Andrew Neshamba shamwari ndiwe wega . Our own historian . Making history for our future generation . Keeping our values , ethics and evidence to those who want to neutralise our culture . Weduweee we are Africans and ngatichengetedzei chivanhu chedu . Thanx Andrew and Dremas Media
......Topa matendo kuvaera Shumba vatidzidzisa nekutipa gwara iri!!!Well done team Drewmas!!!...The Lioness in me is so in love with the song gwenyambira anogonesa haaaa.
I think ndiye wandaona ku Sly Media. Ati haachazive zvakaitika nguva yacho. But hanzi maive ne noise mumvura imomo yavasingazivi kuti yaive yei or yaibvepi.
The last narrative was very objective, I did water manship skills myself, kana Uchida kubatsira munhu arikunyura mumvura, unomunyudza first iye.. Wotizira kure, omwa mvura.. Repeat, three times, he's now very weak haachakwanisi kukunyudza then bring him out for resuscitation, that's the way to resque him without endangering yourself
Respecting vakuru venzwimbo is important. Had they sought permission from the local Headman or Chief they would have been told kuti haapazi pekutambira. They should just fetch the water and use it without submerging anyone because they are never willing to take full responsibility for their clients. Just because you can prophesy it doesn’t automatically mean one has the gift of healing pple through water. And these things take preparation and from the sound of things from survivors there was no adequate preparation and they refused to head the warning from the day before because it came from a woman.
Thank you guys I am also waiting to hear what happened kuvana vekugokwe, I know you are busy but whenever got time just know I am waiting for that, Drewmas crew Thank you
@@morenmanhombori4800 Havasikuita zvakafanana asi vese vari kuisa pasocial media, chimuti china Mugabe, followed by tete Tilda juss an example, don't take it personally cuz toreva zvedu mbiri negood work zvisinei kti munhu arikuita nezvei
Being so educated makes u so dillusional if u dont knw tradition culture you wont understand anything n if u blv its panic n crowd i dare u to go to the same place n we gonna watch evry place has its own sentuary place whre no 1 came go n neva come back alive or disappear stop this thing of trying to be smart rember thrre is also Area 51 , bemuda triangle n lets not fogert we hv our own places in africa that also hv same un explained phenomenal mistries. I dont blv in wat u saying expecialy yo point of view on this case
@@vincentvinnydacode9007 l just laughed when l read such comments 🤦🏽♀️ you got to feel sorry. Ndo vanhu vanozonotorwa nemvura or disapper mumakomo because of lack of cultural knowledge
@@veechik9 you are an empty vessel. Iwe unofunga kuti pese pafa munhu nemvura zvinoreva kuti panoyera? Goes to show kuti wakaroyiwa nevakafa. Tikauisaupool same depth yakauraya varume usingagone kushambira unoswera waenda iwe
Mukoma Neshamba I think do your documentaries in english your station is amazing 👏 and your findings yezvirikuitika in zimbabwe some ppl out here wld really want to know what's happening in africa and our cultures
From this videos, zvokwadi swimming is a necessary skill, especially vese vanoita zvekuzojorodhana there should be certified divers on their events. Kwete kuzotsvaga zvimiti to try n reach river bed.
@@PaloSant i appreciate your opinion. In this case its a combination of being not able to swim and stampede. Read between the lies. People die in swimming pools are they sacred too?
Mkoma Andrew toda kunzwa nhorowondo yekudunhu ikoko mambo avo varikutaura zvinedzidziso inobatsira generation inotevera kana varipo nhasi uno bcz vazhinji hatina zvatinoziva nematunhu atinoberekwa
Always checking what's happening to my home country,so every morning I check drewmas updates,if nothing then I go Bulawayo 24,news, then Newsday,,Herald I don't trust it, Ko tingaitesei tirimumasango zvedu I am enjoying the episodes drewmas team,thank you.
Lot of pple disspeared kunzvimbo iyo espclly those who come for torism my father used to tel mee stry abt wat they call nzvidye mountain he was a hunter come long way frm chesa to rushinja its true more thn 20 whit pple vakatsakatika around tht plac evm ndenge
Andrew Neshamba shamwari ndiwe wega . Our own historian . Making history for our future generation . Keeping our values , ethics and evidence to those who want to neutralise our culture . Weduweee we are Africans and ngatichengetedzei chivanhu chedu . Thanx Andrew and Dremas Media
Detailed oral history. Though ndamborasika ne language, I am in awe of the chief's narration. Kunge eye witness chaiyo.👏👏👏
Kana wakapatarisa haungamboti pakanyura varume 8. Shuwa kuremekedza nzvimbo dzinoera kwakakosha.
