That's because there is nothing that most of these people are saying that constitutes a criminal offence. Most of it can just be classified as adults making silly decisions. Zvababa vatora vana vavo yatove custodial battle isineyi ne ZRP
@A1-Media but I believe the correct way to deal with this issue sevanhu vemutemo is to advise them to go to the civil court. Assist them with information on how they can go about it. Kwete kuti mwana atorwa nababa vake. They definitely know kuti pamutemo mwana anozoenda kuna baba after 18 or when the mother is failing to fend for the kids
varikutembei vana baba varikunyabhira havasi madzaku tsaku nana matsanga vaiuraya vanhu muhondo here sei munyika medu mune vanhu vakadai ko sei presdident vasiri kudavira nyaya iyi irikungoitwa ne police wy
Hurumende inofanira kuvharisa mapurazi acho ose ari matatu. Nokuti kana vakasiya vanhu ava vachiramba vachigarapo hudzvanyiriri hahumboperi. President Munangagwa pindirai nyaya iyi vana vasunungurwe
Nhaimi ma organisations arikumirira vana arikudi kutora vana ava otaura navo 1 on 1 Same as madzimai maigona kunzwa nyaya dzakawanda Ivo vana ava ngavaiswe kwavo vega vobvunza vega magariro avakaita asika mutemo unoti vana ngavagare namai vavo kusvika 18 years ...saka vanhu vekwa Ishmaeri chi neimiwo
Church idzi ma cult ko seiko dzisiri kuparadzwa, 2014 Ishmael akasungirwa same case but hapana chakachinja. Izvi zvinonzwisa tsitsi zviri kuitika munyika yeZimbabwe, mapositori aya anototyiwa nevemutemo.
@@A1-Media Don't use your emotions but use facts. That's why even if one parent wants to cross the border with their kid they need to have an affidavit from the other parent agreeing that they have given consent for this trip. Those are the facts. Children are owned by 2 people and those 2 people need to agree on the whereabouts of the kid
@@princessncube9393 a father doesn't need affidavit to cross the border or get into a plane with his child. There's no such thing. Maybe amai ndivo vangatobvunzwa izvozvo kwete baba. Ndiwo ma emotions manje awuri kutaura iwayo. You sound like someone who has never travelled
The govenment is not doing enough to help families. Why are children still there if the law statesthats anyone under 18 should be with their mother.Given the history of that church ,isnt this an emergency????
Veduwe ukaona amai vakuti havaone vachigona kugara nevanakomana vavo haaa unenge watoona kuti vana vakakanganiswa brain eish, those children they need cancelling first
Ini ndakazviitwa 2013 nevabereki vemurume akandiramba.Ndakasiya mwana ikoko asi ndakange ndakurambidzwa kuona mwana wangu ndichinzi maporofita ari kuti mai vemwana ngavasaonane nemwana.Ndakazomutora zvechisimba.Mheno kuti ipostori ipi ku Norton uko
Mapurisa epa Nyabira ngaasungwe. Commissioner muri kupiko Huori uhu huchingo enderera mberi???????
Why is it that every woman who went to report to ZRP never got help. It wouldn't have escalated to this extend
Its sad because noone helped these mothers to get their minor kids
I think the Police at Nyabira they know a lot ISHMAEL
I think vaineteswa, coz a person like Ishmael is very dangerous ende church yacho inenge yeSatanism
That's because there is nothing that most of these people are saying that constitutes a criminal offence. Most of it can just be classified as adults making silly decisions. Zvababa vatora vana vavo yatove custodial battle isineyi ne ZRP
@A1-Media but I believe the correct way to deal with this issue sevanhu vemutemo is to advise them to go to the civil court. Assist them with information on how they can go about it. Kwete kuti mwana atorwa nababa vake. They definitely know kuti pamutemo mwana anozoenda kuna baba after 18 or when the mother is failing to fend for the kids
Ishmaeri haana mhosva anemhosva ndevakamutevera
Man in that church love promiscuity. No tests kungonotora munhu...man can stand women talking to other man, koivo vanorara nemunhu paside😊
It's like a movie not reality may God give you strength to restore and recover all
