@@lyndabanda4809 Vakadzi let’s not have that self entitlement over a man . Haasi Hama tako pls. Nyika ya shata we need n’anga dzinoti ma champion kugadzira nyika not munhu
Jesus Christ is the only one who delivers you for free .Jesus is the only one who fogives truly.Jesus is the only one who can wash your sins away. Recieve Jesus today. call upon the name of the Lord and you be saved.
Whatever man stays with such a witch has a problem.MaMoyo uri muroyi hapana matare akadai.Huroyi chete.Mwari ndewe munhu wese.Hanzi basa!!Ungati huroyi ibasa.Kusanyara.Imbwa yemunhu!!!
Gogo MaMoyo hamuna mhosva imi 100% Hamuna kuenda kumba kwe munhu imi ndowo basa renyu, imi mukato potsa vanhu vañoku blem just basa maka bata. Musarega kuenda kunhamo, mutaure pa nhamo kuti maka bata basa.
I simple think that this Gogo couldn’t Undo what she did. I don’t think it had anything to do with money. And who knows maybe, she made them not manage to get the money to pay her and Mai-Sasha because she couldn’t help them, by undoing what she did. Shams! May Chennai’s Soul Rest In Eternal Peace.
The love of money,gogo mamoyo is a scamer,mai Sasha is now changing statements,vaingoda mari chete avo,ko kutyisidzira vanhu kuti munin'ina achazvimba dumbu ndiye adii hake munhu asina kupara mhosva,Muda kuti vanhu vamhanye nemari vachiti musha wapera makatadza kubvisa period,mai Sasha vakatoti kutorina Florence uko marimwezuro babasasha vakatorara kwaFuro,hamusi kuziva zvirikutaurwa namaisasha ko onaika
My question is this woman is going to kill all of a woman because of his husband is cheating ladies I think this is time to put an end of this thing why don't you deal with your husband
@nesternasa3072 but magadzirirwo akaitwa murume akanakawo here kana achiuraisa vanhu dei vakagadzira zvekut iye murume ndiye anosafa coz apa achauraya nyika
IMHO we all are aware kuti economy munyika yakatisunga zvakaoma. I don’t think kuti vabereki vaChenai deliberately decided not to pay zvaidiwa kuti mwana wavo ararame. Chero mwana akatadza sei mubereki unoshatirwa ugopupa furo asi at the end of the day you’ll do anything to save hupenyu hwemwana wako. As for me personally, I’m against loss of life period. So I think they could’ve saved hupenyu hwemwana uyu by drawing a contract to pay in instalments with in mind that mhuri iyi will struggle to raise such amount of money. We all know kuti people in Zimbabwe most of them are struggling to make ends meet. Saka charging people beyond their means I don’t think it’s humane. Rufu urwu rwakandibata zvisingaite just realising the lack of compassion with some among us.
TRUE ZVAKO mhuri yanaChenai Vakakumbira mbuya avo kuti musunungurei tobatsirana kutsvaga mari tobhadhara vakaramba i dont think mbuya ava vanogona kuroyonora ini vanongoroya chete
Vamwe mukutaura zvenyu hamuzivi pain yekutukwa namarwei imi anokuudza mashoko anobata iwe Uri muridzi wemurume I think that's a gud lesson kunana marwei coz I also went through this munhu achikuudza kuti murume wako anonaka hee uchatoisiya imba iyoyo ndichigarami ,Ivo ana marwei ngavambofungawo kuti dai ndirini ndaitirwa izvozvo how was I going to feel ngavazive kuti murume wemunhu haatorwe tsvaga wako nxaaah
Ini ndakatotirerwa next door my marriage of 15yrs and 5kids handina kumbobvira ndabata mushonga or kuuraya munhu I'm happy with my life ungaurayira munhu murume asina kana Mari imba mota or ma USA akauswa mu safe haaa fungayi musati mazviparira ngozi love is not by force
@@BridgetChikatalove it for you babes.God bless you 3and3/4 yemadzimai arikudanana nevarume vevanhu saka Vose avo vofira murume .here .MURUME HAISI HAMA YEDU IMARRIAGE CHETE
Kana musha uri wako nyangwe murume akanyenga munhu anengei unongogara uripo weee musha hauvakwe nekuenda kunouraya that's being stupid and uneducated imba kana iri Yako ndeyako it's not in your hands kut ndotouraya kut ndipagare
Nhaiwe Sylvester. Sylvester what kind of journalism mbuya aba muroyi vaida kuenda paguva kunotsipika mweya Rukawo runobata asina kuruita here muroyi uyo
Nyaya iri pakuuraya? Would you want muroora akadaro here unless if you are in the same group. Haungatomutye here because solution yake to solve problems is to kill.
@@maiyeukai9346and you are not even ashamed of yourself, don't disgrace man kind!! Urimukadzi anemoyo wechidhoma and zvrikutoratidza kuti wakafadzwa, zvaitika Kuna Chenai inzira Yako newewo muroyi
@@TheAzory apa hapana ngozi mambo ,ngozi inouya kana ropa radeurwa through maoko kwete zvemunhu aurawa nemishonga kana runyoka zivai chishona huroyi hauna ngozi
Chenai’s family nharo ndidzo dzakakonzeresa ungaite nharo ne n’anga yakuvadza mwana wako kudaro not that l am supporting that but chero kudenga chaiko pane pamakambonzwa pachinzi mwari achanzwira vanhu vachaenda ku gehena tsitsi here zvimwe zvinhu zvinongoda common sense mukurarama
Hmmm they were looking for money these people. But they couldn’t raise it. Hupenyu hwakaoma munyika. Iye murwere wacho wani akati ndikakwanisa kushanda ndiko kuti ndiwane mari yacho semupari wemhosva. I think she should’ve been given that chance. If she fails to pay vaingodzoreraka their curse since they can do it. Kushaya haasi mawone.
Aah! President apindire akazvipira chihure?marriage wreaking is also a crime....kuparadza musha its not a joke...plus this women akagadzira mirume wake....chenab akaita ruchivha...chakauraya munhu ruchivha..siya zvisi zvako
Thank you bro Simbarashe .Maifanira kuvabvunza mibvunzo for example kukoshesa mari kudarika hupenyu hwemunhu Hun,anga hwacho kungotungamidza mari mberi ,munhu akatofa nekuda kwehuroyi hwenyu mbuya imi na mai sasha
Taura hako wazoshata ngekufa and vanhu vaakuona seanga asina mhosva ngekuti wafa wakaresvawo chenai dai akatangira mai sasha dai varivo vakafa vanhu maizotii tiudzei dai mai sasha ariwo akatangirwa coz wanga ati ndirikukupa 4 days murume ndonenge ndatora saka uriwe waimirira kufa ere kuurawa nehure remurume imii
Havasi Mwari mai iyo ino uraya munhu Mwari ndiye aka sika munhu ndiye acha tora hazvina basa izvo zvokuti murume wemunhu saka ndivo here Mwari vave kuuya munhu hazvina basa kuti mhosva yemunhu yaka kura sei wamuuraya ndiwe une mhosva pasi nedenga izvozvi mweya waChenai uri kuti maka ndiurayireyi naye Mwari uri kuti waka uraya munhu wangu
Justice yei for hure? Do you have any idea kuti kugara muhospital nemwana ane 3months akatsva usina support yemurume wako zvinorwadza sei? Pamusoro pazvo urikuona ma message ehure. Uyu anonzi chenai akazviuraisa ega. Handiti iye aizviita ndiye mugezi ngaachigeza kaa ari 6ft under. Chenai raiva hure ndicho chokwadi no need to play victim mahure ngaafe
Ini hangu gogo ndabatikana family yamai chenai varombo havaikwanisa zvinhu zvakawanda kudaro asi kana uri murombo ngaafe here. Nhai nyika irikuti kudii n3kufa kwemunhu
@@danaindhlovu6112 saka the man is innocent according to you? Do you honestly believe kuti baba Sasha and wife have a blissful marriage now that Chenai has been eliminated?
