patinoziva kuti achasara pamba ndiani
Hazvidaro vakuru
Zvinodaro wangu, why not kana mambo ati endai munocounta zvishandwa zvenyu zvisheyiwe. Iri imba mutown dont u sell and share
Ehe regai vamurambire izvozvo coz vakarambidzwa kurima ndikoko
Ko zvikonzero hobho ndezvei kana munhu asisade haaachade
Munoda kuti vatemane here
Regai aende ari mupenyu
Rudo harumanikidzwe
Mai avo a avachatsiuriki vanakirwa nechihure avo ngavaende ngavaende
Indhondha leyi igcwele ngezi story manje kana mafeelings emkadzi apera my brother just part ways uritsotsi hanzvadzi yangu
set up yedare iyi is a court set up chaiyo
Munhu wese pfekai maglass
Mukadzi uyu chii chaakaitwa chaizvo or ane yeakaravirq kunze
Varume vegokwe vakatanga kuhura , unosafa, moyo unosviba
ibishu iri. i loved the opening statement
Bishu papi saka mukadzi akati haana mafeelings or haachada murume zvoreva huBhishu here ko murume akatiwo haachada mukadzi anenge ari correct here
Kwai ini ndohwa
Mupurisa wamambo 😂😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣🤣haaa mupurisa ndye ane yese manje
Chihure chamupinda mukadzi uyu
Magona kutonga mambo
😂😂😂 marriage idzi haaa gore rino tinonzwirira zvedu
Hanzi ndinokukwaura bendekete 😂
Kut kwaa kukwaura
Pfambi yechikadzi
Mapurisa amambo mubvise vanhu Pama window hazvina hunhu munhu kudongorera kugotsi kwamambo it's a nooooo
Mdra uyu itsotsi ....haa pakaipa
Uyu mkadzi I hure ane umwe waarikudanana naye