Thanks Drewmas. Looking forward to news dzevana vekuGokwe varikurohwa nezvinhu
......Topa matendo kuvaera Shumba vatidzidzisa nekutipa gwara iri!!!Well done team Drewmas!!!...The Lioness in me is so in love with the song gwenyambira anogonesa haaaa.
That mbira tune is deep bro
Haaaaaaa chief avo vanoziva kutaura mazita evanhu vese💪💪💪💪
Apa mazita acho ndekudharadhar..
Drewmas madia always take us to another level .
Thanx crew nebasa
Drewmas inofambira nyaya dzacho, much love
Yaah these days you doing proper journalism. Keep it up
They are always doing good journalism; taking us to another level forever😀😅
Yes
Chief wangu awo, nemo nemo hapana papotsiwa...👏👏👏
Well done Mr Neshamba inhoroondo sure famba wakachenjera chinouraya hachitaure
Dzafambirwa nyayadzacho team inofamba iyi
Inogona basa can't wait kuyemoto
@@phillipchiwetu8630 neniwo have been waiting kt vazvifambire
It's the language for me ☺️ buja
Thank vaNeshamba munosvika panzvimbo muchibvunza varidzi venyaya keepon doing a good job
Drewmas Media munoti dadisa nokuti muno svika pazvikaitikira chaipo.Well done guys.
Mapostori anotoda dzidziso yakasimba, strong delusions chaiyo,,,,
They call themselves apostles but they are not. The Bible tells us that they are not
Thank you so much ,drewmas media taking us to another level
Also pane Gogo vakafirwa ne muzukuru wavo muporofita whose funeral u covered vakati pane munhu akazobuda pasi pemvura pava paye vamwe vatovanyura. Asi akazobuda ari mupenyu aripi munhu iyeye atiudze kuti anga aripi ndiye ari kuziva yese
I think ndiye wandaona ku Sly Media. Ati haachazive zvakaitika nguva yacho. But hanzi maive ne noise mumvura imomo yavasingazivi kuti yaive yei or yaibvepi.
as always giving my like and view...shout out drewmas media
Andrew Neshamba Aiwa our own Historian like Baba Chigwedere and Mupepereki.... keep on doing this great job 👏🏽
The last narrative was very objective, I did water manship skills myself, kana Uchida kubatsira munhu arikunyura mumvura, unomunyudza first iye.. Wotizira kure, omwa mvura.. Repeat, three times, he's now very weak haachakwanisi kukunyudza then bring him out for resuscitation, that's the way to resque him without endangering yourself
hehehe funny technique that one. If you then fail to resuscitate him wont you then be accused of murder?
Excellent work Neshamba
Thnk you for this media munyore nechirungu
Dai paiswa mitemo inorambidza vanhu kuenda munzvimbo dzinoera idzi kunyanya mapostori aya ummm varikuuraisa vanhu vasina mhaka chivanhu chiriko zvemachokwadi
I love my language SHONA .
I like & love 💕 Drewmas media
Respecting vakuru venzwimbo is important. Had they sought permission from the local Headman or Chief they would have been told kuti haapazi pekutambira.
They should just fetch the water and use it without submerging anyone because they are never willing to take full responsibility for their clients. Just because you can prophesy it doesn’t automatically mean one has the gift of healing pple through water. And these things take preparation and from the sound of things from survivors there was no adequate preparation and they refused to head the warning from the day before because it came from a woman.
Thank you Dremas media nekutizivisa zvakaitika inyaya inorwadza iyi
Drewmas media muri kugona tokumbirawo update yekwaMupondiwa. We love you
Madhuve is still hiding
Maduve will never appear
@@Jaicee shuwa gogo vanenge vachiri kuda madhuve wavo
Kkk vanenge vanotya kufa futi kk uye mataurire avo ndeemunhu atove confused
Keep on Andrew I salute you
Wow that's a deep history we never know so interesting thanks Andrew ☺️☺️
Hesi
@@enockmazanhi6577 bow urisei
Keep going Dremas and love you Andrew 💕💕💕
Thank you Mr Andrew Neshamba 🙏
Thank you guys I am also waiting to hear what happened kuvana vekugokwe,
I know you are busy but whenever got time just know I am waiting for that,
Drewmas crew
Thank you
Haa ma1 kadamu kacho kakafira wanhu kacho ...... Kanoera shuwa
Chief narrated the history very well
But guys vanhu ava vakanyururwa fro the depths already dead, yet wen one drowns they should float. Wat was holding them down yet they wer dead?
Itsvimbo yakakandwa yakashanduka
Ndiyo sign yekuti nzvimbo inoera. Panoitika zvisingaitike in real life
@@ashonhiwa yaaaa
@@MrBAfrica zvino tyisa chokwadi
Havana kumwira mvura coz munhu anonyura mumvura dumbu rinozara mvura
Munogona kudzifambira nyaya dzacho thanks
I love korekore language
Andrew zvikaramba zvakadai uchatorera Mr Mugabe chimuti, keep on the good work wakanyanya
🤣🤣🤣🤣🤣
Anogo torera Mugabe chimuti Kuti varikuita zvakafanana ere.
