Breaking:Madzibaba Ishmael at the brink of losing his farm, Ngafire kujeri, Villagers speaks

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 8 พ.ค. 2024
  • Breaking:Madzibaba Ishmael at the brink of losing his farm, Sabhuku, hama nevavakidzani vawo vakuti ngaaende asadzoka kwaMurehwa

ความคิดเห็น • 118

  • @neverkabuku3015
    @neverkabuku3015 หลายเดือนก่อน +20

    Big up Chibanda ndo dzinonzi news idzi kwete zvema bhishu zvaunombotiratidza zviye

  • @ROGUE406
    @ROGUE406 หลายเดือนก่อน +14

    Zimbabwean laws are not sufficiently developed to deal with cults. Saka u find kuti State is finding it difficult to pin a viable case against Ishmael. Infact, the State is now using tactics usually reserved for opposition politicians i.e. re-arrest on new charges after accused has been granted bail.

  • @miriammafiyamafiya
    @miriammafiyamafiya หลายเดือนก่อน +7

    Ishumal ngaafe akafa ndookusunungurwa kunenge kwaita vanhu variku nyabira

  • @user-qs1bu3jd5x
    @user-qs1bu3jd5x หลายเดือนก่อน +11

    Zvakaoma. Chokwadi mai vako chaiwo vofa vovaviga pasina hama dzavo. Madzibaba hatingati kuvengwa nevanhu. Mabasa awo akashata haaperi kubuda. Nyika yese haingavavengi. Munhu akatoshata pachake

    • @netsietumu7767
      @netsietumu7767 หลายเดือนก่อน +1

      Dai vafirako mishonga chaiyo hapna humwari apa

    • @HanaPhiri
      @HanaPhiri 26 วันที่ผ่านมา

      Kunze kwevakavarombesa ndivovanobvumirana navo

  • @juddykarambo1048
    @juddykarambo1048 หลายเดือนก่อน +3

    very good intro Chibanda woow!

  • @RoselineNoku-dv6fg
    @RoselineNoku-dv6fg หลายเดือนก่อน +4

    Mumusha umo munotoda Sekuru mukotsanjere chaivo vasunungure mhuriiyo Ishmael akabatabata zinata inodiwa pamusha apo

  • @HanaPhiri
    @HanaPhiri 26 วันที่ผ่านมา +2

    Hoooooo ndivo mukoma vekutema mumango wakabuda mupurwa ndakayinzwawo iyoyo wakagona mkoma

  • @TeclaFrankson-lh6zh
    @TeclaFrankson-lh6zh หลายเดือนก่อน +3

    Rasta ataura dede chairo, lshu akaromba ko kuzoba tsvimbo yemumusha haka zvirikupera ngaasabuditswa

  • @user-sl8uo9wy2h
    @user-sl8uo9wy2h หลายเดือนก่อน +3

    Mitemo yamadzibaba Ishmael voruzhinji havawirirani nayo nokuti ndeyekubata njere dzavanhu.

  • @misszozo410
    @misszozo410 28 วันที่ผ่านมา

    My first time watching this channel. You are so good and interviewing people my brother. Yoi give them time to explain. Keep it up🤗

  • @godfreyphiri5697
    @godfreyphiri5697 หลายเดือนก่อน +3

    Baba avaka mmm ndatya navo vakaromba zvakaipisisa vakadzi 8 ndovamunoziva ko vaongorara navo pahumwari hwake heyi

  • @blessblessing9181
    @blessblessing9181 หลายเดือนก่อน +1

    Well done mr chibanda

  • @miriammafiyamafiya
    @miriammafiyamafiya หลายเดือนก่อน +2

    Maita zvakanaka Hamã dzacho mataura chokwadi iyo kunevarikukanganiswa nehurombwa hwake Endai Kwa sekuru Tasvu zvinopera Naye zviro zvake zvinoparara

  • @Elizabeth-zl4xr
    @Elizabeth-zl4xr 27 วันที่ผ่านมา +3

    Ini hangu Rasta kumberi

    • @alfordkoza14
      @alfordkoza14 22 วันที่ผ่านมา

      Ko rasta ndoozvozve😂😂😂😂

  • @LadyPillarOfficialLadyPillarOf
    @LadyPillarOfficialLadyPillarOf หลายเดือนก่อน +2

