Kuenda kudzinza kwakanaka KO vekwaMarowa vakarera kusvika akura.Mutasa on this one ndoona sekuti ana mambo should be able to link up and help people.Kurera,Baba vakaramba mwana ndopinda expense yekunotura means kuboorangoma rakaramba means kubva iri nhumbu.Mupurisa wa mambo na Tete ngavasimudzwe vaende nemwanasikana uyu.Mari ndinoripirwa kumatare dzakawandisa.Batsirai vanhu.The government shouldn't just be collecting money from people and yet have nothing to show for it!!!!
Iwe Chibanda you are messing up with your stupid adverts. We will complain so Chief so he can stop using your TV. Tinoziva munoda mari but tiri kuda kuwona mambo.
Chibanda can you please learn how to run a TV,if you have problems,ask Andrew Neshamba his channel is the only one that dont do these silly adverts,of showing your page while the footage is still going on,fix up or you will loose subscribers
Iwe chibanda uchandibhowa nezvaurikuisa pascreen nonstop. Tikushandisa data redu kuona court proceedings. Nxaaa
Regedza kuona kwacho, wabatirwa gidi here???
@@manasschibanda eeh. Handione ndinoita fast forward
@@manasschibanda wapindura hako rough, but ndakuonesa paurikurasika
Manass HAUTAURE NEVANHU NENZIRA IYOYO. URI KUPFUMA PAMSAKA PEDU TURI KUONA MA VIDEOS AKO. WAKAOMA MOYO URI MARABISHI EMUNHU
@@HazelKupakuwanaiweee hausi kuona kuti pakuvharwa vana vasiri kuda kunzi wabude pa screen
Mambo Mutasa munotonga zvino tapira kani, haaa you're an anointed leader🎉🎉
Chief Mutasa is the best chief in Zimbabwe thank u chief Mutasa
Nyaya munoteerera zvenyu mambo rambai makadero hunhubu hupere
Mambo Mutasaaaa handigoni nemi zvangu munondigonera pakutonga mheni 👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏
Ngozi dziriko sure. Vanhu varikuponda vanhu siku nesikati. Nyaya idzodzi dzichanetsa muma generation anouya. Zvakaoma sure kupika mhosva dzamusingazive
Vadare vaMambo mutasa havana kana chance yekutaura
Mambo is very smart to the last number
Mukuru akaenda kuskuru uyu ndati
Mambo mutasa munogona zvenyu
Hanzi ndaida kuita lawyer mukatarira interview yaakaita
Mambo Mutasa nedare renyu ndakutendai nekubata nyaya iyi zvine hungwaru. Uye kubatsira that young woman
Mambo imi ndimimunofanira kutungamira madzimambo ose muzimu
Pane arikuonawo Clerk of Court here 😅😅
Afro hair smart yekwamberi 😂😂😂😂😂
Kuchena
Too srs
Aramba rich blood woman - mashop achapera kuvhara
Hands up anyone who has played Chabuta 😅😅😅
Musaite kunge makakurirakwa bushi vana vadiki havabvumirwe kubuda PA screen that's y pavharwa
My favourite Mambo Mutasa vanotinga kudarika ma corrupt But learned magistrates.
He is better than all the judges in Harare.
Chiiko naChibanda nhai veduwee tibvisirei izvo tione court zvakanaka
Best .Mambo
Taakuona Chibanda here or video you give us???
Muri muhombe senate r Chief Mtasa rambai makadaro munodadisa.
Voice Pro yakapenga
Uyo ngatengese zvinhu zvese ochengeta mari kwete zvavo zvokuti kna ndakafirira nekushanda kubva asati yaura ndochichocho
Yeah zvipo kutonga nepakati ayewa murimambo
Makapenga mambo mutasa sando dzenyu
Chief vanonditongera zvandinoda kani ava. I look forward to his court sessions
Chibanda hatidiba maitiro ako ayo tinoda kuona zvirikuitika mudare ungodaro ngenyi dii
Chibanda media ndiye akutobuda kupfura mambo, takuita kunge timuwona chibanda, chingoita dare rako isakanganisa program yevamwe.
What a grate judgemental. I respect you Mambo Mutasa
Dzidzaiwo kunyora musoro we nyaya une musoro
Shumba aiwa ndatenda munogona Kutonga ndabvuma mazviita.