@@morenmanhombori4800 i think akungoti his channel will trend too like Mr Mugabe's.
@@morenmanhombori4800 Havasikuita zvakafanana asi vese vari kuisa pasocial media, chimuti china Mugabe, followed by tete Tilda juss an example, don't take it personally cuz toreva zvedu mbiri negood work zvisinei kti munhu arikuita nezvei
This needs to be documented. This can be another Tambawoga novel.
Am here for the first narrator ataura arikudziwa uyo....ndirimubuja, mutauriro wake ndawufarira
Hanzvadzi yangu straight from Mtoko
@@nyaraitapoka9303 Ewoo wasvinu, muriseyiwo ikweyo aSangwadzi
Drewmas media you're the best, fascinating and interesting history 👏 👏👏
Saka imi hamutyewo ,panotyisa mmmm
I like your presentation
Drewmas makanyanya,you are the best..guys rambai makadai
Thank You Drewmas Media!
Mkoma Andrew thank you so much
Thanks Drewmas Media. Rambai musidzitekairira. Teda kutetekera dzechokwadi
Drewmas ...ndinoda kutenda nedzidziso yandawana so far ..kuyera kwechivanhu chedu uye kukosha kwe kuchengetedza chivanhu ....rambai makadero drewmas media ...
Thank you Neshamba you give the really pictures of the place and the enterview .you take us to another level
Drewmas always on time woth news ....taking us to another level
Drewmas taking you to another level
Mambo is good pakutaura history
Rushinga neMatepa tepa,nzvimbo dzembiri,uri sei mkoma Neshamba & bestie Chihera
Proper drowning. That guy got it right . Simple logic depth, plus crowd plus panic equals drowning. This is a deadly combination in water.
Yaa, mvura iridangerous. Asi vanhu vanongoita yekupima, vaona pari calm pasina mawaves voona separisafe.
Being so educated makes u so dillusional if u dont knw tradition culture you wont understand anything n if u blv its panic n crowd i dare u to go to the same place n we gonna watch evry place has its own sentuary place whre no 1 came go n neva come back alive or disappear stop this thing of trying to be smart rember thrre is also Area 51 , bemuda triangle n lets not fogert we hv our own places in africa that also hv same un explained phenomenal mistries. I dont blv in wat u saying expecialy yo point of view on this case
@@vincentvinnydacode9007 l just laughed when l read such comments 🤦🏽♀️ you got to feel sorry. Ndo vanhu vanozonotorwa nemvura or disapper mumakomo because of lack of cultural knowledge
@@veechik9 you are an empty vessel. Iwe unofunga kuti pese pafa munhu nemvura zvinoreva kuti panoyera? Goes to show kuti wakaroyiwa nevakafa. Tikauisaupool same depth yakauraya varume usingagone kushambira unoswera waenda iwe
@@vincentvinnydacode9007 kudawo kuti zvitapire. Iwe uri zvatanzwa ichokwadi. Unofunga kuti kufa kwemunhu kuri complicated here? Mvura inocover kusvika pamaziso ako inokuuraya bhoki
Drewmas Media munogonesa mhani rambai makadaro.... Ko nyaya yaRowesai makazodii
Sure dziva iro looks simple ndikutoshama kuti rakadzika. Chishona hachidi dzungu
the chief is brilliant in narrating the history
Chief vane history yese ava yoo
Mukoma Neshamba I think do your documentaries in english your station is amazing 👏 and your findings yezvirikuitika in zimbabwe some ppl out here wld really want to know what's happening in africa and our cultures
Handiti kune translate in English here vanoda chirungu
Kuti zvadii
Varungu voita maDocumentaries avo nechirudzi chavo, isusu toita edu nechirudzi chavo. Chii chaicho chichaita chedu. Ane shungu ngaadzidze Shona
@@maslinemagejo5365 ndinotenderana newe ngatichengetedzei mutauro wedu
Mutauro wedu wakakosha asi tine maNdebele too so kunoisa English subtitles
kutya mwari ndiwo mavambo ezivo
Chokwadi. These people don't respect God because they don't read the Bible
who sang the background song
History yavo ine nhema mukati. Umwe akuti mutumbi wakarara overnight umwe akuti musoro wakaiswa imomo for 40days aaah ncaa
True but mambo ane chokwadi nekuti ndiro dzinza rake.
It's expected of oral history, nothing new here.