@@thelmakashanje7863Vasikana inzwaiwo tsitsi. Munhu akakumbira ruregerero after anyeperwa kuti handina mukadzi. Apa just imagine kuti dai aive hama yako kana sisi vako. Kuregererana ndiyo nzira yekudenga.
Gogo deserve to being given a award to be minister of youth,havagone here kungadzira vesatanism zvimwe tigarara muzimu zvakanaka ,zvonyadzisa izvi kufira mujolo
Journalist wakaoma iwe uku one side kwagogo uchivatsigira uchiseka the other side rana Chenai ....apa uchada zvee kuenda kwana Chenai kunotora nhau .Better kunyarara gogo vachitsanagura than kutsigira zvisina basa
Zvechokwadi munhu were anotadza uye the only Judge ndi Mwari kana Chenai ai jajwa only God was going to judge her kwete zvakaitwa neuyo akaenda Kuna Gogo na Gogo kutora mhaka kuisa mumaoko ako kana zvairamba zve Marriage zvacho it was better than kusvika pakuuraisa munhu I don't think now kuti marriage yacho ichamushandira
Problem vanhu munotu kuroya kubata mushonga chete ,asi Chenai aitovewo zimuroyi zihombe .She met her match and it led to her death. Chenai was evil as well .Deaths doesnt make her a saint . She was evil and zvakaiwana ngwarati. Justice kudiiii .
Gogo ini ndoda kutosvika pamuri munhu akaputsa imba yangu anotoganza nanhasi vana vangu are suffering ini ndikutambura kuchengeta vana ndega hure rikudya zvaroda nfikatofona kumurume ndichida rubatsiro nevana anototora fon ototanga kutuka ..slymediandipei number
amen thank you for advising hama yedu iyi musatsvuka zvanza neropa revanhu. Hausiwe watanga k😮kurambwa over a girlfriend his grace God will locate you and yr kidz
Nothing can justify this act, how can someone take a life that she can't give. Killing a sinner won't make you a saint in the eyes of God Mai Sasha and your gogo
Zinatha must ban such traditional healers. Zinatha mst approve na'nga dzinorapa kwete kuuraya
Kana kune n’anga dza ka simba kudayi vadii kusunungura Zimbabwe. Mai Sasha watorerawo mumwe mukadzi murume
Sure
Izvi hazvina kutanga nhasi why should she banned
Chenai akazviita guy
@@lyndabanda4809 Vakadzi let’s not have that self entitlement over a man . Haasi Hama tako pls. Nyika ya shata we need n’anga dzinoti ma champion kugadzira nyika not munhu
Gogo ndivo vadini vakaita basa ravo mhuri ndiyo yaifanirwa kumira Mira regai kugara mumatown muchitadza kuva neruzevha kwamunopfuya mombe mhuri inoratidza kuti vazere mumatapi hapana kana akapfuya .
Jesus Christ is the only one who delivers you for free .Jesus is the only one who fogives truly.Jesus is the only one who can wash your sins away.
Recieve Jesus today. call upon the name of the Lord and you be saved.
Amen powerful words
Jesus Christ is powerful and just watching this nonsense???? Leaves me wondering why prayers are not helping in making the world 🌎🌍 a better place!
Whatever man stays with such a witch has a problem.MaMoyo uri muroyi hapana matare akadai.Huroyi chete.Mwari ndewe munhu wese.Hanzi basa!!Ungati huroyi ibasa.Kusanyara.Imbwa yemunhu!!!
Amen 🙏
That's true munhu waMwari munhu haha uraye munhu nekuda kwemurume ndarwadziwa shem
Gogo MaMoyo hamuna mhosva imi 100%
Hamuna kuenda kumba kwe munhu imi ndowo basa renyu, imi mukato potsa vanhu vañoku blem just basa maka bata. Musarega kuenda kunhamo, mutaure pa nhamo kuti maka bata basa.
Saka muchayita seyi Mai Sasha vakupupura kuti gogo imbavha
Kwamuri vanhu asi kunaMwari vane mhosva hombe
Muroyi mamoyo uyu Satan
@@DJImaanmutondo7560vatori confused vaya ko zvavakambobvuma wani
P07¹@@DJImaanmutondo7560
Journalist hauti family yana Chenai yakanyepa saka ukureva kuti Gogo ndovane chokwadi unofanira kuve pakati not kutora side
Ko kuzondobvunza munhu afa ndochii ichocho
Unenge uchityawo n'anga saka woita sekunge gogo varibhoo
Atotora side kare
Kunge ndiye anoziva chokwadi ngakwane kunyepa chii chanoziva
Hakuna journalism yakadai
Kushanda nechikwambo haiwawo mudzimu unoregerera hausvike pakuponda mwana mhani huroyi siyai mbuya imi kugadza mosvikepi nazvo muchasangana nazvo hatiuye ikoko dhemete munoshanda matare apiko imi hamuna chamunogona imi saka Chenai makadii kumubvisa chikwambo agone kuroorwa than kumuuraya
Makagona hamuna mhosva gogo zvinorwadza kutorerwa murume am on my way gogo
Hapana chatadidza besides satanism..SMTV musadaro.
Gogo is evil period
Haiwawoooo hura8 mufe muchadzidza henyu kana musati madzidza..dhemetiii
evil starts nekutora murume wemunhu
This is evil
ASIWO MADZIDZA KUTI CHIHURE CHAKAIPA
@@emmanuelchaza2952Murume wemunhu wechiiko. Zvinoshamisa chiiko zvekudanana nemurume wemunhu ungauraira munhu nonsense dzakadaro. Satan
I simple think that this Gogo couldn’t Undo what she did. I don’t think it had anything to do with money. And who knows maybe, she made them not manage to get the money to pay her and Mai-Sasha because she couldn’t help them, by undoing what she did. Shams! May Chennai’s Soul Rest In Eternal Peace.