    Ngafire kujeri ishumal

  • @user-hw1lx7ci6w
    @user-hw1lx7ci6w หลายเดือนก่อน +2

    Kkkkkk rasta manyama

  • @angelinejeriwa9886
    @angelinejeriwa9886 หลายเดือนก่อน +3

    Hanzi bachi raakazvipfekedza mashoko makukutu hw can u share one bed with 3 wives hz abusing mafeelings edu semadzimai bonde rinoitwa nevanhu 2 period kwete zvatirikunzwa izvi

  • @miriammafiyamafiya
    @miriammafiyamafiya หลายเดือนก่อน +6

    Raster you correct , kuchipatara dai vakaramba , good Raster ngavafireko kuJeri

    • @ROGUE406
      @ROGUE406 หลายเดือนก่อน

      Musungwa cannot refuse kuendeswa kuchipatara. He had no choice or say in the decision to take him to hospital.

    • @melodyzvimba7050
      @melodyzvimba7050 หลายเดือนก่อน

      Ngavasafe

    • @alfordkoza14
      @alfordkoza14 22 วันที่ผ่านมา

      Nemakayei​@@melodyzvimba7050

  • @Bhudza
    @Bhudza 29 วันที่ผ่านมา

    Nhasi wambozorodzawo mahure 👍🔥

  • @LindahPheobe
    @LindahPheobe หลายเดือนก่อน +2

    Rasta rasta

  • @EulitaMagaisah-gt9wv
    @EulitaMagaisah-gt9wv หลายเดือนก่อน +2

    Rasta 😅😅😅hupenyu mutorongo here aaah ndafa nokuseka🔨🔨🔨🔨unoita iwe

  • @dianambuwayesango9017
    @dianambuwayesango9017 หลายเดือนก่อน +2

    Maiguru Endayi nemwana kwaTasvu
    Zvino pera izvi

  • @user-gz5ur9df7r
    @user-gz5ur9df7r หลายเดือนก่อน +5

    Sekuru Tasvu vanofanira kumboenda kulilly farm

  • @avechite514
    @avechite514 หลายเดือนก่อน +1

    Akaenda ku Kabira

  • @it3788
    @it3788 หลายเดือนก่อน

    The crooked lawyer must have told him togohospital then he'll find sympathy from crooked courts of zim its not gonna happen hell go ku slammer for good ooo😂😂🎉🎉😢

  • @melodyvimbayichavarika994
    @melodyvimbayichavarika994 27 วันที่ผ่านมา +1

    Madzibaba Nehemia vakafa sei, nekuti kufa kwavo mutemo wakasara uchichinja chii chakaitika pakufa kwavo

    • @catherinemurambiwa4203
      @catherinemurambiwa4203 25 วันที่ผ่านมา

      Uumm tinogara kuBudiriro takangonzwa kuti madzibaba Nehemia vakaenda kuKwekwe nesangano kunonamata so husiku hanzi vakangoshaikwa pasowe vakazoonekwa vakasungirirwa pamuti nemachira machena vakafa nyaya iyi yakabuda mazuva avafa chaiwo hatizi chokwadi chazvo but ndozvatakanzwa

    • @lreneMuwodzi-jv2ey
      @lreneMuwodzi-jv2ey 21 วันที่ผ่านมา

      Akazvisungirira varipa munamato naivo ana lshumaeri

  • @marymutizwa1771
    @marymutizwa1771 หลายเดือนก่อน +1

    Rasta makanyanya

  • @PassmoreRugonye-pw7ok
    @PassmoreRugonye-pw7ok 24 วันที่ผ่านมา +1

    Wadidisa ngaagareko mukuru uyu

  • @HanaPhiri
    @HanaPhiri 26 วันที่ผ่านมา

    Ndinobvumirana nazvo ngaaende hakeku Jeri cz akakonzeresa hupenyu hwevanhu kurasikira mudondo

  • @sekurugudopikichatv1761
    @sekurugudopikichatv1761 หลายเดือนก่อน

    ma1 aya

  • @tracychiumba1436
    @tracychiumba1436 หลายเดือนก่อน

    😂😂😂😂KuKabhira here nhai sabhuku😂😂😂😂

  • @eleanordziike212
    @eleanordziike212 หลายเดือนก่อน

    Kumusha kwangu nko

  • @gregorychanyukachimonyo5973
    @gregorychanyukachimonyo5973 หลายเดือนก่อน

    Ibhanditi Ishimairi uyu

  • @user-gn4or8nc2m
    @user-gn4or8nc2m หลายเดือนก่อน

    mukoma vakadhiniwa hanzi ngavafire mujeri😂😂😂😂

  • @user-xf1ol2sf4f
    @user-xf1ol2sf4f หลายเดือนก่อน

    Akangwarisa Badzibaba ISHMAEL

    • @user-bf1hd6uk1d
      @user-bf1hd6uk1d หลายเดือนก่อน +1

      Hakusi kungwara hama huroyi uhwo.

