MHONDORO.......AKAFA AENDA KURUBHABHATIDZO

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 12 มิ.ย. 2023
  • MAPOSITORI ORAMBA ACHIFIRA MUMVURA
  • บันเทิง

ความคิดเห็น • 274

  • @SurpriceMulenga-ji5vn
    @SurpriceMulenga-ji5vn ปีที่แล้ว +26

    Rest in peace Agripa ,apa nyaya iripo mwana uyu ayinge ayinechivanhu chigere pari, pakurwara kwake achirimudiki ka kwayive sign yekuti anezvigere paari.problem inoyitika kungoti vanhu takurasa chivanhu chedu nekuda kwema church hedu. Ko makawoneyi Kuti pamakaona nyoka mukaratizva pamweya Kuti chii chirikuitika nekuti kumadziva panechivanhu cheko asi kungoti vanhu ISU tinenharo hedu as guys let's be carefully nema church atinopinda Aya kwete kutambira mumvura plzzz,Dai vakaona mwana ayenda nemvura makadzokera kumba mukanozvitsvagisisa first mukarega kuchema nekumudana nekuti 3hrs dzese idzi Ange atorwa nevaridzi vemadziva cz kana munhu akadzipiwa nemvura unomuona aripamsoro hake asi uyu mwana makamutora Pasi Pasi meaning Kuti Ange atorwa saka ndimi makayita Kuti azourayiwa , Mbuya Ava varikutiza chokwadii chivanhu chiriko

    • @hardmorefore
      @hardmorefore ปีที่แล้ว +2

      Inzwa mudikani panyaya inonzi rufu MWARI ndiye bedzi anoziwa kufa kwemunhu hakuna muporofita anoratidzwa kuti nhingi uchafa nguva dzakati kana kuti uchafa uripakati izvo dzezvamusiki oga church Haina kuipa asi muidzo iriko Saka ngatingoti nguva yaakanga akatarirwa maMwari yanga yakwana

    • @fungayierickrichardveremu2783
      @fungayierickrichardveremu2783 ปีที่แล้ว +1

      Mapositori makutijairira imi jorodhani rakarambwa kare munonyanya kushora ndo dambudziko ramuinaro muchapera zvenyu nenharo idzenyu

    • @fungayierickrichardveremu2783
      @fungayierickrichardveremu2783 ปีที่แล้ว +1

      RIP Agripa vemweya chii chakaita kuti vasabate nhau yekuramba kwako ku jorodhwa kwacho

    • @Seamusmtepa
      @Seamusmtepa ปีที่แล้ว +1

      Well said.

    • @raphaelmuguri800
      @raphaelmuguri800 ปีที่แล้ว +2

      Its true vanhu varasa chivanhu kunyanya ava vanoiti vanonamata, vari kurarisa hwai dzavo nekudzinyepera kuti hakuna chivanhu. Vemachechi vanoita kunge vasina madzinza avakabva voti hakuna zvakadaro ivo vachiita chivanhu chavo vakahwanda vonyepera hwai kuti hazviko.Nzvimbo nenzvimbo ine varidzi vanotanga vakumbirwa musati mapinda mundziva kana mugomo moudzwa mirairo yenzvimbo. Kana Jesu chaiye aive nedzinza remhuri yaakazvarwa.Vemweya ndivo mharadzi yemwana uyu nekuti havadi kuremekedza chivanhu. Vanhu vazhinji vapararira mumakomo nemadziva anoyera nekuda kweutungamiri vevanhu vanoti vane mweya vorasa chivanhu. Kuremekedza chivanhu hakurambidzi kunamata.

  • @ntandokhayesumcnganashawa4329
    @ntandokhayesumcnganashawa4329 ปีที่แล้ว +6

    Rest to Rise ln Power Agrippa, Heartfelt Condolences Family at large, my god grant you everlasting peace & comfort. Cant baptisms be done home made tank pools like in Western Nations thats safe & secure.

  • @netsaitrishchikukwa1964
    @netsaitrishchikukwa1964 ปีที่แล้ว +2

    Aitowa nemhopo dzaimutewera, plaz kuramba wachiona nyoka imwe cheteyo hawaziwe here nyoka nenjuzu ndezvimwezo

  • @Nakathabo
    @Nakathabo ปีที่แล้ว +1

    Rest in eternal peace, son. Rufu ndiyo nzira yedu tese, nguva chete ndiyo inosiyana.
    Sokostina mabvunziro enyu 🔥🔥🔥. You have grown so much. Famba nebasa 👏👏👏

