Haaaa ndinosimboona achiridza hangu asi apa ndaona chipo first part iyo 💽🎶💯✅ uyu ka hameno Mwari uye back ground yema rethym guitars arikuita kurwa chaiko🇿🇼👏👏👏👏👏👏👏🙌
2 things that I have noticed is that, 1st macheso is ever good than always , then 2nd is that the show was full of stingy people because the stage was supposed to be full of thrown 💰 money
Mudhara wemangoma Baba vaSharo uyu, musadherera mumhumhu. He is the tapemeasure, ano measure magatare . On top of the rest Alick Tapemeasure Macheso Tinokudai mudhara basa ngaribatwe. Hatidi nemi mudhara panofiwa anotikanganisira mudhara wedu.Ayayaaaa!!!
Alick Macheso always impresses me this is from Malawi Nsanje district
Muroyi chete ndiye anovenga chakanaka, l salute you Baba Shero
Sound quality huchi well done Alick n your crew
Haaaaa kana mazogara zvenyu uyu murume uyuka uuuuu sando dzawo simbi hombe dzinorodza dzimwe simbi pa nyaya yekurowa Bhanju Ayaayaa yaa ☝️murume wakanyanya anosimudza chaunga chose lntanation. I salute you Aleck Macheso👨✈️
He is naturally talented kwete zve kuenda kuchikoro kundodzidzira kuridza but uyo zvirimuropa
Macheso is @ another level. Brilliant sound as always. Big up to his sound engineers
Morgan Mapeta sound engineer
Best of the best baba Sharoe
Jack of all trade in sungura music
j
Big up to sound engineers makapenga guys munondigonera zvangu
That crowded stage what is going on ? Excellent sound quality .Macheso is the GOAT we are blessed as a nation for having him.
Estamos Contigo Macheso, o melhor dos melhor. Forte abraço a partir de Moçambique. Sensacional Banda dos campeões, acho Eu!
Magnifico
Haaaa ndinosimboona achiridza hangu asi apa ndaona chipo first part iyo 💽🎶💯✅ uyu ka hameno Mwari uye back ground yema rethym guitars arikuita kurwa chaiko🇿🇼👏👏👏👏👏👏👏🙌
Nyange ini iyi yandipedza inombonzi chiiko Sony iyi
We want to enjoy in the sky kkkkk Kasamba
The man in blue shirt was on the way to give us nice dance 🕺 what a performance!!!!
Talent rakawandisa apa🔥🔥
Talk about sound engineer 🤞🤗
Morgan “Mogiza” Mapeta alongside Gift Macheso. 🔥🔥🔥
Vakagona
Tape measure, the scale of sungura indeed 🔥🔥🔥
Baba Shero imvura yemubvumbi iyo haipere zvekumhanya
ungati hazvinetsi
keep going going baba Sharon
On top of the rest for sure..
2 things that I have noticed is that, 1st macheso is ever good than always , then 2nd is that the show was full of stingy people because the stage was supposed to be full of thrown 💰 money
Umm machesokaaa l salut you maitiro ako haana kunaka zvopisa poto ndakangotarira GOD bless you urikutora vanwe uchiva groomer hauna godo nevanhu
Macheso akanyanyisa pamusambo wake weSungura kudai Mwari vamuchengeta
Macheso ane ka "that" when playing lead guitar
Yeah matunes avo anonaka zvekudaro. Ndakaona imwe interview ye1 of the guitarists hanzi macheso anoridza magitare ese. Akatora munhu anomudzidzisa
Uyu mudhara ,,,
You can’t tell this was a live show. Rhythms dzacho ka ma1
Cheso power
Tape measure.. Sankongera ....❤
No word to describe you Mdhra makanyanya
I like Macheso the way he pronounces some words... Supunu ....as in of Spoon.
You killed me bra
Macheso is organised ninsimbi yachalo
He's both of the best
Akawoma murume uyu 👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾
Haaa ndezvekuzvarwarwa nazvo mukatevedzera munoromba hamumubati uyo
Nation treasure nyangwe show yake ikaita 500 dollars entrance fee tinoenda, he deserves it akaipa munhu uyo
Baba Shero chibaba chaicho simbi hombe .varidzi vesungura Gamba RemaGamba kwete pwere dzinoda kuzvifananidza nevaridzi vebasa avo .
