Huh Frets muNatural anopisa keep it up unoita one of the biggest name muIndustry mufield and sando to you also ollah nekusimudzirao vamwe a candle looses nothing from lighting another one
Olah uri kugona wangu however nyaya dzemakuhwa usada kuzora vamwe madhaka. if u have questions about life yemumwe munhu its good kumudedza womubvunza personally. ma shows ako ingowedzera WISDOM zvishoma. some of your questions are sensitive and not necessary
Bruno you are a very gifted guy, but I advise you to get a good Manager to manage your brand on social media. Don't engage in petty fights etc on social media
To us who have no hard feelings for Yayha, but fretz ane capability to increase viewership yechannel lets gather here if you agree. Mfess ane vibe😂
pafair. Fretts ane ka skill so
we want another podcast with frets
😂shuwa
Frets maone unondiuraya nekuseka thanks ollah nekuudza munhu uyu
Mkoma Ollah kana zvichibvira Frets ngaadzoke zvakare nokuti tanakigwa apa
I love the way he says Mukoma... Very humble....
This is pure talent from Frets, haa ndatenda hangu
haaaa Ollah kana wakazogona apa wakandigonera pawakaunza Baba Dorothy thank baba.....much respect to my fav comedian @Frets
Good guy frets nekuramba kupindura makuhwa coz zvaari kukubvunza azvisi zvako
Hanzi na FRETS vakawanda vanokurukura😂😂 havaimbi
😂😂😂
The greatest wonder is filling up the national stadium 🏟 aiwa Frets bodo
Kuzara neeeeh......
Mfanha uyu ini vanhu vaindiseka ndchimuteera nchivaudza kuri zvinhu zvake zviri serious anoita kani
Keep it up frets
Frets chibaba, kuzonyatsoterera unofunga kuti pane mhinduro ine musoro😂😂😂
To us
In Frets I see the late Gringo (may his soul rest in peace) Very calm and fun.
Shuwa kupedza Podcast mbabvu dzichirwadza😂😂 Frets ngaadzoke!!! Toda part 2 DJ Ollah
For me is the shift frm frets to libert what a talent.mawonders aya kkk
Frets is a natural comedian I like him
Frets timutomuda paLondon😅😅😅
😂😂😂😂😂Aaah frets ndamutadza hanzi anofana kuvigwa masikati kuitira kumuka chipoko nekujairana nevamwe😂
Not me fast forwarding pana miss universe bcz frets anga asipo😅😅😅😅 frets anonakidza hake.
😂😂😂😂😂 thought its me alone😂😂
Me too 😂😂😂 I can’t be bothered ne English
at least am not the only one🤣🤣
Hanzi akasvika time time nguva dzemashefu, hah Frests hatina zera naye 😂😂😂
😂😂😂😂
😂
This episode is fire. Laughing all the way
Huh Frets muNatural anopisa keep it up unoita one of the biggest name muIndustry mufield and sando to you also ollah nekusimudzirao vamwe a candle looses nothing from lighting another one
Frets is a true gift to mankind 😂😂😂😂😂 keep him on when you interview a guest I want to see something 😂
😂😂😂😂mukoma uyu ndamutadza he needs to come back his type of comedy unokanganwa kuti hauna kubhadhara rent aaaahh
frets is the best comedian we have in the country rn...
Ollah uri kubvunza Fretz zvamai TT…honestly anodaira kutii 🤷♂️
Olah uri kugona wangu however nyaya dzemakuhwa usada kuzora vamwe madhaka. if u have questions about life yemumwe munhu its good kumudedza womubvunza personally. ma shows ako ingowedzera WISDOM zvishoma. some of your questions are sensitive and not necessary
pane disclaimers wani paINTRO
Sure mfana uyu is a true comedy,i hv been laughing sinc
Kana paine pawatigonera Ollah ,frets frets frets😂😂😂🙌🙌🙌🙌🙌
Tiri mamamessengers sooooooooo nice tune from frets
Bruno you are a very gifted guy, but I advise you to get a good Manager to manage your brand on social media. Don't engage in petty fights etc on social media
Frets Frets FRets soo unongondiuraya soo. Frets you are so objective zvandinofarira soo.