  • @mikemagidi5365
    @mikemagidi5365 ปีที่แล้ว +6

    Vanhu Ve Drew as vari obsessed nenyaya dzeNjuzu, pese pese vanoda kufosera kuti pamwe zvine njuzu mukati... Ipapa ukunetaa mbuya ivvaava.. Ukuda kuyedza kuti Dai vaka namata Dai pasi a kufiwa here? Kana nguvai yekufa asvika mnhu anongofa nyangwe ukatnga wait bira, nyangwe ukaita whole night uchnamata mnhu anofa,,,, God reveals wat he wants usashungurudze vanhu nekuvA bvunza marabishi

    • @DelseM-22
      @DelseM-22 ปีที่แล้ว

      But pafair chivanhu chiriko ndochakauraya mkomana uyu

    • @deisykayz1153
      @deisykayz1153 ปีที่แล้ว +1

      The insensitiveness in some of their line of questioning is just on another level... Especially intimes like this...ana peter vakafa nekuroverwa pamichinjikwa vamwe vakadamburwa misoro noone questioned where was their God... Thanks to the guy whi waz interviewed last u stood ur ground nd ur answers wer on point

    • @shizzel8369
      @shizzel8369 ปีที่แล้ว

      Thats true vanotomanikidziri kuti mutaure zvavarikuda ivo not zvakaitika ..vakuita kunge mapurisa zvino

  • @magdaline6383
    @magdaline6383 ปีที่แล้ว +3

    Nyaya todzida but imwe mubvunzo yeku chalenja vanhu vari kuchema. Blazi ve Tshirt ye red vazvibata.

    • @enb00025
      @enb00025 ปีที่แล้ว

      i shiti dzevanhu.

  • @user-yk3kg4xw1u
    @user-yk3kg4xw1u ปีที่แล้ว

    Ndarwadziwa hnku mmmm ura hwaenda kure Mwari nyaradzai mhuri iyi

  • @juniachinosengwa
    @juniachinosengwa ปีที่แล้ว

    Aaaaaaah veduw Jehovah ngavanyaredz mhuri iyo Mwari vatidzidzise kuverenga mazuva edu vatipe Simba rekukwidza makata 😢

  • @hokoyochikwenya7678
    @hokoyochikwenya7678 ปีที่แล้ว +2

    ..... drewmas team very done guys but kubvimisa vanhu zvisizvo morega ......mafiro anosiyana kana nguwa yatarwa namusiki regardless kuti age....uyezwe mubvura masimba hatina ba ,baba awo hawana kutadziswa /kuremerwa nemufi mubvura but wanga wachonyurawo sezvo payiye pakadzama wasina grip......RIP 😢fulstop

  • @janemoyo7414
    @janemoyo7414 ปีที่แล้ว +2

    Mapositori ngavavake mapool kumachurch avo mahombe vasiyane nemadziva vatikupedza vanhu sokutamba sokuseka

  • @vachihoro
    @vachihoro ปีที่แล้ว +6

    But pamakatanga kuona nyoka makadii makarega munamato wacho

    • @joemuganiri
      @joemuganiri ปีที่แล้ว +2

      true

    • @vachihoro
      @vachihoro ปีที่แล้ว +1

      Chero ndiwewo cuz moramba muchiona nyoka mongo simbirira aaaah zvivindi zvacho

    • @julietmarange8410
      @julietmarange8410 ปีที่แล้ว

      Nhy nhy zvenyu imi Nyika mbiri dzose asi voramba varipo chete but vakatoudzwa havo nemweya kuti muchanyadziswa haaaayas

  • @MaggieMombe
    @MaggieMombe ปีที่แล้ว

    Drewmas media taking us to another level ❤❤❤❤

  • @linahkasirori4220
    @linahkasirori4220 ปีที่แล้ว

    Anga asina kukwara hre uumm ma1

  • @amaitinashe6731
    @amaitinashe6731 8 หลายเดือนก่อน

    Mapostori haana respect chianti chiriko respect nzvimbo dzevanhu

  • @sandraedward7454
    @sandraedward7454 ปีที่แล้ว

    Thank you drewmas media you are the best matendwa

  • @shamisomatsvaire5925
    @shamisomatsvaire5925 ปีที่แล้ว +1

    Maifanira kuenda kwaSabhuku moudzwa pamunofanira kuitira rubhabhatidzo rwenyu nzvimbo imwe neimwe ine zvayo

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 ปีที่แล้ว +3

    Nzuzu iyi why yakaita hutsinye nhy veduweeee aaah zvechivanhu zvinonetsa. Kudaidza mwana kuuraya shuwa😭💔

