Murume haadyiswe ana mai honai Manje-Prophet T Freddy
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 15 ต.ค. 2024
- Murume haadyiswe ana mai honai Manje
To book an international private one-on-one session with Prophet T Freddy, please contact us via the following options: email goodnessandmercyministries@gmail.com or call +263712528094; +263778059270
Prophet t Freddy mundigonera chaizvo handina kana neremuromo
Mukadzi uyo aksuraya murume wekutanga akudyisa mumwe futi haaa muroyi nambuya vake
Yoweeee ndanzwa tsitsi paanga akuda kubuda nebag
Chero mukanzi makaromba prophet hurombwa hwacho hurinani kana huchiona zvakavanzika
Isu tine vana vakomana torwadziwa
Taura zvako moyo wangu varwadziwa
Prophet varwadziwawo I can hear it from his voice singing . So touching
Amen mnhu ngaritsisiwe Mai varikuita zvisina kunaka kudyisa mnhu svina yembwa xuwa apo mwana mudiki batsirayi munhu wamwari
Vakadzi denga hatipinde watching from Mpumalanga sa
Yes the guy akadyiswa but mambonzwawo guitar here rarohwa pa song inonzi Rudo
Our boy children are in trouble , may God protect them
Prophet tokumbirawo musvikewo muponese kuno pretoria s.a .moyo wangu unoda kuti mundibatsirewo ndirikutambura
Zvinorwadza izvi
Mwari honai vanhu vaye,dzikai Mwari wangu vakadzi denga hatirione shuwa
Ndarwadziwa prophet ummm pamwe hanzvadzi yangu yakadyiswawo dai mwari vandibatsira ndawana mari yebus ndiuye naye asangane ne nemunhu wamwari ndabatikana
Haa zvakaoma veduwe kungonzi Enda unotenga malemon kwakutotakura handbag akadyiswa sure
Prophet t Freddy vanogona chishuwo ndoda vandibastirewo Amen
The singing is so good, prophet has a singing talent
Pretoria wo huyai munhuwashe
Thank u prophet, ummm dai asiyana hake nemkadzi uyu ane hutsinye. I think vachanorambana kumberi ikoko coz murume avhurika now
Mwari vamuregerere mukadzi uyu, kuita zvinhu zvakadai.
Vamwe vanhukadzi so ! Ini ndavakoniiwa ini kudyisa tsvina yembga shuwa dayi ndirini ndaiti enda zvako uri muurayi chaiye.
Prophet T Freddie is a great one who has the ability to unify the weak and also a very good singer ❤❤
Kudyiswa kuurawa vakomana eish 😢😢😢😢 different ycho inorwadza Rudo aruna zera but kuzodyisana madhodho kudai so
Thank you nekusunungura vana vezimbambwe prophet mwari varambe vachikushandisai man of God madzimai let's repent please these days mishonga ndeyei dai kurikuuraya munhu
Mix half a teaspoon of baking soda into a cup of water and some lemon juice. This is known to provide an immediate for nausea and vomiting. Alternatively, you can mix 1 cup of water, 10 drops lemon juice and a 1/2 teaspoon sugar and 1/4 teaspoon baking soda and drink.
I LOVE THIS MAN OF GOD!!ZIMBABWE AND THE WORLD NEEDS YOU -YOUR GIFT WILL BEIMG YOU BEFORE KINGS-THEY ARE WATCHING YOU AND I SEE APPOINTMENTS BEIMG MADE. !!!
Profet munoshaura zvinoburutsa ngirozi ndafarira voice renyu Profet T fredy sando dzenyu
Long live Prophet T Freddy..asi vakadzi zvatinoita yoh zvakaoma hanzi ndakaupiwana gogo matuzvi embwa yoh ndacha zvangu
Mubatsirei murume uyu arutse zvaakadyiswa vakadzi tinozviitirei umm
❤ your voice , you are a good singer prophet
God give more years to Prophet T Freddy. Let him not be tempted to leave you God.
Am new here mukuru munopisa haaaa God bless u
Muranda waMwari arwadziwa veduwee, kusvika pakuchema here, varwadziwa zveshuwa.
in love with his voice
Prophet T Freddy you are the Prophet of Christianity makanyanya baba
Prophet munechipo chekuimba,
Mwari ngavakushandisei zvakapfuura ipapo🙏🙏🙏🤍
Freddy can sing kna makazogara yaaa
Thank you prophet for helping him 😭lm woman this touch me,so much how can woman do that dog 😭 it's better for me die without married l can't force are man to love me and l can't sharing are man with anyone l just can't 🙆♀️our God bless you prophet .🙌🙌🙌🙌👏👏👏
Rurimi rwaamai rwakanaka chose
Harr ndabatikana nezwakaiitwa namai ava asi ndafara ne decision yamaiita Prophet.
