Ndomibvunzo yamafambira kunobvunza here nhai madii kunyora maquestions ekuzonobvunza , this was a waste of an interview, why musina kubvunza kuti Ishmael maigara naye sei was he abusive to you or the kids .You are a disappointed
Mai ava changamukai munotora vana 4ava mushandirwe kuchechi kwamurikuenda uko vana vavhure njere dzavo dzakakanganiswa nababa vavo mobatsirwa nevana venyu zvimwe zviri kuitika muupenyu but baba lshu siyanai navo ruzhinji rwezìmbabwe runokubatsirai
Aaron nyamayaro anomboitawo seane rimwe naIshumairi. Pane interview ana madzibaba vachiti kwedu kwakanaya mvura tigere mushe ngavasasunge ishmairi nekuti ndiMwari bvunzai Aaron uyu. And yet we asked aaron to show us panogara vatendi vekwa ishmael nanhasi no pics
Shona converstions are full questions - kuti ndiyite sei? Kiti ndienda kupi? Ku bayite sei? Akuna ayita sei? Amfonera. Awu batu!!
Vanhu vakaita sa madzibaba ishu variko 😢
Sei uri kuda kunowona Ishumairi sei iye akakusiya,
Murume wake zvee hapana pazvochinja ndibaba vevana vake havana kurambana ava
mune kakurasika njere mother kujeri murikuda kunotsvagei tsvee kuita shungu yekuzama kugadzirisa hukama nevana 4avo vasingataure nemi
Hutsotsi ishu kuba mwana womupa mashoko ekutaura ummm zvakaoma Amai varkushungurudzika vana avavatove neruvengo kunamsivavo kutevera Bba vachapepuka mishonga inowora inopanduka kuitazvikwambo
Mai ava kutenderera kuisa madetails asiri necessary😫😫nyanya yotorebesa paya
Mu Zimbambwe here munotaurwa zvakadai ? Such darkness ????
Vachikuvada after all that?
Ishmael muroyi sure
Ngafire mujeri uyo
Ndomibvunzo yamafambira kunobvunza here nhai madii kunyora maquestions ekuzonobvunza , this was a waste of an interview, why musina kubvunza kuti Ishmael maigara naye sei was he abusive to you or the kids .You are a disappointed
I benzi Ishmael
dzokorora number idzo vanhu vabate
Shamhu yaMwari iriko musaidherere henyu
Chibanda to the world
Mbuya munonyepa imi munoda kurohwa mubuditse chikwambo chamukatora iwe na ishumairi
Saka unomudii
Mugoni wepwere ndeasinawo. Vana so
imi munotoda kupihwa zvivanikwa mari mungatoendese kuna ishmael kunomutengera chikafu
Iwe uchauraisa mkaddzi uyu
Zvakaoma
Munhu wese anopindana nenhamo nematambudziko nzwiraiwo Mai ava tsitsi
Mauniform tengerwai naIshmael wamurikuprotector , after what he put you through why are you defending him Saka murimese nasatan uyu
Ende kuomesera vana kuenda kuchikoro vakura vanosekwa nevamwe
Ko kuomberawo pachivanhu chedu..
Uumm mai ava hana yavo haina kugadzikana zvese zvekuti vanoda kunoona ishumairi kwangokutsvaga nekunyengerera pekugara kuti vasadzingwe pamusha naIshu
Vanopenga ava vachiri kumuda
Zvakaoma napa muchrikutoda kuenda kunonoka ishimairi haaa makanaka moyo ndiri ndinotoenda kudare kuno muriverera afire ikoko
😢
Zvimwe unenge Uchida closure