  • @linahkasirori4220
    @linahkasirori4220 ปีที่แล้ว +1

    Koiwo vanosiya vanhu pa rwizi handi mukuru ndiye anofanirwa kufudza hwayi dzake hre RIP Agrippa

  • @perkinsmarwisa5533
    @perkinsmarwisa5533 ปีที่แล้ว +7

    Very sad,rest in peace Agripa,pamibvunzo dreawmas murishasha,moita senge mukuona muroyi

  • @blessbless904
    @blessbless904 ปีที่แล้ว

    Thank u DM.Jorodhani ummm

  • @agnesjokonya1405
    @agnesjokonya1405 ปีที่แล้ว +8

    Shame so sad..Mwari tibatsirei tigone kuziva mweya wechokwadi newenhema tisaparara nekushayiwa zivo

  • @kapfidzepatricia
    @kapfidzepatricia ปีที่แล้ว +1

    Nguva yaMwari kana yakwana hapana anoramba chero ukavaMuprofita chero N'anga munhu anongoyenda dai zvaikwanisika hapana ayizofa

  • @presleymarisero419
    @presleymarisero419 ปีที่แล้ว

    Muroyi atoripo apa mugodhi nedam zvinhu zviviri zvakafanana ambuya naSekuru vakadya muzukuru

  • @fainamoreblesing5957
    @fainamoreblesing5957 ปีที่แล้ว +1

    Haaaa kufa hako hakuna veMweya or kudiii Murau waMwari chero vechivanhu chero mnhu akaita sei hake hakuna anoziva zita reKufa kwemnhu....RIPboy

  • @petrosmutsakani
    @petrosmutsakani ปีที่แล้ว +2

    Heish. Zvinorwadza mwana uyu akafazvisinakururama pane zvirikuitikakumhuri kwavo vaidai vakamurapisa kare pairwara panemhepo yaainga ainayo

  • @user-ge9px3fy4n
    @user-ge9px3fy4n ปีที่แล้ว +2

    Veduwee regai zvejorodhani zvacho amusi kuona here kufa kuri kuita vanhu nenyaya dzejorodhani

  • @vivianmugowa3918
    @vivianmugowa3918 ปีที่แล้ว +1

    Mapostory musaite nharo nemumvura nhamo dzacho dzirikupera here mukaenda kumvura vanhu vaperera kumvura but hamunzwe

  • @user-mt7gj9qf3l
    @user-mt7gj9qf3l 4 หลายเดือนก่อน

    Marukuva vazara njuzu dzaka ipa nyoka yakatsakatika inyuzi akadzokera kupfura ndoyakasheedza mwana nekuti akamboti ndaku chera nyoka ndiiuraye😢😢😢😢

  • @advancematoweadttocksmatto9213
    @advancematoweadttocksmatto9213 ปีที่แล้ว +4

    Interviewer sando dzako mhani🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨

  • @marianmuzivei9813
    @marianmuzivei9813 ปีที่แล้ว

    Mhondoro ipi iyi uye dziva nderipi

  • @user-on4uw7xv1g
    @user-on4uw7xv1g ปีที่แล้ว +1

    Makaresva nokuchema mhani dzidzai Kuti dziva rinoyera munhu akanyura haachemewi

  • @whispermagwadan8386
    @whispermagwadan8386 ปีที่แล้ว +4

    Rest in Peace boy asi ichi chivanhu uye Inga zvaitooneka wani Nyoka idzi ndosign yekurambidzwa yamaitwa asi yadeka vanhu madziva anoera anoda kukumbirirwa

  • @smartchidyamuti2437
    @smartchidyamuti2437 ปีที่แล้ว +1

    Kooo akafa haasi mwana here panwe ndiye akazofa nekuwera mudziva

  • @tafadzwazimhunga4430
    @tafadzwazimhunga4430 ปีที่แล้ว +2

    Haa chihera dai makaita detective henyu cz mibvunzo yenyu ma1

  • @user-mt7gj9qf3l
    @user-mt7gj9qf3l 4 หลายเดือนก่อน

    Dzangove nhoroondo😢😢😢😢rip shem

  • @ngonidzasheguta
    @ngonidzasheguta 3 หลายเดือนก่อน

    Maswera sei drewmas media

  • @senzenikahari7330
    @senzenikahari7330 ปีที่แล้ว +3

    Mapostori ava vapedzesa vanhu nokupinda mumadziva avasingazive nyika ino ine nzvimbo dzinoera.VaNeshamba kwave kutoda dzidziso mumaruwa ose pamusoro penzvimbo dzakadai kuti hadzipindwe