Uyooooo , hoyooooo ndati uyu muhombe . Batai mwana uyo
Macheso akanzwisisa how to play guitar... Ndikokubasa kwake kwekufadza vanhu
Barnabas wakapinda ...haa thanks mdara macheso
Highest quality and level of live performance.🔥🔥🔥
Chesology, Ambassador, Tapemeasure, Ladder, haaaa yaah yaah
This man is talented not a joke I like the way is playing with his guitar
Tape measure..ladder..thumbs up to u Chesology
umm musamurega acchibata gita iro Chesology ummmm yaaah!
Ichooo chibaba chemagitare , Macheso ari kumberi
Rhythm behind thre uuum akanyanya
*It prove that he is the father of joy* the reason why he made sure the crowd is satisfied
uku ndiko kuBand kwaunoenda ugodzoka uri happy. value for money
Barna ane voice . I think mu studio na Cheso anokwana
Best singer and guitarist forever chesology, body guards dont allow people who just jump on the stage
My best artist the GOAT
Mmmmmmm mdara uyu haagoneke chibaba ichi
🔥🔥🔥🔥🔥 Macheso!!! Anobvira mdhara uyu
BabaSharo vangu mhai💃💃❤️
Mudhara wemangoma Baba vaSharo uyu, musadherera mumhumhu. He is the tapemeasure, ano measure magatare . On top of the rest Alick Tapemeasure Macheso Tinokudai mudhara basa ngaribatwe. Hatidi nemi mudhara panofiwa anotikanganisira mudhara wedu.Ayayaaaa!!!
Kkk ko uyo ndiani anekazhumu kanenge kondo
KKKK USADRO
BANABAS MANDIPOTA AIMBOROVA MA DRUMS AND BACKING VOCALS KWA MARK NGWAZI HE JOINED BAND REVANHU LAST YR AROUND NOVEMBER ACHITI NDOFA NEZHARA
talented man
you are number one baba shero
Alick Macheso has sheer talent unbeknown to many
Uyu mdara hadzimo kkkk
Alick Macheso inyanzvi pakubata guitar 🎸 dambudziko kakuzoisa Rhumba ndookanozokanganisa mbichana
Mmmm this is our father in music industry
Baba Shero 🔥🔥🔥🔥
Yaaah, this is good
Ndokumbirawo kuona macheso kungomukwazisa hangu
On top of the rest
Mark Ngwazi ngaambokura
Listen to the rhythms🎸🎸
Vakomana ve rhythm avo ummm vakanyanya
Zaka Zaka uyo haac mnh mpfupi guyz
I think he is playing the rhythm guitar. Great talent. Great Sungura music.
Combines lead and rhythm riffs on one guitar!
Its a mixture
Initially he used to play Rhythm at Khiama akazotanga kuridza bass zuva rarovha airidza bass
Fambaaa barnabus
Macheso anendigonera ini
Macheso the president of all African guitarist
Izvi zvakaoma hazvo wire dzachooo
Hheyyy chi guitar chisound kuseri kweramacheso hey hey hey ichooooooooooooooooo handei vakomana
Ndikunzwei futi muchiti Mark Ngwazi haaa kwanai vanhu imimi
Take us in the sky😂
Chesology ndibaba
The GOAT...
Nhyimi inonzi chii son iyi
Nzendo Dzirefu
On top of the rest #chesolody
Always the best baba Sharo
Ayaaaayah muungu
Ndabva ndanzwa voice baba
Maone aya
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🤞🏾🤞🏾🤞🏾🤞🏾
Zvazvinhu 🎉
Ayaayah ayaayah
Maka chi master chi basa ichi mmmm
Ishasha iyo
Kwete zveve mafia what what
Ayayayayayayayay
Lead + rythym yakarohwa apo magetsi chaiwo,u shud have done it for 10minutes continuously
Ayayaasss
Name of the song please
Baba ndibaba shuwa
Super
He shld hav an invatation to AGT
Multi talented chesolody😙big up dhara
As always man of Sungura
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥💫
Ayaya
Kuita kuzvambura wayaa
👌🔥🔥🔥🔥🎸
Fire Alick
Sound quality bho here dai pasina video ndairamba kuti iLive performance