  • @macdonaldmarimo2628
    @macdonaldmarimo2628 หลายเดือนก่อน

    Uyu rasta anopisawo musoro munhu 1 airwisana nevanhu hobho

  • @chengetomupinda-nh8sz
    @chengetomupinda-nh8sz หลายเดือนก่อน +1

    Serial criminal record chitori chiratidzo chokuti valshmael vanotorine the unknown mental disorder

  • @MolleenGomo
    @MolleenGomo หลายเดือนก่อน +1

    Hie Vachibanda manga muri kumusha kwangu chaiko ndakadzidza pa Mabika school apo.

    • @manasschibanda
      @manasschibanda  หลายเดือนก่อน

      Ndakadarika nepo

    • @MolleenGomo
      @MolleenGomo หลายเดือนก่อน

      @@manasschibanda manga muri kumusha kwangu chaiko

  • @miriammafiyamafiya
    @miriammafiyamafiya หลายเดือนก่อน

    GMT irikuuya seinomusapota ngei oye achizvidza mitemo yakasiiswa kare kare

  • @lreneMuwodzi-jv2ey
    @lreneMuwodzi-jv2ey 21 วันที่ผ่านมา

    Hurombwa chaiho wekubata vana vadiki ngaafire ikoko

  • @user-qs1bu3jd5x
    @user-qs1bu3jd5x หลายเดือนก่อน

    Kukabira 😂😂😂

  • @TheresaMaps
    @TheresaMaps หลายเดือนก่อน +1

    Ngaafire kujere

    • @mesiMutepfa
      @mesiMutepfa 29 วันที่ผ่านมา

      Hauzi mwari iwe tseki

  • @user-wi5ho6kh7w
    @user-wi5ho6kh7w 27 วันที่ผ่านมา

    Ngozi chaiyo kuvinga Mai wega pasina hama dzavo mashura chaiwo

  • @janetgowelo3946
    @janetgowelo3946 หลายเดือนก่อน

    You are talking Good he must stay for good in person mujeri

  • @mahafrika7116
    @mahafrika7116 หลายเดือนก่อน

    Rasta pane basa asi kutaura hake chokwadi uye arikugona kubatsira mainini nevana.

  • @tambudzainechiwowe4968
    @tambudzainechiwowe4968 27 วันที่ผ่านมา

    Ko iye Ishumairi anotora tsvimbo yaasekuru Chokurongerwa anoidini iye achizviti anonamata.

  • @patienyamukacha3338
    @patienyamukacha3338 หลายเดือนก่อน

    Ishumairi inhubu aah

  • @lreneMuwodzi-jv2ey
    @lreneMuwodzi-jv2ey 21 วันที่ผ่านมา

    Anengozi yekuviga Amai isiri hama yako

  • @TheresaMaps
    @TheresaMaps หลายเดือนก่อน

    Wagona chibanda kuenda kwamurehwa

  • @angelinejeriwa9886
    @angelinejeriwa9886 หลายเดือนก่อน

    Vana vechipostori vakawanda varikuroodzwa nesugar tea hobvu inovatenderedza musoro

  • @sirchifamba39
    @sirchifamba39 หลายเดือนก่อน +1

    Vanhu vako vanoreva nhema Manas Chibanda media. Seavo mai varikutaura zvekuti ainyenga vana vane ma 9 yrs vozovatora, you should have asked her to name the kids vakaitwa izvozvo

    • @manasschibanda
      @manasschibanda  หลายเดือนก่อน

      Mazita evana hataurwe bcz vari under age

    • @mesiMutepfa
      @mesiMutepfa 29 วันที่ผ่านมา

      True that godo ma Zimbo

    • @RufaroMuhango-ty5qx
      @RufaroMuhango-ty5qx 23 วันที่ผ่านมา

      Dzakaputirwa ka pfungwa name vana vari under age manje

  • @thomaschiwomba3752
    @thomaschiwomba3752 หลายเดือนก่อน

    Mhuri iyi yakaregerera iro dofo Ishumairi dai vakamirira muskwe asati aenderera now ratove dambudziko kumhuri iyi

  • @sinikiwemadara1246
    @sinikiwemadara1246 29 วันที่ผ่านมา

    Maiguru musanetsekane nazvo vana kuchikoro kuti mangwana vakwanese kuku chegeteai remangwana

  • @blantinambewe1096
    @blantinambewe1096 หลายเดือนก่อน

    Nhamo yemuroora wasekuru anova mainini kwandiri asi vari kwabamkuru...