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 ปีที่แล้ว +2

    Vanyengeri chaivo maprofita enyu iwayo

  • @cathrinechenyama2160
    @cathrinechenyama2160 ปีที่แล้ว +3

    Vanhu soo imi mbuya murikuti Mwana akabuda asina mvura imi moti pamwe gament rake rakakwikwa motizve zvechivanhu andizivi saka Mwana akafa nei

  • @siziweshiri3656
    @siziweshiri3656 ปีที่แล้ว

    Chokwadi ndechokuti dare rejoròdhani ranga raitwa Amen. Zvakazòitika pashure hazvinei nejorodhani. Ava vana misikanzwa chete plus kuzvinyika mumvura nguva yanga yakwana

  • @dadiraimandigo4004
    @dadiraimandigo4004 ปีที่แล้ว +1

    Neshamba hausikunzwisisa here mkomana ayiwe nemhepo dzake agripa anenge ayiwe nhubu akaramba kujorodhwa akazobhaguja jorodhani rapera zvaitomudeedza idzo nyoka dzaionekwa dzaitoda iye

    • @tabethmukombe
      @tabethmukombe 5 หลายเดือนก่อน

      Nyaoka dzaitove sisgn yechakaipa pakashaya chete akazviisa mumusoro kuti ngatichirega jordann

  • @sarahelvas-dq3qm
    @sarahelvas-dq3qm ปีที่แล้ว +2

    Zvinosuwisa eishy madziva anevaridzi aya

  • @timothymagigwani85
    @timothymagigwani85 ปีที่แล้ว

    Gogo budai pachena
    1, sei imi muchiti jorodani range rapera imi muchiti mwana ange akapfeka nguwo yechurch

  • @nellymuzunze-ir2mx
    @nellymuzunze-ir2mx ปีที่แล้ว

    Mmmm ini hangu zvimvura hangu handidi zvatombodai nekuti hazvina kutanga Pana Aggripa panojorodhwa pari kutowira munhu

  • @monicampofu3594
    @monicampofu3594 ปีที่แล้ว +1

    Ko gogo ava namba 2,sei muchitarisa pasi titarisei kani gogo mukunyarei

  • @agathachirisa7901
    @agathachirisa7901 ปีที่แล้ว

    Nyaya idzi dzekujorodha sure mapositori uuuuu

  • @agathachirisa7901
    @agathachirisa7901 ปีที่แล้ว

    Ipapo ft pakanga patotaurwa kt chengetedzai vanga pasina kumira mushe idzo nyoka idzodzo pairewa zvakawanda bt chiga changa chakatoonekwa kare

  • @cleofay9346
    @cleofay9346 ปีที่แล้ว +1

    Shame rest in peace nematambudziko kumhuri yakarasikirwa💔
    Thanks Drewmas media team

  • @Angylngumashupa-gt3yz
    @Angylngumashupa-gt3yz 8 หลายเดือนก่อน

    zorora murugare Agrippa

  • @lucynapwaro5725
    @lucynapwaro5725 ปีที่แล้ว +6

    😢so sorry parents , wife and family, this is so painful, be comforted with the Holy Spirit.

  • @kingdeedouglasnyoni2745
    @kingdeedouglasnyoni2745 ปีที่แล้ว +3

    Rambai makadaro Drewmas media yangu

  • @cathrinechiwiza1844
    @cathrinechiwiza1844 ปีที่แล้ว

    Imi mbuya imi kwanayi. Musanyepedzere kupusa. Munozviziva kuti pane njuzu. Tibvireyi apo mhani. Dzikamai mukwane mapostori imi nxaaaaaa

  • @schumieelf3232
    @schumieelf3232 ปีที่แล้ว

    Itsaona iyi hapana zvekuti mweya watadza kuona here njuzu what what!! Hamusi makuzvinyanya here- nyoka iseason yenyoka! Vana vane musikanzwa it’s known

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 ปีที่แล้ว +3

    It's sad rest in peace Agrippa. Chinorwadza ndechezera yemwana uyu. Uye handizivi kuti vanhu kusaziva rinonzi shura here or its just mere ignorance and sturbon. Kuona kwaiitika nyoka idzo ainge ari mashura. Moona nyoka mouraya, moona imwe mouraya, imwezve mouraya apa same snake. Ushingi hwacho ka.
    Uye nzvimbo imwe neimwe ine vene vayo . Makamboendawo here kuvaridzi vematunhu kupiwa mvumo yokushandisa nzvimbo iyoyo?
    Chimwe ndinogona kuitika ndechekuti mwana uyu anogona kunge aine zviripaari zvakaiswa nevanoshereketa vaya vokuromba vachida kuparadza upenyu hwemukomana uyu. Kuma church emweya aya koitikawo zvakawanda mazuva ano.
    Kwangove kutaura hedu kwevanhu vapererwa.