Chibànd yakadhakwa
Munechipo chief
Chabanda nyaya yese kupera tichiona face yako neNews,Updates,etc unobhowa
It's easier said than done sir. Varume sometimes don't take responsibility for their children. So you cannot force matters.
Kkkkkkk mambo Mutasa
Kuenda kudzinza kwakanaka KO vekwaMarowa vakarera kusvika akura.Mutasa on this one ndoona sekuti ana mambo should be able to link up and help people.Kurera,Baba vakaramba mwana ndopinda expense yekunotura means kuboorangoma rakaramba means kubva iri nhumbu.Mupurisa wa mambo na Tete ngavasimudzwe vaende nemwanasikana uyu.Mari ndinoripirwa kumatare dzakawandisa.Batsirai vanhu.The government shouldn't just be collecting money from people and yet have nothing to show for it!!!!
Pachanoroorwa mwanasikana uyo vana sekuru vanobva vanoreva pfuma yavo
Good sound quality
Enjoy
Chibanda une problem indawa
Tirikushandisa data indawa
Chii chauri kupisa pa screen uri dofo hauziwe zvaunoita
It's complicated and very unfortunate case. Sekuru nedzinza renyu inzwai tsitsi
Haaa ndochii chibanda
Huh nhaiwe chibanda bviisa izvo nxaaaaa
Chibanda usajairira vanhu
Karume aka kanotaura
Mambo imi dai madzidzisa chigodora munogonesa
Karanganda where are you..hona zvikuitwa naChibanda.
Chibanda bvisa izvo tinodakuona Mambo wedu wachitonga isu
Ko chiiko chatiri kuisirwa na chibanda pa screen
Chief mazondinakidza hanzi kukara amai
Vana vadiki havabvumidzwe kubuda Pa media panyaya dzakadai
Haagoni kuvhara face yemwana wacho chete
Please toda kuona dare kwete kuona pasina chinhu
Chibanda kana usingadi ne ma video ako urege wanzwa
Mambo tinotenda nekubatsira uye nedzidziso
Chibanda mukosho wako wanzwa
Chibanda unonyanya kuzvi advertiser ,it's so boring
Mother take your daughter home munhu uyu inhubu
Karanganda was the best Chibanda you are messing up.
Iwe unotinyangadza twuyi twaunotiisira apo toda kuona vanhu kwete tuma pfex mheni
Haa Chibanda mavideo ako anobhohwa pakuisa the screen blank saka totambisa data redu here
Chibanda ndokutuka iwe
BVISA ZVAKANZI CHIBANDA MEDIA THATS POOR JOURNALISM
Iwe Chibanda you are messing up with your stupid adverts. We will complain so Chief so he can stop using your TV. Tinoziva munoda mari but tiri kuda kuwona mambo.
Sometimes culture yedu ma1
First here
Second 😂
Chibanda ndokutuks iwe
Asi vachibanda hamugoni zvekunyora ma adverts pazasi pescreen here zvinobhohwa
Misleading caption
Chibanda unongovharawo face yemwana manje tikaita kunge tikuteerera wairesi ma1
Chibanda stop it stop with those continuous adverts were not here to listen to the radio. Why didn't u just cover the child's face. Stupid
Chibanda can you please learn how to run a TV,if you have problems,ask Andrew Neshamba his channel is the only one that dont do these silly adverts,of showing your page while the footage is still going on,fix up or you will loose subscribers
Chibanda haana mhosva! Mhosva yake 1 chete ndeyekusadzosa katete
Lol
Chibanda urikuzviitireyi nechiAdvert icho
Too much adverts
Pamusha pakaita tete vakadai mapona
Iwe ka face kako tokadiii usatijairire nxaa
Chibanda hatise data kut tione zvisina basa kna waneta nebasa taura kune varikurida
Chibanda une poor mentality ,ukut tingatenga data rekuona chiface chako pano ,,ukwane iwe
surely toona maadverts instead of the visuals? your face and adverts can appear at bottom of the screen
Pakavhara vana kuti wasabude pa screen
Gadzirisa zvaunotionesa data rinoperera mahara mhani shit
Ummm shame
Ko kuzovhara ndokutiyi Chibanda
Fix your video please
Ma lights💡 hatisati tatenga
Mambo tinotenda nekubatsira uye nedzidziso