I believe so too
Dai vakangobvisa mari vaizonyatsoona kuti sure gogo vatadza kuroyonora ngavangobvisa mari irikudiwa gogo munhu anotonzwisisa uyo
The love of money,gogo mamoyo is a scamer,mai Sasha is now changing statements,vaingoda mari chete avo,ko kutyisidzira vanhu kuti munin'ina achazvimba dumbu ndiye adii hake munhu asina kupara mhosva,Muda kuti vanhu vamhanye nemari vachiti musha wapera makatadza kubvisa period,mai Sasha vakatoti kutorina Florence uko marimwezuro babasasha vakatorara kwaFuro,hamusi kuziva zvirikutaurwa namaisasha ko onaika
Not at all ,zvagara azviitwe mahara..basa racho rinorema wo
. Gogo vechii muroyi uyu anongotsvaga mari
Thanks gogo makabata basa renyu mahure anotaura zvaanoda zvinorwadza
Kuroyonora ndokwamakatadza gogo ndochokwadi
Very true ndo zvandakaona varoyi kurapa havagoni asi kuroya ndokwavo
And vaitoziva kuti anofa coz iye yekutanga vakati mai sasha ndakakuti chii wakashinga hre vaitoziva kuti handizogone kusunungura
Very true
True
Ipapo ndochakwadi vakatadza kuzvisa
Zvamakaita izvi gogo mamoyo handizvo mungadai makafuratidza moyo wabb sasha pakuuraya munhu maoko enyu atsvuka ropa
That's true
Ehe nhai
Sure nyika yakazara varume wofira mrume wemhunhu ladies ngatichinjei maitiro kana mrume achikuda ane mkadzi wako chii chinomutadzisa kuda umwe waanaye😂
Munhu anobata murume wemumwe ngaafe
@@MemorySiziba-h9n kkkkkkk isu tichinahwo upenyu
Good job gogo chihure ndokut chiite chishoma
Kuuraya munhu akumbira ruregerero here ndizvo here ZINATA yacho
Ipapowo zvako shuwa taura hako, wapotera watya
Dai vakangomuroyonora vozowapa mhiko yekuti musakauya nemari yangu muchasangana neichi kwete zvekuzosvika pakufa here veduwee
Chenai mukira vese mai Sasha nababa Sasha neimbuya iyoyo imukire nonsense
Mushonga uyu Haina kutanga nhasi she is not the first to die
Haichazi Zinata mazuvano yava zimhata iyi
Ndainzwa vanhu vachiti n'anga nesvikiro zvakasiyana hanzi n'anga muroyi it's like I'm getting it now
Ndokuti vanhu vachangamuke vazive kutsvaga Mwari kwete N'anga ko mari yakosha kupfuura hupenyu here
My question is this woman is going to kill all of a woman because of his husband is cheating ladies I think this is time to put an end of this thing why don't you deal with your husband
Varikungoda mari yavo chete zvogadziriswa
She "dealt" with her husband. Musabate zvinhu zvevanhu, munofira mahara.
Leave married man alone...munhu tsvaka wako
Nhai hako aaa
UKapinda mumunda me munhu makateiwa unofa
Chandofarira ndechekuti yenyu nguva irikuuya hamusi mwari imi.Who are you imi mbuya munoganhurira munhu mazuva ake aakatarirwa naMwari ekurarama ndimi n'anga dzatisingade kana muchizvigona zveRunyoka ko ipaika rwekuti haimuke kana munhu akabuda mumba or rweruware .Ndingazofara hangu kana ndikazosangana nemi kana yenyu nguva yamwari yakwana isingaroyenereke ndokubvunzai kuti murikuinzwawo here pain yakanzwikwa naChenai uye negehena rakakumirirai ndoda kuti munonyatsotsva nekuti muri muhu akashata fani.
Taura hako
Ndokuzvipedza kugadzira murume. Pane kugura hupenyu hwemunhu Chenai akatadza asi Munhu ahauraiwi sehuku.
@nesternasa3072 but magadzirirwo akaitwa murume akanakawo here kana achiuraisa vanhu dei vakagadzira zvekut iye murume ndiye anosafa coz apa achauraya nyika
Koiko kuzoti mukomana haana mosva ane mhosva ndiyan
Muroyi royera kure
IMHO we all are aware kuti economy munyika yakatisunga zvakaoma. I don’t think kuti vabereki vaChenai deliberately decided not to pay zvaidiwa kuti mwana wavo ararame. Chero mwana akatadza sei mubereki unoshatirwa ugopupa furo asi at the end of the day you’ll do anything to save hupenyu hwemwana wako. As for me personally, I’m against loss of life period. So I think they could’ve saved hupenyu hwemwana uyu by drawing a contract to pay in instalments with in mind that mhuri iyi will struggle to raise such amount of money. We all know kuti people in Zimbabwe most of them are struggling to make ends meet. Saka charging people beyond their means I don’t think it’s humane. Rufu urwu rwakandibata zvisingaite just realising the lack of compassion with some among us.
Did you see how poor they are. I blame the government, ndiyo inoregerera zvinhu zvakadai zvichiitika.
TRUE ZVAKO mhuri yanaChenai Vakakumbira mbuya avo kuti musunungurei tobatsirana kutsvaga mari tobhadhara vakaramba i dont think mbuya ava vanogona kuroyonora ini vanongoroya chete
Shuwa havagone kuroonora mishonga yavo ndeve Satanism Mai ava vane hutsinye inzwai zvavari kutaura vakuda kuuraya rudzi rwese apaakafa ndiye ane mhaka saka vakuda kuuraya rudzi rwese ari kuita news uyo ane makuwha sei arikutaura zvakanzwa kwana Chenai hagone ku tora nhau uyu
@@babrachakawata5992I think aivanyengerera nekuita sekunge ari kuside kwavo kuti vasununguke vanyatsotaura zvese zviri mumoyo mavo zvatanzwa tese.
Baba vachenai vakakumbira kuti vobhadhara mbichana mbichana kut chenai asunungurwe asi vakaramba
Vamwe mukutaura zvenyu hamuzivi pain yekutukwa namarwei imi anokuudza mashoko anobata iwe Uri muridzi wemurume I think that's a gud lesson kunana marwei coz I also went through this munhu achikuudza kuti murume wako anonaka hee uchatoisiya imba iyoyo ndichigarami ,Ivo ana marwei ngavambofungawo kuti dai ndirini ndaitirwa izvozvo how was I going to feel ngavazive kuti murume wemunhu haatorwe tsvaga wako nxaaah
Ini ndakatotirerwa next door my marriage of 15yrs and 5kids handina kumbobvira ndabata mushonga or kuuraya munhu I'm happy with my life ungaurayira munhu murume asina kana Mari imba mota or ma USA akauswa mu safe haaa fungayi musati mazviparira ngozi love is not by force
Sure ana marweyi vanoganza
There is nothing permanent Yaya you will be marwei one day
@@BridgetChikatalove it for you babes.God bless you 3and3/4 yemadzimai arikudanana nevarume vevanhu saka Vose avo vofira murume .here .MURUME HAISI HAMA YEDU IMARRIAGE CHETE
Varume ndovanorwadza mu life chero mozogara vanamarwei vamotaura Ava vanowana power kubva kumurume wacho hazvizode kusvika pakuuraya
Manje gogo vatoona ma customer vanhu vachingoti hee gogo hehe zvakazenge vazhinji munonyepera kutuka imi muchienda nekuseri
One wacho ndini mahure anonetsa kuda kuto ndibvisa pamusha wandakavaka hazviite.