Nyaya iyi chandinoona hurumende ngaingoudza vanhu ava kut vavake zvikoro zvavo ,since varikuti zvese vanazvo,maticha ikoko hapashaikwe vodzidzisana pachavo,vovaka chipatara Chavo, asi kopisa umwe neumwe uchaziva zvekuita varume vakuru vose avo vanoziva zvavanoita kana Dai makaterera umwe akataura ku sly media anoratidzika kuvanenjere kwazvo.saka kuenda nekuenda kana pakaita zvinonetsa uye zvinogozha uchaziva hama dzake.chete makereke awandisa vanoona vawandisa asi mwari une nguva yake kana nguva yakwana zvichazviita zvega
I feel so bad even tears are dry.. this church please close it. Which God rebuke your parents
Hapana chakaipa chisingafe chakabuda pachena shuwa mwari variko kudenga vanenge vachiona zvavo asi chinofadza ndechekti vanoti enough is enough 😢
Amen
President ngavapindire chyrch iyi ivharwe Veduwee and everyone oenda back to their relatives
Which President iye ari mumwe wacho .Svinurai
Haaa surrend shuwa kubeliviswa kusvika pakaipa zvitupa.haa iyi mweya yetsvina
So touchable story dai mwari vapindira
Zvikutoda toi toi musi wa 4 kucourt
Vanhu vese vakatiza vakasiya vana,endai kwasekuru Tasvu,mapurisa haabetseri akatsindirwa muhari uye vanodya naishumairi,1Tasvu chete
Endai kumapurisa nokuti zvinorwadza
Sisi Stella haaa you are the best journalist
Sando dzenyu vana Mai vakakoshesa vana neremangwana revana .Asi zvikuru totenda Mwari akakupayi njere .
Church iyi ngaivharwe zvese ne purazi racho …Church yakaora inosemesa nxaaaaaaaaaa😢
Inotorutsisa chaiko
Dont call this a Church it is a Cult .Thats Satanism
COVID must have been God sent for Ishmael. His prophecy was almost coming true
Imagine
😂😂😂😂kufarisa zvekusvika pakupisa birth certificate neID mune sure?
I don't even blame her, those people are brainwashed apo inofana kutotenda Mwari kuti she is now in her right senses
Keep it up stellar
Mwana akabatira mai vetshirt yeyellow bag Mwari ngavamukomborere
Chinondishamisa vanhu ava vainzi ndimi mucharara muvhunzo wangu woti aaah vanhu vaifa vese ava vanga vasingamawone here
What goes around comes around comes around around semarambiro Amakaitao hama dzenyu ndomarambirwo amakaitwa nevana
Destiny TV manyama for the information
Vana vangu vaparars nekushaya zivo 😢mmmm zvorwadza
Munangagwa ngaatume vanhu vaende kunopwanya dzimba kuma prazii ikoko 😢😢😢😢😢
varikutembei vana baba varikunyabhira havasi madzaku tsaku nana matsanga vaiuraya vanhu muhondo here sei munyika medu mune vanhu vakadai ko sei presdident vasiri kudavira nyaya iyi irikungoitwa ne police wy
Church iyi ngaivharwe chii chakadai. Ed is involved in this Church. Why is it that police did nothing about all these reports
Thats true we are all waiting to see kuti manje wachaita sei nhai .Evil people .
Ndaratidzwa hulument ya ignore zvayene .kybva kaare kese ako nyaya dzakadai daziriko
This is very sad,Mwari pindirai
Let the evil deeds exposed
Haaaa vakadzi vacho ngavanake vose veduwe
Hurumende inofanira kuvharisa mapurazi acho ose ari matatu. Nokuti kana vakasiya vanhu ava vachiramba vachigarapo hudzvanyiriri hahumboperi. President Munangagwa pindirai nyaya iyi vana vasunungurwe
Ngava vhare church iyi yakaora
Zvinorwadza izvi Iko kudenga kwacho kunonzi madzinza ariko imi monzi rambai dzinza
Chinamato ichi that tells you kt hazvina kumira zvakanaka lapha 😂
Zvinoshungurudza zvakadai izvii😭
Church ya wicknel chivhayo iyi
Haisi riyo...its a different church.....mukawana nguva mugeze ear wax.muteerere mushe
😂😂@@maiyeukai9346
Koo pabirth mama havana birth entry # herevanotora birth nechitupa
Apa sister Stella matopiwa imwe evidence yekuti kune mwana under age akafa achisungunutswa vese nemwana wake veduweeka 😢
Asi satan uyu kaaa
Sekuregererwa kwamakaita nevabereki momuregererawo mwana
Nhaimi ma organisations arikumirira vana arikudi kutora vana ava otaura navo 1 on 1
Same as madzimai maigona kunzwa nyaya dzakawanda
Ivo vana ava ngavaiswe kwavo vega vobvunza vega magariro avakaita asika mutemo unoti vana ngavagare namai vavo kusvika 18 years ...saka vanhu vekwa Ishmaeri chi neimiwo
Mapostori awa maSatanist vanoshandisa Juju. Madhevhuru awa anenyanga ne miswe. They must all go in Jail. Ishumairi you shall soon meet your maker.
