MUSAMI FIRE- HAKUNA NYOKA GOGO NDIVO NYOKA

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 19 ก.ย. 2024
  • MADZIMAI VOBHEJA MOTO HAUCHAITIKE ZVAKARE

ความคิดเห็น • 741

  • @gladysmoyo6368
    @gladysmoyo6368 2 ปีที่แล้ว +45

    Aaaah gogo varikushandisa muzukuru roora saka arikungoramba achidzungaira ari pamusha apa .Vabareki vemwana uyu havanzwe here moyo rakurwadza vachiona mwana achirarama hupenyu wakaoma, hunotyisa kudai ,ko iye murume wake sei arikusiya mkadzi aripamusha apa, ivo vana vagogo nasekuru chaivo vakatiza pamusha apa..Kudos to drewmas media for removing the young lady from evil people.

    • @pkmandie2597
      @pkmandie2597 2 ปีที่แล้ว +3

      Yeah but ndoona sekuti haana kwekuenda ini.
      Itoriwo desperation chaiyo

    • @ginahnyabvedzi1390
      @ginahnyabvedzi1390 2 ปีที่แล้ว

      Apa anga achivata same blanket nenyoka futi

    • @rachmietiger4122
      @rachmietiger4122 2 ปีที่แล้ว

      Chokwadi Andrew mwana uyo akaputirwa apo arikubatiswa zvirikuitikapo ko iye murume wacho akamusiyapo sei iye asipo apo vamwe vese vakatiza .

    • @rachmietiger4122
      @rachmietiger4122 2 ปีที่แล้ว +1

      @@ginahnyabvedzi1390 apo kana kutombovhunduka kuti ambuya ndivo nyoka akaremedzwa mwana uyo mkoma Neshamba batsirai murora

    • @ginahnyabvedzi1390
      @ginahnyabvedzi1390 2 ปีที่แล้ว

      tiger zvinotyisa chaiko

  • @moyowity
    @moyowity 2 ปีที่แล้ว +23

    Lets move a motion yekuti jowa auye pacamera ..like this and drewmas will surely do something lets do this ..moree likes theybwill action

    • @tanakasiwawa6150
      @tanakasiwawa6150 2 ปีที่แล้ว

      hoko yajohwa inoda explanation. inenge ine zvayakadenha asi ikasacrusher zvekudaro. zvaitofana kuzoperera kumatare ajohwa kana zvinhu zvabuda

  • @violencekavande2210
    @violencekavande2210 2 ปีที่แล้ว +43

    i like sekuru hangu hes asking good questions

    • @queen7008
      @queen7008 2 ปีที่แล้ว

      Sekuru vane mubobobo Saka ini hangu like ipapa handina lol

  • @charlesphiri8216
    @charlesphiri8216 2 ปีที่แล้ว +44

    Its high time to seek the living God ,and in Jesus's name every knee shall bow down ....vanhu havana batsiro

    • @Boomslang1
      @Boomslang1 2 ปีที่แล้ว +3

      Taura hako Charles, these are the last days, the manifestation of evil is multiplying alarmingly and yet people would rather chase after these cultists, warlocks, wizards and witches vachisiya the way of the truth. Nothing will be solved without the Blood of Jesus delivering all these misled. Kutambisirana nguva, nothing, absolutely nothing will come of this charade!

    • @tash-tae
      @tash-tae 2 ปีที่แล้ว +1

      Amen. Kugara pamabvi chaipo vachirevesa nemoyo vese. Zvinoda Mwari, Tenzi wedu Jesu Christu🙏🏽🙏🏽

  • @richardzibani3230
    @richardzibani3230 2 ปีที่แล้ว +13

    Thank my brother Andrew for being good and patient . This old couple will never tell the truth once they reveal the secret they will all die that's why they are not telling the truth gogo knows where the snake is bt ndipo pane life yavo if that snake dies gogo also is gona go

  • @sarahmukwena1765
    @sarahmukwena1765 2 ปีที่แล้ว +24

    Vanasikana kna taroorwa tinosangana nezvakawanda, ko iye akati vanhu roorwai ndianiko ndikunzwira muzukuru roora uyo ari kusangana nezvakawanda apa achiri mudikisa

    • @sarahmukwena1765
      @sarahmukwena1765 2 ปีที่แล้ว

      Thanks dear ndikunobaya

    • @wolfy359
      @wolfy359 2 ปีที่แล้ว +1

      Ndofunga inherera chete mwana uyu haungambogari pakadai amai vako variko

  • @proactiveafrica323
    @proactiveafrica323 2 ปีที่แล้ว +89

    Were is murume wemuzukuru kadzi uyu? why he leave his wife is such a mess environment inoshongurudza mukadzi wake kudai? that muzukuru kadzi she has a good long heart ndiye anonzi wife material for sure bcoz dai ari slyqeen akaenda kare. Thank you Drewmas

    • @elizabethmatanha2551
      @elizabethmatanha2551 2 ปีที่แล้ว +8

      Same question as well

    • @angelakwaramba9752
      @angelakwaramba9752 2 ปีที่แล้ว +23

      Ari mwana wako you would advise her to stay. Chivindi chake ndechei, vabereki vake varipi?