Haaaa pakaipa mkoma Andrew, zvinosiririsa
Madiii vaneshamba nenyaya ya gogo venyoka
Wow deep history, thanz Andrew
The last speaker is right vanhu vakapinda vasingazive depth redziva..... zvechivhanhu zvingave zviripo asi it was too deep apa havagoni ku swimmer
Zvakaoma veduwee May their soul Rest In Peace
Goodbye my friend kakaimbwa nani
The Language says it all chi Pfungwe
Well done Andrew tanzwisisa now bt hey mapostori so
Great job
Mukoma NeShamba u're the best 🥰🥰
Good work Drewmas Media
Now you are all over Zimbabwe 🇿🇼🇿🇼
Andrew Neshamba... I think u must do a documentary that encourages Zimbabweans to learn swimming. That will save lives.
From this videos, zvokwadi swimming is a necessary skill, especially vese vanoita zvekuzojorodhana there should be certified divers on their events. Kwete kuzotsvaga zvimiti to try n reach river bed.
Zvinogona kushanda kwaMukuvisi or other non sacred rivers but kana tave kutaura zvenzizi dzinoyera hazvishande. Haumasati henyu mamboona munhu achibuda kugezwa mumvura ave naked hembe dzese dzabiswa kubvarurwa nenjuzu ari mumvura.
@@PaloSant maone veduwe, nzvimbo inoera ahidi ma funniez
@@PaloSant i appreciate your opinion. In this case its a combination of being not able to swim and stampede. Read between the lies. People die in swimming pools are they sacred too?
Ndine rimwe page randakati izvi siirai ana drewmas ndivo vanozvigona thank Enduru
Wekutanga anonyatsogona kutsanangura
Mkoma Andrew toda kunzwa nhorowondo yekudunhu ikoko mambo avo varikutaura zvinedzidziso inobatsira generation inotevera kana varipo nhasi uno bcz vazhinji hatina zvatinoziva nematunhu atinoberekwa
Ko nyaya yekwamusami yakazopera here zvapapi nhai
Nhy ko gogo vakazodeedza sahwira Wavo madhuve here
@@angelakunatsa4316 😂😂😂😂😂😂madhuve
Musavatorera madhuwe wawo
Kkkkk
Madube 🤣🤣🤣🤣🤣🤣kodwa shuwa
Always checking what's happening to my home country,so every morning I check drewmas updates,if nothing then I go Bulawayo 24,news, then Newsday,,Herald I don't trust it,
Ko tingaitesei tirimumasango zvedu
I am enjoying the episodes drewmas team,thank you.
Also try to check ' Karanganda' the researches are similar to dremas media
Lot of pple disspeared kunzvimbo iyo espclly those who come for torism my father used to tel mee stry abt wat they call nzvidye mountain he was a hunter come long way frm chesa to rushinja its true more thn 20 whit pple vakatsakatika around tht plac evm ndenge
Andrew please bhora mberi hatizvizivi zvechivanhu asi zveshuwa chivanhu chiripo
chief is brilliant
Ko nyaya yenyoka yagogo zvakatovharana ere isina kubuda
You are doing a good job Andrew
So sad that our younger generation kunyanya ma 2000 have no idea of what all this is about.
Following my history
mvura iyi shoma zvakanyanyisa haifanirwe kuuraya vanhu iyi
History is very important, zvedzungu zvakuita nevanhu izvi kusvikocharika madziva evanhu nekuda kubatira zvinhu pamusoro ka zvokwadi hameno vanhu vachadzidza rini
Nhaimi wee mharuparu yepamusuwo zvinorevei kana kuti chii ndibatsireiwo
I thought rwizi rwacho rakakura kuita kunge Mazoe dam,so ipapa ndopakanyura vanhu chokwadi ndechekuti pane zvirimumvura umu zvakauraya vanhu.Chivanhu chiriko hama dzangu tingazviramba hedu.
Very true my sister...
Yes, the waters look very calm. Shuwa apa pasaitirwe zvese zvese! Nzvimbo inoyera
Hongu
Chivanhu chiriko let's respect nzimbo dzinoera
Exellent work vaNeshamba
Good man that last guy has told sense
Nice
ehekaaaa ndokugna ka uku ,,thank you Drewmas Media
Mishonga too much especially madzimambo ivavo, chivanhu chakaoma please 😂😂
Chivanhu havhina kuoma people no longer have respect
@@lamecknicodemusmawelankomo2724 You got it on the tail.I mean kuoma interms of sadness.
Thank you Drewmas
Mambo ungati varikutaura nga'no
uuuuuuuum nzvimbo inoera iyi Mwari wee
Inyaya inorwadza zvayo
Semuera Shumba,the Lion in me is thrilled every time this song comes on,i get so soo excited.The gombwe in me approves 😂 i love Drewmas❤