@@wondermaenza8075 very true but varikukonzeresa manje vanhu ivava...... Vana vacho vanofanira kuvabhadharira nekuvachengeta ndovavano ROYA kuti vasaita kana chinhu muupenyu hwavo. Inhubu ma senior citizen ayo NHUBU .
Headman i respect you , munotanga makumbira kuvakuru venyu, musati matanga kugadzirisa nyaya, vanhu vanofunga muri kuenda kuchimbuzi. Asi Dzinza renyu neMasvikiro vanokupai wisdom and truth of matters.
Ndafarira mukomana azotaura kechi 2 uyo, mwana wetwin yababa... Hupenyu mazuvano hwachinja, marriage is now different for both vanasikana nevanakomana... Haasi ese matwins anowirirana zvekudaro, plus vakadzi vanogona kuparadzawo mhuri dzakagara zvakanaka ... Kuchembera kunounza zvakawanda BUT not kuroya just because munhu achembera..umwe anenge atove ne dementia iri kutanga otonzi ndiye akaromba or muroyi and n"anga dzobva dzati naiyeye Hekani waro!! Ndakazviona kwakawanda izvi
iwe mutimbanyoka vadii vafamba vacheneswa..if their hands are clean let them get cleared.. hamuna kumira mushe mumusha umu…respect to our Headman please…muri Hama dzekuziva imi..musadaro..cheneswai mugare zvakanaka..look at those beautiful ladies vasina varume, do you think vari kufara nazvo..inzwai tsitsi please
Well,saka vaurirei kudare kana vese vakafa nenguwa yawo, uye vachaziva zviri kuuraya vanhu mumusha..it looks like pane vari kurwadziwa ndizvo uye vari kutambura mukurarama saka kuzouya kudare…they should keep quiet and not look for a solution? Headman Chigodora ndivo vari kutonga..maybe they should go somewhere else kune vanogona vacho or kune vanokwanisa kubatsira since Headman Chigodora mati haagoni kutonga
Absolutely 💯. Haazivi matauriro nevanhu vakuru , ari kuona sekuti ari kutaura ne age mate yake and anotaura with too much pride and power and anoisa ma conclusions ake zvisingaenderani manje nemafambisirwo enyaya.
Allen kana uchibvi mibvunzo pamwe pachi bvunza uchitarisa zera remunhu,, usabvunze vanhu vari old enough to be your grandfather uchbvunz senge ukutaura nezera rako,, pluz kutaurisa hakusiko kugona ktonga You are good pabasa rako and continue helping... Ingoriwo criticism
Phambili headman Abantu bazeyeka ukuloya ngena lematebelelend Sirous
Evening evening to all viewers of Headman Chigodora courts. Sanibonina nonke bakwethu watching from here Johannesburg CBD
Uyu mwana wababa ataura semunhu mukuru chaiye. Well done hako its not all about which craft
Anoshungu mhuri ibataneyi which is very good
He was talking about jealousy when 1 family member prosper, which leads to witchcraft
He was talking about jealousy when 1 family member prosper, which leads to witchcraft
Ndirikuona dare renyu headman chigodora soko ndiriku Durban South Africa
Sisonke paThekwini apo ndiri paIspingo hills
Chigodora munotiuraya nenzara yemaziso zii yenyu iyi
Above 65 varegerereiwo pamari yedare. Masenior citizens aya kana kuma gvt institutions havachabhadhara.
@@wondermaenza8075 very true but varikukonzeresa manje vanhu ivava...... Vana vacho vanofanira kuvabhadharira nekuvachengeta ndovavano ROYA kuti vasaita kana chinhu muupenyu hwavo.
Inhubu ma senior citizen ayo NHUBU .
