Mupfanha uyu is very clear pakutaura.and not mincing his words. Chief vatadza apa.The idea yekufunga kuti munhu mukuru is always right haa ndoo panorasa nyaya. mibvunzo yavari kubvunza mpfanha iri useless,its just to rattle him kt vamuti ukunyepa but zviri pachena akuziva zvakanyatsoitika.vamudzvanyirira zvisingaite. I normally respect Bushu but apa abhaiza. I blame his counsel..ndooo inoita nyaya irasike logic. havana wisdom at times
Haaaa Mambo ndoombodada nematongero enyu nyaya asi iyi nyaya haaaa madzvanyirira mwana amai avo vari kurwadziwa nemombe dzavo dzakaripirwa mwana aaaaa apa Mambo nyaya yakudzvengayi iyi
Mambo Bushu pamusoroi machinda enyu they confuse munhu ngavamupe nguva munhu atsana gure plz vanokuenderai.mberi sei iye munhu akwira dare Kuna mambo WE NEED YOUR VOICE UP FRONT PLEASE MAMBO munotonga imi
@DickensNkoboUnoziva chinonzi "WISDOM" chacho here? Kutsvaga mhosva pasina mhosva inoratidza "wisdom" papi? This young man works for someone and that someone pays him. How can he leave his job to go to visit some sabhuku who talks nonsense. If he is fired who will feed him or find a jub for him? Nxa!!
Kusanoona sabhuku nekuzo shevedzwa kudare rasabhuku are 2 different issues. SABHUKU: these days hausi kubatika. MUKOMANA:haa magraft akandi presser. That was January. October munhu akudaidzwa nasabhuku apa mukadzi arwara, otopa excuse kune mpurisa nasabhuku wacho...Mambo failed to comprehend that.
Kutonga kwakadai kobhohwa Chief ava vazvipe nguva vanoloser respect from young pple
Haaa chief matadza kutonga nhsi madzvanyirira mwna sure Mai Ava vane ruvengo nemwna uyu
Mupfanha uyu is very clear pakutaura.and not mincing his words. Chief vatadza apa.The idea yekufunga kuti munhu mukuru is always right haa ndoo panorasa nyaya. mibvunzo yavari kubvunza mpfanha iri useless,its just to rattle him kt vamuti ukunyepa but zviri pachena akuziva zvakanyatsoitika.vamudzvanyirira zvisingaite. I normally respect Bushu but apa abhaiza. I blame his counsel..ndooo inoita nyaya irasike logic. havana wisdom at times
@@nos__mas clear pakutii
Mwana adzvanyirirwa apa. Hudiki imhosva here
Mmmm chief musadzvanyirira mukomana uyu haana mhosva hamuna kumupa mukana wekutaura . That's not fair
Mwana,wabatirwa uyu, chief matadza kutonga
@@Richie-zu2bo papi
Sabhuku maonero angu anenge okuti sabhuku aida chifumbatidzo, Bushu warasika 💯%
Apa nyaya chaiyo ndaishaiwa ..... mfana haana kana mhosva uyu
@@blessesblencoh1457 anayo
I like mambo Bushu vanenge vachingoseka he is a cheerful man
@TheChekashezvo😅😅😅
Shuwa @TheChekas
Chief apa matadza kutonga mwadzwinyirira mwana,,, ndombomu support but apa matadza
Haaaa Mambo ndoombodada nematongero enyu nyaya asi iyi nyaya haaaa madzvanyirira mwana amai avo vari kurwadziwa nemombe dzavo dzakaripirwa mwana aaaaa apa Mambo nyaya yakudzvengayi iyi
Mambo mai avo kurwadziwa nemombe dzakatorwa. Onai nyaya
Mambo bushu apa vabhaiza
Mambo matadza kumira panyaya mai avo vane ruvengo nemwana uyo
Mupfanha afira nyaya yemurungu wake😂.
