MVURWI.........OVIGWA MAKUMBO CHETE DZIMWE NHENGO HADZISATI DZAWANIKWA
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 4 ก.พ. 2025
- WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica
Tumasong utwu tunondiitira zvangu ini
Kkkkk ndaiti ndini ndega
Kana neni
Ndokumbira va NESHAMBA MUMBOKARUDUNURA ndakakanzwa ndobva ndaziva kuti nyaya iyi inorema
Kananeni shaaa
Song iyi yakaimbwa nani
Zimbabwe ndonyika yavekutyisa chaiko.
Parufu rwapo and nyaya inosuwisa asi kajiti kachooo..maiwee zvangu!!
Akafa zinorwadza
Andtew how are you? When i come to Africa id like to meet thst girl who speaks deep rural ndebele from nguni grannies. Tapiwanashe, maNdlovu special
Aaaaaah ngoma inobatwa zvayo pachimbo icho
Ndarwadziwa ini iiii
Iye akati kuuraya munhu ndokunoita uite mari mwari ave naye hake wherever kwaari
Akafa achirwadziwa Mwari wangu 😢😭
Yaenda kumagumo nyika iyi
Yoooooo weeeee bakithi nkulunkulu ukuthi Abantu benza so Mai weee
Uuummmmm 😢😢😢😢😢 vanhu vaku tyisa chaiko haa kucheka munhu sekuti i huku , inhamo hr yatuma vanhu kuromba kudai inga inonzi nhamo hai urayi Satan ari pabasa 😢😢😢
Zvinorwadza.mapurisa heroo basa .DM taking us to another level
Nenhamo vanhuweee
😢😢nyika yashata veduve ummm
😮Endai kwa mukotsanjera ngozi inobuda
Ndekupi ikko, tibatsirikewo plz, iye #
@@audriemzendahChanel ya karanganda or tichkach
@@audriemzendahcheck karanganda
@@TheresaMaps ok thnx dea
hmmm zororai murugare baba😢😢
Mkoma Andrew imbotiitirai ka mini album kema songs enyu ayo amuno player pakutanga nan Tonderai dzoka ne hari
Saka vanhu vemuZim hatichatye ngozi here
Ko dzimwe ngozi dzemunguva yehondo havasi kudziona
Hallo drewmas media ..we used to know you were the top jounalism in zim but there is a way tht you haved drained down I dnt know if it's the way u are doing yr things or wat but dnt let vakadzidza kumasure kwenyu vachisenda mberi😊
Vanhu vanoromba nevana vevanhu shuwa Mwari pindirai haaa zvinorwadza izvi
Tapinda nepo ❤❤
😂😂😂😂 hanzi mwana akafukunurwa nevaroyi vaye
Mmmmm vanhu kucheka munhu kunge varikucheka mombe hushungi rudziiko nhy veduweeeee 😭💔
Maswera sei
Yeah vanhu vavanezvivindi kuurayiwa kwavanhu kwanyanya kana kurikuda Mari hai zvakaoma hazva zvinorwadza
Vedu veeka 😢😢😢😢😢
Ummm nyika yedu yashata
Ahusati waiona nyaya yacho .
Mhiripiri novava maiona
Let's hope ma parts iwayo haana kutengeserwa vanhu nevanhu vema butcher
Taura hako munhu kuitwa mince meat so ma parts akatosanganiswa ne nyama yemu butchery.
Yuwiiiii musasadaro .handizodyi mince futi
Ummm sadaro guys@@masciemudumo
Zimbabwe yazonyanya mmmmmmm yakutyisa iyi
Iyi nyaya inoda Tafadzwa and his crew vaongorore kuti munhu akafa sei
True
Usandionekunonoka ndanga ndichiuya sahwira woye garamuberevere shumba makadii
Nyika yashata wena
Ah ah Zimbabwe chnyika chakutyisa nxaa
Zviri kwese.
Hey zvakaoma
Now ndakubeliever zviri kutaurwa naprophet kt zim ne SA nyaya dzekurombera dzichave high....rest in peace 😢😢😢 baba zvakaoma
😢so sorry family, kunze kwashata uku .
So painful hey
"Munhu uyu" show respect
MaZimba tapindwa neiko
Mukoma Andrew
Yaah Zimbabwe yashatisa tave kutotya kuenda kumusha
Dai mugabe akaramba ari mupenyu hake Zimbabwe yashata zvorwadza pfuka usazorore famba kune wese akauraya
Panguva yamugabe vanhu havana kuponderwa zvema rituals?
Mune chokwadi?
Kandai mavidz hobho mdara musamire!
