ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Bindura its a smallest town but kanovhura hombe hombe 😢😢
Mwari ndichengetereiwo vana vedu
nyaradzwai mhuri yarasikirwa nemwanakomana
Shmmmm ndarwadziwa
Mukoma Andrew muzopota muchititarisirai nyaya yaBee
vaMugabe huyai muone nyika yamakasiya uhmm yashata chokwadi muripo zvaisaitika izvi
Endai kwaprophet miracle paul
Uuuuuu ndarwadziwa vanhu chiiko kuuraya munhu kunge huku nhaimi💔💔💔💔
Uuuuummm zvakaoma shuwa nyika yaipa 😢😢
Ummmm zvakoam
Ahh nyika yashata veduwe
Zvakaoma
Ngavaenda kwana sekuru we nyuchi dzimomotere akauraya
Aaaah shame very sorry baba zvinorwadza veduwee 😢😢
Nyaradzwai naIshe mhuri yekwana Garikai zvakaoma hazvo maendero acho aya anorwadza
Vanu vakujairira mutsai azvimirire
Nyika yakurwadza yoo vedu wee
Zvinorwadza 😢😢😢😢Garie irwa wega usambozorora irwa wega baba vako varerukirwe
Ndarwadziwa 😢😢😢😢
So sad veduwe nematambudziko 😢😢 Baba ngavasimbiswe veduwe
Nyaradzwai vemhuri neshamwari 😭😭😭
Nyika yashata veduwee 💔💔💔
Zvinorwadza mmmm
Zvakaoma apa zimunhu rakazviita rinenge ritoripo pedyo kudenga kure chokwadi
Amenn shuwa asi zvazvo mukombe uchazara hawoo mirai muvone munamato waita baba soo ka,wakanyanyisaa
Kazhinji vanenge vazviita vanotouya kuzochema newe zvorwadza kani vanhu vaneutsinye
YaBee takaimirira zvedi
Zvinopisa tsitsi veduwee..Zorora murugare hama
😢😢😢😢 zvorwadza izvi wedueee . Muka Gari usakotsire
Haa apa hapana kuzorora murugare apa kuraiwa hakuna kunaka
Kwa Prophet Paul na sekuru mukotsanjere vanobatwa vanhu vacho pliz endai
Mandirwadzisa baba vangu shem ndabatika rambai muchipa Mwari basa rake shem iye ndoozvaanoda uchasimuka eish
Vanhu chiiko nhai Mari yeropa inombonaka seiwo
So sad😢😢😢😢😢
Mkoma vaudzei kuna sekuru vekumutsa Tensen
How nenyaya yabee yave papiko
Nematambudziko baba
Very sad hama Nematambudziko
Zvakaoma akafa mufiro unorwadza
Zvakanyanyisa
Nyaya yegoridhe obvious haaa gold ranetsa iri
Mava papi nenyaya ya tenses
Very painful
Zvirikukonzerwa nekushaikwa kwemabasa izviiZanu dei mapawo vanhu mabasa
Vachimwendo endaikumanyasq,ite back kumhondi
So sad hey
Zvakaoma usazorora Gari tevera wose akabata ropa rako ngaashaye zororo
Yowe zvkaoma chokwadi kuita munhu sehuku hre mwari pindirai
nyika yashata sure
Very sad hama ,nematambudziko
Eish mara 😢
😢😢😢
Gari muka izvozvi ubate wese akakuponda muka muka urwe.Batai dr Mukotsajena imbosiyai zve church
Maswera sei shumba
So sad Mwari pindirai
Nyika yatakura kurema😢myaradzwai mhuri iyi haaa zvakaoma chokwadi .
Ngozi iyo hokoyo mumusha
Ummm nyika yedu yashata veduwe 😢rip mwana komana dzoka urwe usarara zvachose bata vese vakakuuraya neane maparts ako teera
Nyika yedu yaipa nhaimi
Sorry for ur loss but my advice is for u to go to inyanga kwaSithole ndokwazvoperera anomuka
Asi zvivindi rudzii nhai veduwe kuuraya munhu kunge huku kudaro 💔💔💔💔
Very sorry Daddy ndarwadziwa zvekuti
Umm Bindura yave kutyisa
Muka sa Tensen urwe neakakubata
😢 nematambudziko
Ummm asi chii kumusha kwangu nhaimi makorokoza hre
Nematambudziko
Endai kwa prophet miracle paul ku chitugwiza L
This is so painful
Rest in peace kumukomanaSo vanhu havadzidze nezvirikuitwa na tensen imwe arikutouraya futi
Nyika yashata vanhu havachatyi kuuraya munhu kunge huku
Scary nhaizanu govt do the job kani😮😢
𝐆𝐚𝐫𝐢 𝐞𝐧𝐝𝐚 𝐧𝐞𝐯𝐚𝐧𝐡𝐮 𝐯𝐚𝐤𝐚𝐤𝐮𝐮𝐫𝐚𝐲𝐚 𝐤𝐰𝐞𝐬𝐞 𝐤𝐰𝐚𝐯𝐚𝐫𝐢 𝐤𝐮𝐞𝐧𝐝𝐚 𝐯𝐚𝐡𝐮𝐦𝐚𝐧𝐞 𝐩𝐞𝐬𝐞 𝐩𝐚𝐯𝐚𝐫𝐢😢 𝐧𝐝𝐚𝐛𝐚𝐭𝐢𝐤𝐚𝐧𝐚
Inga zvakaoma nhai😢
Veduwe vanhu havachatye kuuraya shuwa😭😭😭😭😭
Sorry baba
Nyaya inorwadza iyi vanhu varikuromba kunze uku
Very sad
It's so sad 😢