Church idzi ma cult ko seiko dzisiri kuparadzwa, 2014 Ishmael akasungirwa same case but hapana chakachinja. Izvi zvinonzwisa tsitsi zviri kuitika munyika yeZimbabwe, mapositori aya anototyiwa nevemutemo.
GOVERNMENT IKABURITSA MADZIBABA AVA MMMM INENGEICHIDYA NAVO
Vakatobuda kare va ishumaere
@@maiyeukai9346 Havana kubuda. He is locked in ku remand. Due to appear in court again on 4 April
@@maiyeukai9346varimo madzibaba vakarambirwa bail ava
Zvinorwadza
Zviirkugadzirwa here izvii Ganda Ganda ngariparadze nzvimbo iyi
Zviriko here zvinhu izvi veduwe aaaa
Ishamaeri ngaipuhwe life mujeri or kufa
chinhu chirikundishamisa ndechojuti Hurunende irikutii sei varikuita nhongwa
May Social Welfare intervene
Government inosweroenda kunodemolisher dzimba dzevanhu vasina mhosva I 2 seconds ngavaendeka kulily farm uko vabvise vanhu ava
Dai mapurisa apindira hwanhu vapihwe vana vavo
Madungwe arinani panyaya iyii
anaamai avo vamukuti vatore vana Havana chavainacho vanovapei vana ivavo kutora vana motanga kukumbira kubatsirwa shandisai pfungwa zvimwe zvacho
Enda unoudza vanhu vekuchurch kwenyu vakutuma kuti muri ma door tea evanhu.
@@tariroshonhe2268 mapostory manyama ukarwadziwa nawo haupore
Zvakangofanana neku vadzidzi wawimbo please chimbosvikai ikoko
Vamunangagwa tipei masimba yekunamata kereke iyi nana lshmael asingaide ngaabude vanoida huyai tinamate kereke iyi ndeyechokwadi inotapira church inovakwa nevene vayo
Mwana anonzi aenda na baba vake sei iye ari under age mapurisa musadaro mwana anoda mai vake
Hapana mutemo unoti mwana ari under age haagari nababa vake. Ndosaka nyaya iyi iri kukunetsayi. You're judging people based on none existent laws
That's kidnapping bro. They need to agree on where the child should go together
@@princessncube9393 Kidnapping mwana ari pamba pa baba vake here? Hakuna zvakadaro. Musanyebere vanhu
@@A1-Media Don't use your emotions but use facts. That's why even if one parent wants to cross the border with their kid they need to have an affidavit from the other parent agreeing that they have given consent for this trip. Those are the facts. Children are owned by 2 people and those 2 people need to agree on the whereabouts of the kid
@@princessncube9393 a father doesn't need affidavit to cross the border or get into a plane with his child. There's no such thing. Maybe amai ndivo vangatobvunzwa izvozvo kwete baba. Ndiwo ma emotions manje awuri kutaura iwayo. You sound like someone who has never travelled
The govenment is not doing enough to help families. Why are children still there if the law statesthats anyone under 18 should be with their mother.Given the history of that church ,isnt this an emergency????
nhamo ine nharo weduwee. it seems vamwe vaitoenda vachida rubatsiro kumweya vobva vatombunyikidzwa . madzibaba ava moyo wavo ndaushaya kuti ndeupi. shuwa vashungurudza mhuri dzakawanda munyika muno.
