By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849 #victim #exclusive #update
Mweya inoshandiswa ne fake Nyabezi idzi can tell u zvese all details not even fb information..so ngatipangwarirei ipapo...even street address guys mweya yakaipa inokuzivisa zvese eveb kuti unofamba sei kuti usvike..but Mkoma Robert ngatibatei mbavha idzi..waiting for episode yekudaidza these fake guys zvakamboita vamwe Madzibaba vaya vekudzyira mhuri yekuBotswana mari...
Mai ava ndovakabuda futi vachiti vane muninina akapengeswa nehanzvadzi vari kutsvaha rubatsiro. Ndabva ndashaya kuti zviri kumbofamba sei. Is this true Robert or wakutamba nepfungwa dzevanhu?
Ih ini hanzvadzi dzangu dzakabirwa Mari nevanhu vanozviti Achapola asi foni number ndakaona dzakanyorwa Kuti sekuru mashayamombe.vakati Achapola vane mazita 2 hanzi rekuti Achapola hanzi nderepafoni.guys zviriko hre izvi
@@rascocky6366 apologize for what reason, handina kumbonzwa panzi vakatadzira brother yavo. I asked the question because most people they do this for the sake of getting rich
@@samuelngirazi9636 The lady falsely accused the brother because she believed the Bindura scammer. In any case did the brother ACTUALLY try to get her killed? At the moment that question hasn't been answered. What we know is that the Bindura guy has a scam going and he has been robbing people of whatever little they have.
Isu takatoratidzwa mazita edu nema photos but munhu wacho angaakahvara kumeso patakafona ne video call akaviga face tumari hvura face akaramba akati chinondipa 6000us ndidzoke zvikwambo zvangu ndopaaka tanga kumutinow tiri ku SA hands tisangane ku Zim iye aiti ari ku Mozambique akaramba akati tumirai Mari chete imimi ndokubva tamutukirira vanhu ivavo variko musavenge brother yenyu imimi kutone munhu anenge achiziva life yenyu onzi tikawana Mari tokupawo mbichana 😂
Mkoma Robert mandipedza 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂nhasi hanzi pamwe ku n'anga kwaku filiwa ma forms ekuti next of kin usati wapinda mumatare😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂,but I mbavha one yanetsa k7Bindura ngaingo tumhirwa mheni nedzimwe n'anga dzinenge ana Tasvu,Gocha mazizi,Kanengo,Achapola,etc.😊
You know these people vanotora mapics evenhu ku face book yako after vateverera history yako anotora negore rawaazvarwa ochikutavaka kut number dzako adziwane matsotsi
problem yemadzimai you entertain these things, just say go away plzzzz full stop ?? the more you entertain the more you are falling in the strap!! vakadzi muripwere chaidzo !! saka magamba acho ngaichiurayaika since you refuse to go there up to now !
Kadhiri aka it could be one of your friends munhu aripadhuze nemi anotoziva kty mune tumasmall twamunato
She's so beautiful
Thank you mukoma Robert kuburitsa nyanya idzi mharapatsetse nhubu nhundiramutsime
One n'anga, sungai mbavha iyo mapurisa
Vamwe vanotora mazita edu nemhuri kufacebook
Murikudxifambira but mukoma ini kuona kwangu iyi its advert yamurikuitira anamadxibaba ava again..mai ava taneta nema scandals avo nemi as well
Mkoma Robby ichokwadi zvirikuitika. Dai mai avo vaine foto remusikana akatimwa nen'anga tamuona. Ndine mukadzi akabva kuno kuSA akushanda nen'anga yeBindura apedza kubira shamwari dzake dzaaitamba nadzo kuSA wachinziisa mari pAMukuru
Mweya inoshandiswa ne fake Nyabezi idzi can tell u zvese all details not even fb information..so ngatipangwarirei ipapo...even street address guys mweya yakaipa inokuzivisa zvese eveb kuti unofamba sei kuti usvike..but Mkoma Robert ngatibatei mbavha idzi..waiting for episode yekudaidza these fake guys zvakamboita vamwe Madzibaba vaya vekudzyira mhuri yekuBotswana mari...
