ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
We love you Chief Bushu
My chief Bhishu u are number one👌
Mudare ramambo ndiye murume anakidza kusvika Mambo vaseka nevamwe Vose tinovada vanhu vakaita saivavop
Makadii zvenyu Chief Bushu
Gore richatanga kufambirwa dzengozi kwaBushu haaa mash central yese ichasara inengozi dzega dzega dzechihure nebarika zvinenge zvakungonzi ndakafa nechigumbu handina kuroorwa ndaishungurudzwa blah blah blah
Ndini nani tatafunga kti kuuraya kuri patitle ndekwemaSure😂😂
Nhai Zigo hamuna here zvamugaite kugovana nyaya Kuti musati pedzerawo data uyezve tirambe tichikutsigirayi zvisina nyunyuto yenhau dzataneta nadzo
Varume avo matwins ndakadzidza navo Dennis naDaniuos
😅😅😅😅😅😅😅Inini ndatenga Ndaona kuti mukadzi haachadi
Nenivo ndoda kunza nyaya yang ikoko ambuya vangu vari kutong Mush wangu ndatambur
Mudare umu hamutorwe mari namambo adi kinavaye wanotora wani mari yegupuro😮😮
Vakadzi 4 mukore uno zhara iyoyi
Kkkkk haa uyo
Boe here title yenyaya yacho kkk
😂😂😂 munin'ina amboitawo Baba zve2 minutes
Chuma ndochii.Haaa vanhu kuuser munokuda zvenyu but zvinoshatisa munhu big time hazvidi kuzora woswera pazuva.
Gold
Mama siyai kuzora please
Umu mudare ndemechihure makuhwa nekurambana hakunawo zvengozi
Vakadzi ava munovaona kupiko 😂,
Mambo munondinakidza zveñyu
MuDare monaka boyz,,kablazi kanga kachida kunyepa hako aka
Haaa Uyo murume uyo ma1 kunyepera kuzvivhara achiziva Kuti Kumba kunevamwe 😂😂😂😂😂tsola remurume uyooooo hashaye zvekupindura
Ukaenda Kumba kwenyu kunotanga humwe hupenyu,why do you expect Kuti murume hwake hupenyu humire.Akabuda Mumba kureva Kuti apedza naye saka i don't blame murume pakuroora.Mukatarisa nyaya iyi properly muchaona Kuti mukadzi ndiro tsotsi hombe.Ayigoda kubudirwa pachena sei iye achiziva Kuti murume hachada uye ndiye akaramba murume
That was nice mkoma nemunin'ina kkkkk😂😂😂😂 # gupuro
Iyo yekusada kupedza kuverenga iyi ndanga ndati Chief Bushu vauraiwa😂😂😂😂
Ndozvandaitao Wena 😂😂😂
Kana neni ndozvandiuyisa pano 😂😂😂😂
Chuma chii
Amai kumeso nemaoko hazvina kufanana sei
IPFAMBI IDZI
Makurukota amambo you biased
Mmmmmm bamboo imbaireketa yoo
Mean sodoma negomora
We love you Chief Bushu
My chief Bhishu u are number one👌
Mudare ramambo ndiye murume anakidza kusvika Mambo vaseka nevamwe Vose tinovada vanhu vakaita saivavop
Makadii zvenyu Chief Bushu
Gore richatanga kufambirwa dzengozi kwaBushu haaa mash central yese ichasara inengozi dzega dzega dzechihure nebarika zvinenge zvakungonzi ndakafa nechigumbu handina kuroorwa ndaishungurudzwa blah blah blah
Ndini nani tatafunga kti kuuraya kuri patitle ndekwemaSure😂😂
Nhai Zigo hamuna here zvamugaite kugovana nyaya Kuti musati pedzerawo data uyezve tirambe tichikutsigirayi zvisina nyunyuto yenhau dzataneta nadzo
Varume avo matwins ndakadzidza navo Dennis naDaniuos
😅😅😅😅😅😅😅Inini ndatenga Ndaona kuti mukadzi haachadi
Nenivo ndoda kunza nyaya yang ikoko ambuya vangu vari kutong Mush wangu ndatambur
Mudare umu hamutorwe mari namambo adi kinavaye wanotora wani mari yegupuro😮😮
Vakadzi 4 mukore uno zhara iyoyi
Kkkkk haa uyo
Boe here title yenyaya yacho kkk
😂😂😂 munin'ina amboitawo Baba zve2 minutes
Chuma ndochii.
Haaa vanhu kuuser munokuda zvenyu but zvinoshatisa munhu big time hazvidi kuzora woswera pazuva.