Muchapedza madzinza negozi haku munhu anorowa
Kkkk seni ndotoendako handingabviswi pamusha wangu wandakashupikira ngeumwe munhu fokoro coz ukaona munhu unoshinga.kudanana nemunhu waanoziva kuti unemukadzi huroyi ihwohwo auya pamusha otokuroya kuti urambwe kana kutokuuraya iye osarepo aaaa todzifambira
Mahure haambonetse nekut wako murume ndiye anononyenga mahure , kuita desperate kusvika pakuebda kunouraya nekuda murume ndokut akude sterek here kana asingangokude achangonotsvaga umwe
Kana musha uri wako nyangwe murume akanyenga munhu anengei unongogara uripo weee musha hauvakwe nekuenda kunouraya that's being stupid and uneducated imba kana iri Yako ndeyako it's not in your hands kut ndotouraya kut ndipagare
Nhaiwe Sylvester. Sylvester what kind of journalism mbuya aba muroyi vaida kuenda paguva kunotsipika mweya
Rukawo runobata asina kuruita here muroyi uyo
Iye Sylvester hamuna kuona kumusha kwavo kuchibatwa nyoka here?Handimuchenese nekuti varikudya nevaroyi!Ngozi inoripwa ndeipi spa.Chenai akapara ngozi yei.Zimuroyi hausi Mwari.Kuda kuita Mari nehuroyi!!!
Nhai zvako nxaaq
@@fortula.tichwagoramuog8784ngozi Kuna mai Sasha zve
Haa, zvakaoma mombe shanu dzese. Haa zvazvinodhura wani. Hamugoni kungosunga bhusvumani yemurume here kuti isarima kunze.
True
Gogo you are so beautiful nesuwo vakadzi ngatidzidzei kusaputsa dzimba dzevamwe vakadzi
Kuda mari kudarika upenyu hwevanhu ska kubatsira chirudzii uku
Kuda mari kunge hure
😂😂😂😂😂
Hamunyari mbuyaimi muroyi
@@daisychirambwi8758kkkk vatori hure
Saka mune maColor maviri kumeso nemaoko mune hutsinye ambuya imwii
Kuroya munhu bcz kuda mari chte ska munowana chii akafa mnje mwari chaiye anoregerera vatdzi imi mouraya
Izvi hazviendesi kujeri kuzim vanototi ukatoti munhu muroi unosungwa
Havana kukwana ambuya ava imagine wakutopinza vanhu fear hee mukasaripa zvichabata umwe kudzinza kwenyu gogo vari kutongoda mari vanehutsinye
Gogo havasi mwarizve ava hure kumakuva
Gogo havasi mwarizve ava hure kumakuva
😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅zvakaoma haisi nyore kuputsa marriage yeumwe mukadzi aaaa @@JaneTavaruva
garai masiya varume venhu .Gogo pamberi nebasa.vana marwei vane pamuromo pasingaiti
Shuwa pasi nemahure
Saka hupenyu wemunhu wofananidzwa nemombe 😢😢😢 uyu anoda kusungwa Aya🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌
Ndakazvionawo kuti mhuri yanaChenai haisi serious, vaitoita sekuti mwana wavo haana chaakatadza. Nemari chaiyo vaisatoda kubvisa, vaitofunga kuti vakaziva kwakaroyewa Chenai voita tunhu twavo vega. Lesson learnt.
Tinovaona vakawanda vanokumbira ruregerero pakutadza vasina kna cent vachibatsirwa zvakanaka pasina chakaipa mahara pachena gogo makangoomesawo moyo nemiwo gogo Zita renyu ratosvibiswa pasi rose nekuda kwaizvozvi . Chero iro dzimu renyu ramuri kutaura iroro imi vaneukama naro richakufuratirai nerimwe ramazuva. Muzorangarira zvamakaitira mhuri yachenai.
Vnhu vnogoona kutaura kuti zita ravo rasviba bt kutaura Kuno vnhu vatozara kwa gogo
Ini hnku hndina chandoti ichi vaingofanira kupa mai sasha zve kwavo then vobvisa one mombe yacho
Ndoti kodai mai Sasha vkafa pa mazuva mana dai pari kunzi nhasi
Rukawo muripo wavo kuripa nyakugadzira neiye akagudzirisa kuti zviite bt ndopaunoona kuti vnhu vkungodaro hvo nekukumbira pa radio pacho hpna kna akabudikira kumupa mari yacho yaidiwa nhasi munhu afa vnhu vkutanga kunongedzana ini ndoti ngatidzidzei kunze uko vnhu tine moyo yakasiyana
Vaitoda mwana wavo aroonorwe vagonyatso batsira mwana kuparadza imba ya Mai Sasha
Yaivepo here
Vaisava srs vabereki ava haunyepi ipapo
Well done gogo mahure anoganza kunze uko vachitituka ngavafa ndirimunzira kuenda kwagogo lwe memory usazonditsvaga ndazoneta manje
I support you, rwira imba yako shamwari,
Make sure kumusha kwenyu kune zvekuzoripa ngozi nekuti munoshungurudza vana vemadzikoma enyu akunzi tete vakauraya munhu better kucheka sinhi yemurume venyu isamire kunze uko than kuuraya now afa but anonyenga mumwe nekuti yagara imhuka murume anohura
😂😂😂❤
Mungadai makarapa Chenai 1st,owana simba rekushanda obhadhara mari
Hakuna chenai zvivindi zvake aitozouraya mai sasha akatogona akafa .mai sasha good hure ngarife
🤐
@@JaneTavaruvakudzinza rako iwewe hakuna mahure uri saskamu remunhu
@@nyaradzohungwe8664ibenzi Kani ma comment Ake vhurukomu chaiye
@@JaneTavaruvako sei wati Chenai ihure Ummm sadaro
But pafair chaipo ikozvino Chenai akuita kunge anga ari Innocent,zvakunge gogo ndivo vane mhosva but Chenai paakanzi siya murume wangu dai akaita zvake chihure chake achihwanda otoramba kuti handizvizive kana kuti murume wako ndakatomuramba that way munhu haazosvike kuma extreme ekuti mukadzi wacho akugadzire.
Chandakadzidza ukadanana nemurume wemunhu usazobatwa neshavi rekuti mhuri yacho itambure uchiganza wotozviona kunge ndiwe wakapenga unofanirwa kutoudza chikomba chacho kuti chibate mhuri yacho zvakanaka vawane zvavanoda than kuzo abuser mukadzi hazvibude.dananai zvenyu asi vahosi ngavawane mufaro mumba musavashungurudze ndapota.
Hatina kumboti chenai akaita zvakanaka aita zvakashata bt pakuuraya ndipo pandirwadzwa zvangu kumajeri kunevakauraya bt variku pika mhosva dzavo wari vapenyu wani
Apa Mai sasha vane vana vakaremara
@Nomsa ,,, true been true this if I knew Gogo maMoya was going to do what Mai Sasha did
Nyaya iri pakuuraya? Would you want muroora akadaro here unless if you are in the same group. Haungatomutye here because solution yake to solve problems is to kill.