Uyu muhombe.... Zvirisei sei sei panapa(in fretz voice)
To us who skipped the modeling part to Fretts
We are here 😂😂😂😂
😂😂😂😂😂Dzoka uone hako comment yako futi
Bro the modelling part was essential mwana abuda ipapo so, I am proud to be Zimbabwean
@clubbossri ku dripper here tidaidze vamwe🤣🤣
Ndasvetuka ini 😂
Fretz i legend💯💯💯🙌🏾🙌🏾🙌🏾
The Character Switch Maaan, from Liberty to Frets😂 hanzi aiwa tokuzvinzwisisa😂, the accent and facial expression mhani
Olla nhasi watora mupengo(frets)chaiye
Frets l surrender 😂😂😂😂😂❤❤❤ very inteligent n fun to watch
very very
Taitora maselfie nemufii kkk haaa frets ma1
I feel like to like again ini ndamboliker kare
Ahhhhh 😂😂😂 hanzi anozomuka chipoko nguvayi uyuu iii seriouse case
Trust the process big up donzvo
Ola isawo mvura or kambucha anything to drink pa table
The way you change character ❤
This is a role talet hazvisi zvekumanikidzira Frets
Ziso romedza munhu iro
He is good.... So intertaining
Fretz mupei henyu VISA aende
FRETS in big letters, anondiitira especially character yema drinks 😂😂😂🙌
Tanya Muparutsa❤❤❤
Kkk dollar rakawanda kudaro
Panoti comedy for me FRETS FRETS FRETS ndazvikona😂😂😂😂
A hilarious hour of laughter ❤❤❤❤
Wanoswera hawo paDern, vanotandara nemhuri
Frets never disappoints 😅 big up my guy
Frets unotiuraya nekuseka maita Madzibaba maunza mukomana muri kurova basa chaiko
Haaa Frets anogona ndikangoita Sir chete ndichamupa handiregi.
You are doing well DJ Ollah keep up the good work
This guy is funny and talks sense.
😂😂😂umm Frets hatina zera naye🙌
Kkkkkkk,raw talent,can't stop laughing 😂😂😂😂!!!
Frets mahwani,,,,mbinga iyoyo yekubeatrice ainzi Boss Oby obert karombe ndiye wekuvigwa kumanheru 😂😂😂😂
With my colleagues we just keep the modeling part straight to Frets🤣🤣🤣🤣🤣🤣
seke 5 my school. Keep up the good work Fretts
Frets ma 1 😂😂😂😂 he's super talented.. he's a natural
Haa mukomana arambirana nazvo zvekuzara kweground
Frets😂😂😂😂comedy is a calling
your show is very informative and entertaining Gentlemen. keep it up
Profound advice and words. Frets ndozvooo.
miss Univesi vacho vanopushira zvavo kumeso
What a show, I enjoyed this episode. Big up to Frets 😂😂😂😂
Please Ollah uyu tomuda every week😂😂😂
Frets mhinduro anadzo zvake 😂😂😂😂
Ngavaswere havo paden 😅
@@tafadzwatshuma9008 kohaapo zvee 😂😂😂ngavatandare nemhuru
Mvere dze tsuro
Haa uyu Frets uyu atori ma1...hanzi mawonders ari kutotangira pakuizadza😂
😂😂😂😂 hanzi akazouya time time maBoss auya karee
the way Frets says mukoma Ollah🥺🥺
Frets Is Just Something Else
Frets reminds of John Banda
But frets mukamusiya kaa 😂😂😂, aiwa ini mbabvu dzangu ma1 acharwarisa vanhu nembabvu mface uyu 🙌
U have nailed it
Kkkk chipoko mbinga chine mota😊
Frets to the world u r down to earth chibaba
Frets ..."ane dollar rakawanda kudaro" ndopandofadza😂😂
Frets kaa. Ndakamboimwa Pepsi nenyaya dzema change mukombi
Fretz & Nijo my best comedians
You are the GOAT frets
Zvirisei sei chamhamha😂😂😂... Frets vanozarura huru
Ka studio kakarongeka aka nice ollar
Fretz anogona hake effortless
But this guy is a true comedian
Anedhora rakawanda kudai. Mabond notes AKA zigzag economics
Kutamba Hakuridzi, in Fret's voice kkkkk
Inn ndasangana newe frets dakurova coz muromo wank wakugwadza nekuseka xaa😂😂😂❤❤❤ love you bro
Pachivanhu guva haribvumidzwi kungorara rakashama 😊maybe ndozvavakazviitira havo kuviga 8pm
Kana machera guva rinorara rakaiswa duri pachivanhu kana musina kukwanisa kuradza munhu wacho
Fretz zvekubhwaira akatozviramba. haadi kupfuurwa chero nenhunzi zvayo. anenge achitoda kuona zvese lol
Koziso reku actisa harizorwadze here nekuvhurwa kkkkkkk😂
Kune vaskuda kuenda kusina winky hanzi garai kumba na Fretz
Frets ma1😂😂😂 im all laughing throughout the interview
I salute Fretz..
You are talented my boy, keep up the good work🤝