CHIKOMBA: PART 2: Ndakazodanana NeMuzukuru Nekuti Baba MaBattery PaBonde Haachina Moto

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 8 ต.ค. 2024
  • y Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

ความคิดเห็น • 22

  • @ssam1430
    @ssam1430 46 นาทีที่ผ่านมา

    Iya zihure rirkuto bhidhirika mudare 😢 Mahure takuwanirai dare rine size dzenyu mese zvenyu 😊

  • @RudoMukombe
    @RudoMukombe ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Ndivo mai vekunorima nemuzukuru

  • @TendaiKanonge
    @TendaiKanonge 40 นาทีที่ผ่านมา

    Saka. Hamusi kuona kuti mudare uyo ane scarf here 😂😂😂

  • @BrianChikoka
    @BrianChikoka ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Mai nemukadzi ndimai vanoremekedza zvikuru

  • @EmmilyMagozore
    @EmmilyMagozore ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Chihure chega chega mumatunhu chatekeshera nemumaruzevha kubva mumadhorobha kunanga mumapurazi nw mumaruzevha

  • @TheresaMaps
    @TheresaMaps 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Taaapo ❤

  • @TendaiMukandakanda
    @TendaiMukandakanda ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Nhai vachihera mungadero manga mashinga wani kugara nemurume wenyu charger yemzukuru makangamazoida nei

  • @clemencemukodzi7558
    @clemencemukodzi7558 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Ko sound maiitasei futi, munosingoita seamless wani pasina kubreaker sound nekumover 1 mic

  • @franklintinei
    @franklintinei 21 นาทีที่ผ่านมา

    Muhofisi

  • @ItaiLoice
    @ItaiLoice ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Handisati ndakamboona kutonga kwakadai

  • @franklintinei
    @franklintinei 22 นาทีที่ผ่านมา

    Sure kungonosiya mari kwamambo mumba musina hupfu

  • @TheresaMaps
    @TheresaMaps ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Enda zvako murandàkadzi unorarama upenyu hwako kwete kumbunyikidzwa

  • @vivianmugowa3918
    @vivianmugowa3918 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Muri mambo vekupiko imi iiii

  • @innocenthapazari8699
    @innocenthapazari8699 29 นาทีที่ผ่านมา

    Wopiwa musariridzamwa wechii; iye mwana wako akahura? Zvino mukore uno; ndimi munotodzorera tushoma twamakapiwa; kana Dare rada kunatsa kutonga zvaro.

  • @brendamsudu
    @brendamsudu ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Kadare aka ndekekushaya ko akati mukadzi akaita chhipfambi murume anoripwa ndiyani

    • @scnyanyiwa
      @scnyanyiwa 12 นาทีที่ผ่านมา

      There was a court judgement to that effect ,

  • @Tachiesreen5717
    @Tachiesreen5717 35 นาทีที่ผ่านมา

    Uyu mkadzi ngaaripe uyu

  • @tendaikarubwa4600
    @tendaikarubwa4600 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Battery low 😂

  • @deanchikumbirike7998
    @deanchikumbirike7998 29 นาทีที่ผ่านมา

    Mukwasha anoripwa nechikomba asi mukwasha onzi hapana chaanopa vana tezvara. What justice?

    • @sylviamhlanga9640
      @sylviamhlanga9640 23 นาทีที่ผ่านมา

      Nhai nhai chikomba ndochakuwana something pamwana asiri wake 😢😢😢😢zvakaomawo kutonga kwerudziyi uku

  • @OswellChipuramhura
    @OswellChipuramhura ชั่วโมงที่ผ่านมา

    I dare ripi iri