Zvakaoma chokwadi 😢😢
nyaya dzekuchekeresa locally ne South Africa dzatanga zvakare, mapurisa itai basa,
Ummmm zvinorwadza
Veduwe chiii chakuitika munyika yedu yezimbabwe
Nyika yonanga kumawere
Vanhu wakuda mari weduwee......we joni awa mdowakauraya
South Africa yatinoti hayiite yatova nani cz tinongoziva kt ipfuti nemapanga haikona nyika yedu vanhu kufa sehuku chokwadi kuchekwa chekwa kufa uchitambura
Garwe ringaruma zvakadaro hre hakuna zvakadaro
Zvakatiomera chokwadi
Bvuu inogura pamee ibvuu
hanzi ve National Parks vakazviramba vakazviramba uye ve NP vangadai vakasangana nadzo
Vanhu shandai ropa remunhu rinoitisa ngozi
Uuuuuum mahwani
Mmm uyo and blue t shirt arikutaura uyo apa umbooo wekuti vanhu vawane lead. vakomana ve joza ndovakaita izvi.
Zim hurombwa hwanyanya
Vanhu ava ngavasungwe zviripachena
Asi vanhu munyika medu varikudya vamwe vanhu moyo takaisepi pavanotanga kucheka havanzwe kutya ana Tapiwa Makore senior na Tafadzwa Shamba vakazara😢
He was killed .Those who take him must be investigated thoroughly 😢😢😢
Zvakaoma shuwa
Ummmmm chiripamari chapedza vanhu nenzira inorwadza😢😢
Nyika yedu yakuenda kumagumo
*Usandiona kunonoka ndang ndichiuya*
Kurombera kunochera goridhe vanhu
Haaa kasong ako ndosvika Kure kana ndichikanzwa
Zvakaoma
Vanoda Tafadzwa chidawa vanhu ava hero basa T chidawa
Who is he???
Arikpi wo uyu
Private investigater
Haaa uya anononga manje
@@maiyeukai9346private investigater and vanowanika xem
Zimbabwe yakuda kuchinjiwa Zita
Makakasikq kuviga munhu y musina kumira zvishoma
Akatochekwa neHomelight uyo shem
Baba avo vakauraiwa vakaiswa mu dredge ndokuzodamburwa ne mshini unocheka nyama ndokuzonokandwa mumvura tairisai pasi pemvura vanogona vaka sungirwa dombo
Ummm 😢😢chiiko nhai imi asi vakakurumidza kumuviga dai vakambomira vachitsvaga kuvabetserei
Ku Zim azvishande gaya Tapiwa Makore gore riya
@@claratayisi885 yaaa mutemo wemunyika medu hausi fair mhondi munotopesana nadzo dzichitozvifambira hadzo ndosaka kuurayana kwacho kurikuramba kuchiwedzerwa
Nyika yedu yorema zvenyu mwari pindirai todiiko veduweee.Akafa zvinohwadza munhu iyeye.ndoona akangochekwa atori mupenyu
Andrew ndandiri kuhoya yesterday ndakanzwa kuchipisavnyaya yaambuya vaiti ndaneta zvehuroyi havachada uye hanzi varoyi vanotoita nyama yekutengeserana kkk titsvagirewo nyaya iyi
Nyaradwai zvinoewadza izvi
Nyika yashata chokwadi
Zim police yapindwa neiko vanotosunga vasina mhosva vachisiya mabhinya nxaaa
Ngozi kana yakabuda voramba Kuti hatizvizive makauraya ivavo
Ukabvunzwa nevamwe vanhu kuti unobvepi takutotya kuti ndobva kuzimbabwe nemakuna kuna arikuitika
Nyika yemabhinya
Mabhinya awandisa kudarika vanhu kwavo
Mvurwi yakutyisa😢😢
Mr Neshamba please provide photo revanhu vacho veku south africa vanobatwa
Vamwe varikuchekera munhu kurima mabanana chete chete zvoda ropa remunhu here izvozvo or zvoda hard working nxa i hate n'anga dzese
Hazvigoni here kuti n,anga dzose dzisungwe nhai
Uuuuu nyika yedu yashata sure 😢
nematambudziko usazorora mushakabvu usafiririra
Endai kwaMukotsanzera anomutsa mufi achitaura vakamuuraya
Mhuri ngaiende kwamukotsanjera
Endai kwa T Freddy munoona akaita izvo
Kumagogorosi
B
Zimbabwe yapindwa neiko nhy 😢
Problem ndiMunangangwa dayi ayisa mutemo unorwadza kune vanhu vari kuuya basa ndere kubata vema combi vachisiya mhondi
endai kwaprophet Miraclê paul
Amen
Makaziwa sei kut ndiwo makaita DNA hr or postmodern yaigona kubatsira kut muziwe chakanyatsoitika kwavari
Asi makangovaona nekutoviga hre
Kachoro mhiripiri inovava 🎉
Uuuummm so sad