Chegutu: Mukadzi obata Murume wake akarara nehanzvadzi yake vasina kupfeka

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 2 ก.พ. 2025

ความคิดเห็น • 28

  • @SarudzaiMandiyeta
    @SarudzaiMandiyeta 3 หลายเดือนก่อน +9

    Aaaa muzukuru sikana uyu haanakukwana midzimu yamai yakakosha ikatsamwa zvichamuwanawo regai muonw

  • @KayceeDate-p6l
    @KayceeDate-p6l 3 หลายเดือนก่อน +4

    Nyarai uri dhumukwa chairo.Nyaya iripo but kutengwa nemurume ndiko kuripo but murume atoona weakmess yako .Achakumamira murime wako iyeye ukashaya wekunochemera nekuti wekuchemera ndiye wawanyadzisa mudare

  • @MarvellousMuzuva
    @MarvellousMuzuva 3 หลายเดือนก่อน +5

    Uùuuu musikana akuzviputsira imba plus hukama ......ndevana sekuru vangani vanomira nemba dzevazukuru vavo seizviii......

  • @MarvellousMuzuva
    @MarvellousMuzuva 3 หลายเดือนก่อน +5

    Uchavafunga hakoo sekuru avoo nerimwe zuva..... kubva wavafumuraa kudaroo pazvinhu zvawakatauraaa

  • @emilymlambo6833
    @emilymlambo6833 3 หลายเดือนก่อน +2

    Nyarai akangoziva kuti murume haasi Hama yake anobatsirikana murume anogona kukusiya but arikurasa hukama na sekuru... sekuru Havasi benzi anongotaura nyaya yavasinga zvivi uyo murume wacho anowoneka kuti ano controlling zvekudaro

  • @deliwendlovu6954
    @deliwendlovu6954 3 หลายเดือนก่อน +5

    Mukadzi atengwa nemurume wake kuti arambe zvaakataura

  • @Gracechinguwo-k4e
    @Gracechinguwo-k4e 3 หลายเดือนก่อน +4

    Muroora uyu atotsipikiwa kuti asataure pane zvaavimbiswa kt wakataura unonyangarika kkk ibenzi iri murume haisi hama yako shamwari

  • @DadairaiMamwoyo
    @DadairaiMamwoyo 3 หลายเดือนก่อน +3

    Muskana matamba nemadhaka pasina mvura manje uchavada Sekuru hanzvadzi yamai yakakosha ende ndimai cc kakutsikitsira kako kane kathat

  • @EsteryGumunyu
    @EsteryGumunyu 3 หลายเดือนก่อน +2

    Asiwo muzukuru sikana kana achirambira sekuru vake kudaro nyaya kana dziri dzechokwadi aaaaah anofarisa fani 😂😂😂😂😂sekuru kana vachinyepawo ndanzwa kunyara

    • @MarvellousMuzuva
      @MarvellousMuzuva 3 หลายเดือนก่อน +3

      Muzukuru zungairwaaa chairoo zvino kumurume haachakugare nekt wafumura mhiko dzemushaaa vevanhu 😅😅😅😅😅

    • @EsteryGumunyu
      @EsteryGumunyu 3 หลายเดือนก่อน +2

      @@MarvellousMuzuva ukuwo arambira sekuru nyaya kuvanyadzisa chaiko. Sekuru he sound so sweet kuzama kumira nemuzukuru wavo asi heyii zvakaoma hazvo

    • @dominiquemdawini9796
      @dominiquemdawini9796 3 หลายเดือนก่อน +2

      Sekuru havasi kunyepa,muzukuru panezvaachichidzirwa nazvo.

  • @TambuNechiwowe
    @TambuNechiwowe 3 หลายเดือนก่อน +2

    Makunakuna aripo asi kuti mkadzi uyo ari kutya murume naamwene. Ende hapana musha waari kuumbiridza achitya kuti imba inoparara bcz kana iri mhiko yemumusha already akatoifumura ende nekufamba kwenguva achangodzingwa mumusha macho.

  • @NyaraiKaiyo
    @NyaraiKaiyo 3 หลายเดือนก่อน +1

    Hello ST❤❤❤

  • @T.GRhymzMusic
    @T.GRhymzMusic 3 หลายเดือนก่อน +1

    EISH

  • @mitchellekashiri8638
    @mitchellekashiri8638 3 หลายเดือนก่อน +1

    The absence of evidence is not the evidence of absence....

  • @shebs2207
    @shebs2207 3 หลายเดือนก่อน +1

    Mashura chaiwo 😢

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 3 หลายเดือนก่อน +4

    Hunhu wako wakasunama zukuru sikana

  • @dominiquemdawini9796
    @dominiquemdawini9796 3 หลายเดือนก่อน

    In Dr Choga's voice 😂😂😂

  • @emilymlambo6833
    @emilymlambo6833 3 หลายเดือนก่อน

    Apihwa Ka Mambo humbowo ndiwounodiwa mu court

  • @dominiquemdawini9796
    @dominiquemdawini9796 3 หลายเดือนก่อน

    Mambo vakaita zvekutamba nyaya iyi inogona kusawana proper justice,this was simple to solve,sezvinoita mamwe madzimambo kungotora mukadzi voenda naye padivi osununguka kutaura.Nyaya iyi iripachena unless kana Mambo vachizivana Na-accused

  • @jabulanimgomesi7950
    @jabulanimgomesi7950 3 หลายเดือนก่อน

    Muzukurusikana uyu ave kuchinja nyaya asi abvuma hake kuti vakanga vataurirana kuti iperere kumba. Pamwe 1. ave kutya ma threats 2.otya zvemishonga 3. apfumbatidzwa. Sekuru avo havangambovhumuki kutaura izvo. Hanzvadzi yacho namai vacho ngavadaidzwe kudare.

  • @heatherchitukutu
    @heatherchitukutu 3 หลายเดือนก่อน +1

    Ummm zvinotyisa miti here vanoda kusungwa kuita semhuka zvonyadzisa izvi kutatisa hadzvadzinrume yaka shama aa ndatya

  • @hazelmtetwa8078
    @hazelmtetwa8078 3 หลายเดือนก่อน

    Ko sekuru vanoendesa sei nyaya yemuzukuru kudare iye haagoni here kuendesa nyaya yacho ega

  • @StobechileGumbanjera
    @StobechileGumbanjera 3 หลายเดือนก่อน +1

    Mukadzi uyu ibenzi

  • @rejoicetakaidza9794
    @rejoicetakaidza9794 3 หลายเดือนก่อน

    Mukadzi uyu ibenzi