Ndofanira kupinda church ya T Freddy movies for free vanoshooter mafirimu, church full of comedy nyambo vanodziwanza does He ever preach as in opening the bible, hell is nigh
Sparks urikukata video uchipirikira pane asiri kunzwa zvirikutaurwa na prophet here?stop that nonsense usakanganise video uchiisa chi voice chako icho chakashoshoma nekunwa masese
Tinokutendai Prophet. we need your assistance in our lives
Ndosinzwa vanhu vachiti masingle mahure but zvamanje shiri yakabvuta rekeni vari muwanano ndivo mabhichu pfambi chaidzo
Ngavangoinda kumurume mu new one ❤
Chingoti gagaga kutaura.ukaramba wongowanza zvinyaya zvinobhowa kuona
Amen Prophet
Amen 🙏 prophet 🎉
Amen
Handinyatsoziva baba
Pakaipa baba
Kkkkk kkk bata wakadaro sparks 😂
haa but dj sparks mandinakidza mother vanakirwa ndasekawo
Ariwangu Mwana haudzoki Enda kuchikomba
Handisati mubible ndambosangana naProphet vaiseka
Yes,asi kuseka haisi mhosva
Never andigare nehure ngariende kumba kwaro or kuchikombaka rinogarako
Munhu akadyiwa anonetsa
Ihure iro
Yaa vakadzi mikuvhura hombe unenge washayei kumurume wako endai kunechikomba chenyu nxxxxa
I really like this comedian guy Freddy💯 majokes ake same same neababa vaBona😂😂
Ummm
😂😂 comedian 😂 well nailed
Ndofanira kupinda church ya T Freddy movies for free vanoshooter mafirimu, church full of comedy nyambo vanodziwanza does He ever preach as in opening the bible, hell is nigh
ZVEKUTI WAKAMBORAMBA ZVEBASA REYI KANA WAKAZOBVUMA
Lol kkk
Nhai sparks siyaka tinzwe
Mai avo vakadzingaira
Imi makangwara maisadyiwa here kkk
😂😂😂😂😂
Ini samai vemurume handidi rubbish dzakadaro ngaende hure
Pakaipa
Sparks urikukata video uchipirikira pane asiri kunzwa zvirikutaurwa na prophet here?stop that nonsense usakanganise video uchiisa chi voice chako icho chakashoshoma nekunwa masese
Vanorova kamuridzo vahombe avo
Uŕr urrrr urrrrrrŕrrr
Kkk
Iye Freddy hanti akambopengesa na Radio presenter here kkkkkk tired of zim dramas
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Wazvifuñga nguvaì@@Michaelmushamba274
Lol