Mai vawakaenda navo neve bucket same what's up group vanenge vari vese grow up in the street of Bulawayo ndokwazvaive zvakanyanya kubva Kuma late 80's Unogona kubvundzwa Kuti pano tirikupikisana Kuti nhumbu yematwins neye Mwana mumwechete dzinotakurwa mwedzi yakafanana here iwe uchabva wapindura vese varipo vorova maoko ndopavanozokupa Mari yamunondzi munosheya mahwani obva atanga😢
Ummm mutown munomirirwa drama rakadai hre amai 😢😢😢😢
Zimbabwe pari zvino hapana chemahara guys musamire muchitetera vanhu,,, famba uchienda kwauri kuenda unobatsirikana
My advice my sister zvigamuchire, zvekuita revenge ratova drama, unopera mari
Mutown hamumihwe mihwe amai murimutsva wemu town hre imi
Ko sikarudzi yakaipeiko imagine how much fun you could be having with that 🧐
Kutoudzwa vanhu amunzwe siyanai nezvekubvunzwa nezvetu teapot
Maiiitiswa umwe wenyu aitoziyana nazvo
Nhai amai zvese zvemaiita izvi kuri Kuda Mari yemahara here
yakatomwiwa mari yenyu, either move on or kumbirai ana madzibaba vekuchechi kwenyu varoye vanhu ava nekuti ndizvo zvavanogona manje
Kugara Epworth kudzungaira here nhaimi kwakadai
Hakuna mari yemahara mhai
Fambira chimwe sa driver we ambulance
Mucharombeswa nekuda zvinhu 😅
Haaa ini ndakambozviitwa ku bindura mushonga uripo xuwa
Mungabvunzwe kamubvunzo ke teaport shuwa kakapusa kudaro wotonzi wahwinha😂😂😂😂😂😂madzimai ngatingwarei😊
Nhamo inopusisa imiwe honaiwo mbavha dzacho kuba $11.50 sure
Akabatwa nechadzimira
Mumwe wenyu ane rimwe chete nevakomana vaye. Ndomatsotsi avako mazuva ano vanenge vari varume pamwe nevakadzi xemmm very sorry amai
ngavaende kwasekuru venyuchi vanoswera vabatwa vanhu ava
Nyika yedi yazara mbavha veduweee 😢😢😢😢😢
Eshiii sry dear imbavha idzo Inga Tafadzwa chidawo arikubata mbavha. Wani achiudza vanhu kuti mbavha dziri kubira vanhu nedzira dzakasiyana siyana wani
Ndakambozviitwa ku mbare ma tsotsi ayo but ndakazojamuka ndakavaudza kuti anondichengeta ndi mwari
Haunzwe kuda kuenda kupolice ndakazvitwa ndakazoona number idzodzo mugrup re nurse Ari agent ft 😢
Matambwa chadonha kkk sorry sisi bt these days hakuna chemahara
Mai vawakaenda navo neve bucket same what's up group vanenge vari vese grow up in the street of Bulawayo ndokwazvaive zvakanyanya kubva Kuma late 80's
Unogona kubvundzwa Kuti pano tirikupikisana Kuti nhumbu yematwins neye Mwana mumwechete dzinotakurwa mwedzi yakafanana here iwe uchabva wapindura vese varipo vorova maoko ndopavanozokupa Mari yamunondzi munosheya mahwani obva atanga😢
Vanoda kupengeswa vanhu avavo Mari irikunetsa munhu wese. Vanhurume Mbavha dzevanhu vanoda kutumirwa nhuchi
Kupengesera munhu $11? It's not worth it... Best kuti tipihwe ma details a momz avo tovatumira mari chete. Ini kwandiri $11 is like 2cents
@@Qwinpinvery true haaa zvimwe zvinhu revheni dhora imari diki, thank you cousin ❤❤❤
Shame😢
Yekushare yakatanga kudhara imbavha
Kkkk sekuru milance kkk iskiri iwe
Zvakaoma
Enda kwaSekuru weNyuchi
Mai muri Mudhorobha fambai semunhu abva kunorambana nemurume uye asi ngachadi nezvake cz yenyu iyo vakomana vanokuitirai ma1 muMbare umo ,aaa very sorry Nyika ikanaka zvinopera muingwarire Mbare neTown musatarisira kuitira profit mudhoromba moshaya zvese
Sherm sorry hawo Amai awo
Haa but vanhuwe ugapiwemari kumbare free ameno isu toziva kuti mbare yakaoma pa mbavha kunototyisa
Kupusa here veduweee muharare marnda mbiri yekusharekudaro and kumirira vanhu vausingazive sure shame
Chivhayo hona basa iro
😢
Tafadzwa hero basa
Vakaconiwa mai ava😢😢😢
Kupa vanhu mari pqchena uko
Munhu anoziva kuenda kumbare anomirira vanhu vaasingazive . Unobvunzwazve teapot sure uuuuu kupusiswa chaiko . Nyange uchivimba na Midhona hauone kuti wakatoitiswa
Umwe wenyu upi vanhu vamwe chete vese vaidaro vanhu vamwe
Asi makaenda kun'anga kwawanga waenda uko
Kkkkkkkk kwaa
Endayi kuNyuchi zvinosotana ikoko
Mapurisa acho anoiteiko
Munodawo zvinhu amai moti unopihwa 10 mahara
Mai Dhona vamovimba navo ndevepi asi.
😂😂😂 😂
Shameee zvakaoma
Shame sorry zvako wena imbavha idzo asi zvakangooma veduvee
Munovimba na maidhona kupi ma profita enyu akadii kukudzai tsananguro before zwese izvi siyayai kuyenda kumasowe e fake
😂😂😂😂
Yuwi zvawanga watojoiniswa satanic ndoma joinisirwo anoita vanhu zvakawoma wena
Shame