Chishamiso, wakanga wati wabudirira kuba asi kuzongofuma wachingodzongaira pamba pawakaba

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 17 พ.ค. 2024
  • Chishamiso, wakanga wati wabudirira kuba asi kuzongofuma wachingodzongaira pamba pawakaba

ความคิดเห็น • 72

  • @FaithDhori-sw8hu
    @FaithDhori-sw8hu 14 วันที่ผ่านมา +9

    iri ndodrama chairo kkkkk

    • @innosmrewa5255
      @innosmrewa5255 12 วันที่ผ่านมา +1

      Drama at its best kkk, even paiswa mvura apo yooo kunyepera ku pepenuka.. Ipa pa marema evanhu wachidyirwa mari

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora 14 วันที่ผ่านมา +7

    Chibanda mira ku post ma drama handitika musadaro mari yakaipa gogo ndo wavaronga navo dhiri usadero uri munhu mukuru

    • @user-qq6tk6mk2x
      @user-qq6tk6mk2x 14 วันที่ผ่านมา +2

      Yeah gogo ndovaronga sure

    • @JessicaMukora
      @JessicaMukora 14 วันที่ผ่านมา

      @@user-qq6tk6mk2x ehe nhai chii chakadaro kunyepera vanhu

    • @cathrinemarwendo7654
      @cathrinemarwendo7654 14 วันที่ผ่านมา +2

      Kutsvaga ZIG chete uku 🤣🤣👐

    • @abigailcharakupa8490
      @abigailcharakupa8490 12 วันที่ผ่านมา +1

      🤣🤣🤣🤣🤣

  • @perkinsmarwisa5533
    @perkinsmarwisa5533 13 วันที่ผ่านมา +4

    Mhata dzakaita sanaManas chibanda must be unsubscribed cz hutsinye kubira vanhu mari,pane amboita noticing, arikunzi gogo neiro rinezvitsvuku face dzakavharwa in disguised, then avo vabirwa, rimwe rakavharidzira nemaglass, the other one akavharira neZikuWig, vanhu changamukai please mobirwa mari, they must produce certificates from ZINATHA

  • @user-ex6qw6cj5c
    @user-ex6qw6cj5c 14 วันที่ผ่านมา +2

    Kunyepa uku ,vanhu ava vari kungodya mari dzevanhu mahara

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora 14 วันที่ผ่านมา +4

    Dramatic musade kubira vanhu

  • @CeceliaTshuma
    @CeceliaTshuma 4 วันที่ผ่านมา

    Zvakaoma shuwa

  • @EmergeGwetera
    @EmergeGwetera 10 วันที่ผ่านมา

    Ko background noise ndeyei

  • @chipokambanje7044
    @chipokambanje7044 4 วันที่ผ่านมา

    Sisi vane weave varikuda kuseka 😅

  • @AlbertSibanda-ri8nq
    @AlbertSibanda-ri8nq 14 วันที่ผ่านมา +3

    Hapana chozikanwa apa ,takambonzwa nevamwe vamakashandira kuti tsotsi chairo kutora mari mahara havazivi chinhu gogo avo

    • @Mikelamushamba274
      @Mikelamushamba274 13 วันที่ผ่านมา

      😆😆😆😆😆😆 Saka you're saying kt this is fake

  • @user-kl8hq3qe8t
    @user-kl8hq3qe8t 12 วันที่ผ่านมา

    Varikumashure vakuita noise

  • @user-lq4zy3oe9y
    @user-lq4zy3oe9y 9 วันที่ผ่านมา

    Marketing strategy kkkk

  • @kapesakapesa-ii2qz
    @kapesakapesa-ii2qz 13 วันที่ผ่านมา

    Rasta vanoactor zvavo iyiii

  • @chipokambanje7044
    @chipokambanje7044 4 วันที่ผ่านมา

    Kunyepa

  • @PreciousMutenda-zk9rb
    @PreciousMutenda-zk9rb 14 วันที่ผ่านมา +1

    Chokwadi cz kushanda korwadza

  • @RosemaryFombe
    @RosemaryFombe 14 วันที่ผ่านมา +1

    Wapinda busy 😂😂😂😂 vnhu shandai kwete kuba kubirwa kunorwadza ndapota

  • @user-cl5hv1ep5v
    @user-cl5hv1ep5v 14 วันที่ผ่านมา +1

    Hazvisi zvekunyepa here kune vamwe vatinoona vaba vazvimbodayi vanhu vari kusvaga marii