Mbavha dzema chief Mwari batsirayi vana veZimbabwe zvimbwasungata
Chief maporonga big time
Chief muri mhata madzvanyirira mwana hamumupi kana chance yekutaura mboro yenyu
Hudzvanyiri bushu
@@trustzuze bushu haana apa , kamufana kamhata , ndirini ndatoti mombe ngadzidzokere kuna mai avo , mufana akutozviita cgm
@@MafirakurevaStephen-lc3yy kkkkk kakuvhaira nemombr
Mambo teerersi nyaya iyi zvakanaka
Chief apa mabhaiza
Chief always. Smile 😁😁
Kanonyepa kakomana aka
.yaah Mai vakagumbukira mombe chete hapana nyaya apo
Mambo apa makoniwa madzvanyirira mupfanha mmmmm😮
Maya Bushu agonesa kamufana aka kanofudza mombe dza commissioner general Makiwa saka karikutora nyembe dza general kuita dzako , kaifanira kubvisa Mombe kuti kadzikame
Dare iri mazuva ano ririkutonga zveudzvanyiriri. Mambo nedare renyu torai nguva kuteerera nyaya sezvairi. Mabatira mwana uyu. Zvaari kutaura zvinechokwadi mukati. Musadaro mambo enzanisayi nyaya zvakafanana, musatarise zera remunhu. Kana vanhu vakuru vanotonyepawo futi.
Apa bushu atadza kuterera nokutonga. Hmmm this is bad.
Amai varikurwadziwa nemombe dzakaenda,ngavasiyane nemumwana uyo,ngavasunge imbwa yavo chete
@@dominiquemdawini9796 mufana arikuganza nemombe muraini
Murimbwa chief
Aa apa madzvanyirira
Haaaa chief ndeweku mama
Haa uyu Mambo agara hagone kutonga kubva kare hamheno kuti
Mambo imi siyai munhu atsangure
Mai avo vane ruvengo
twukomana utwu twunotuka zvinyafzi nezvisingaite utwu chief vaiziva nhubu panyaya iyi
Munosigona kutonga apa matadza kutonga
Ndikokunonzi kudzvinyirira vanhu ikoku!! Kamambo ako hakana kuteerera zvaitaurwa nemukomana uyo kachingotsvaga kuti kanomubatira papi!! Nxa!! Ngakateerere video iyi kaone pakakakanganisa.
Chief Bushu apa matitambisira data matora one side dzezvikomba number one haa idzo manake munogona
Madzvanyirira Mwana apa chief
@@ryanwaynemarrison2762 chief agonesa apo
Mambo havana kuzviona hr kt mai ava vaita ruvengo. Mabatira mwana apa
I also feel kuti mpfana mamudzvanyirira hamuna kumupa mukana nekuvabvunza vese zvakaenzana
@@Taurai-e3p kamufana kanhubu katouya yeshort fut kudare maonero angu kakapihwa worksuit reva shandi nashif imagine ,, Bushu agona ... Annalise first don't judge
@@Taurai-e3p maya
Kkkkk kadzi bvisa trouse rangu
Mwana ati sabhuku pamakabva kudare renyu hauchada kuuya kuzondiona ere akati ndaive busy
Mambo bushu mkosho
Kkkk varikuti chief vareswa kutonga chaita varipise mufana ini ndachinzwa kkkk chief chief varikubata zvaataur vomubvunza futi futi okanganwa kutaura ochinja statement 😂😂😂
Ahhhh dai vanhu ava vachizoenda ku police zvirinane these chiefs varikuti dzvanyirira
Mambo Bushu musatonge nehudzvanyiriri
Vatadza kutonga apa vakurwadziwa nemfana
Mai avo vaneruvengo ku mwanakomana uyo maonerewo andaita hangu and chief vaifanira kutsuurawo mai avo
Yaaa sure nyaya yakaitira favour mai avo hapana nyaya apa idaka iro
@@NyararaiManyere-zc8jn tikukuendesa kwachief watukirira
Mhosva yemwana uyu ndeyeyi chaizvo
Chief apa mabhaiza apa mupfanha was explaining mushe Sabhuku vaida kupihwa chiwoko muhomwe
Chief apa marasika apa madzvinyirira mwana. Tongai nyaya musatonga zera.
haa chief madzvanyirira mwana uyu kkkkk
Chief matadza nyaya.
Zimquck uudze bushu atonga zvekumama
Kutonga kwechodofo. No desire at all to listen to this young man
Mai avo vari kutora advantage yehukuru chete
Mkurwadziwa kt akapiwa mombe ibvai apaa
Mambo mabatirira mwana
Apa mambo matonga boss vemufanha uyu, kwete iye.