  • @blessingbikinyaamidu5224
    @blessingbikinyaamidu5224 หลายเดือนก่อน

    Kana kuchipatara arikudei Ishmael?? Ngaafire mujeri

  • @janetgowelo3946
    @janetgowelo3946 หลายเดือนก่อน

    Pirizini

  • @MrBC-san
    @MrBC-san หลายเดือนก่อน

    Nhaiwe Chiabanda saka haunzwe here kuti hazvina volume zvinhu zvako...why do you upload bad recordings .That is very careless and you keep doing it.

  • @user-hn4me8jj2o
    @user-hn4me8jj2o 27 วันที่ผ่านมา +1

    Tasvu na Ishmael same whats app group

  • @felistasname9468
    @felistasname9468 หลายเดือนก่อน +2

    Kkkkkk vakaenderei kuhosp ngavanweka nhombo dzawo

  • @mbiziDube-tn9sl
    @mbiziDube-tn9sl หลายเดือนก่อน

    Zvangooma imi

  • @MolleenGomo
    @MolleenGomo หลายเดือนก่อน

    Takataura kare kuti Ishmael akazoromba asi pekutanga aiva muporofita chaiye

  • @miriammafiyamafiya
    @miriammafiyamafiya หลายเดือนก่อน

    Hakusi vabereki kubvuma nenhamo hre

  • @AuxyBanyure
    @AuxyBanyure 29 วันที่ผ่านมา

    Vakaromba Baba avo vakarombesa 30:53

  • @sarahchitiki6084
    @sarahchitiki6084 หลายเดือนก่อน +3

    Mhondi chaiyo ngagare ikoko kusvika rufu rwamuwana ikoko

  • @user-tu1gu6lt6w
    @user-tu1gu6lt6w หลายเดือนก่อน

    Wava kugona basa mufanha Menasi ,,, wakura manje ,,chisiyana nezvekutevererana nemahure e epworth ,siyana nema bishu

    • @user-jd2hg8qo8n
      @user-jd2hg8qo8n 29 วันที่ผ่านมา

      😂😂😂😂😂taura hako

  • @Tatenda684
    @Tatenda684 หลายเดือนก่อน

    Chihurumende chacho chakadhakwa

  • @PeterMtetwa-qr4tj
    @PeterMtetwa-qr4tj 27 วันที่ผ่านมา

    Ishmael munamati wechokwadi

  • @user-zn3on6jf5v
    @user-zn3on6jf5v หลายเดือนก่อน

    Ngaafire mujere

  • @user-ch2we9ny3g
    @user-ch2we9ny3g หลายเดือนก่อน

    Madzibaba firai kujeri ndini ndadaro

    • @mesiMutepfa
      @mesiMutepfa 29 วันที่ผ่านมา

      Newe uchafiramo ndini ndadaro

  • @ennifernyarugwe18
    @ennifernyarugwe18 หลายเดือนก่อน

    Ishmairi ane gangsterism

  • @tabithamuzvidziwa9646
    @tabithamuzvidziwa9646 27 วันที่ผ่านมา

  • @PeterMtetwa-qr4tj
    @PeterMtetwa-qr4tj 27 วันที่ผ่านมา

    Munhu urimujeri harambikuenda kuchipatara urimuusungwa

  • @evemudungwe168
    @evemudungwe168 หลายเดือนก่อน

    Aso hurombe hungoripo wani iwe wakatema mumango uribemzi rinotema michero inokubatsira futi iwewe

    • @rudomadzivire2512
      @rudomadzivire2512 29 วันที่ผ่านมา +1

      Tsvagài imwe interview yaitaura mai Den kuti muti iwoyo waisatodyi

    • @rudomadzivire2512
      @rudomadzivire2512 29 วันที่ผ่านมา

      Tsvagài imwe interview yaitaura mai Den kuti muti iwoyo waisatodyi

    • @rudomadzivire2512
      @rudomadzivire2512 29 วันที่ผ่านมา

      Tsvagài imwe interview yaitaura mai Den kuti muti iwoyo waisatodyi

  • @miriammafiyamafiya
    @miriammafiyamafiya หลายเดือนก่อน +1

    Ishumal ngavafire mujeri

  • @user-fu5zr3ni3h
    @user-fu5zr3ni3h หลายเดือนก่อน +1

    Makuna kuna paZim ma1 Madzibaba Ishu siyanayi nawo usawone chiri muziso remumwe usingawone chirimako............ .