    • @elizabethmatanha2551
      @elizabethmatanha2551 2 ปีที่แล้ว +8

      Imwi zvakaoma .pamba panotyisa kudaro achingoshinga uuummm pane nyaya

    • @proactiveafrica323
      @proactiveafrica323 2 ปีที่แล้ว +11

      @@angelakwaramba9752 well, pamwe pacho pamwe kumusha kwake kunenge kutori nhamo worse magariro that's munhu anozongo shingirira, pamwe murume haana kuroora zvekubvisira pfuma that's when mukadzi anozo shongirira achitya kuti kudzokera kuvabereki unodzokera sei? But hangu apa I blame the guy sure how can you sleep well somewhere uchiziva hondo aripamusha penyu wakasiya mukadzi wako? Ndovarume vanoda kutorerwa vakadzi ava. This muzukuru kadzi you see kuti munhu arikuda zve musha wake. But again what murume wake don't know is mukadzi uyu akaurawa nezvirikuitika pamusha apa ingozi huru

    • @davisonzamani5197
      @davisonzamani5197 2 ปีที่แล้ว +14

      Mayb akagadzirwawo nambuya avo

  • @rinaemudhau4874
    @rinaemudhau4874 2 ปีที่แล้ว +19

    I believe madzibaba johwa vaka tanga nyaya iyi vaka gara vaona kuti gogo vane nyoka ndivo vega vanokwanisa kupedza dambudziko iri.... Drewmas you must go and interview him tinzwe zvizere

    • @rachmietiger4122
      @rachmietiger4122 2 ปีที่แล้ว +1

      IChokwadi cause sei akavati huyai nenyoka

  • @tmubwanda
    @tmubwanda 2 ปีที่แล้ว +27

    From the beginning mbuya nasekuru vanozivana. Nhasi sekuru vakuti mbuya vakatemerwa nyora dzenyoka namai vavo ivo ndivo nyoka, he was ther and silent mbuya vachiti mushonga vakauwana kumayadhi. Ava vanhu vanozivana ava shuwa. Kusunungurwa kwemusha uyu ndivo kusurrender turusi dzavo sezvakarehwa namadzibaba Jowa. Ava vamwe ava i believe its a waste of time. As long vachiri kuprotector zvinhu zvavo nekuzviramba then its a waste. I remember sekuru's stance regarding Jowa. He doesn't want anything to do with him because akati huyai nezviro zvenyu and ndiye akapa mhiko yakonzeresa. Kana vave serious they know what to do.
    Thank you Drewmas media masudurutsa muzukuru. Zvivindi zvake ndozvishaya ini.

    • @dakawangu4490
      @dakawangu4490 2 ปีที่แล้ว +2

      Mazitsotsi sekuru na mbuya

    • @sandrazhakata8106
      @sandrazhakata8106 2 ปีที่แล้ว +4

      I think chokwadi chakuita chichibuda pachena now mbichana mbichana inonzi tag team mbuya nagogo, vanozivana..
      Sekuru vanoti vakatemerwa mushonga wegondwa futiisaka pane nyaya,, sekuru vaksasara vachjrohwa nambuya kunzi wazvitaurirei

    • @sandrazhakata8106
      @sandrazhakata8106 2 ปีที่แล้ว +1

      @@dakawangu4490 kkkkkkkkk vanoziyana big time asi chkkwadi chinenge chakuda kuita chichibuda manje, sezvo mbuya vanyebera sekuru kut ndovandobikira mazai

    • @gracemunoakwa4559
      @gracemunoakwa4559 2 ปีที่แล้ว +1

      Muroora wanga akashinga uyu uuuummm

    • @blesamblesam9535
      @blesamblesam9535 2 ปีที่แล้ว +3

      Pamwe vari kumushandisa ndiye achatosara nenhaka yambuya nasekuru

  • @whasingtonmugova0236
    @whasingtonmugova0236 2 ปีที่แล้ว +10

    Sando dzenyu Dremas munotigonera but tivhunzirei Jowa atiudze tinoda kunzwa zvavanotaura.Amen

  • @mosesnatare5457
    @mosesnatare5457 2 ปีที่แล้ว +6

    mukuru uyu haasi muzukuru chete inotori ngirozi yakatumwa namwari mumhuri iyi, basa raabata mwana uyu harina zera naye mwari vakuitire zvakanaka,

  • @juniorfreedom4317
    @juniorfreedom4317 2 ปีที่แล้ว +46

    Guys ichi ngachive chidzidzo kwatiri tese,mishonga inopanduka

    • @makanakazanga3330
      @makanakazanga3330 2 ปีที่แล้ว +2

      Igozvinzwa here team yekuromba iyi

    • @maka9821
      @maka9821 2 ปีที่แล้ว +2

      But apa chavakarombera chii chaizvo. Handione kunge musha wevanhu vari mumari ini

    • @anitasamuels8821
      @anitasamuels8821 2 ปีที่แล้ว

      @@maka9821 . Exactly it doesn't make sense.

  • @masbaekatanda6987
    @masbaekatanda6987 2 ปีที่แล้ว +11

    Shumba iri mandiri inonzwa kufara nedeze iri mhani!!! Gwenyambira anorova uyuuu ...Thank you Drewmas for updates

  • @websterjavengwa6932
    @websterjavengwa6932 2 ปีที่แล้ว +5

    Ndivo vanhu vatinoda ava chero makaromba henyu sisi muporofiti mwari vanogona kukuponesai kwete dzimwe mbwa dzisina nemoyo wekubatsira kuswero tinyaudza many thanks to drewmas media aswell ♥

  • @wirimayimukarakate9619
    @wirimayimukarakate9619 2 ปีที่แล้ว +5

    Reminds me of chipoko chaPeggy that had all Harare talking in the early 80s chaibuda pamakuva EPA Highfields. Turned out kuti chaiva creation yaGeoffrey Nyarota. Amai vedu ava vanorwara. Takakura navo vanhu vaizviti varoi. With retrospect takuona kuti vairwara. Nezuro nyoka rume yairara nemadzimai yakabatwa iri pamazai ikaurayiwa. Pidigu haisi riyo. Maprofita nen'anga vakauya vakasiya vari mbuya ava vanofa vakadzokera kumabasa avo. Zuro vakadaidziswa nyoka yavo ikasauya. Vaipupuridza varwere vakufa. Nhasi mbuya ndivo vave nyoka. Ko kungoti munhu murwere ngaarapwe nhai

  • @nnyarry
    @nnyarry 2 ปีที่แล้ว +7

    dai ndirini muzukuru roora uyu ndakatiza pamusha apa kareMay the good Lord vazadzikise chishuwo chemoyo wake ane moyo munyoro