Amai vakuda recovery,Mfana wangu vape 3 mbudzi dzacho..my advice to you is pamombe 4 dzawakapiwa wodzokera kumusha kwako..mukadzi akaddyiwa uyo siya wonoroora munyowani ne 1 mombe
Izvo zvimadhara zvechikuru izvi kudanyaya kwazvinoita
Mambo this one you failed, ndoona dare renyu but apa makundikana
Uumm apa mambo hamuna kutonga nyaya apa,Mai avo vakurwadziwa nemombe dzavakaenda...apa pane daka hapana kumira mushe namai avo mupfana uchasvika pakuendeswa kujeri chaiko wapomerwa mhosva yausina kupara ,coz Mai avo Havana kufara nembudzi vanga vachitoda mombe dzavo kuti dzidzoke
Hpna zvatongwa apa
Mambo dzidzaiwo kuteerera munhu munhu arikupomerwa than kukoshesa muroi uyo ane ruvengo. Dare renyu chief rakadhakwa. kuvhiringidza munhu hakusi kugona kutonga. Dzidziswai law.
Mai iva vaita godo mambo,pashanda Jealousy mambo
😅😅😅😅😅
❤
Pasi negodo mambo
Chief hamugone kutonga why kudzvanyarira mwana
Mai ava vakarwadziwa ne mombe chete chief indava
Gezaiwo Amai kkk
Dzimwe munotonga asi apamamudzvanyirira
Sabhuku haana dare mu zimbabwe
Ko munovhiringireiko mwana amunyare
Uku ndokutonga kumama uku mambo makatonga dhodho
Madzvanyirira mwana asina kana chaakatadza hapana kana nyaya mazviona mese asi zivai kuti kudenga kunaMwari ndiye mutongi
Chief Chief Chief
Mambo Bushu pamusoroi machinda enyu they confuse munhu ngavamupe nguva munhu atsana gure plz vanokuenderai.mberi sei iye munhu akwira dare Kuna mambo WE NEED YOUR VOICE UP FRONT PLEASE MAMBO munotonga imi
Justice mambo
I love the way this chief takes it easy,more wisdom to you mambo❤🎉
Hakuna
@DickensNkoboUnoziva chinonzi "WISDOM" chacho here? Kutsvaga mhosva pasina mhosva inoratidza "wisdom" papi? This young man works for someone and that someone pays him. How can he leave his job to go to visit some sabhuku who talks nonsense. If he is fired who will feed him or find a jub for him? Nxa!!
chief nhasi vakoniwa kutonga
@@jimtsandukwa8674 chief agona zvake
Bushu atadza kutonga kudzvanyirira mwàna apo
nyatsotererai nyaya payatangira mufana uyo atobhaiza kuti ..handina kutuka ...iye akatuka
Apa madzirasa apa
Haa murikuvhiringidza mwana haana kuti mukadzi achirwara ndopaakawandirwa nebasa. Matadza basa chief
Shuwa ndapanzwawo
Apa mambo matadza kutonga
Apa madzvanyarira mwana uyu even sabhuku vakutorwadziwa because vaida cut kubva pamombe
Kana mazogara uyo chief anotonga manje ,haana nguva yekutambisa
Chief vatadza apa
Kusanoona sabhuku nekuzo shevedzwa kudare rasabhuku are 2 different issues.
SABHUKU: these days hausi kubatika.
MUKOMANA:haa magraft akandi presser.
That was January.
October munhu akudaidzwa nasabhuku apa mukadzi arwara, otopa excuse kune mpurisa nasabhuku wacho...Mambo failed to comprehend that.
atadza zvochose.anga atori biased already.kungotsvagira mupfanha pekunzi ane mhosva
Bushu apa watadza kutonga zvachose
Mai avo varikurwadziwa nemombe mambo onai pane nyaya
Matadza nyaya apa shame
Chief ngavapote vachiverenga ma comments evanhu nekuti vanhu vanemaonero avo panyaya yegayega,apa akadzvanya mfana
Unfair judgment😮.Why don't you give this young man a chance to explain
Ummmmmmm kudzanyirirwa nekumakwa zviri serious I feel sorry for you brother 🫂
Mambo varikuita kunge lawyer ramai ...very one sided mambo apa vatadza kutonga
I think chief and his panel should learn to ask questions one person at a time, sometimes seems they are ganging up on munhu.
Chief watadza basa apa
Bushu usavhiringidza mwana mhani muregei atsanangure