ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Munhu wamwari ma songs enyu anondichemedza. Munoita kunge munoimba ini uye munoudza ini😭😭😭 anodurura shungu ne shuwiro ye moyo wangu profet. Komborerwai na jehovha ngavakupei mamwe ma song. Enyaradzo anotinyaradza patinorwadziwa😭😭😭
Prophet makanyanya l like your prophecy
Rongesheni song haaaaa Freddy ungoneka that soo
great song.... Ndiyani wandingaudze....lyrically and vocally ....Thank you
Prophet you should take music seriously you are good in signing
Makanyanya Papa..komborerwai muhupenyu hwenyu nguva dzose🙏🏻
Beautiful singing Prophet
Asi zvakaoma shuwa Prophet T Fredy munombosangana nezvakaoma shuwa uyu maifana kungomusiya Prophet anozviitisa ex anondoonekerwa chii anofanirwa nekurambwa chete uyu
When T Freddy sings,, pane pamusunungurwa mukufunga kwandinoita
Munhu wamwari murikumberi itai titendeuke tese tiyenzane pakutenda nepakuvimbika prophet makanyanya i follow you all nguva dzese
Zvose zviripo Pana Prophet long life munhu washe
Hoyo prophet chimbotauraiwo neni munhu wamwari
Hosaya Chipanga ka dance 🕺 zvese ne beat, ndipikisei tinzwe
Chandibata prophet ndiyani wandingaudze
Live long man of God
Nice song lyrics are👌🙏🙏
Kudzidza kwakanaka. Maita Basa. Prophetngavadzikame Mai avo
Mwari atibetsere munhu waMwari imhepo dzinotodariso ndabatikana pamaimba song iyo tikanganwire shuwa murena chaputsa dzimba zvikomba zvatinenge tinazvo kutadza kuona zvatimotirwa nevarume mukanganwirevo jehova
Yes!! so touching voice and song men of God😊 mwari ngaadurure nyasha nezita raJusu😊😊😊
Vakai dzimba dzakaparara idzo dziripo prophet.
This song it's soo touching❤❤❤
Thank you my father
Thank you Jesus Thank you Lord
Thank you man of God
Ma sports mapedza Prophet
One day you will locate me where I belong to stay blessed man of God
And Prophet T Freddy has a Tracker to have tracked the hidden tracker,too..Beautiful
Nice 🎵 🎶 🎵 🎶 🎵 🎶
Prophet you sound like baba charamba
Amen prophet vhurai ma files angu❤
The God of Mercy and Grace is upon us.
Beat iye haisi paCharamba here
Ka dance manyama.... Thank you my prophet.. You make my day
Yu really singing prophet
Thanks nekumisa dzimba dzakuparara yangu yakashaker
Maita bsa prophet
Nice song and it touches
Music well arrangement well done
Prophet inga mutori Muimbi pachenyu apa voice munaro chairo rakanakisa. Stay blessed Munhu waMwari
Songs yandirwadza nekundifungisa zvakawanda ndatenda hangu amen ❤❤❤❤ rambai makadaro baba
Powerful song ❤
Munhu wamwari song iyi yandichemedza
Prophet manyama. Keep up the good work Man of God
Jehovah tibatsirei
Amen munhu washe
Vanhu hamusi serious kugara pasi muchiombera muchitadza kutambira Mwari mune dzinotogadziriswa murumbidzo
You are great May God bless you and give you more power to help the need😮
What a prophet from a Godly given artist God bless you man of God
Thank you prophet this song it's in to my situation 😭😭😭😭😭l really don't know what do
You are a good singer. Be blessed.
Nice song I like it
Nice song Man of God 🤝
Good morning pastor you bless me every day God bless you
Song iyi yandikomborera hangu
Probably the best voice in Zim Gospel music hazvinakukhwenenzerwa izvi
Munoimba munotamba prophet komborerwai
Thank you Prophet 🙏
Vakomana vema Gita makaipa ❤❤❤
Thank u Prophet zvakaoma veduwee kusvotesa kwakupinza buzzy
Touching words, ndiani vandingaudze Mwari vangu
The church of a musician is very good
Vakuru vanoti mspatapata anotengerwa. Vasina zvigumwe akudzokera Mumba ngaadzikame mukadzi. Uyuu gutsikana hama
Prophet yngu nyaya maitadzawo hr
You are great May God bless you and give you more power to help the need
This song so good thank you Man of God 😅
Well trained band keep it up boys
Prophet makanyanya rambai muchishandiswa nedenga
enjoying the lyrics prophet sweet true msge.Ndozviudza Jehovah
Amen iyoyo munhu waMwari, Jehovah Mwari ndivo vega vatingaudze nhamo dzedu
Prophet munovhura mabook ndatenda hangu🙏.
Ngazviende mberi prophet
You are a blessing to us prophet ❤❤❤
Hallelujah Ndibatsireiwo prophet 🙏🙏🙏
I like this song
Chero varidzi makanyanya❤
Prophet makanyanya song iyi inondibuditsa misodzi 😭😭 yandibata prophet is number one jealous down
Prophet maimba zvandibaya maita semaimba ini uuuumm
Inga zvakaoma
The man God l need your help one of the days I will be there
Pamberi ne music profet I like that
Nice song munhuwashe
Thanks prophet rangarira ma file amii ndigone kuuya ikko
Kasong kakasotwa aka reality chaiyo have been there before also 😢
Powerful .song so touching prophet
Amen prophet makanyanya kani ❤❤❤❤
I like your song baba
Ndokufarirai prophet 1 day ndichauyako mundisunungurewo
Munoimba Prophet. Paridzai shoko tipone nyika taparara nekushaya zivo. 😢😢😢
Song yandichemedza iyi prophet sad😢😢😢😢😢
Thank u papa
Amen ❤
Prophet T Freddy vanobatsira pa foni here kune vaneruzivowo
great song thank you
Thank munhu eaMwari
So esperito santo
U cc wayephethwe lidimon
Handiite zvaka Daro kutengera madam mota .kwete
Ah kkkkkk
😭😭😭Song yandibata
Doctor
The band is number 1

What a prophet from a Godly given artist
God bless you man of God