  • @tash-tae
    @tash-tae 2 ปีที่แล้ว +5

    Kuna Jesu ndiko kune solutions. Munamato une simba kukunda zvese. 🙏🏽🙏🏽👏🔥🔥

  • @roots44
    @roots44 2 ปีที่แล้ว +16

    Tafara matakura muzukuru blessed love mr Neshamba u did u gud job (blessed love from uk 🇬🇧

    • @Kasiboys123
      @Kasiboys123 2 ปีที่แล้ว +1

      Lets hope moto haumuteeri veduwe amborarawo dzeumambo

    • @sarahmukwena1765
      @sarahmukwena1765 2 ปีที่แล้ว

      Zvinotendwa

  • @widithpafiwa2291
    @widithpafiwa2291 2 ปีที่แล้ว +2

    Another thing ndeye kuti sekuru nagogo Dai muri vamwe vanhu vakacgenjera matendeuka matevera Mwari magamuchira Jesu why ndadaro nekuda kwekuti chiitiko chese chaitika ichi zvunoreva here kuti ndimi mega matanga kuita mabasa Akadai kwete but ini sekuwona kwangu Matodiwa naMwari imi kusarudzwa naMwari zvakasarudzika kuti mutendeuke nekuti iye wavapedyo kuuya zvimwe ndiyo sarudzirwe yamaitwa nedenga but nekuda kwekusaziva munofunga kuti kunyadziswa Aiwa tendai Mwari nekuti Matodiwa musati mafa denga takuwanai imi tendeukai mute ere Jesu amen

  • @chengetai5272
    @chengetai5272 2 ปีที่แล้ว +4

    Madzimai yooh with a weave hair yaah to God be glory plz

  • @Chiefkamanga
    @Chiefkamanga 2 ปีที่แล้ว +6

    Every day they are coming with something new sekuru pakutanga vakati avazive zvenyoka nhasi varikuti vakatemerwa namai vavo there is something big pavaviri ava chisiri kubuda kana kuonekwa i pray for them vagone kusunungurwa vabve muzvakaipa ne zita rajesu

  • @deangb8651
    @deangb8651 2 ปีที่แล้ว +8

    Andrew Jowa ndiye ane yese.vakarambirei sekru kuenda nezvinhu zvavo hazviperi izvi

  • @deemanase512
    @deemanase512 2 ปีที่แล้ว +15

    Izvi zvemapostori zvino punza nekubengesana mumhuri. Vanhu ava havazi zvekutedzera. Idolatry

    • @veemandem7464
      @veemandem7464 2 ปีที่แล้ว +3

      Koinga it was open for everyone to help makadii kwenda kunobatsira musangoshora hama idzi dzirikuda help n ey are not choosing kuti frm where

    • @mercymupfumbati621
      @mercymupfumbati621 2 ปีที่แล้ว +3

      They are liars vanhu ava.

    • @veemandem7464
      @veemandem7464 2 ปีที่แล้ว +5

      @@mercymupfumbati621 ingawani munhu wese akanzi we are appealing for help vanapapa venyu vanyerere zii better mapostori acho are tryn to help

  • @preciousmutasa8619
    @preciousmutasa8619 2 ปีที่แล้ว +5

    Muroora ndiye wochereswa tukomba ivo gogo varipo ??? Akashinga muroora uyu 🤔.Apa gogo vakatopfeka l don't kendenga face zvavo .Kunyepera kudzungai gogo zvavo . Thank God muroora akunofurwa nemheno ku Harare .Chaakaona hachionekwe 🙌🙌🙌🙌

    • @munodaanimancube7755
      @munodaanimancube7755 2 ปีที่แล้ว +3

      Akaputirwa muzukuru roora uyu.. anoshandiswa naGogo ava. Gogo vanoziva zvese..kunyepera kuzungaira zvavo

  • @patiencetich3681
    @patiencetich3681 2 ปีที่แล้ว +45

    Ehe Gogo vanogona kunge vari nyoka yacho but I don't think she was making up a story about her King Cobra though. I believe madzimai kuti kufa kwevana vavo ndiko kwakonzeresa mwoto pamusha apa. I think kufa kwacho Gogo knows about it kuti she's involved in these untimely deaths knowingly or unwittingly. I say so cos muroorazukuru once said Gogo vakatora ivhu pamakuva but it was not clarified what she did with it. So if she has nothing to do with causing her children's deaths, why would she want their grave soil? I think she could be trying to use it to stop the deceased from spooking her. The one thing I've learnt from Gogo and sekuru is that they're so frugal with the truth. Otherwise it has to be squeezed outta them to get anything substantial.

  • @memorygoche2574
    @memorygoche2574 2 ปีที่แล้ว +12

    Sekuru vaive votuka muzukuru paye vachiramba iye achizama kuvabatsira

  • @rachelntini4252
    @rachelntini4252 2 ปีที่แล้ว +12

    We hope gogo and sekuru will be free from all these going 🙏 🙌

  • @jimmymasthi6860
    @jimmymasthi6860 2 ปีที่แล้ว +1

    Magona vaneshamba kwete zvamaitaura zvanamagayaì nana makandiwa vanotodawo rubatsiro mama vazama ava mwari ngaaropa fade amen

  • @willienjanji8185
    @willienjanji8185 ปีที่แล้ว +1

    Vaeraaaaa Moyo tine rudo 👏👏👏👏

  • @donaldikomo4932
    @donaldikomo4932 2 ปีที่แล้ว +10

    Drewmas media keep it.up

  • @Maigerald04
    @Maigerald04 2 ปีที่แล้ว +11

    Haaa muzukuru sando dzako wakashinga gore rino waonerera

    • @takundasigauke9968
      @takundasigauke9968 2 ปีที่แล้ว +1

      akashinga shuwa dai arimumwe akawoneka akayenda.