Kana murume ahura siya utsvake umwe tione kuti unomuwana kupi sly media hauna nyaya
Saka pamusoro pekuuraya munhu munoda kuripwa mbuya ava so
Hondo inopedzwa nehondo Mamoyo number 1 chiwororo pamberi nebasa mahure ngaamame
Mamoyo, your day is coming, God is for us all
Sha mbuya irikutoganza nehuroyi Mwari wakawamirira nguva ichakwana
Ndimi makauraya ndimi makauraya hazvina mhosva
Chenai arikubvira chero mukaita sei sei
@@maiyeukai9346and you are not even ashamed of yourself, don't disgrace man kind!! Urimukadzi anemoyo wechidhoma and zvrikutoratidza kuti wakafadzwa, zvaitika Kuna Chenai inzira Yako newewo muroyi
Muri muroyi imi
Muri muroyi kuuraya Mai nemwana gogo Ava ngavasungwe vese namai Sasha vacho 8:20
Tirimuhondo
Zvino makapihwa here mari yacho nhai gogo 👐👐makaita hutsinye hakusi kubatsira asi makaroya
Sorry maisafanira kukoshesa mari kudarika hupenyu hwemunhu
Rudo runoda kumanikidzira here, zvino marriage yacho iri papi manje , I hope you are enjoying in your marriage nemurume wenyu Mai Sasha
Pampering Na mai Sasha tanetswa nemahure
Mai Sasha vakapatisa ungapedza dambudziko nerimwe dambudziko here zvino chenai wafa saka dambudziko racho rapera here mumba mako
@@MelodyNcube-di5jldai uriwe wainzwa sei
Havana kumhomanikidza rudo Mai Sasha vakadii kusiya mkadz basasha vacho Kuna Chennai vacho kuda kuzviita mbinga muchidanana uchibva mumba mangu
@@MelodyNcube-di5jlmurume Wacho achangohura futi bva achatopedza nyika yese kuurayazve,,, plus zvikungooneka kuti karume kako kahuree Melody 🤣🤣kahukasha kacho soo, urayai muone kuti muchaita peace muma marriage enyu here,
Iri zijournalist iri zikuduzvi chairo rine makuhwa zimunhu remurume zidatya sly media muchashaya vanokuteverai
ZIKUDUZVI MANJE😂😂😂
Chokwadi haagone ngarege kudairira nyaya makuhwa
Zibenzi rigoti makuhwa ririkutora side
😅😅😅😅😅
Bamunini ava vane problem chaiyo
I like her she's STRAIGHTFORWARD and ASSERTIVE, I realised Zimbabweans don't like straight real people vanoita mafunnies, vanofunga kuty vanovengwa
Very true. Ini gogo ndikutotsvaga location yavo
So true. Wareva iwe
Pamberi ne kugadzirisa nyika. Hapana akakanganisira Chenai, akabhaiza ndiye plus vanhu vekumba kwavo, Chihure hachibhadhare
Vakaregerera Chenai
Journalists uyu is one sided, he doesn't know his job as a journalist. He is just agreeing with this funny gogo... but haa ngozi inomuka chete apa.
Hapana ngozi ..Hanti munoziva ngozi chishona chinogadzirwa neN'anga ..Saka n'anga iyo is responsible
So siyai vanoita zvakaipa vapedzerana
@@pastorharris7672 haa nyangwe pakasaitwa chishona paurawa munhu panongoita ngozi...
Arikutonyeya
@@TheAzory apa hapana ngozi mambo ,ngozi inouya kana ropa radeurwa through maoko kwete zvemunhu aurawa nemishonga kana runyoka zivai chishona huroyi hauna ngozi
Gogo murikutaura chokwadi vanamarwei vanodherera zvavo dai vakakutererai nhasi uno chenai angadai arimupenyu vakazvidza darerenyu chete
True dear
Zvivindi zvekuita mapitse nemukadzi vemunhu chenai azvihidha kupi
Atozviita gindagoriya chairo
Uchaitawo marweyi murume haasi mwana waamai vako unogona kungo sara sekuseka hokoyo
@@FungaiMusiraasi unoita chimbwavha chako wakahwanda,respecting wauri kubira
Gogo vari ryt ahisi nyaya yekuda mari zviri pana mbuya ndozvinoda kubhadharwa frst ndokuti varatidzwe mishonga yokuroyonora
Unoroya usina solution yekuroonora huroyi hwacho 😂😂😂
Gogo munonyepa .munoroya makabvisa nhumbu yachenai .mune moyo wakawoma .kuuraya vanhu vaviri
Pure evil
She is evil hako
Very evil
Ndimi maakutotiudza iwe ukadanana neakagadzirwa hameno zvako tokuisira Data pano tikakuonawo,hameno zvako
Siyanayi nesu varume vevanhu. Munofira mahara wee.
Gogo kubleacher kuganza nehuroyi hakuna mudzimu haudi ropa musanyepe gogo udzai vanhu chokwadi kuti muri muroyi
Apa wataura chokwadi kubleacher nokuroya kambwa kembuya
Gogo makawanikwa here ? ,you are beautiful
Chenai’s family nharo ndidzo dzakakonzeresa ungaite nharo ne n’anga yakuvadza mwana wako kudaro not that l am supporting that but chero kudenga chaiko pane pamakambonzwa pachinzi mwari achanzwira vanhu vachaenda ku gehena tsitsi here zvimwe zvinhu zvinongoda common sense mukurarama
True rukao runorapika ( my Shona🤧)😂
i also noticed that, vanhu vanga vari busy seeking media attention pane kutsvaga mari yekurapa mwana.
Hmmm they were looking for money these people. But they couldn’t raise it. Hupenyu hwakaoma munyika. Iye murwere wacho wani akati ndikakwanisa kushanda ndiko kuti ndiwane mari yacho semupari wemhosva. I think she should’ve been given that chance. If she fails to pay vaingodzoreraka their curse since they can do it. Kushaya haasi mawone.
Taura hako Hama dzachenai dzaitoda kushamisira Ivo variivo vane dambudziko
Asi ndiwe Samantha munin'ina wamai Sasha@@samanthahwindingwi890
zinatha ngaipindire even chief charumbira even mutungamiri wenyika
Chenai's death is a tragedy but rukawo is part of our tradition has always been there zinatha never abolished it. Chief cannot do anything about it.
