ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Baba Tapus ndasuwa hangu sekuru mukotsanjera
❤ngazviende mberi munogona kutonga chief Mutasaa🤝
Thanks ba Taps nekutigonera l salute chief Mutasa
Karanganda to the world ❤❤❤❤
Mambo Mutasa Shumba mai wangu
Thanks Karanganda ❤
Chief Mutasa to world 🌍🌍🌍
N'anga dzaMutasa ndedzenhema, ngaaendese vanhu kuchipatara
Yechokwadi yaunoziva ndeipi muwadze
Hongu ndaivepo , Karanganda woyeee
Karanganda TV mayiwepo here
Ndafara zvangu kuti you made it clear Chief Mutasa kuti hamukwanisi kumanikidza munhu kufamba zvichienderana nechitendero because mm vamwe venyu chief made me believe kuti you had the powers do do so ka
Mambo marange vakazobva pachigaro here koz ummm😅
Ah vaya😅😅😅😅
Kkkkkkk
Mambo marange surrender vanoda patience.
Kana Iwo baba awa wanoti musapedze mbuya yangu dzirimo ere mumusoro
Dzokororo ine simba ❤
Karanganda dzokai kwa Headman chigodora munoita basa
apa panoda n'anga chaiyo kwete maporofita endai kwa mukotsanjera
👏👏👏
Munhu ngaabatwe nenyaya yake tongue zvinhu zvinake mhuri dzifare
good audio byt cameraman iiiiiii pachiri nebasa ikataridziswa mudenga ikatarisa pasi. you can improve
Changamire ava vanogona❤😊
Wayepo here
Ndaiyepo
Mambo Mutasa❤❤❤
Kut chuuu tiripo tiripo pano thanks Karanganda
Waiepo ere
Waiyepo eree
Kutekesa kumhoresa
Magona chief Mutasa
❤❤❤❤❤❤❤❤
Karanganda tiudzeiwo zvrikuitika naChibanda nyaya dzenyu murikutipa zvatakaona nezuro
Chibanda arikuuya fast nenyaya dzekwa Mutasa
@@Hopewell-i4 yaah karanganda haichanakidzi nekuti zvese tinenge taona kare
Ini ndombagarire pano kuti dheshe
❤❤❤
Usasoshoraa baa
Saka vanaSamanyika kupika Mhiko kurikukunesai nhaika
😂😂😂😂
Lkkkkkk
Haaa mudximhuri makatakura matambudziko zvechokwadi
❤
Karangandaaaaaa
Tauyawo
Ndaapo
Ko murikutidzokorora waniiiii
Unenge wakazvinzwira kumaraini😅
@@Gonawapotera1vakasenda pano nezuro futi
@@Gonawapotera1 saka zveurikuti wakazvizwira kumarayini ndezvipi manje apa
@@honestbamhamire ukwane iwe "unenge" hauzivi inorevei
@@Gonawapotera1 saka uri kurewa kt ini ndikwane hr
Ko mukudzokorora nyaya dzamakaisa wani
Wakaiona Pana chibanda
Kt chuuuuuuu
Hereditary bamboendaikuphych watd
Madzokorora wani 😴
Varikutangirwa kuisa nyaya naChibanda hazvichatonakidzi kuisa zvinhu zvatinenge taona kare
Kutekesa kuita sei nhai?
Kukwazisa kkkk
Kumhoresa kkkkkk
Kumhoresa