  • @beautysbongilesawana8776
    @beautysbongilesawana8776 13 วันที่ผ่านมา

    Mabje mbacha dzotopihwa masese here

  • @pacienciamatchinga100
    @pacienciamatchinga100 12 วันที่ผ่านมา

    Kkkk haaa vakomana vacho vanogona kuactor😂😂😂😂😂😂ndezvekumama izvi

  • @cathrinemarwendo7654
    @cathrinemarwendo7654 14 วันที่ผ่านมา

    Kutsvaga ZlG chete uku. MaDramma munomawanza. Nhamo yeZim yadzungaidza vakawanda. Asi kuActor mamozama zvenyu. Hanzi tinoshanda neve Media. Bhoo hre 🤣🤣🤣🤣🤗🤗

  • @munyikwatapiwa2305
    @munyikwatapiwa2305 14 วันที่ผ่านมา

    Madiiiii kudaidza police yasunga vanhu. Munonyepa imi

  • @bosslady933
    @bosslady933 14 วันที่ผ่านมา

    Noice vanhu vari kuback ground

  • @nicholasfungurani9677
    @nicholasfungurani9677 10 วันที่ผ่านมา

    Ndezvekunyepa izvi amai avo vakambobuda futi vachiti vabiirwa US2000 vakambobuda kwaTasvu vachiti vabiirwa zvinhu izvozvo futi. Vanobiirwa kangani same zvinhu izvozvo

  • @pacienciamatchinga100
    @pacienciamatchinga100 12 วันที่ผ่านมา

    Musatiitire madrama asina musoro please

  • @pacienciamatchinga100
    @pacienciamatchinga100 12 วันที่ผ่านมา

    Kkkk haaa vakomana vacho vanogona kuactor😂😂😂😂😂😂

  • @munashematasva9784
    @munashematasva9784 14 วันที่ผ่านมา +1

    Kubirwa kunorwadza chokwadi

  • @mamzo38
    @mamzo38 9 วันที่ผ่านมา

    Background noise 🚮

  • @siphidube9811
    @siphidube9811 14 วันที่ผ่านมา +1

    Marketing to the fullest

  • @ssam1430
    @ssam1430 14 วันที่ผ่านมา

    Aaaah musadare please, mavekubhikawo madrama 😢

  • @talks1000
    @talks1000 14 วันที่ผ่านมา

    Kkkkkk,asi chii nhai.Please tipeiwo maserious.

  • @Tanakamagasa
    @Tanakamagasa 11 วันที่ผ่านมา

    Ndombavha dziri kutibira idzo

  • @pacienciamatchinga100
    @pacienciamatchinga100 12 วันที่ผ่านมา

    Kkkk haaa vakomana vacho vanogona kuactor😂😂😂😂😂😂ndezvekumama izvi apa Gogaz manje akuedzesera kutaura language isiri yake.. zvikunzwika kuti vari kumanikidzira imiwooye😅