@AnthonyMakamure vanozotanga kuroya nhasi nekuti vaavanhu vakuru but pese apa vaisaroya? #muchachemberawomufunge
#muchachemberawomufunge
@@Beloved5leave them they term is coming to be called witch all names that's were you'll see the reality
Headman Chigodora to the people 💪🏾💪🏾💪🏾 ngava zvifambire. My favorite headman
Long time where were you I like the way yamunotonga keep on God will bless you through the way
Murisei Headman Chigodora, Tanga tamirira kwenguva refu, maivepi nhaimi, good video quality , keep it up.
Headman vane chipo chekutonga proud of you headman soko murikumberi mukanya
Chigodora good one Tonga mastotso avo chigodora good good ita basa takaarisa❤❤❤
Headman Chigodora my favorite 😍 ❤
Taura hako
Headman i respect you , munotanga makumbira kuvakuru venyu, musati matanga kugadzirisa nyaya, vanhu vanofunga muri kuenda kuchimbuzi. Asi Dzinza renyu neMasvikiro vanokupai wisdom and truth of matters.
Kunyarara munozonyanya headman nzara chaiyo yenyaya dzenyu mmmm
Ndini number one
Ndizvo vachigodora itai basa renyu good chigodora usasiya vanavachisupika ❤❤❤❤❤
Headman chigodora woyeeeee gadzirisai madzinza
Haaa ngavanhadhare mari avo matsotsi ayo. Pamberi na Headman Chigodora ✊
Well done shoko Ndiri ku jbg Ndiri mukunda Jacob
Thank you headman👏👏
Ndine mu twiny wangu headman handitodi chinhu naye
Mukuru arikupomerwa nyaya akazvipusirawo zvake,angawirirane sei nevana vemufi ivo vachinzi ndivo muroyi navana vemufi.kumamisha uku hakuna asinganzi muroyi we mumwe ,zvikuru sei kana watochembera watova muroyi.Chigodora nakirwa zvako nemari yemarema.Vanhu namatai mwari anova ndiye akasika wakaipa newakanaka shasha yerugare nerudo.
Fambai headman chigodora pasi nevaroyi
Welcome headman chigodora ❤❤❤
My brother soko watching from cape town
Ndafarira mukomana azotaura kechi 2 uyo, mwana wetwin yababa...
Hupenyu mazuvano hwachinja, marriage is now different for both vanasikana nevanakomana...
Haasi ese matwins anowirirana zvekudaro, plus vakadzi vanogona kuparadzawo mhuri dzakagara zvakanaka ...
Kuchembera kunounza zvakawanda BUT not kuroya just because munhu achembera..umwe anenge atove ne dementia iri kutanga otonzi ndiye akaromba or muroyi and n"anga dzobva dzati naiyeye Hekani waro!! Ndakazviona kwakawanda izvi
Murikudya here food???
Aaaaa tinenge takaguta
Handinaba Handinaba "Baba munonatsakuzwa here 😅😅😅😅😅😅😅😅😅
Munofara here vaChigodora wedzerwai mazuva nemakore
Headman chigodora ko mombovepi ndaifarora chirongwa chenyu and takufungai
😂😂😂 chifidhe ngemvura 😅😅😅
Kumanfector spirit of date
Kwaax
Fambai soko 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉 munovakwanisa vese mubhunga rimwe
Saka ukupopotera vanhu kushaya Mari,zvimwe zvinhu tarisao zera iwe headman
Mukoma Chenge pamari dzedare hamusi mave kunyanya here
Headman makadini ndinokutendai munogona kutonga chidhoma ngachipihwe mvura 😂😂😂😂
From Pitori my favourate
Headman ndaona Ngoni dzadzaka pemuri ❤😅 vanhu vacho kurasika muimba ye round
Well done mkanya
Mdara weziromo ane Blue zimuroyi muromo uripa side
Zimbabwean science!!
