ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Muhombe ngwere chandomudira anonyatso nzwikwa achiimba energy I respect ngwere I salute
Silent killer is one of those artist vanoyimba song ichipera . Havawanze ma pullo . Kuf kaf to the world
Haazarirwe zvinoita vazhinji vanoti tomhu tomhu havachagoni kana kufema
Effortless uyu anopedza
Ndoperformance yemashuwa iyi kwete too much mapullo
Yesiah like sauro nopedza kwete nyanyo pulla
This is undoubtedly one of his best performances, ma fans anodawo kuita sing along song ichienda mberi🎉🎉🎉🎉 apa Ngwere yadadisa
I like this guy pachokwadi🎉😂. Zvimwe ndezvimwe munhu anotogona uyu
Ngwere anobva anzwa manyawiii 🔥🔥🔥🔥🔥
Umm maLyrics ayo munomadzokorora sezvaari musina bepa!!!! Yah thats Art❤❤
Aya ma hits anomagona, chero isu ma fans 🎉
Next time wireless 🎤 MICROPHONE
It’s worse than thi
Hayina quality than ye Tambo
@@Marcus-mm8yrthank you nekumuudza😂
Vanoiti Ngirozi ❤ uyu anondigonera
I have just discovered Silent Killer today. Haaaaa chibaba ichi!!!Ndiudzeiwo mazita emasong ayo.
Ndomuda kudarika Zimbabwe 🇿🇼 yese uyu 😂😂😂😂😂😂
Ngwere🔥🔥 Lyrics were nzwikeble
Like nzwikaring😊
silent killer zvinhu izvi anozvigona
... Lyrical genius pazvi freestyle gumtree style uyu i goat 🐐ndi Lionel Messi 🙌.
Ngwere yapinda pastage disorder yabva yapera 🔥🔥
Kufa kana ku fainter toyenda ne ngwere❤❤❤ l love it
Kana muchitanga tangai ne gwereeeeee hurukuru 🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Ngwere chimwe chinhu icho ma1 I like your own style hausi kubira vamwe ati
Ngwere have improved hachatauri postage well done manager wake
I don't think dzima manager inii😅😅😅😅dzozvi manager chte idziiiii😅😅😅😅 🔥 🔥
@@Tady_4_ 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
The guy ndaimutorera pasipo imhondoro plus unique style
I am shocked to see kuti kunevanhu vonotoimba song yese ya silent kusvika yapera
In the Zimdancehall world, Ngwere is now second to Winky.. Munhu uyu anotodiwa zvekudaro
Not one song but ese toketa
Ese toziva
Ini ndomaziva ese 😂
Zvinoshamisa taura hako wanhu iwawa sooka
Baba sombonyo vanobika ma hits chete 🎉
Guys i love silent killer. Also like blot but if im forced to choose btwn the 2, im taking Ngwere everyday🤞🏾
Angel of mass distruction pon de stage🔥🔥🔥🔥
Ngwere ava kumber stage adya arihwani kwete kungoti munhu wese wese kumbeya mbeya 🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Kkkk tongombeya
okay okay ...ngwere tiregerereiwo
Silent killer vanga varimuformidable form
His lyrics are top notch,word after word after this is mesmerising...incomparable..In this word he is the only one to be equated to Busta Rymes
Honestly soeaking guys blot akaimba kare ndezvipi zvaanoziva from kujeri akabuda akapedzwa wen last takanzwa song yablot ahh tisapusiswe chimbare mbare chavo ichi ngwere keep it up gumtree style havasi kuiziva u got ur own style
gwere yakapenga inozvimirira nemalyrics haingo jambe jambe ichingoitisa vanhu
😂😂😂😂😂😂
This guy is unique Large up mi Breda🎉🎉🎉❤
Ngwere ndubaba chero mozogaraa😊
Ngwere yakaipa iyo🔥🔥🔥🔥
Thats y holy akabvuma kuti pama free style silent killer anondipedzera
Ngwere inopedza🇿🇼🔥🔥🔥
Ngwere yakauya iri prepared for the war not battle.
