Ndakauya Ku one on one Prophet on Sunday ,all the way from South Africa.Ndasvika Pama Kombi ekuuya ikoko ndiri mu Harare zvikanzi tavhara no accomodation, Prophet vanoonekwa chitatu ne Saturday,Ndakarwadziwa zvisingaite ndikakwira bus ndikadzoka but Moyo wangu uchiri kungorwadza nanhasi . Prophet ndovaonawo sei plz plz.!!!!
Prophet ku malawi kuno , handirare ndisina kuona ma videos enyu iam addicted .. but prophet ndibatsireiwo nyaya iri ku court nemurume andakarambana nae
But chero vachiti vazviita muchiwande chero tikavhara face muridzi wemukadzi achangoiona video iyi plus voice remukadzi wako unoriziva pakutoda kushandisa wisdom kuti imba isaparara
I❤it ....thank you prophet......first to comment give me likes 👍 pliz😂😂😂
Unokudza nhengo yemunhu kuti uri Mwari here,askana gutsikanai nezvamuinazvo
My powerful Prophet ❤❤❤❤
People must know and learn Prophet
Munozviwanepi iye Mwari akamusika akatadza
Powerful Prophet no secret here I like that God
Vanhu vanoshereketa shuwa... Ndaseka
Very painful 💔 women these days kaaa experiment too much wanhu wakungotaura pamwe wasingatombozviite😢
Prophet T Fredy to the world❤❤❤
Yes powerful papa .
Avo Mai vanoda kunyepera munhu wamwari
Mubatsireiwo prophet vamwe varumee vanouraya
😂😂😂😂 nzara ndakarima chaiyo ko nhaimi munhu anenge achida size yakakura sei chokwadi haaa zvimwe zvinhu so tisiye kuda zvinhu please ladies
Makanyanya baba ..thank u father
I love it Prophet 🎉🎉🎉watching you from Gaborone Botswana 🇧🇼
Ndakauya Ku one on one Prophet on Sunday ,all the way from South Africa.Ndasvika Pama Kombi ekuuya ikoko ndiri mu Harare zvikanzi tavhara no accomodation, Prophet vanoonekwa chitatu ne Saturday,Ndakarwadziwa zvisingaite ndikakwira bus ndikadzoka but Moyo wangu uchiri kungorwadza nanhasi . Prophet ndovaonawo sei plz plz.!!!!
😂😂😂kuda zviro Soo vakadzika 😂😂😂 ityai Mwari askana
Prophet ku malawi kuno , handirare ndisina kuona ma videos enyu iam addicted .. but prophet ndibatsireiwo nyaya iri ku court nemurume andakarambana nae
Hanzi spoon yekudyisa bota ikure here😂
Prophet ndovafarira,ukaona vati muomberereyi maoko wega unobva waziva kuti chachaya
Prophet mune basa sure.👏👏
Murume ngaauye prophet
Prophet vechokwadi ndivava manje
amen kumberi prophet
First pano ndipeiwo ropafadzo dzangu Prophet
I don't go kun,'anga ... don't trust friend
I love it
Prophet U prophecy
My prophet
Varoverei maoko😂😂😂😂😂
Ngauye nemuruwake
Umm munyika makaoma umu asimwari Vanenge vakamupa iyoyo iwe ndiwe wakuda kugadzisira zvinhu zvakasikwa zvakadaro wakamboitacy vana nemurume akadaro .vakadzi tirimbwa chaidzo ingosiya utsvage hombe Yacho
Amen and amen
Asi nhai vakadzi sei makapusa kune munhu angachinja zvakagadzirwa na mwari
Kuda zviro sePaperbag rekwaOK! Ngaauye nemurume wake
Kkkkkk unotogona kuwombera kkkkk
Mwari vhurai maFiles ovupenyu bwangu, nhasi
😂😂😂😂varume Muri munhamo veduwee
😂😂😂😂 hayaa
Vakadzi dzikamai chii chakadero chinenge ngozi
Kkkkkkk anzii n.ganga yakapiwabma mari ini apana chandakapiwa 😂
Haaa zvakaoma vakadzi tine dram
Tenda mwari nezvawaka pihwa
Nadda
Hanzi inzwai butter! Famba munhu washe
Zvakaoma zvinorwadza wena
Vakadzi muchinyanya kuda kwenyu hombe😢
Arinane uyu aazi kuhura.
Yuwiii
Ndoda kuti mundirapewo ndokumbiwo kurapwa Prophet
Kkkkkk Zvakaoma
Ngazviitwe pamberi pemurume cz vakadzi vanotiita mabharanzi
Zvekuma kitchen party muchazvirega henyu dzimba dzaparara zvakaoma
😮😮😮😮😮😮
makanyanya munhu wamari
Help me prophet gumbo rangu robaya pasi paro nekuchitsitsinho
But vanhu kadzi takambokutadzirei chaizvo chaizvo
Pakaipa
Wakadzi muchinyanya kuda zvinhu
Nada nao quero😂😂😂😂
Makachena munhu WaMwari
Ma1
Zvakaoma
Achangozviona pa. You tube murume wacho
But chero vachiti vazviita muchiwande chero tikavhara face muridzi wemukadzi achangoiona video iyi plus voice remukadzi wako unoriziva pakutoda kushandisa wisdom kuti imba isaparara
😂😅
😂😂😂😂😂😂
Amen
😅😅😅😅
Amen