ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Never underestimate this guy, he's super intelligent.
Musadaro Ngwere imi .iHuruNgwere iyooo ndidzo Ngwere chaidzo idzi musasaize Mikairi Ngirozi yehondo🔥🔥🔥
Ummmm ndachema zvangu this guy is intelligent
Haunyepe
Pane mari isimgakwane kubhuka silent killer ❤
Bt muchinda ari boe uyu anoziva zvaanoita
Ziso iro bho here ngwere 😂😂😂😂😂 haaaa inyere dzebere sure
Silent killer kana ari srs anonyatsoshandisa pfungwa dzake zvinemusoro
Dont worry Silent, pano doka zuva vanhu vanenge vakutofunga dzimwe nyaya
Hatiregere kumira nemi Ngwere but ingozivai kuti mamero acharamba ariko..
Ngwere haasi bharanzi
What an interview with truth in it.
🎉🎉🎉🎉 anechokwadi chinotoda vakuru venyika vagadzirise
Ndachema hangu neziso irooo ....huru ngwere ,kuff dem
I respect you.
Silent Killer Haatongwe nemaSalad
Inonzi chii song iyi handisi kuiwana
😂😂😂😂 ndaseka hangu 5 Olevels chete chete,
Gwere ingwere musasaize gwere yemulonyeni
humble always calling munhu wese mukoma
Mukomana anga akuda kutokwadzirwa yekuda kutengesa volume 😅😅 silent to the world avadi silence isai kaa pa speaker 😂😂😂
Silent wakarongeka iwe
Zimunhu rinebrain iri
Hamunyebe hkol
I can't find the song, isai link varume
Ngwele yemlonyeni
Makasungirwa chikwereti Rasta
Mapurisa emu Zim so kaa
Ziso rasilent iro dhuragi chairo
Zim laws a abussed by rog law In forcers 😢💔
Haa iyoo ishasha iyoo anoketa mfesi uyoo chirungu chirikutaurwa mruchinzwa eree
Ummmmmm authorities must make sure he is in coz you promoting drugs amana kaaa kungobvunzwa ka1 ndiye akutawura 5 mins ega
Ngwere ine makuhwao iyi
But Ane right yekutaura zvaanofunga sekutaurawo kwawaita mafungire ako
Taura hako @@BenjaminChiweshe-q7s
Ummmmm uyu anoda kuti aitwe drug test
Kwa ola he admitted kuti he's on drugs ..he didn't disclose hake kuti mbanje here kana dombo😂
🎉
Kuff kaff
This interview might get him in hot soup
For what😂 munongokwatawo kkk
Ndiko kudhakwa kwemutemo wedu munhu akataurwa zvonzi atadza 😂