Blot ngaadzoke kumutoriro anouraiwa ne ngwere anofira mahara kkkkkkkk
Ngwere is the king 👑 of kings panyaya dze clash ndopanobudire minna dzake
6:04 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 muhombe ngwere
riginari, irie....ngirozi yehondo, mikairi💥
Blot anogona hake asi zvestage Silent Killer akapedza
Ingwereeeee
Hauna kuuya kucity sports if u re saying thisbaba
Ngwerevere yangu ❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉
Unogona 👌👌👌
Ngwere inodirwa kupenga kwake nehumulity when told to relax waiona Jimmy pachigaro😂
Blot mwana pana ngwere anopetwa petwa
Of course, maybe mustudio he can level up but uyu itype yanaSauro iya yeku freestyler. Vanonetsa vanhu ivavo vanokupeta
Silent killer the best
Tengaika ma wireless microphone
Ichooo chibaba ichooo ,ndachema ndatii ingwere yemulonyeni chaiyo
Manhu wangu
Unique pastaira yacho🎉🎉🎉
Master H simply admitted kuti Volts ndiye akabata number paDhanzi😂😂😂anzi ngatiimbei tese part yaVolts❤❤❤❤
🎉🎉🎉l love this guy
Haaa chinogona ichi
Musha rudziiko usingaridzwe ngwere❤❤😂
Ngwere to di wrld 🔥🔥🔥 ,watch it more Dan 100times😂🔥🔥
Ngwere to the fullest😂😂 hamusati maona mlundikwaa😅
Mkuru mkuru, ahachafoira zama uyoo. Lyric Boe mnje, gosso losso
Ngwere iyo hooooyo I love you my brother 🙏🏾🙏🏾🙏🏾
❤❤❤ respect kuna silent weduuu
Ngwere inopedza uhhhhh😮
Vanopedzaa vagweree
Aiwa silent Killer anogona. Malyrics ainyatsonzwika apa mafans achinyatsomaziva. I salute Silent Killer, shuwa ChiBaba ichi iNgwere yeMulonyeni.
He looks a bit sober ..big up ngwere
paakati tune fi tune aitosheedza blot kufight tune fi tune haana kuuya
Ngaurire Ngwere
The Goat ngwere mapenya apo.
Ngwere ihombesa iyo
Ngwere ma1 🙌🏾🔥🔥
Nice
haaaaa kupedzachinopedza bhora
Ngwere ihombe machinda kana mazogara chigame ichi yaka chimaster zvekutodaro
Tiri ngwereeeee
Ngwere kuvanhu 🔥 😅
he was performing well but your output you need to improve it
Ngwere zvestage anouraya
Ngwere ma1❤
😂😂 ngwere inouraya
Hamheno vaifananidza blot nengwere 😂😂😂😂where's blot now
Congo dust😂😂
Kkkk haaaa varikutaura zvamanager mazvinzwa kupi😂😂😂 haaa manage-ke Ngwere, anenge auya hake kuzoita Angel of War business anoita zvaanoda
Uyooo
Iyu anenge akadzikama mazwi ari kubuda kwete zvewamwe kusvipira mic zvenhando
Akangosiya zvinodhaka chte anoita munhu kwaye
ngwere chibaba ngachimboimbawo tribute kumafans pastage coz number iroro ihombe
I love this ❤❤❤
Ngwere on fire 🔥🔥🔥..mabars
Kuri kumbonzi kdii nhaimi nasilent killer😢
Ngwere fiti ❤
Ngwere understood the assignment and he was up to it
Ngairire ngwere mumusha umu😂😂😂😂😅
Akauya achitoda mmmmmm😅😅
Silent killer 🔥 🥵
But sakusaiza ndire ndire manje ngwere
Ngwere to the world
Ngirozi yehondo maone
Unogona iwe kupfuura vagoni vazhinji
isusu
Ndi ni ndi ne ma hiii tiii
Ngere yangu😂
Ngwere inofisa
Ako asiri madhaka aripi
Muhombe ngwere chandomudira anonyatso nzwikwa achiimba energy I respect ngwere I salute
Silent killer is one of those artist vanoyimba song ichipera . Havawanze ma pullo . Kuf kaf to the world
Haazarirwe zvinoita vazhinji vanoti tomhu tomhu havachagoni kana kufema
Effortless uyu anopedza
Ndoperformance yemashuwa iyi kwete too much mapullo
Yesiah like sauro nopedza kwete nyanyo pulla
This is undoubtedly one of his best performances, ma fans anodawo kuita sing along song ichienda mberi🎉🎉🎉🎉 apa Ngwere yadadisa
I like this guy pachokwadi🎉😂. Zvimwe ndezvimwe munhu anotogona uyu
Ngwere anobva anzwa manyawiii 🔥🔥🔥🔥🔥
Umm maLyrics ayo munomadzokorora sezvaari musina bepa!!!! Yah thats Art❤❤
Aya ma hits anomagona, chero isu ma fans 🎉
Next time wireless 🎤 MICROPHONE
It’s worse than thi
Hayina quality than ye Tambo
@@Marcus-mm8yrthank you nekumuudza😂
Vanoiti Ngirozi ❤ uyu anondigonera
I have just discovered Silent Killer today. Haaaaa chibaba ichi!!!
Ndiudzeiwo mazita emasong ayo.
Ndomuda kudarika Zimbabwe 🇿🇼 yese uyu 😂😂😂😂😂😂
Ngwere🔥🔥
Lyrics were nzwikeble