Aah! President apindire akazvipira chihure?marriage wreaking is also a crime....kuparadza musha its not a joke...plus this women akagadzira mirume wake....chenab akaita ruchivha...chakauraya munhu ruchivha..siya zvisi zvako
Magona kupindura apo ruchiva rwunouraisa
Gogo imhondoro....... Jesu the lion of the tribe of Judah come down and have mercy.
yechikwambo
Vanhu ngavatsvake murume asina mukadzi chihure chouraisa muchapera muchingoti gogo zimuroi
Dating a married man kuroya futhi and kuwuraya, these ladies must know that
😂😂
Nevarume vedu ngavazive kuti kubuda kunze huroyi
Baba sasha ngaazvimbewo dumbu izvezvi ucharamba echihura achiurayisa vanhu nemi mahure mukatsiurwa bvuma kutsiurika usati hakuna munhu wemunhu .hee asvotwa ngaabude .hee murume ngewedu tese. Hee hamugezi aaaa hoo itai henyu
@@ThandoNcube-xy2fo shuwa wataura chokwadi iwe
Vanhu munedambudziko , Hama dzachenai dzakatadza kubatana dzobatsira mwana varipe zvaidiwa , vanhu tine problem yekuti kana Hama ichirwara hatikwanise kurapisa asi kana afa tinomira mira kuti munhu avigwe .Dai vakatokumbira imi. Varikungoti ngozi .
Taura zvako. Vanhu vese kurwira hure here veduwee. Vanhu havazivi kurwadzisa nekudada kunoita mahure
❤❤❤❤❤ chokwadi chinorwadza
Ndakazvitaurawo unoona vanhu vakuchema nekuzvipondera pasi kanzatu kanzatu kemari vakatadza yenhamo vanobisa
Ko kana vanga vasina, mwari ndivo vakatendera nguva. Let's not blame people.
Melodymukundu3692 usadaro dea iri ibusiness ragogo muroyi chete ini ndakarambwa handina kumbouraya munhu
Siyanai neChihure,ndoomagumo acho ,akuruma nzeve ndewako
My question is ,mai sasha vacha enjoyer marriage iyi here
Hapasisina ndiani angade kugara nemuroyi
Vakazvipinza muKingdom yakaipa mai sasha
Vanotoenda mberi nemariage yavo nekuti murume akamugadzira hapana waanogona kuroora.Murume ndewake
@@isacmutembedzi that we all know is it gonna be enjoyable
Rakatodyiswa baba Sasha
Saka hamutonyari here kuonekwa nevanhu motaureyi munhu aripasi makaoma veduwe ndakupayi sando dzehutsinye
Iwe musatanyoko wamai vako...hure ndiro rine utsinye..pfutseke..isu tine vana vari kumakova uko akauraiwa nemahure...manje tirikuenda kwagogo
Tadzidza chii kuuraya munhu ikoko havana moyo
Vanoroya ava vanemoyo wakasindimara
Saka hutsinye hwaChenai hamusi kutaura nezvawo sei? Chenai akazviuraya Chenai akauraiwa nechihure. Chenai aiva hure fullstop
@@JeremiahKaronga tadzidza kuti murumw wemunhu is a no go area .
Journalist aiti akatarisa ganda ragogo,oti muromo ,oti yekera,oti onini,wanike gotsi papata,mudhara wangu ndokuimba manhanga kutapira !!!!ndaenda ini😂😂😂
Ishuwa iyoyo apa ganda racho nderekuzora mafuta ekutsvukisa plus havandatanga gogo ava muroyi zvagara n'anga nevaprofita venhema vari musame category imwe chete vakasutwa nadhiyabhori
Puuuuuu handiende kun'anga hangu period
Ko nhai gogo pamakapfukatidza. Murume uyu makadii kusiyana naye ko makazoramba muchimukuvadza sei gogo kutaura chokwadi muri muroyi isu tirikuti hurombwa ngaubviswe asi murikutoisa hurombwa hwacho. Imi maiti murume asabhadhare chenai ndiye akaudza murume here kuti ndokuda ane mhosva murume ndiye akada chenai gogo ndati mweya wemunhu haunyarare makauraya gogo itori medha iyi hamuna kurwadziwa dai makarwadziwa makamuroonora zvekuti moyo wamai sasha woda kusununguka. Ndivo mwari here. Makaita basa makauraya gogo nezvamakaita asi muchafawo nekuda kwachenai
Nhai hako iwe
Thank you bro Simbarashe .Maifanira kuvabvunza mibvunzo for example kukoshesa mari kudarika hupenyu hwemunhu
Hun,anga hwacho kungotungamidza mari mberi ,munhu akatofa nekuda kwehuroyi hwenyu mbuya imi na mai sasha
Ummmmm Chenai akarwadza zvake nyangwe Akanga Ari wrong
No one is perfect
Hatingasekerere zvakadayi senyika
True mwari ndye anoziva zvakaoma hazvo
Shuwa ummm akafa zvinorwadza mwana uya
Lesson to be learned, akaita mistake yeku ganzira muridzi wemurume
Gogo Havana mhosva kuona kwangu mhosva ina basasha nachenai Dai chenai akasiyana nabasasha Dai arimupenyu kungoti chenai aita advantage yekufa zvekuita sekunge akatadzirwa iye akatsiurwa asat adanana nabasasha
Ko babasasha vaida vakadzi 2
Taura hako wazoshata ngekufa and vanhu vaakuona seanga asina mhosva ngekuti wafa wakaresvawo chenai dai akatangira mai sasha dai varivo vakafa vanhu maizotii tiudzei dai mai sasha ariwo akatangirwa coz wanga ati ndirikukupa 4 days murume ndonenge ndatora saka uriwe waimirira kufa ere kuurawa nehure remurume imii
@@tanakazinyama1159akadii kungonoroora osuma mukadzi wake nanatezvara
Imi mumabarika murikufiwa umu asi kwenyu hakuna barika ndoosaka muchidaro kuurairana vana imi harina kuchipa barika and barika kuwirirana nemukadzi wako hino 1 chenai waituka mai sasha baba sasha vanga vogara vachirovawo mai sasha ngekuda kwachenai saka maida adii
Havasi Mwari mai iyo ino uraya munhu Mwari ndiye aka sika munhu ndiye acha tora hazvina basa izvo zvokuti murume wemunhu saka ndivo here Mwari vave kuuya munhu hazvina basa kuti mhosva yemunhu yaka kura sei wamuuraya ndiwe une mhosva pasi nedenga izvozvi mweya waChenai uri kuti maka ndiurayireyi naye Mwari uri kuti waka uraya munhu wangu
Inzwai vana ve ZIM Mbuya Mamoyo Ava havasi munhu we chivanhu nokuti chivanhu hachiiti ZVAKADARO munhu anogona kuita vakadzo vaanoda KWETE kuti zvanzi Tateguru vati zvino nezvinoasi nhai Imi munechakwadi here kuti dzinza rekwana Chennai seyi Zinata inobvumira kuita ZVAKADARO nokuti uyu murume uyuko akati ndinoda kumuroora apandiye anotorora Guva iye murume zva MBUYA AVA HUDYIRE KWANA CHENAYI IVO NDOVANOTO RIPA KUURAYA MWANA UYU NE PAMUVIRI PAVAKABISISA GOGO MUROYI CHAIYE MADZITATEGURU ANOBVUMIRA BARIKA
Saka journalist waenda kunotaura nyaya dzakabva kwababa Chenai.
