Amai Vangu Kana Vakasunga Dhuku Ravo Re Light Blue Mumhuri Munobva MafiwaHuyai Munzwe Zvakaitika
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 18 ก.ย. 2024
- Please Follow me on Facebook
www.facebook.c...
Zim Family Secrets and Confessions
Deep Secrets and Confessions Google.
In this first episode, we hear a story of a .
Please listen, like, comment, subscribe and share.
Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
Link down below
@goromonzitv
If you have any confessions please feel free to contact us on
+27678702658
#Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions
Yhoo baba imika mavakupinzwa mu satanism imi
Hama dzako dzakagwara. Endayi kumaporofita vano kuudzai zviri kudiwa nemufi. Monoripa
Imwi voyeka 😮😮
1st confession tsvaga Mwari!! Zvauri kuita hazvina maturo, unoda kuzourayisa mukadzi nezvinhu zvisina basa
Yes ingozi kuponda ngaaende anoripa. Mushonga we ngozi kuiripa
Endai mundoripa muchiri kugona kushanda handigoni chinotyisa coz nyaya yenyu inozivikanwa murikutopedza nguva pamwe hama dzake dzakamumutsa neshungu dzekufirwa nehama yavo
First confession mune mweya yetsvina imi
My sister kana amayi venyu vakashaya usatora kana chimwe chete chefuma yavo, amayi venyu vanogona kudeketerera panechimwe chenhumbi dzavo, chenjerayi my sis
Painful story amainini yekuuraya murume. It seems mukurwa kwenyu murume wenyu aitodawo kukupondai and in a split second you felt the need to defend yourself. Abuse is also never okay varume kunze uko because magumo acho ndiwaya. You can't keep on tormenting mwana wevanhu just because muroorwa. Makaripa mhosva yenyu amainini though it's very painful that your kids are growing out without a father. Zvakaoma. Sekutaura kwamaita, it's a lesson to us all tirege kuwanza hasha kusvika pakadai. It's always good to walk away. Kay God give you peace only him can provide.
Amai avo muroi ngazvifumure uyo
Inga zvakaoma nhai ko kukaba kadhuku ikako mokapisa zvinodii
😂😂
Mangwanani mkoma Nash nevedare
Koripisa jira iri….muchasiirwa mhoswa dzakawanda one day
Last confection ingozi iyo mkoma endai moripa
Ava mukoma vekuda kuisa ku sim 2 munhu wenyu akuda kuti mudane umwe murume mmmmm ini ndinoti sitanai nazvo zvese all together nekuti next thing muchada kuisa iye mumwe murume nekumashure ikoko all for the sake of crazy fantasies and wanting to try out new things. Mukadzi wenyu hamuchatofari naye. Hanti makaona zvakatangira matotaridziwawo newamakafambidzana naye outside your marriage. Mukoma chenjerai kwamuchasvitswa nezvinhu izvi
Ramba nyamutatu offer iyoyo
Murume mukukuru ane mudzimai wake
Last confession itori ngozi iyi dai mazama kuenda kufamily yemurume uyu movaudza zvakaitika mozama kuripa ndokut zvipere...cz family yenyu irikuzamawo kuzvivhikira kut enda kune akazviita
Sister ngwarirai kuurawa kana kupihwa shave namom venyu
Tendeukai baba imi hamunzwi kunyara muchidzokera kumukadzi after doing that satanic did
Ngozi inoda kuripwa chete
Satan Ari kushandisa vanhu ndabvuma zvangu😢
Three some manyama ma Satanizimu tibvirei
Ita mugofa be anus cancer uringochani
Madhimoni chayiko imi hamuoni kuti madhimoni tsvakayi jehova nguva ichiripo, jehova mwari vakapisa sodoma
Disgusting 😢😢 mukoma tendeukai