Yoh cant stop playing this track Big Up man like Silent but enough respect to @ProphetPassionJava makauraya panumber iri pa 4:53 to 4:58 enough respect 👊chimbotayi mike
ini zvangu ndatenda zvangu, Java anonakwa zvake nelife, plus akangovapo zvinhu zvacho zvinovawo ne order.....compared neyekwa killert na sillent k....Tinokumbirawo colabo kuvakomana ava
Who's here with me now 2024🔥
We here bruh
Yessir you Zimbabwean@@user-wt6tn2uw3o
Yessirr you 🇿🇼 Zimbabwean@@user-wt6tn2uw3o
Munhu apwanya tuckshop achida kuba chilly😂
Ndinenge the Gods kwete must be crazy 😂 🤣
Silent killer was coming hard🔥🔥🔥
Kuita kurova panhongonya.
iiii iiiiiii this1's for decades 😢😢😢 🔥 🔥 hot sessions,
The flow is like they are having a conversation, i love this
Silent killer Ngwere anopisa pama freestyle 🔥🔥
vakatanga kuburitsa banga munduwe🔥🔥🔥...hot bars 🔥🔥🔥
This is a masterpiece, even the instrumental is hardcore
Mmmmmm Mwari protect silent killer for the family of Zimbabwe,,,kwaakutambira kwakanyudza soul jah love uku
Ndezvekare kare izvi kkkkkk
Please Passion kana uchinyudza hako chikumbiro usanyudza Silent please
This does not get old 😂
Big up SILENT KILLER & ENZO ISHALL ... panyo pembwa inonzi Panganai!!
Usarwadziwe ne free style yengwere
Proverbs 14:30 - "A heart at peace gives life to the body, but envy rots the bones.". Usazovenga munhu kudaro
Enzo anogona ma frestylee kudayi
Mukurubere Ngwere inyerere mukuru uyo 💪💪
Ngwere chibaba guys❤
Mad 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Hot stuff there!!
Big up to oskid, the beat is sick
Haa chi freestyle ichi moto🎵🎵
Aiwaaaa this is 🔥 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Ngirozi🔥🔥🔥🔥
Ngwere da fire man x Enzo hitttttt
These guys should do a collabo
Silent never disappoints
Hanzi "madinga aya tomaruka semagodi " zvakanzi naJava "ngeii"? 😂😂😂
Pashon Java vs Enzo Ishall combination,,,,🔥🔥🔥 zvakazotanga rinhi
jombo yeman! jombo hombo hombo.... 👀kupisa mabombo!! kana takuimba jombo😂😂😂😂
Apa panodiwa colabo ringori remapunchlines chete 🔥🔥
Silent killer and enzo
This was legendary
Ngwere chinopisa yoo yoo 🔥🔥🔥🔥
Pull up pull up
Much respect to silent
Ma zhet ari silly ekupwanya tuckshop achida kuba chilli😂😂😂
Kuff that guwe😅😂
🔥🔥🔥🔥🔥
Oskid to the world
Yoh cant stop playing this track Big Up man like Silent but enough respect to @ProphetPassionJava makauraya panumber iri pa 4:53 to 4:58 enough respect 👊chimbotayi mike
Hoyoo silent killer ❤❤❤❤
❤❤yoyo hoyo iyi ndiyo iyi maiwe tofa isuuuuuu😂😂😂
😂😂"kubudisa banga munduwe"
Big up Ishall Enzo n Killer Silent 🤫
Ngwere ihombe iyooo 🔥🔥🔥🔥
❤❤
Kufkaf❤❤
Haaa ngwere ma1 ....25 May 2024
Kufu!🔥
Mad on prophet
Ngwere hoyooo
Vakomana ava vano pedza ma sports 😂😂🔥 🔥
Shit Got Real At "Kana Nakabuka Gyka..."
Hwereshende
Ngavangoreve ngoma racho🎉🎉
Silent killer ma1😊😊😊😊
Banga munduwe😂😂😂
Chandafariraldo ndecheldo kutildo free stylingldo yadzoswaldo mugameldo neimweldo mhandoldo.
Inosimbisaldo all fastldo thinkingldo artistldo. Kutildo uchitauraldo zvimweldo uchifungaldo zvimweldo zvichitobudaldo ipapo ipapoldo. Hisldo creativeldo Silent Killer. Ndofungaldo inildo nayeldo tikasaitaldo 50 50 pafree styling mumwe anoita 10 mumwe 90.
Ngwere kuf kaf
Ngwere isimbi he needs management chete
Takatoipeta for me
Mashasha
Enzo na Silent ka?
Hoyoooo enzo vs silent
Hoyoooo ngirozii yehondo
Banga munduwe
Ngwereeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeee
Hoyoooo
Haaa pa fair silent killer chibaba
Vietnam Boss ma1 aya
Hollywood yooo
Kupwanya tuck shop Uchida Kuba chili 😂
Bviriiiiiiiii
hoyooo
Enzokiller
Munhu akupwanya tuckshop achida Kuba chilli🤣🤣
akahwinha paline iroro
Passion hapana zvaarikuita
Mmm bad guys
Chafreestylist
NGwere ikaipa
😂😂Ngwere ma1
Kkk Passion pane basa
Rufu😮😮😮
Nkee
Huru ngwere
Mhino iyoo😂
enzo anopedza hake💯
Your prophet dzomuuraya share ko ashaya here ma gospel artists
Mustudio makasheka
Yahman
Passion aita zvekupenga
Maad kkkk
Yeah ma1
Ngwere inodziya maisazviona
Kuimba zvigumbu😅😅😅S.K muhombe
Kupisa buwe 😢
Kufkaf 😂 Ahoyi 😂Kangaring
Enzo akapondwa
ini zvangu ndatenda zvangu, Java anonakwa zvake nelife, plus akangovapo zvinhu zvacho zvinovawo ne order.....compared neyekwa killert na sillent k....Tinokumbirawo colabo kuvakomana ava
Silent killer vakaipa
Kkkkkk koo Java zvanotoimba wani 😂😂
Bvira vira mutinhimira
Mhururu yepassion java records ma1..ndipeiwo ndiite ringing tone
Zvibaba
togona kungo rasvi bhibhe kora 🎤