Haaa mdara uyu
Police yeNyabira ngawaiswe mkti wataure nhau dzawo xaaa
He deserve to Rot in jail coz akatoparira ma families nevabereki mangwana zvichanetsa
Mari yekuuya ku police hanzi ndatsvaka tsvaka ko akapiwa vana achavachengeta nei siyai vana avo kunana baba vavo
Tinomupa isusu naStella. Wanga watii. Hazvinei nemari. Yes nhasi vanga vasina yebus asi havangashaya kufeeder vana vavo. Chavadya ndochaachadya and anenge asisarare muimba yeplastic nekudya mundiro ome nevamwe vanhu 4
@@tariroshonhe2268 Havana bag avo kushupika kwega uko mukurwafziwa achangobuda lshmael wacho church haivharwe iyo
@@tariroshonhe2268 handitumwe izvozvo tinongoramba tichienda mberi nekereke imi muchirwadziwa
Veduwe ukaona amai vakuti havaone vachigona kugara nevanakomana vavo haaa unenge watoona kuti vana vakakanganiswa brain eish, those children they need cancelling first
Kupisa chitupa
Ndizvo zvimwe chete zviri kuitwa ne n'anga inonzi tasvu ku mabelreign uko kwaari kumbunyikidza vanhu achivabira mari nxaaà
Kupwanyira vanhu dzimba vachisiya mapurazi aya ari kuitwa minana
Amai vane yellow avo vana 7 hr sure ummm zvakaoma at her age
KuCanana kune huchi nemukaka 😂😂
Ishmairi dzakanatsa kukwana here pfungwa dzake i doubt
Veduweka zvakaoma kani
Hupenyu mutoro😢
Vana havaizobvuma coz vanenge vabva vaudzwa kunzi musabvume. And talking in front of the same people mwana anotoita zvaaudzwa kuti ataure
Itai research and don't be gullible to follow zvese zvese guideline ibible hama
Those children are brainwashed zvekuti chero vakanogara navo vakadzi ava ....vana ava vachavanetsa
Zvakaoma
Regai titeerere pano panotaurwa mazita😂
Destiny batsirai amai avo vatorere vana ma birth
Ishameri aibata vanhu chibharo
Waigarako her? Ii saka muroyi chaiye aah
@@maiyeukai9346 saka unoti vanhu vese varikutura manyepo here?zvimwe zvinoda common sense
@@bettybetty9569 pavanhu vese ivavo pane kana mumwechete ati akababatwa chibharo na Ishmael here
@@A1-Media Saka Vana varikupiwa varume kudio ikoko use your common sense iwe ndiwe mumwe anopusiswa naIshu
mwana anobvinzirweiko ari under age kunamai finish
Hurumende yedu ngaitisapote isu tinoda chinamato ichi chinana baba lshmael kereke iyi ndinoida zvangu vakasungwa mwari itai nyasha vabude
Pakutoda tsitsi dzaMwari vanhu vasunungurwe kubva kuuranda
Kuita kunge drama yoooo
Canaan 😂😂😂😂
That farm should be destroyed ne Police Station yacho ngazviparadzwe. MaSatanist awa.Canani ndipo pasina, manyepo ega ega
Inga ma postori ari dangerous
Ini ndakazviitwa 2013 nevabereki vemurume akandiramba.Ndakasiya mwana ikoko asi ndakange ndakurambidzwa kuona mwana wangu ndichinzi maporofita ari kuti mai vemwana ngavasaonane nemwana.Ndakazomutora zvechisimba.Mheno kuti ipostori ipi ku Norton uko
Soddom ne Gomora
Hakuna church yakadai
But why vaiti nyika irikuparara ku Cananndochaiko yet Canan yacho vanhu varikuuraiwa sehuku and kubatwa SEMA slaves mmmm
That's why aisada kuti vanhu vazive kuti kana pafiwa. Bcz aiti ziva kuti kana vanhu vaziva vaizovhurika brain
This is so evil and wicked
Good program but Stella pliz go for retouch musoro washata
vamunangwa giredha ngaripaze zvese umwe nemwe anange kwaakabva vasina hama senherera vachengetei .Motora purazi moisa mhuka dzesango kana aita nharo dzekubva vakaona mota yakazara shumba hakuna anosara kune church yekwamoyo ndiyo imwe
Urikutoona movie yacho hako😂😂😂
@@celianchitembo4924😂😂😂😂
Gavaende kwaprophet miracle pal vanobatsirwa
Imi makuti nyangadza nenyaya yeku nyabira
You don't have to watch my dearest, in fact block the channel
Asi hauzvari nhayi mikela mushamba
why are you watching kana wakunyangadzwa...asi ukumanikidzwa
Haunanikidzwe kuona
So why are you here
Usiri here satani wacho