  • @user-nh2iq2nm6k
    @user-nh2iq2nm6k 14 วันที่ผ่านมา

    Kkkkkkk zvazvinenge zvichatoparanzwa zvinhu zvacho

  • @NomsaNyama
    @NomsaNyama 14 วันที่ผ่านมา

    Usataure ukataura unofa kkk mhiko idzi

  • @LawrenceBakasa
    @LawrenceBakasa 13 วันที่ผ่านมา +2

    Uyo anemacurls mukadzi ndakambomuona futi pamwe achiti abirwa$2000😅

    • @LionessEeez
      @LionessEeez 12 วันที่ผ่านมา

      Taura hako ndakatoionawo neni futi aaah drama chairo

    • @faraiwaya
      @faraiwaya 8 วันที่ผ่านมา

      I remember but I am forgetting which channel

  • @Mikelamushamba274
    @Mikelamushamba274 13 วันที่ผ่านมา

    😂😂😂😂😂 ko midziyo yacho zvaichatouraiwa

  • @user-ii9zc8it7i
    @user-ii9zc8it7i 14 วันที่ผ่านมา

    Idrama mbuya ava vanonyepa kubira vanhu mari

  • @cathymakoni7114
    @cathymakoni7114 14 วันที่ผ่านมา

    Umm nhema idzo matadza kumarketa bans apo

  • @joyleenbesa2853
    @joyleenbesa2853 12 วันที่ผ่านมา

    Taneta nemadrama aya

  • @albertchakona4131
    @albertchakona4131 12 วันที่ผ่านมา

    Kkkkkk chibanda ka

  • @user-ku6pz3pm7p
    @user-ku6pz3pm7p 14 วันที่ผ่านมา

    Noise aah

  • @vanzskies89
    @vanzskies89 13 วันที่ผ่านมา

    Just like that 🤔🤔 haa iri ndodrama chairo iri

  • @percychuma8424
    @percychuma8424 14 วันที่ผ่านมา

    Mumatare munopindwa ne shangu.Matare epanze 😂😂😂. Ko venguvo tsvuku ndevekwa micho hr

  • @amaitinashe6731
    @amaitinashe6731 12 วันที่ผ่านมา

    This is ridiculous honestly mbavha dzawanda😳 kuda kubira vanhu mari uku

  • @siphidube9811
    @siphidube9811 14 วันที่ผ่านมา

    Ngamanga lamanga 😂😂😂😂 kudlalwa ngathi
    Drama to the fullest

  • @talks1000
    @talks1000 14 วันที่ผ่านมา +1

    Dread,good actor.Mbuya Gona asi chii nhai??

  • @PaulSamakande
    @PaulSamakande 14 วันที่ผ่านมา

    Kkkkkkkkk madrama ayo

  • @ennifernyarugwe18
    @ennifernyarugwe18 14 วันที่ผ่านมา

    Madii kumbonyararidza vari kubackgnd. Turnin this off

  • @user-my8lz5oo1m
    @user-my8lz5oo1m 8 วันที่ผ่านมา

    Drama renyu rwakadhakwa

  • @chipokambanje7044
    @chipokambanje7044 4 วันที่ผ่านมา

    Drama kwa Sekuru kunganzi vakomqnq pakaipa

  • @user-gl9vu4fh8e
    @user-gl9vu4fh8e 14 วันที่ผ่านมา

    Is this a drama or what

  • @edwardmurimoga1452
    @edwardmurimoga1452 14 วันที่ผ่านมา

    drammer zvaro

  • @user-wk2sz8kj7j
    @user-wk2sz8kj7j 14 วันที่ผ่านมา

    Ruzha

  • @janethchirandu3423
    @janethchirandu3423 14 วันที่ผ่านมา

    Riri kunakidza drama iri

  • @ethelsawadye4023
    @ethelsawadye4023 14 วันที่ผ่านมา

    Matare rudzii anopindwa vakapfeka shangu

  • @misheckchidota6663
    @misheckchidota6663 14 วันที่ผ่านมา

    😂😂😂😂😂😂😂😂 handina comment

  • @munashematasva9784
    @munashematasva9784 14 วันที่ผ่านมา

    Zvarinenge drama vani

  • @user-kc7lh4oq6t
    @user-kc7lh4oq6t 11 วันที่ผ่านมา

    Acting

  • @user-el3wh3xd3f
    @user-el3wh3xd3f 13 วันที่ผ่านมา

    Dramarama😂😂😂😂😂

  • @CynthiaMpofu-uf7bf
    @CynthiaMpofu-uf7bf 12 วันที่ผ่านมา

    this is staged 😂😂😂😂

  • @user-zs9ii7ej7z
    @user-zs9ii7ej7z 12 วันที่ผ่านมา

    Zvinhu zvacho zvichatofa zvichikokandwa Yaa ne

  • @pacienciamatchinga100
    @pacienciamatchinga100 12 วันที่ผ่านมา

    Drama ndoriziva, iri rine highest level of dumpness, 😂😂😂mumatare hamupindwe nebhutsu, mukadzi ane curly weave adzokazve akamboti abirwa $2000usd meaning ndiye anongobirwa ane mari sterek..
    Izvi ndezve kutsvaga mari chete, fake Gogo

  • @user-qq6tk6mk2x
    @user-qq6tk6mk2x 14 วันที่ผ่านมา

    Drama iro kuda kuti munhu wavanenge ATI ndiye akatibatsira vanhu vanomhanya kwavari vachiti vanogona

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora 14 วันที่ผ่านมา

    Drama riripachena iri kurai imi ko mbuya iyo kunyepera kuchema