  • @lainamuvunza1319
    @lainamuvunza1319 2 ปีที่แล้ว +13

    Nyaya yemhiko yadyarwa iyi chenjerai kuti maporofita anouya nemishonga yavo .

    • @Jaicee
      @Jaicee 2 ปีที่แล้ว +1

      Vauya kuzodyara dzavo nyoka,

  • @lettymasibae6771
    @lettymasibae6771 2 ปีที่แล้ว +1

    Uuum ini hangu zviwindi zvemuroora-zukuru handinaba, mwana akashinga iyeyu akamira nemasharukwa aya zvakatadzikwa nevana vavo chaiwo, long live muzukuru

    • @letwinmaudzwa1308
      @letwinmaudzwa1308 2 ปีที่แล้ว

      Muroora zukuru uyu akatobatwa zvake naMwari ndivo varikumupa hushingi ungagare pamashura akadaro.

  • @kingsdaughtersaltoftheeart8986
    @kingsdaughtersaltoftheeart8986 2 ปีที่แล้ว +11

    Yaaa family yakapenga iyi, aaaaaa, but pane mukomana pakanzi vana vhunzai mivhunzo akataura akati ambuya nenyoka vanogona kunge vaine moyo one. Manje kana zvakadai yaaa pane nyaya sure. Better muzukuru ambosuduruka. But vana vevanhu ava even akaenda naaamai kuMacheke abva aomesa moyo kutadza kuuya kuzoona vabereki vosiira mutorwa kuti arambe akatarisana nemaproblems emusha wavo. Even vakatiza nekuti ropa riri mavari ndera amai nababa zvinoterra chete. Manje kana vambuya vakafa vaiva mazvikokota godobori reusiku vopa inheritance kumwana haaaa panenyaya. Regai timboona kuti ivo madzimai vacho vaita sei.

    • @daanagayne1403
      @daanagayne1403 2 ปีที่แล้ว +2

      Chokwadi tochiziva chete slow by slow

  • @naumenaume6933
    @naumenaume6933 2 ปีที่แล้ว

    Makadii baba Neshamba.Basa ramunoita uguru chaizvo dai Mwari vakuwedzerai makore ekurarama.

  • @nomusazhou7411
    @nomusazhou7411 2 ปีที่แล้ว +1

    Gogo na sekhuru ngavawane Jesu khrestu everything will go away and live a normal life again

  • @vababala1931
    @vababala1931 2 ปีที่แล้ว +2

    Ndakazvitaura ini kuti gogo ndivo moto

  • @azurecoast1537
    @azurecoast1537 2 ปีที่แล้ว

    mukoma Neshamba kuri sei ne term renyu thanks nekutipa chimwe chirongwa kuna vamaMoyo sando dzenyu amai tinotenda chose nekusunungura mhuri yanga yanetseka God bless 🙏

  • @Mbegabulawe
    @Mbegabulawe 2 ปีที่แล้ว +2

    Ayo ndiwo madhisnyongoro ayo. Munhukadzi kunyangwe akaita basa rine ngei hapinge musha! Kuchivanhu chaiko hazviko! Mawiggie mumgaments haaaaaaaa ndiwo mawani ayo!

  • @gracejames9109
    @gracejames9109 2 ปีที่แล้ว +1

    Haiwa Mai vanonyepa ava varikunzvenga mivhunzo chiri musoro I weave here madzimai haa ini Havana kundiitira madzimai ava

  • @ThickyMami
    @ThickyMami 2 ปีที่แล้ว +1

    Muzukuru kadzi uyu akaoma kana nditi ndo in bad and in health tichange tiritose yacho here kana kuti mumwe muzukuru kadzi uya akarova pasi akati handingagare but uyu akasara 😎 panenyaya ahhh

  • @frankieman1611
    @frankieman1611 2 ปีที่แล้ว +1

    Thank you for taking muzukuru roora upon Drew. Gogo nasekuru tasumudza nekugeza maoko

  • @perseverencemoyo2464
    @perseverencemoyo2464 2 ปีที่แล้ว +19

    Madzimai is marketing herself

    • @Kasiboys123
      @Kasiboys123 2 ปีที่แล้ว +1

      Pwaaaaa koiko kuuza kkk

    • @blesamblesam9535
      @blesamblesam9535 2 ปีที่แล้ว

      Taura hako madzimai vanorukwa musoro yooo

    • @ndizvo06
      @ndizvo06 2 ปีที่แล้ว +11

      What's wrong with that. If it works then let her market herself hazvirambidzwe

    • @veymac5007
      @veymac5007 2 ปีที่แล้ว +8

      Kurukwa hakuna kana basa rese hazvitadxisw kuporifita

    • @perseverencemoyo2464
      @perseverencemoyo2464 2 ปีที่แล้ว

      @@ndizvo06 thank God if it works usually it doesn't I repeated from masowe my dear you can't tell me anything , people are different we believe different thing and I respect that but ,I wish people follow Christ it's easy and peaceful especially when you receive the Holy spirit

  • @talentmakota1434
    @talentmakota1434 2 ปีที่แล้ว +4

    Iyi nyaya inoshungurudza dai Gogo vangotaura chokwadi vabatsirwe

  • @pheobiehakutangwi9203
    @pheobiehakutangwi9203 2 ปีที่แล้ว +9

    Madzimai vacho vane weave iyooo in,ganga iyo chokwadi zviro zvacho izvi surrender

  • @gethigh739
    @gethigh739 2 ปีที่แล้ว +12

    This is true.There is a lady who used to turn into a snake in Byo

  • @marysamson650
    @marysamson650 2 ปีที่แล้ว +1

    Uyu muroora zukuru kushingirira kwake ndakaushayawo ini kunge akanzi ukabva pano urikufa akutya kufa mwana haana murume haapo iiuui panenyaya zvichabuda hazvo kana panezvirikuwanzwa tarirai Sekuru wekubvajura zvimwe ticjanzwa zvakawanda pamhuri iyi vakutaura wega zvese mbuya iyi yakarema ende inonyepa