Mukoma Robert itayi plan mbavha iyi ibatwe
You are going through a lot my sister i'm srry be strong my dear it wii pass
Haisi Iya yekukomzera imba yamai vaye itorwe here. Sei irikuti ukanonoka .just like Mai vemba yekukuwadzana vaya. Sungisai twu n'anga twerima utwu
Magonesa iyi yatofanana namai wekutorerwa imba
Uuummm zvashata kabiro kacho
Kutengeswa netsanangudzo mukoreuno
Kkkkkkk kumasowe ndookungwarira wena
Ya trap chokwadi zviripachena kubirwa
Robaeripai wanhu chanjedzo ndookubasa kwako
Ndiyo
Taurai zvenyu haisi same n'yanga hre iyoyo yemba yamai vaye
This woman is gullible. Now she does not speak with her brother because of the word of a n'anga? That is very foolish.
N'ANGA iyi yaitoda kukurovai Mari... Imbavha
Mai ava ndovakabuda futi vachiti vane muninina akapengeswa nehanzvadzi vari kutsvaha rubatsiro. Ndabva ndashaya kuti zviri kumbofamba sei. Is this true Robert or wakutamba nepfungwa dzevanhu?
Vanhu vamutamba navo muchivaudza life yenyu ndovafunga kukubirai mari kungoti mwari akakungwadzai asi dai makaenda kupolice or kugadzira kagroup moenda kwainzi ndiko kuN'anga vaibatwa vanhu ava,now makingopesaniswa nehanzvadzi yenyu asina zvaakaita
Ih ini hanzvadzi dzangu dzakabirwa Mari nevanhu vanozviti Achapola asi foni number ndakaona dzakanyorwa Kuti sekuru mashayamombe.vakati Achapola vane mazita 2 hanzi rekuti Achapola hanzi nderepafoni.guys zviriko hre izvi
Azviko sekuru achapola vanoshamdiaa 1zita idzo imbavha chaidzo mmmmmmm Inga pakaipa
Imagine apa vanga vabva kwaMurehwa vati regai tiende tashupika nenhamo tinoenda tichibvunza
Better vakazongonzi bvisai $ 5 yedare
Uyu arinani pane akakurumidza kumhanya kunoshandirwa asati abirwa zvakaitwa mai vaya vakatengesa mombe
Ehe wena mai vaye uuuuuu zvinorwadza
@@tinamakasa7493 ndakarwadziwa uku imba yakuda kuyenda
Ndakazviitwa mukoma @mukoma Robert Tapfumaneyi panda ka mhangara kuma purisa munhu wacko akabva arasa line rake
Ini ndotove patight ne N'anga iri kundifonera izvozvi threatening me ndatambura veduwe
Oh it’s Robert and Silvester
Ndipeiwo number dzamadzibaba maita zvenyu
Sekuru ava gavabatwe nemapurisa vari kubira vanhu mari ndivo vekubira Mai vaye imba nemombe
Ehe
Ispecialy Mashongera imbavha vanhu chenjerai please please mashongera mbavha
Ndewekupi iyeye
@@stars1531 anogara kunonzi Sunway city haa imbavha murume iyeye
Endayi kwasekuru Tasvu
Kunodii??
Tasvu imbavha
Ko kungotorana nebrother yenyu kaa mobaya mese ikoko munhu wese aripo nedzimwe hama movengerana mahara
Taurai henyu,wy varikubva vatovimba n'anga iyo kuti irikutaura sure abt hanzvadzi yavo ,ngavabatane vazvitsvage vose pane kungovengerana zvisipo
Chookwadi
Ngavasungwe vanhu vakadayi mbavha
Madatails pane vanhu vanofeeder information vanokuziwai ndowanopa update zvemamiriro epamusha penyu
Ku facebook, other social media platforms and legwork!!
Tichangobva panyabira pa ishamael tane imwe Canaan ye n’anga shuwa tozorora rinhi
Kkkkk😂😂😂 taurai zvenyu imi mwari ane vanhu vake kkk
Shuwa pamwe pane munhu ari close aiziva fut kt bro vanga vari kubindura coincidence dzacho dzikuvenganisei nehama yenyu
The brother is right haana chanoziva its only kuti vanhu patinotaura hatizivi kuti anenge achitora infor about your life
Pane vakambobuda kuside reManicaland vachitaura same story vakanzi panodiwa mpmbe dzakawanda , munhu mumwe chete ari kubira vanhu ngaasungwe
Takamboitambwa ini na blaz zvikanzi trikuda 5000us kkkkkkk takamutuka akati mu hazvina but na nhasi hatina chatati taona
Endai kwasekuru Marigavhuru ibatwe mbavha iyoyo
Yakazopererepi?