Halleluya God is powerful all that time Halleluya 😊😊
Glory be to God
Very good singer. Good voice, full of confidence. Thrilled by the live session.
nhai ko zvandakakychema nhai ths song is so touching uku baba nhiyq hakuna chikuzikanwa
Uuuuum vakadzi ngatisazodaro shuwa tsvina yeimbwa hre chokwadi zvakaoma hazvo
so touching vakadzi musa dyise varume venyu kufamba ne hand bag yemukadzi sure here musadaro
Thank you prophet,
Tinorarama ne nyasha sure. Mwari tichengetedzei ,tinzvengesei mune zvakaipa .
Ngazviende mberi prophet vanhu ngavaponeswe
Always in yo services prophecy even if iam faraway one day i will make it .thanx for helping people you are a true prophecy .keep it up munhu wamwari chengetwai munyasha dzamwari ndatenda
Haaa vakadzi takaoma chokwadi,Pro T batsiraiwo murume uyo mukadzi muroyi uyo
You're the best prophet i have ever seen thank you for the good work 🎉🎉🎉🎉
Mumoyo mangu in love with that song thank yu prophet
Prophet vanoiimba❤❤
Watching from Capetown Prophet I wish kukuonaiwo pfuudzwai mberi
Pakaipa watching from Botswana
Zvakangooma zvatinoita vakadzi
You the best prophet ever
Thank you man of God 1 day i will be there the arena of God speaking
Thank you prophet tsvina yembwa here mwana wemumwe munhu
Haaa pakaipa ndokwakupera kwemuchato abengenuka zvino thank you man of God
Amen Amen well done well done maropafadzo ngawedzerwe mbiri kuna iye Musiki
Ngatinamate mwari madzimai siyai kubata zvinhu zvinonyangadza mwari . Ndarwadziva kudyisa munhu zvakadaro
Amen vasina kunyara Mwari ngaavabatire chokwadi
Very touching song. Hahaaaaaa ndiri kurwadziwa!
Love you prophet munoimba song iyo mumoyo mangu
Heartfelt song ...rudo haruna manyawi ...so touching and healing melody ❤
I love God bles me fo my problem
Kune nyasha ku chrch uko guys hantei tese ikoko kuruponeso ❤❤
Watching from kemton park tirikubatsirika
Vakadzi tisadaro veduweeee,tsvina yembwa here
Thank you man of God
Amen man of God 🙏
I luv this song so touching ndinorwadziwa zveshuwa❤😢
Glory be unto Jesus
Love you profit mumbondibatsirawo
Ipapo ipapo Prophet
Zvakaoma zvatinoita madzimai .... Rudo harudi izvozvo mhani apa urichembere mxiiii
A man of God, solves the he matter accordingly.
Wow thank you prophet
Thank u Prophet .Munhu kuchinjaa munhu waMwari kumuita wako.Asi havadzwee futi iwawaa
Prophet itai kuti vasazonomudyisa futi vadzokera kumba,gadzirai kuti pavachazoda kupamha murume avarove zvekwa mai Rovai chaizvo
Ummmm murume anoimba uyu excellent
Zvitoda Jesu chete halleluya Ameen and Ameen
Uyu mkadz chero ktogara asna imba ngaagare ibenzi kudyisa mnhu kuuraya kshoma hr ikoko
Ini ndakadyiswa ndodii prophet 👏👏👏👏
Thank you profet of God
i like the chemistry between lemon and soda
Thank you prophet what you did
Thank you man of God.One day i will visit you 🙏
Usebenzile prophet
Instant healing ipapo ipapooooo long live Prophet T Freddy
Ndina baba vangu vationa sevakadyiswa
Keep on prophet gud work
Zvakaoma ummmm ndarwadziwa zvangu
I thank you profet hmmmm
What a true man of God
Prophet ndikushaya mukana wokuuya kuchurch kwenyu asi ndinotoziva kt ndikasvika zvangu zvaita ndanetseka sure
Ummmm thank you Prophet murume hadyiswi kani
Powerful Amem
Even the sound eish pamachema muchiimba ndafunga mukadota