  • @siboo8535
    @siboo8535 2 ปีที่แล้ว +9

    Thank u nekutora muzukuru👏👏

  • @greenwelltrueman2154
    @greenwelltrueman2154 2 ปีที่แล้ว +37

    Big up to drewmas media for taking us to another level all the time

  • @rejoicemuzavazi7322
    @rejoicemuzavazi7322 2 ปีที่แล้ว +5

    Goooooodye my friends tichazoonana ndoida song iyi

  • @abbymuss5519
    @abbymuss5519 2 ปีที่แล้ว +7

    Vanhu ava zvichanetsa kubatsirika until they confess kunyanya gogo.
    Thank you Drewmas

    • @angelakunatsa4316
      @angelakunatsa4316 2 ปีที่แล้ว +1

      Gogo havataure zvekudaro kkk😁

    • @Jaicee
      @Jaicee 2 ปีที่แล้ว +1

      Too much confusion kazen hatichaziva ,chinongodiwa iconfession

    • @violanyika7778
      @violanyika7778 2 ปีที่แล้ว

      Gogo havareurure zvekudaro asi pakashaya anovabatsira nechikafu nezvekupfeka vakasara vaamusvo vanotaura.it's like vari kutonakidzwa nekupihwa zvemahara nekubuda pa social media nxaa

  • @fortunatemaibvise8426
    @fortunatemaibvise8426 2 ปีที่แล้ว +5

    Gogo ndivo snake girl here🐍

  • @lloydkingzhuwau4999
    @lloydkingzhuwau4999 2 ปีที่แล้ว +2

    Search maikoro trona 🤣🤣🤣 ndamirira chimwe chikamu it seems as if tatova neseries yemuZimbabwe tamboona type netype yevanoshandira but varipopular hatina hedu kuvaona dai vakauya kuzotswibida nekutsotsonya nyoka 🤣🤣🤣🤣🤣 kana vetsvina vaya vaigona kudedza nyoka ikaita tsvina yemazai pachivanze 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣....Drewmas Media taking us to another level thnk u guys asi kana zvaramba this tym tsvagai varume vanembiri vandataura avo 🤣🤣

  • @mufaronekati6923
    @mufaronekati6923 2 ปีที่แล้ว +4

    Sekuru sounds innocent mbuya ndivo danger

  • @hildasengweni7858
    @hildasengweni7858 2 ปีที่แล้ว +4

    Saka muroora arikuenda kuharare kunani nhym musanogarisa mwana na madzimai avo pliz musa truster maporofita nen'anga idzi nyika yashata varoyi vake mbuya na sekuru vatori better than vanhu avo

    • @queen7008
      @queen7008 2 ปีที่แล้ว

      Pafirst video akati haagarepo anogara Harare.anga angoshanya kuti vafambire yembereko

    • @hildasengweni7858
      @hildasengweni7858 2 ปีที่แล้ว

      @@queen7008 horyt pakandijambawo ipapo saka aiwa kana achienda kumba kwake ndozvataitodawo

  • @pastormvhvoices
    @pastormvhvoices 2 ปีที่แล้ว +5

    Ndakazvitaura ini mafira kureva kuti Gogo ndivo vanenyaya dzose avo

  • @khangendlovu6608
    @khangendlovu6608 2 ปีที่แล้ว +1

    Muzukuru myb inherera saka ipapo ndopamusha kwakhe gogo nasekuru anotovaona samai nababa some situations push you to stay plus love unoita chero unoda murume wake and the family

  • @meloe-meloe2247
    @meloe-meloe2247 2 ปีที่แล้ว

    madzimai awa vanenhema apana chavaona y ndadaro nekuti vanyepa kuti ingozi yakaparwa nevabereki va baba awa ndoyakupedza vana achisiya kutaura kuti ndimi amai na baba makabata uye murikupedza vana haaa ameno

  • @naumenaume6933
    @naumenaume6933 2 ปีที่แล้ว

    Iye zvino haazivikanwi kwaari akatiza mapurisa mushure mekunge apindira chembere yemuraini akabata mwana wainge achigara naambuya ava chibharo.

  • @talentmzonzinie6153
    @talentmzonzinie6153 2 ปีที่แล้ว +1

    Hmmmm I think gogo varikuroshandisa mushongakuviga nyoka yavo bcz ikangobatwa ndofunga vanofa... Ko nhai Andrew wakamboedza here kutaura na johwa wacho on the her behalf.

  • @patiencemakoni353
    @patiencemakoni353 10 หลายเดือนก่อน

    Thnk u so much ❤❤❤❤❤amen and Amen powerful

  • @hazelmazarura4811
    @hazelmazarura4811 2 ปีที่แล้ว +3

    ndanga ndakamirira nyay iyi ndanga ndichingoti ndakagaragara ndovhura drewmas

    • @lovenessdenhere9198
      @lovenessdenhere9198 2 ปีที่แล้ว

      Kkkkkkkkkkkkkkkkk

    • @hazelmazarura4811
      @hazelmazarura4811 2 ปีที่แล้ว

      @@lovenessdenhere9198 ipapa tamirira kut ayende zve kwamutare nhai tinonzwa kut kadhara kaya kaitaurwa nemuzukuru kari sei hako

  • @ttfam8742
    @ttfam8742 2 ปีที่แล้ว +4

    Kana mbuya nasekuru vachiroya chaizvo havagone kumuroya futi muzukuru uyu she knows too much

    • @misszozo410
      @misszozo410 2 ปีที่แล้ว

      It's because havasi vedzinza rimwe

  • @rachelntini4252
    @rachelntini4252 2 ปีที่แล้ว +11

    Praying is the greatest solution

  • @sabhukuchoko263
    @sabhukuchoko263 2 ปีที่แล้ว +2

    Ahhh imi muporofita anebvudzi rakadai mmmm hameno hapana zvakadaro Muroora zukuru anazvowo nayewo achirikudei mumusha wakadai akatojoina kuroya maonero angu hameno