Vane worksuit yeBlue avooo iiiiiiiiiii vazonyanyawo kushingaa
my favorite head man
Vadzidzisei vasarombe nekuroya kupedza mhurii aaaa
Zvimwe tarisaivo age, mu Zimbabwe ukango chembera chete watova muroyi. Chigodora dare racho rinongonzi urombwa, zvikwambo ne uroyi😂😂
Nhai taura hako,apa iye headman apedza vakadzi vevanhu akuita basa rekuti abusira vabereki anoda kusungisa,yese nyaya dzake dzingori dze urombwa neuroyi ,akagara pakachi chair ikako achiita kunge chidhoma
But mumhuri hamuna kumira mushe… muri kuti chii chiri kunzeresa imi munoziva
iwe mutimbanyoka vadii vafamba vacheneswa..if their hands are clean let them get cleared.. hamuna kumira mushe mumusha umu…respect to our Headman please…muri Hama dzekuziva imi..musadaro..cheneswai mugare zvakanaka..look at those beautiful ladies vasina varume, do you think vari kufara nazvo..inzwai tsitsi please
Saka ukuitei,avo vakafirwa nevana 3 vakapumha munhu here,uyu akatsva kusouth adanana nemukadzi wemunhu,akaita 10 years asina kudzoka Kuna Mai aigara achituka Mai vake ko Dai riri botso raari kutamba, Headman uyu ane udyire ndinorwadziwa nezvavanoita vasharukwa avo, apedza ndiye anopa vanhu n'anga dzake dzekusvibisa vanhu nekunyepera vanhu kuti aone mari let him look at both sides kwete kuona munhu kunyarara nekusviba opumha munhu, akaitirei kuti ana mbuya avo varege kutaura ,anongotsikirira vanhu kuti afambe mbiri yakaora
Well,saka vaurirei kudare kana vese vakafa nenguwa yawo, uye vachaziva zviri kuuraya vanhu mumusha..it looks like pane vari kurwadziwa ndizvo uye vari kutambura mukurarama saka kuzouya kudare…they should keep quiet and not look for a solution? Headman Chigodora ndivo vari kutonga..maybe they should go somewhere else kune vanogona vacho or kune vanokwanisa kubatsira since Headman Chigodora mati haagoni kutonga
Kuumburuka padera pe mubvunzo😅😅😅😅😅😅
Amen
Something wrong with some people fail to pika miko in their local languages. Madoda musani ukuhlulwa lulimi lwakini.😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Kurohwa nehana😂 panicking
Hei that family yematwins vana iyo vakanyarara zvokuti vese vakangokura vakanyarara zvavo ndarwadziwa
❤
Ndatoapo😂😂😂😂
King Chigodora Power 🔋💪
🤝🤝
I love chigodora vapedzere
Mukadzi waamusori Uyo Ane Hart yakanzi K&K smile yavo unongoona wega Kut question mark anerimwe nemurume pahuroyi
Mwana , murume uyu ataura zvinovaka uye shungu dzekuti mhuri ibatane anadzo
Please show respect to the old men. This guy firing questions he needs communication skills
Absolutely 💯. Haazivi matauriro nevanhu vakuru , ari kuona sekuti ari kutaura ne age mate yake and anotaura with too much pride and power and anoisa ma conclusions ake zvisingaenderani manje nemafambisirwo enyaya.
Akapata kare uyo
what is respect for a person who eats others, a witch is not given respect and will destroy you all
Muromo wakadhamba nekudyiswa zvitunha zvevana vadiki nambuya vako, Satan Mai muroyi ,madyaira kudyiswa nyama dzevana vacheche dats why muromo wako wakareruka
@@FortunateTatendaMutimbanyokayoweee munotuka henyu😂😂 ivhayorenzi kaiyi kkkkk huye bodo kkkkk
Consult Mukotsanjera munopedzerwa
❤❤❤❤❤❤
maJudge arikumbotambira marii ,munotibaysira but pliz musadaro vanhu vakaomerwa
Tisingadi hedu kunyepa dare rachigodora rinozara wanhu uye zuwa nezuwa rine zvaro wanhu weko wanodzipara zvedi😂😂😂😂😂😂ende wateereri wadzo wanoda nyya zvekuti bheee kana kumaminda sora rinokura nekubereka wari kunyaya😂😂😂😂😂😂
❤❤❤❤❤
Kutonga chaiko muripamberi Headman
Pese panotanga nyaya Headman vanosimuka😂
Kumonzi kufa zvakanaka ndekupi?