    • @MountDarwin
      @MountDarwin หลายเดือนก่อน +3

      Varoyibiyake tirikukunzwayi zvedu. Munodireyi kuisa vanhu muCult yenyu?

  • @user-sg7jn5mq8w
    @user-sg7jn5mq8w หลายเดือนก่อน

    Urombwa kani

  • @user-rx7te4oy9r
    @user-rx7te4oy9r หลายเดือนก่อน

    Ayenderei kuchipatara iye achirambidza vamwe murovei majekiseni amakarova baba nzira kafira mberi 😂😂😂😂😂

  • @A1-Media
    @A1-Media หลายเดือนก่อน

    Zvekutorwa kwe farm ra Ishmael you're day dreaming. Chero mukatowuraya Ishmael purazi rinosara riri mumawoko evana va Ishmael. & just in case you didn't know, purazi iro rakatombotorwa but Ishmael won it back in court after suing the ministry of lands. Vari kumutadzirira Ishmael from all fronts

    • @nokuthulathulanimhlanga1254
      @nokuthulathulanimhlanga1254 หลายเดือนก่อน

      Anongoda Machette. One day is one day

    • @mesiMutepfa
      @mesiMutepfa 29 วันที่ผ่านมา +1

      Gaya ini nyaya ya Ishimairi atova mafi chaiwo vanhu godo.coz Ishimairi ane hupfumi kutoda kusara vachi looter.hapana akasungirwa tambo kunzi uya ku church kwangu. Plus vainyararirei pese apa Ishimairi asati asungwa vanhu ngavasiyane na Ishimairi

    • @A1-Media
      @A1-Media 29 วันที่ผ่านมา

      @@mesiMutepfa Vanhu vane godo risingaite. Hapana kana ane proof ye any criminal offence yakaparwa na Ishmael saka ruvengo rwese rwaanotukirwa kuvengerwa pfuma yake chete kuti sei mupositori akashoreka aita pfuma. Vana Makandiwa naana Magaya vakavaka ma mansion nema stadium nemari yema offerings but hapana anobatikana nazvo

    • @A1-Media
      @A1-Media 29 วันที่ผ่านมา

      @@nokuthulathulanimhlanga1254 ungatomifungira zve machete akakutadzira chii?

    • @tambudzainechiwowe4968
      @tambudzainechiwowe4968 27 วันที่ผ่านมา

      Hupfumi hwamuri kukuza kuti Ishumairi ane hupfumi hupiko nhymi hwekupamba zvinhu zvevanhu iye aimanikidza vanhu vechurch yake kuti tengesai dzimba dzenyu neStand mundipe mari. Ko hupfumi hwa professor waakauraya huripi hama hadzina kana chavakapiwa.

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa 29 วันที่ผ่านมา

    Imi siyanai na Ishimairi ini zvakundibhowa moziya coz hapana akamanikidzwa kuendaku church kwakeba. Ini ndoti mwari Ishimairi ngabude dzakawanda church dzirikuita zvakaora wani Iye Ishimairi ndiye azonyanyotadza haaaaaa mhani nxaaaa

    • @geesibanda1036
      @geesibanda1036 29 วันที่ผ่านมา

      Nekuuraya kwaakaita vanhu ana professor vaye nekuviga munhu pasina hama dzake nekubata vana chibharo apa mutemo ukushanda against mhosva dzake dzaakapara anobudirei ngaagare ikoko

    • @RufaroMuhango-ty5qx
      @RufaroMuhango-ty5qx 23 วันที่ผ่านมา

      Idzi dzikutoratidza kuti dzinofarirao zvekunyengwa kwevana idzi

  • @ennifernyarugwe18
    @ennifernyarugwe18 หลายเดือนก่อน

    Ishmairi ane gangsterism

  • @ennifernyarugwe18
    @ennifernyarugwe18 หลายเดือนก่อน

    Ishmairi ane gangsterism