    • @bwadibwanorris2716
      @bwadibwanorris2716 2 ปีที่แล้ว +1

      Pamba pake unoda aende kwaani

    • @sabhukuchoko263
      @sabhukuchoko263 2 ปีที่แล้ว +1

      @@bwadibwanorris2716 kwaanozvarwa kana kuenda kumurume wake akatiza iye anomira kusvika zvadii

    • @Kasiboys123
      @Kasiboys123 2 ปีที่แล้ว +1

      Akatemerwawo ndiye aimhanya kuzvitunha young age

    • @sabhukuchoko263
      @sabhukuchoko263 2 ปีที่แล้ว +1

      @@Kasiboys123 ma1

  • @elizabethmatanha2551
    @elizabethmatanha2551 2 ปีที่แล้ว +1

    Yooooooh saka pakaomazve kana Gogo variwo vanochinja kuita nyoka.zvotyisa izvi anhuwoye

  • @carmillachichie5125
    @carmillachichie5125 2 ปีที่แล้ว +3

    thank you Drewmas for taking muroora i guess you want to advise her kuti asadzoke..please ngasatodzoke ava mbuya chivasiyayi vakutonzwisa tsitsi its no longer interesting to see her like that

  • @johnwick3710
    @johnwick3710 2 ปีที่แล้ว

    Madzimai ava ummm ko kuzodzvova manje hakuna Mweya waMwari wakadai.Vane pavakatsikawo.

  • @porchechimutu2245
    @porchechimutu2245 2 ปีที่แล้ว +5

    Drewmas media cannot thank you enough!!

  • @muchanetamakosa4243
    @muchanetamakosa4243 2 ปีที่แล้ว

    Every knee shall bow ,every tounge shall confess that Jesus is Lord ,kana vanhu vangu makadana Zita rangu makazvininipisa mukatsvaga chiso changu mukanamata nemoyo wese ndichapodza zvitadzo zvanyu ndichakuregererai ndiJesu akadaro ,gogo havasikuda kubuda pachena sasekuru ndokusaka dambudziko ririkuramba rakadzvanya vakapupura zvedi vanopona

  • @lancilotzulu1009
    @lancilotzulu1009 2 ปีที่แล้ว +19

    You should interview Jowa for us Mr. Drewmas. He has something to tell us. but gogo nasekuru kaaa

    • @lettymasibae6771
      @lettymasibae6771 2 ปีที่แล้ว +2

      True kuna Joha ndoona ndokune yese manje ivo vana syndicate-rombers ava havasikuda kunzwa nezvake why why, ngenyi vachiramba

    • @lancilotzulu1009
      @lancilotzulu1009 2 ปีที่แล้ว +2

      @@lettymasibae6771 Haaaa Jowa avasikuda kutombonzwa nezvake kana ka1.

    • @keresenziyawenjanja6380
      @keresenziyawenjanja6380 2 ปีที่แล้ว

      Shuwa wataura

  • @christinakatema6922
    @christinakatema6922 2 ปีที่แล้ว +3

    Thank you mkoma nNeshamba for the update

  • @maimike7586
    @maimike7586 2 ปีที่แล้ว

    Ko mzkru kadzi uyu haanawo kupiwa huroyi hre nambuya ava sei asirikubva pamba apa varoora vambuya ava vasiripo evn vana vavo havapo wani ummm lets hope mzkru haana kupiwa huroyi

  • @memoriegomana5341
    @memoriegomana5341 2 ปีที่แล้ว

    Yaaa chokwadi ambuya ava ndivo nyoka chro kutaura kwavo havana chiri kumeso

  • @godknowsfrancisco4693
    @godknowsfrancisco4693 2 ปีที่แล้ว +2

    Muroora ,nherera here haana hama. Daí amboshanya

    • @queen7008
      @queen7008 2 ปีที่แล้ว +1

      Pafirst video akati haagarepo anga ashanya.anogara Harare

    • @jefreymoyane6098
      @jefreymoyane6098 2 ปีที่แล้ว +1

      Mmm moora anenge anenyayavo

    • @violamavhatu6434
      @violamavhatu6434 2 ปีที่แล้ว

      @@jefreymoyane6098 she's too clever

  • @vigo9576
    @vigo9576 2 ปีที่แล้ว +6

    Pple must wakeup the whole nation knows about the death of the guy akafa achipondwa nd musikana akafa aine nhumbu zvakataurwa pa first episode yenyaya , but am surprised people agree Kuti madzimai vaporofita vakazvinzwa pa social media 🤔 hapana chinobuda apo .