Zvakaoma munhu otoenda kumba kutodya sadza vabva kucheka musoro vemunhu uuu vanhu dzamhuka veduwe mhondi idzi ipai vangu musoro vemwana vavo ma satan
Famba Gari famba hausi huku mwanangu ndazive kuti vakaita wrong turn suwa kukugurira hupenyu hwako hre
😭😭😭😭💔💔💔💔💔
Tine hurombo
So sad mukoma Andrew daidzai sekuru vekumutsa Tensen vanhu vazive kuty munhu haaurawi semhuka
Nanga idzodzo must rot in jail
My condolences to the family
Shame zvinorwadza izvi
Bindura its a smallest town but kanovhura hombe hombe 😢😢
Mwari ndichengetereiwo vana vedu
nyaradzwai mhuri yarasikirwa nemwanakomana
Shmmmm ndarwadziwa
Mukoma Andrew muzopota muchititarisirai nyaya yaBee
vaMugabe huyai muone nyika yamakasiya uhmm yashata chokwadi muripo zvaisaitika izvi
Endai kwaprophet miracle paul
Uuuuuu ndarwadziwa vanhu chiiko kuuraya munhu kunge huku nhaimi💔💔💔💔
Uuuuummm zvakaoma shuwa nyika yaipa 😢😢
Ummmm zvakoam
Ahh nyika yashata veduwe
Zvakaoma
Ngavaenda kwana sekuru we nyuchi dzimomotere akauraya
Aaaah shame very sorry baba zvinorwadza veduwee 😢😢
Nyaradzwai naIshe mhuri yekwana Garikai zvakaoma hazvo maendero acho aya anorwadza
Vanu vakujairira mutsai azvimirire
Nyika yakurwadza yoo vedu wee
Zvinorwadza 😢😢😢😢Garie irwa wega usambozorora irwa wega baba vako varerukirwe
Ndarwadziwa 😢😢😢😢
So sad veduwe nematambudziko 😢😢 Baba ngavasimbiswe veduwe
Nyaradzwai vemhuri neshamwari 😭😭😭
Nyika yashata veduwee 💔💔💔
Zvinorwadza mmmm
Zvakaoma apa zimunhu rakazviita rinenge ritoripo pedyo kudenga kure chokwadi
Amenn shuwa asi zvazvo mukombe uchazara hawoo mirai muvone munamato waita baba soo ka,wakanyanyisaa
Kazhinji vanenge vazviita vanotouya kuzochema newe zvorwadza kani vanhu vaneutsinye
YaBee takaimirira zvedi
Zvinopisa tsitsi veduwee..Zorora murugare hama
😢😢😢😢 zvorwadza izvi wedueee . Muka Gari usakotsire
Haa apa hapana kuzorora murugare apa kuraiwa hakuna kunaka
Kwa Prophet Paul na sekuru mukotsanjere vanobatwa vanhu vacho pliz endai
Mandirwadzisa baba vangu shem ndabatika rambai muchipa Mwari basa rake shem iye ndoozvaanoda uchasimuka eish
Vanhu chiiko nhai
Mari yeropa inombonaka seiwo
So sad😢😢😢😢😢
Mkoma vaudzei kuna sekuru vekumutsa Tensen
How nenyaya yabee yave papiko
Nematambudziko baba
Very sad hama Nematambudziko
Zvakaoma akafa mufiro unorwadza
Zvakanyanyisa
Nyaya yegoridhe obvious haaa gold ranetsa iri
Mava papi nenyaya ya tenses
Very painful
Zvirikukonzerwa nekushaikwa kwemabasa izvii
Zanu dei mapawo vanhu mabasa
Vachimwendo endaikumanyasq,ite back kumhondi
So sad hey
Zvakaoma usazorora Gari tevera wose akabata ropa rako ngaashaye zororo
Yowe zvkaoma chokwadi kuita munhu sehuku hre mwari pindirai
nyika yashata sure
Very sad hama ,nematambudziko
Eish mara 😢
😢😢😢
Gari muka izvozvi ubate wese akakuponda muka muka
urwe.
Batai dr Mukotsajena imbosiyai zve church
Maswera sei shumba
So sad Mwari pindirai
Nyika yatakura kurema😢myaradzwai mhuri iyi haaa zvakaoma chokwadi .
Ngozi iyo hokoyo mumusha
Ummm nyika yedu yashata veduwe 😢rip mwana komana dzoka urwe usarara zvachose bata vese vakakuuraya neane maparts ako teera
Nyika yedu yaipa nhaimi
Sorry for ur loss but my advice is for u to go to inyanga kwaSithole ndokwazvoperera anomuka
Asi zvivindi rudzii nhai veduwe kuuraya munhu kunge huku kudaro 💔💔💔💔
Very sorry Daddy ndarwadziwa zvekuti
Umm Bindura yave kutyisa
Muka sa Tensen urwe neakakubata
😢 nematambudziko
Ummm asi chii kumusha kwangu nhaimi makorokoza hre
Nematambudziko
Endai kwa prophet miracle paul ku chitugwiza L
This is so painful
Rest in peace kumukomana
So vanhu havadzidze nezvirikuitwa na tensen imwe arikutouraya futi