Mgodhoyi wakadii kuvapa mombe 1 yacho wakanovabhadharira
Taura hako akutofambisa guhwa tsveee kunobvunza zvaafambira nxaaaa
😂😂😂😂😂hoyoooo
Arikutya kusotewa nagogo
Sure ndamunyarira guhwa racho ka
Huripwa yaa ngozi here mmm
Gogo avamuroyi hakuna kuroya kunodarika kwamakaita yes Chenai akatadza but zvamakaita kusvika munhu pakufa dai arimwana wenyu maimudaro here imi ini ndoti ndimi makauraya chenai
Haaa taura hko ndohuroyi uhu ende havagone kuroonora mbuya iyi
Nematambudziko eyi amaibata imi mbuya murimi makaroya
Maida kunoiteyi kunhamo kwacho mhiko yeyi maida kunomutsipika moziva zvamakaita mbuya vekupenga mokara mari kudarika hupenyu hwemunhu ..😢😢😢😢
Saka gogo imi makatadza kusunungura munhu mari ichizouya mune chekuita nerufu nekuda kwemari
Gogo mamoyo ndovaziva vnogara ku M ava chitungwiza vnonyepesa havagoni havo
haa tibvire
Chokwadi muroi@@AngieMaranda-b7c
😂😂😂😂@@GladysChikumbo-pp7mw
Handifungi kuti vanogona kusunungura kwacho. Zvikwambo zvavo zvangu zvoda ropa
Two things,
1 rest in peace Chenai.
2. very below the standard and gutter journalism.
Chinonzi Slymedia ndi Robert Tapfumaneyi... Ever since he left I hardly waste my time watching this channel.
How many waiting for the "RETURN OF CHENAI SAGA" on the way ndozvoita Ngozi ya Chenai & Baby coming soon watch this space.......
Count me in
kana Chenai adzoka daidzai Mukotsanjera anobva abvisa zvese nechikwambo che mbuya iyi.
Hapana kana ngozi apa baba,haana kufa nekudeurwa ropa rake saka zvengozi hapana plus ndiye aitobhaizawo zvake,,,,but ndiri ini zvangu zvekuzoti munhu afe haaaa kumukwidza uko,haisi kunyore kuona munhu achitovigwa uchiziva kuti ndiwe waitisa izvozvo kunyangwe munhu akakutadzira
Ngozi hapana apa kutonoora uko
Muri muroyi gogo, dei makangoti isamire or kufuratidza cte not kuuraya
Zvavakamboti vakafuratidza ,vavagona wani kuzoroya kwakwakuitirwei
I chokwaddii gogo amuna tsitsi
Sekuru tatsu banogona vanorapa not zwamaita
Murikuvapa mbiri mbuya ava justice for chenai
Justice yei for hure? Do you have any idea kuti kugara muhospital nemwana ane 3months akatsva usina support yemurume wako zvinorwadza sei? Pamusoro pazvo urikuona ma message ehure. Uyu anonzi chenai akazviuraisa ega. Handiti iye aizviita ndiye mugezi ngaachigeza kaa ari 6ft under. Chenai raiva hure ndicho chokwadi no need to play victim mahure ngaafe
@@Fafah09 taura hako. Chenai ndiye akatanga kuroya apa.Akarumwa nechekuchera
You reap what you sow,handy aisvotesa, tiri vanhu nenyama
Chenai akaganza
@@Fafah09 Well said
Bt kna munhu akumbira ruregerero moramba makasunga munhu hre yes mari inotsvaga hupenyu hautengwe veduweee..... Ndarwadziwa mokoshesa momba pane hupenyu hwemunhu dai makatanga makamusunungura mari aizoishanda apora pane kuuraya
Chokwadi ichocho anenge akaona kt havachagone kusunungura awo
Gogo hamuna moyo zvachose. You were there pakubatsira. Ndaifollower nyaya yachenai from day 1 maiva kuside kwamai sasha.
Eeheka saka vaifanira kureverera chenai pakudi
Hanty mai Sasha ndoclient yavo
Ini hangu gogo ndabatikana family yamai chenai varombo havaikwanisa zvinhu zvakawanda kudaro asi kana uri murombo ngaafe here. Nhai nyika irikuti kudii n3kufa kwemunhu
Ukatora murume wemunhu tiza hako naye. Munhu annge akabva kure nemunhu iwe wouya kuti ugare rifa zvako
Ko kana uchiziva kuri uri murimbo unodananirei nevarume vevanhu
Akachiwana chaaichera
@@danaindhlovu6112 saka the man is innocent according to you? Do you honestly believe kuti baba Sasha and wife have a blissful marriage now that Chenai has been eliminated?
Saka makuti barika hariko here ambuya rudziyii vasingazive guru ummmm barika varume vese vanorida asi imi mapandukira varume vose kurenemi
Justice for chenai
Haaaa ibvai apaaa aidei pamurume wemunhu ngaatsvage wake
@@thelmakashanje7863Vasikana inzwaiwo tsitsi. Munhu akakumbira ruregerero after anyeperwa kuti handina mukadzi. Apa just imagine kuti dai aive hama yako kana sisi vako. Kuregererana ndiyo nzira yekudenga.
Chisanganisai madoĺar mubetsere kutsvaka lawyer because vakashaya yokubhadhara gogo vozowana yemalawyer vangarwadzisa ipapo
Yei
Justiceyei iye iyi ganza
Gogo gained something from this death ndovana admire ava asi musadero kuganza nehuroyi sure
Va sacrificer basa ravo neropa ra Chenai.
Vakatouraya vanhu 2. Nhumbu plus chenai wacho
Mombe vaiiwana kupiko veduweee nekushaya kwavo kuye veduwe😭😭😭😭😭😭😭😭makaoma moyo shuwa makatadza kusunungurawo hre mozobhadharwa asi mnhu ararama
SMTV buditsai vanhu vanobatsira kwete varoyi
Iwe mutori wenhau unemakuhwa akashata fani
Kkk ko aita sei
Akarerekera side ragogo hazviko akutopomera the other side kut vanonyepw
Sly media ndozvaanoita even kwa madzibaba ishmael aitotemesa vanhu musoro
You will loose followers because you are biased. Smtv
😂😂😂
Gogo deserve to being given a award to be minister of youth,havagone here kungadzira vesatanism zvimwe tigarara muzimu zvakanaka ,zvonyadzisa izvi kufira mujolo
Journalist wakaoma iwe uku one side kwagogo uchivatsigira uchiseka the other side rana Chenai ....apa uchada zvee kuenda kwana Chenai kunotora nhau .Better kunyarara gogo vachitsanagura than kutsigira zvisina basa
Idofo journalist uyu
Zidofo rekupedzesera sly do something
Vanenge zvakafanana varoyi vese
Anotyawoka kufa in'angaka iyi
Kutotyawo uyu be a good analyst arikutya murume uyu
Hakuna munhu asingatadze panyika but kuuraya hakuite veduwe
True, tese tiri vatadzi but matadziro ndiwo anosiyana.
@@promiseshadaya3886 taura zvako iwe
Rambai kaa muchitadza nekuupanwa mhuri dzevanhu
Pasi nema small house
Zvechokwadi munhu were anotadza uye the only Judge ndi Mwari kana Chenai ai jajwa only God was going to judge her kwete zvakaitwa neuyo akaenda Kuna Gogo na Gogo kutora mhaka kuisa mumaoko ako kana zvairamba zve Marriage zvacho it was better than kusvika pakuuraisa munhu I don't think now kuti marriage yacho ichamushandira
Problem vanhu munotu kuroya kubata mushonga chete ,asi Chenai aitovewo zimuroyi zihombe .She met her match and it led to her death. Chenai was evil as well .Deaths doesnt make her a saint . She was evil and zvakaiwana ngwarati. Justice kudiiii .
