ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Ndaguma nhasi kuteerera Tich ndakuyenda kumatongo ku Drewmas media kwakarongeka Andrew neShamba ndizvo
Mambo Mutasa mava kudzikisira dare redu ne zvima tv zvepasi pemuti izvi, Karanganda ndiyo yatodawo not mhepo idzi
Makagadzirisa sound quality nyaya munokanda zvenyu🎉🎉
T one urikuribira iwe shungudzekunzwa tinadzo but hausikugadzirisa sound quality why urimbavha fadza munhu akuita uise food pa table pliz
Tichkach gadzirisai ka noise kekushinyira pama videos thank you
Mambo karanganda makaiisepiko iyi kuchu kuchu yenyu ine noise mapic hakabudi zvakanaka vanhu kuita kunge zvishoma Ivo vari vanhu mhepo kuwanda
Sound sound yako yakadhakwa iwe gadzirisa mhani
TichKach pliz improve audio quality
Sound system yenyu varume. Moda tiyise ma likes pakadai here, mava kutovhiringidza nyaya dzedare waMambo vedu
Tich sound yako yakadhakwa you are spoiling chief Mutasa's good court
Sound yenyu ah ma1 ndochii chakadayi
Yoo bye zvepano zvakona sound yenyu ma1
Sound yako yakadhakwa iwe
Sound please
Sound yenyu not good Kana kuine mhepo regedzai zvenyu
Haaaa uyu anzonzi Tich kungoonawo hedu but akadhakwa chinguva taka complainer ne sound quality,haa akaoma musoro arikuramba achidzosa zvakadaro uri bhangu wemunhu fix yr sound quality bhangu
Tichkach please read comments so that u can see our complaints,your sound is very poor
Noise yemhepo iyo irikubhowa
Uuum T1 noise chiiko , gadzirisa sound
Tichkach inga ma advert tiri kuona wani, Tenga proper equipment ugadzire sound.
Zidhara iro ratanga kutaura harigoninkutong ngarisiye mambo ataure anogona nyaya idzi
Aaaaaah mhepo pa sound team
Sound quality is very very bad
Sound yakadhakwa
Mhepo yepano inkuvadza nzeve nxaaa
Tichkach ita mushe
Iiiii ndakananga kukaranganda zvangu ndakutonzwa mhepo instead of nyaya
Sound
Tichkach sound quality haa ma1
Gadzirai sound system yenyu guys
Pane vandichasungisa zvangu aaa
Poor sound
Weduwe itai serious ne sound quality
Unemakaro unomhanyira kuvharira karanganda
TIch gadzira sound zvimwe zvese bho
Sound I weather Havana chavangaita I am sure.
Use microphones being used by Karanganda
Noise cancelling
Chief kana muzingazive nyararai, Karanganda hazviko izvi
Mr ,TRY TO GET A CAMERA WITH A NOISE CANCELLATION LIKE KARANGANDA,THE WIND NOISE IS IRRITATING
Haatereri ndivaye vanoti endai kune sound quality iribho,i type iya inozviti hadiudzirwi
Haiwawo nxaaa
Thumbs down for sound.
Haaa these guys they don't read comments
Guys fix the noise,outside recording aint that challenging
The sound is not clear
Ruzha rwega apa nemhepo yacho hakuna. Tipewo maSerious remember you have competitors here so don't let people shun your videos and wait for better ones from others
Tichabva pano, tingataura pamusoro pechinhu chimwe zuva nezuva
Poor sound quality tirikungonzwa mhepo chete
Haaaaa pa sound apa ma one
Haaa iwe Tichkach ita serious mhani iwe. Oda kuudzwa rungani nezve noise
Taneta kutaura akatooma musoro
Sound mukutikuvadza
Vemhepo vauya😂😂
😂😂😂
Haaaa pano pakadhakwa poor quality
Tikuda part yacho
Sound is very bad
Munombo teerera sound yenyu here
Ka shit tv aka
Iiiiii poor sound pagadzisei
Hazviteerereke izvi. Poor sound.
Wtf is wrong with the sound veduwee
Poor.Poor sound quality
Bad sound
RUBBISH SOUND! NOT WORTH WATCHING

Sound yenyu not good
Kana kuine mhepo regedzai zvenyu

Poor.
Poor sound quality