    • @Kasiboys123
      @Kasiboys123 2 ปีที่แล้ว

      Nhy whole world anofollower this story anozviziva

    • @wolfy359
      @wolfy359 2 ปีที่แล้ว

      But vaporesa sekuru wani

  • @madalenmpofu8002
    @madalenmpofu8002 2 ปีที่แล้ว +1

    Sekuru vanenge vataura shuwa gogo ndivo madhuve

  • @hilarygodfrey2348
    @hilarygodfrey2348 2 ปีที่แล้ว +8

    "I know a man in Christ who fourteen years ago-whether in the body I do not know, or out of the body I do not know, [only] God knows-such a man was caught up to the third heaven. And I know that such a man-whether in the body or out of the body I do not know, [only] God knows- was caught up into Paradise and heard inexpressible words which man is not permitted to speak [words too sacred to tell].
    2 Corinthians 12:2‭-‬4."
    Another example is when you dream, don't see yourself walking in another place only to wake up and realising you in bed?
    This is the way every prophet in the bible was given a vision by angels from God.
    The same way the prophet sees a vision- remember Jesus being taken by the devil and shown the whole world(3 temptations). The description is difficult to explain, but basically an angel is able to take your mind into a distant place(vision). That is what Paul is describing, when he says whether it was in the body or out of body he doesn't know. And basically any prophet doesn't know. This is just how it is. God knows why.
    Now in witchcraft an evil angel will take an individuals mind(some say hide behind your mind like a shadow). This Individual will see themselves waking up and leaving their body behind(out of body experience = witchcraft). They actually think they're the ones doing it. They're being tricked by the evil spirit(shadow, the one actually doing it), to believe in a power no human can ever possess or control. So it's not the human performing witchcraft, but the fallen angel. The human is just a channel a medium. Lucifer spoke through a serpent in Eden. That's a miracle, an animal spoke. The animal accepted and allowed to used as a medium(svikiro).
    Wickedness cannot rest upon you, unless you choose to put hand and foot into iniquity.
    This family chose darkness.
    It is called demonic harassment or possession. The darkside uses you, and when you get past your sell by date(no longer needed). After they finish using you, they'll haunt you, or backfire on you.
    The clever part is this whole drama is a perpetuation of demonic worship. Saka pave kunamatwa satani nekusingaperi.
    Satan is the father of lies, so how can anyone believe a story coming from the camp of satan?
    How can satan cast out satan?
    How can an agent of satan perform a seance against satan?
    The software or power that this agent uses is from satan.
    Many wonder how humans can deliberately worship satan.
    All this drama is part of the worship system.
    Angels are not allowed to reveal themselves to humans, but can contact us through channelling, seances, necromancy, divination, and witchcraft. We have to invite them, unozvitsvagira wega.
    Solution- Jesus said satan can't cast out satan. It is not possible to use the agents of satan, witchdoctors, spirit mediums, false prophets etc. Because the power they use is from satan.
    However these angels whether fallen or not have a Commander(Jesus), who has authority over them. Hence Jesus could cast out demons and they can't resist Him as their Captain and Prince.
    That's why in genesis 3 vs 15 Jesus is now declaring war against these evil spirits on behalf of mankind.
    Behold The Lamb of God that was slained from the foundations of the world( in the beginning even before creation of mankind).
    Therefore the solution is Jesus. It's called the battle for the mind. The individual has to decide to claim Jesus. Call and invoke The Name of Jesus and then Jesus will take care of everything.

    • @hilarygodfrey2348
      @hilarygodfrey2348 2 ปีที่แล้ว +1

      Anything that you ever heard or seen that is supernatural. Be it a snake, ghost, mermaid, aliens, whirlwind, lightning, earthquake, natural disaster etc.
      These are natural inbuilt softwares, capabilities of angels.
      Read what the good angels are capable of doing in the bible.
      Believing in those things is how we end up worshiping fallen angels. Remember Lucifer was chased from heaven because he wanted to be God(worshipped).
      He came to earth with the same agenda. That why Jesus calls him the god of this world.
      Freedom from mental slavery needs individual rational thinking.
      Hitler, Stalin and Mao killed millions. The African slave trade killed some say a billion. We don't even know the number from colonialism. Some African dictators killed 10s of thousands.
      And yet a poor simple family are tormented by an avenging spirit(ngozi), which was done by ancestors.
      It doesn't make sense, surely the 1st world would be under attack by avenging spirits.
      We wouldn't even need police and jails for rapists and murderers. Because any woman killed will wake up the next day and torment the criminal.

    • @hilarygodfrey2348
      @hilarygodfrey2348 2 ปีที่แล้ว +1

      And behold, there was a great earthquake, for an angel of the Lord descended from heaven and came and rolled the boulder back and sat upon it. His appearance was like lightning, and his garments as white as snow. And those keeping guard were so frightened at the sight of him that they were agitated and they trembled and became like dead men.
      Matthew 28:2‭-‬4(Gabriel descended with great speed and the force of a bomb).
      And I, Daniel, alone saw the vision [of this heavenly being], for the men who were with me did not see the vision, but a great trembling fell upon them so that they fled to hide themselves.
      Daniel 10:7(an angel has ability to choose, who sees them).
      For when the flame went up toward the heavens from the altar, the Angel of the Lord ascended in the altar flame. And Manoah and his wife looked on, and they fell on their faces to the ground.
      Judges 13:20( this one shot up like a rocket, with a continuous stream of fire from the altar up to heaven).
      When they had passed through the first guard and the second, they came to the iron gate which leads into the city. Of its own accord [the gate] swung open, and they went out and passed on through one street; and at once the angel left him.
      Acts 12:10(can walk through walls, open locked gates) .

  • @marychifamba6355
    @marychifamba6355 2 ปีที่แล้ว

    Mzukuru anatwowo ndiye achasiirwa huroyi chivindi chake ndechei kuramba ari mumusha wakadai dai akasadzoka hake

  • @mutsamusika408
    @mutsamusika408 2 ปีที่แล้ว +6

    Muzukuru is so pretty

  • @pamelazigubi1845
    @pamelazigubi1845 2 ปีที่แล้ว

    Gogo ndivo nyoka ,haaa zvakaoma ko godobori vaya vakabata nyoka iya vakaiwana kupi haaa zvakaoma

  • @wisdombobby6952
    @wisdombobby6952 2 ปีที่แล้ว +4

    Ndipeiwo number dzamadzimai

    • @dennis6560
      @dennis6560 2 ปีที่แล้ว

      Wakadziwana here number , ndipowo?

  • @graciousgwemba2465
    @graciousgwemba2465 2 ปีที่แล้ว +2

    Gogo ndivo vanoziva yese from the beginning.