She did not take a life
Gogo is beautiful
Kwana iwe
Apa Gogo is so young and beautiful
Taura hako
Hamunyepi ipapo
Shuwa gogo is beautiful
Vanoda nyora gogo ava
Ko skin vanozoreiko, beauty yacho is mwaaah
Problem is both n'anga nemahure they are all legalized in Zimbabwe 😅😅😅😅 saka muchaita sei
I don't want to judge anyone but denga muchariona
Justice for Chenai.Huroyi uhu.Journalist une rurimi rurefu .une guhwa . Mhondoro ipi inodeura ropa lmika musatambe nechivanhu aaaaa
Ndikumunzwira hasha journalist uyu i
Imbwa interviewer uyo
😅😅😅😅😅 wandiuraya ini aaah ndaseka rurimi rurefu😅😅😅
Taurai henyu mahanzi hanzi acho ummmmm
Justice for svitsa tsvene...mahure ese kunana baba vavo satan
Gogo hamaizoomesa moyo kusvika pakuperehwa ne nguva kwakaitwa na Chenai
Well done gogo inini ndiri munzira kutouyawo kwamuri izvozvi ndiri kuchema imba yangu yatoparara nekuda kwemahure aya vanotofona vachiganza 😢😢😢😢
Gogo vatori bho coz mahure awandisa
Kana usisadiwe hauchadiwe sha..rudo kana rakushandisirwa mushonga ruchiri rudo here?
Kana ini nditori parwendo kuenda kwagogo hure harisi Rekunzwira tsitsi vanhu wee
U can see kunga zvakanaka but unochema wega chero gogo vanenge vasipo....dnt force love kana zvapera zvapera
@@nyashabonde5700😂😂😂 manje muchafira mahara nekuda kuzviita munodiwa makapenga vapera here vanhu vasina vakadzi hanty munenge muchiganza kana mafonerwa
N'anga iyi can even win a beauty pagent
Well explained....
Matare emhondoro haazvidzwe ndeevaridzi. Musaganze munozvimba mukazvirega.
Gogo ini ndoda kutosvika pamuri munhu akaputsa imba yangu anotoganza nanhasi vana vangu are suffering ini ndikutambura kuchengeta vana ndega hure rikudya zvaroda nfikatofona kumurume ndichida rubatsiro nevana anototora fon ototanga kutuka ..slymediandipei number
Uhm usaende hako dea, unozoshaya mufaro worse uchinzi wauraya mnhu. Vasiye vakadaro, Mwari ndovanotonga. Vimba naJehovah Mwari wako zvichanaka
amen thank you for advising hama yedu iyi musatsvuka zvanza neropa revanhu. Hausiwe watanga k😮kurambwa over a girlfriend his grace God will locate you and yr kidz
Enda unosorta HURE hanzvadzi yangu munhu ngaamamire yaakatanga
Mahure anoda kusotwa weduwe
Ndokumbirawo number dzagogo pliz
Mbuya vakangwarisa ava vanoreva here vese vanofa kwese kunze uko vasina kuenda kunoreva kwavakagadzirwa vanopera kufa ngavataure kuti vanoda kunotsipika Chenai kwete kuti vanoda kunosunungura ngozi ingozi vaMamoyo musanyebere kungwara
Gogo makaoma moyo yoooo mur muroi apa ne age yenyu musadaroba imwi
Taramba wafa wanaka. Chenai akabhaiza, mahure anorwadza, pamberi naGogo MaMoyo
Gogo awa wari kunzvenga hawasi kutaura zvawakaita chaizvo nkt audio ya mai Sasha vaitaura kt vkagezesa photo ra Chenai vkaenda naro kwagogo awa,ska ngavataure kt photo vakariita sei nkt wari kunyepa kt vkagadzira murume
Ndakazvinzwawo izvozvo ko pic raitsvagei kana vakagadzira murume
Mbuya inoda shamhu iyi zvekuganza zvopera izvi, ungati kuhura ingozi, ndochii chakadaro mxxxm
Ndiwe chete munhu wataura chokwadi. Most people didn’t hear that part. Mai Sasha vaitoti hameno kana vachinaro photo racho.
Gogo Mwari akakumirirai kudenga
Handikanganwe muromo wekuti mai sasha ndakati ndoda munhu akashinga ndokushinga here uku
Gogo maMoyo makakanganisa 😢maifanirawo kurapa Chenai nekuti pakutanga anga asinawo kuziva kuti anemukadzi..honai akatosiya mwana wake
Gogo ava vanoda Mwari.Zimoyo ragogo kunge jeri reBindura chawagonahapana.
😂😂😂😂
Gogo ava manyama zvamanje mnje ....long life gogos
Gud mamoyo vanhu ngavasiyane nemunhu kana munhu wake aramba
Good zvekuti gogo . Ndirikutoshaya number dzavo gogo ava. ❤❤❤
Urisei
Unoroya
Mukawana number dzagogo mundipewo.
Gogo huchiiiiiiiiiii
@@MonicaChiwamondipawo
Nothing can justify this act, how can someone take a life that she can't give. Killing a sinner won't make you a saint in the eyes of God Mai Sasha and your gogo
Pasi nevarume vevanhu vanhu ngavatsvage vavo becareful. Pane kushungurudza mhuri dzavamwe gogo mamoyo bhira mberi
Mberisa
I second you Prescious ini wangu akaenda ndotovada gogo ava sando dzenyu gogo ndokudai dzimba dzedu dzirikuparara
Sure zvinorwadza trikutambura tr2 wongouya kuzokohwa chete in ndtoriwo mroyi fut unofa wakasvinura sematemba nemrwadziro urkuita kushanda
Gogo mamoyo ndimi henyu makauuraya chisarayi mugarike chayizvo zimuroyi uchafa se gonzo iwe kamuroyi
Achafa chete segonzo
Iduzvi mukadzi uyu nxaaa rakuda kutopedza dzinza rese richiuraya haiwa
Saka gogo Mamoyo ndimwari vanoziva zvinoitika kumunhu heyi zvakaoma Mwari ngaatibatsire
Ngavasataure zvamwari mbuya ava ndovakauraya vakadi kungofuratidza nop kugadzira kuuraya mbuya … ndoti kumhuri yaChenai fambai Gogo ava nemukadzi uye vashaye zororo
Kutoti vanemurumewo gogo ivava moyo wavo wakashinga bt makatadza bt vanhu vaipa macoments wani chenyu munorapa neropa ravanhu cz amuna tsitsi muponesi chaiye anetsitsi zvamotaura azvichamutsi Chenai dai maitaura muchimubatsira better azvichashandi zvamurikutaura zivai nyika izere varume vane hura mhani chero wenyu anohura asi muringanga makatadza