Haaaa sekukubi e Zimbabwe jehovongcwele
Ifake n'anga yakaona video yako yakawaita uchitaura zvekufa kwatete vako nemunin'ina wako so information yese vanayo
Moms ko brother yenyu inoita nezveiwo in real life, do you trust him?
Your question is irrelevant because it's all fake, a scam!! The lady must apologise to the brother and mend their relationship.
@@rascocky6366 apologize for what reason, handina kumbonzwa panzi vakatadzira brother yavo. I asked the question because most people they do this for the sake of getting rich
@@samuelngirazi9636 The lady falsely accused the brother because she believed the Bindura scammer. In any case did the brother ACTUALLY try to get her killed? At the moment that question hasn't been answered. What we know is that the Bindura guy has a scam going and he has been robbing people of whatever little they have.
Amai ava ndivo vekumbotsanangura kupenga nemafiro akaita munn'ina wavo kaava vakazobuda vave kunevamwe sekuru futi
Wazvionawoka ndabva ndatoshaya kuti zviri kumbofamba sei? Bakatoendeswa kwasekuru Kanengo
@@rutendomakore6147 ini ndatadza kutozvinzwisisa
Mukoma slaiy zvirikuita vanasekuru ndo zvirikuita nyangwe maporofita
Waiting
Hiii vanhu vakutotora dzimba ne zvishandwa zvevanhu nazvo izvi iii uummm
Endai kwasekuru tasvu
Hapana apo havagoni ini ndakadyirwa mari mahara kwatasvu uko
Heee tell me more bcz lm planning to go there...haagonika.
@@PriscillaMudavu-v7vtell me more about him pliz ndisati ndadyirwawo mari yangu
@@TalentZisengwe sekuru tasvu vanopedza masports chero sekuru kanengo zviranga varoyi nevanehurombwa
endai kwasekuru kanengo kanengo anopedza basa
Iwe brother yako ahina mhosva vana godobori varikutsvaga bag
The brother is innocent.
Isu takatoratidzwa mazita edu nema photos but munhu wacho angaakahvara kumeso patakafona ne video call akaviga face tumari hvura face akaramba akati chinondipa 6000us ndidzoke zvikwambo zvangu ndopaaka tanga kumutinow tiri ku SA hands tisangane ku Zim iye aiti ari ku Mozambique akaramba akati tumirai Mari chete imimi ndokubva tamutukirira vanhu ivavo variko musavenge brother yenyu imimi kutone munhu anenge achiziva life yenyu onzi tikawana Mari tokupawo mbichana 😂
Kana isu takazviitwawo tiri kuno ku S A vanhu vakutsvaga Mari.number hatizive kuti akadziwana sei
Akafanana na Olinda chapel
Munhu uyu munhu anoziwa information yenyu yese akushandisa Zita re brother yenyu pamwe munotogara naye asi axhipa information kune mumwe munhu
Haisi yamunoti extortion here iyi
Anonzi kudzi
Mkoma Robert mandipedza 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂nhasi hanzi pamwe ku n'anga kwaku filiwa ma forms ekuti next of kin usati wapinda mumatare😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂,but I mbavha one yanetsa k7Bindura ngaingo tumhirwa mheni nedzimwe n'anga dzinenge ana Tasvu,Gocha mazizi,Kanengo,Achapola,etc.😊
Zvakaoma paipa Dai vakamubata musikana uyu vaitoda imba zvakaitwa Amai vaya Mai vangatoyenda Kuma purisa vangatunura Amai vaya vakutorerwa imba
You know these people vanotora mapics evenhu ku face book yako after vateverera history yako anotora negore rawaazvarwa ochikutavaka kut number dzako adziwane matsotsi
Moms yakanaka iyo😢😅
Sekuru ava vari kuda kusungiswa
Tibvirepo musinyanya kukara kuenda kunganga muchikaurakkkk😂😂😂😂😂
aida kudya kwese kunzungu nekunyimo
Tsitsi rinoparadza ukama
Ummmmmmmm nhaimi chii chakadaro enda kwaSekuru Tqsvu
Amai avo vakanaka zvavo
Mai vakanaka avo
Pavaivati vauye vaida kunovapedzisa
problem yemadzimai you entertain these things,
just say go away plzzzz full stop ?? the more you entertain the more you are falling in the strap!!
vakadzi muripwere chaidzo !!
saka magamba acho ngaichiurayaika since you refuse to go there up to now !
True Nyaya zhinji ndedzevakadzi
Vanoda rumamiso sekuru av
😂😂😂😂 rwakasimba
Waiting