Ziii munozoinyanya guys
Rova shumba nembama
asi zvimwe zvacho hazviite chokewadi muruzevha wonzi bhadhara $20 yedare , kwave kubirana chokwadi . kupinda mudare kwakuda mari?
Ndiyo price haaite zvemusoro wavo zvinotova Ku gvmnt
Kwamambo marange unotobvisa zhinji@@VimbainasheTavagwisa-w9l
@@VimbainasheTavagwisa-w9l ini ndikakusungisa kwa magistates court unonobhadhara mari yedare here?
Itori shoma nekt basa iri rakaoma kuswera uchingotaura nevanhu ..vakugadzirisa mhuri dzirikutambura
@@emmanuelchaza2952 Dai uriwe headman waiswera uchiita nyaya idzo mahara hre
Headman chibaba
true i did not know you are a fair man
.
😊
Chikafu achimanikidzwi munhu,,
Allen kana uchibvi mibvunzo pamwe pachi bvunza uchitarisa zera remunhu,, usabvunze vanhu vari old enough to be your grandfather uchbvunz senge ukutaura nezera rako,, pluz kutaurisa hakusiko kugona ktonga
You are good pabasa rako and continue helping... Ingoriwo criticism
In court there's no age my man ,you have to respect the judgement
Headman mune chipo chekutonga rambai makadero
Mdara uyo ane blue yoooh kushata chiso nomoyo ko maromo
Pamusoroi wedare
Haaa icho chimdara chemromo pasyd icho haa chakashinga , ndo chi gindron chiku ataka apa
Vanhu ngavateramire
Headman Chigodora munogona zvenyu kutonga asi muri kutinonokera kutipa zvamune matonga in time
Allen ndokufarira bt please lower your voice kt ma facts ako anzwike it seems as if unotyisidzira vanhu be humble watching you from Joburg
You can say that again
Munhu akaromba haadye chikafu cheparufu vakaromba zviripachena...
Munobata basa Headman
spirit of date
Eyi camera tulikabotu pe muchince camera man
Headman manyama kutonga chete hamuna favor 🔨🔨dzenyu VA Chigodora
These days murikunonoka kutipa nyaya
Team chigodora murisei
Headman chigodora pliz mambo wedu nyota yemavideo pliz
Chigodora pedza nyaya iyi mastotso madhara avo
Headman matiregerera tasuwa nyaya dzekwenyu
Ndofiro dzabba vangu ndozvavakaitwa nemukoma wavo zvakaoma 😢
Totenda
Pafiwa pacho chikafu havadyi hhhhhhhh mudhara ane nyaya dzake dzaari kuvanza
Uda kuti dye aine kuda here
Magada unongotaurisawo iwe unotorasa nyaya nekubvunza zvisina basa kuda kuvhiringa munhu,kutaurisa hakusiko kuziva nyaya
mari yedare inobhadharwa pamunhu wega wega
Mari yedare ngaive affordable 1us .munhu were alone kubhadhara
$400 it's a lot of money....kungonopa munhu for NOTHING????
Ko sei mazuvano risingaite matare hatisikumaona
Aiitwa asi chanel ndiyo yanga yachinjwa . Aiwanikwa ku Zim manica post
Manica post yakadhakwa @@NormanNetsakamano
Chero neni ndanga ndave time manje nyaya adzizonaki manje
Kunotofara kuti tinenge tiri kukaranganda 😮
Chiii chikunetsa headman kusa poster mavideo