  • @libertymasendeke4882
    @libertymasendeke4882 2 ปีที่แล้ว

    Nyoka hawasi gogo, gogo wangato shandiswa kuita svikiro nengiroz dza satan. Ngiroz chete ndodzinokwanisa kuchinja kutora chimiro chezvimwe zvisikwa zvakaita senyoka kana moto kana mhepo kana munhu nezvimwewo. Ingiroz dza satan idzo dzrikuita maminimini ayo

  • @nellaseven8141
    @nellaseven8141 2 ปีที่แล้ว

    Bttr matora muzukurukadzi 👏👏👏 moto hauperi ingozi iyo ngavaripe cei mbatya dzemufi dzisina kutsva pakatsva zvimwe zvese zviripachena izvi

  • @oliviajere662
    @oliviajere662 2 ปีที่แล้ว +12

    Dai Mambounza muporifita Jowa tinzwe nyaya yake ,ndiye ane yese

    • @johannesjohannesj.m9061
      @johannesjohannesj.m9061 2 ปีที่แล้ว

      Johwa ndiye mparanzvongo ndiye akatangisa moto nehoko dzake

    • @vittalischirasha6436
      @vittalischirasha6436 2 ปีที่แล้ว

      Ndiye akaita zvose izvi nokuti anoda mbiri mashiripiti chete aakaita

    • @orittageorge1417
      @orittageorge1417 2 ปีที่แล้ว

      Johwa ndiye atoita tisvike APA nhasi coz zviri kufumuka bit by bit sekuru vachizungaira kunge vasingazivi zvenyoka..Gogo vakasiirwa huroyi naamai vavo apowo sekuru nambuya vavo n'anga vane mishonga yavakapihwa haaa pakaipa.Ko zvidhoma zvakaonekwa nemzukuru plus bere

  • @herbertmhangami
    @herbertmhangami 2 ปีที่แล้ว +8

    Thanks Andrew, you are doing a great great job

  • @siphetanya8329
    @siphetanya8329 2 ปีที่แล้ว +2

    Ini I'm confused now, ko gogo kana vari Ivo nyoka yacho Saka zvese izvo zvavaiita zvekugeza maoko vachiti varikuidaidza vaiita ma stories ere, ko sekuru nhasi vavakutaura kt gogo vakatemerwa nyora ,ko pese apa vaiva vakanyarara Wani, vanhu ava vanoziva zvavari vese, dei madaidza jowa ndiye angatsanangura zvitinganzwa ko Ivo sekuru vanorambirei kuinda kunajowa🤔

    • @ttfam8742
      @ttfam8742 2 ปีที่แล้ว

      Varume generally havataure twese zvaida ivo gogo vazvitaurire vega

    • @siphetanya8329
      @siphetanya8329 2 ปีที่แล้ว

      @@ttfam8742 Zvino gogo vacho Havana chavarikutaura chinemusoro , kana sekuru vachiziva havo ngavangotaura zvipere izvo, zvavakunzwisa tsitsi

    • @queen7008
      @queen7008 2 ปีที่แล้ว +1

      Vanozivana avo

    • @siphetanya8329
      @siphetanya8329 2 ปีที่แล้ว +1

      @@queen7008 vanenge vasiri kuda kutorerwa zvinhu zvavo

    • @queen7008
      @queen7008 2 ปีที่แล้ว +1

      @@siphetanya8329 exactly

  • @jacobmoore1438
    @jacobmoore1438 2 ปีที่แล้ว +1

    Vanhu dzikamai munamate Mwari manzwa siyanai nana jumanda awa.

  • @tinevimbomemory3912
    @tinevimbomemory3912 2 ปีที่แล้ว +2

    Gogo nasekuru vanozivana ,all along vaivanza ,apo gogo vaiti ndakapiwa nambuya kumayard vekumalawi vakazofa, madzimai rambai makadaro mazvipumha kubatsra kunyanya Vana vasngazive kwazvakabva . vabereki ngatisabata Bata Ichi ndochidzidzo munyika yese.Shanda ,idya chezia nommatter how hard,small it is,u will win one day!!

  • @yaukaichirekwengwe9751
    @yaukaichirekwengwe9751 2 ปีที่แล้ว +1

    Munhu anogona kupedza izvi ndiye akavapa hoko vanhu vanomyepa ava sekuru vakamboti zvenyoka havazvizive nhasi vakuti gogo ndonyoka yacho

  • @shiyeliainkorea
    @shiyeliainkorea 2 ปีที่แล้ว +1

    Mazai mazai veduwe, mazai for maDuve. Mbuya nasekuru vanozivana. Mazai mazai mazai!!!

  • @tendaimutandwa6681
    @tendaimutandwa6681 2 ปีที่แล้ว

    Ahh gogo ka ava vakaoma moyo muchikutondera here mukomana uya we kuti nyoka inobatanidzwa nemoyo wavo aiva ne humbowo nambuya ava kuti ndozviripo aiva ne ruzivo chokwadi.

  • @blessing482
    @blessing482 2 ปีที่แล้ว

    Muzukuru uyu kwake kushinga here

  • @pelagiamasike6831
    @pelagiamasike6831 2 ปีที่แล้ว +7

    Mbuya avo ma1 vanonyepa zvisingaite

  • @darliangwira5313
    @darliangwira5313 2 ปีที่แล้ว

    Ehee ndizvo zvavo but vabereki ava vanetseka. Mwari sunungurayi mhuri iyi

  • @racheljackson7146
    @racheljackson7146 2 ปีที่แล้ว +3

    Vabereki vemuroora muripiko torai mwana uyo chero musina kuroorerwa

    • @Kasiboys123
      @Kasiboys123 2 ปีที่แล้ว

      Kaskana aka kakatochinjwawo atove tokoroshi yambuya ava thats y asingaendi

    • @manyonimapfidza6457
      @manyonimapfidza6457 2 ปีที่แล้ว

      @@Kasiboys123 true

  • @mollykamonere1719
    @mollykamonere1719 2 ปีที่แล้ว

    Gogo wakuda kuuraya sekuru nekuti nyoka ikuda ropa sekuru na gogo wanoziwana

  • @rumbigandiwa5227
    @rumbigandiwa5227 2 ปีที่แล้ว +2

    Musha uyu haike isurrender🙌🙌🙌

  • @dorothyzariro5037
    @dorothyzariro5037 2 ปีที่แล้ว +1

    Gudhu bhai Mai furenzi