  • @charitysibanda7306
    @charitysibanda7306 ปีที่แล้ว

    Vakai majorodan mapostori kuwomera

  • @smartchidyamuti2437
    @smartchidyamuti2437 ปีที่แล้ว

    Chinga cherufu chakabatwa mapositori tiri kuuyako kuzokurovai

  • @zimmeidai6754
    @zimmeidai6754 ปีที่แล้ว +1

    Gogo vaAgrippa munoziva zvakapa mwana afe, she's not remorseful semunhu aigara nemwana

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 ปีที่แล้ว

    Bishop chiyiko imi ka imi

  • @privillagemutendera4526
    @privillagemutendera4526 ปีที่แล้ว +1

    Ahh please saka basa remweya ndewei kana zvisingaratidze zvemberi zvidziviriswe

  • @user-mt7gj9qf3l
    @user-mt7gj9qf3l 4 หลายเดือนก่อน

    Makachema saka. Makabva adzipwa ndokukupai daimakangonyarara mosvaga makanyarara saka akahakwa negemenzi akadhonzwa nemhepo ndokunyunzwa

  • @makanakamaenzanise3602
    @makanakamaenzanise3602 ปีที่แล้ว +2

    Vanhu varikufa muChurch, kuwira neBuilding yacho; kufa pababatidzo, kiurumwa nemapere, kufa varimudzimota kuenda kuChurch kana kudzoka. Asi handisati ndanzwa izvi pavanhu vari paBira kana kuri vari kuenda kuBira. Ndobvunzavo kutsvaga ruzivo: Saka zvakanaka here kunamata madzangaradzimu evarungu???

  • @tarirobhunu131
    @tarirobhunu131 ปีที่แล้ว +1

    It’s a non venomous asi nyoka yacho mayb yaishura

  • @bakikiNashe
    @bakikiNashe ปีที่แล้ว

    Zvinekodzero here kuti vanhu vaite sevakumbunyikidzwa pakufa kwaita munhu ummm vanhu varikuchema avo

  • @dove5584
    @dove5584 ปีที่แล้ว

    Weldone chihera for your questions i had the same question the truth is maposotori vanoporofita zvisina kana solution kana musina solution mondiudzirei zvakaipa. Kana muchiziva kuti chinamato chenyu hachina simba rekukunda mweya yamurikuti yetsvina yemumvura why go there kunorwa nezvamusimungagone

  • @constancemarifiye6658
    @constancemarifiye6658 ปีที่แล้ว +1

    Uuuuum so painful rest in peace boy

  • @user-xe7my1zq4t
    @user-xe7my1zq4t ปีที่แล้ว +2

    May soul rest in peace Aggripa ndarwadziwa zvikuru

  • @Chipo-wy3ut
    @Chipo-wy3ut ปีที่แล้ว +1

    Nyàya dzemvura vanhu ngavasiye hapana hre dzimwe plan vanhu kuti vanhu vangodirwa mvura nebakert chairo rip boy

  • @ashygrace2956
    @ashygrace2956 ปีที่แล้ว

    Haaa mweya wetsvina wakabata mwana shuwa

  • @Shumba_263
    @Shumba_263 ปีที่แล้ว +2

    Amai vanonyepa ava saka mwana aibhaguja ne gemenzi here

  • @StellaPaul-do4ii
    @StellaPaul-do4ii 6 หลายเดือนก่อน

    Maposistori manyanya

  • @user-yk3kg4xw1u
    @user-yk3kg4xw1u ปีที่แล้ว

    Mmmmm nyoka yaiva nechirevo three times same type ,2, madziva ane varidzi vatendi tisangonojorodwa vanhu vapera nazvo rest in peace Agrippa

  • @sithobekilemaipe9783
    @sithobekilemaipe9783 ปีที่แล้ว

    Shame RIP Agripa.nyika yedu inengewo yawandisa satanism cz juzi dzacho dzangozara pese pese idzowo juzi dzacho dzakungoti paungana mvura chero mumatsime dzotonogara haaa vana vofarirepi veduwee.

  • @estheresther974
    @estheresther974 ปีที่แล้ว

    Ngatiti nguva yaiva yakwana paiva passina kutiza asi panoitika chinhu muroyi haashakwe RIP mukomana ndonzira yedu tose

  • @charitysibanda7306
    @charitysibanda7306 ปีที่แล้ว

    20yrs angaroora iii

  • @molynruwambara7287
    @molynruwambara7287 ปีที่แล้ว

    Mapostori please mukutoresa vanhu kumadziva hatisati tambodzwa vechivanhu Kuti vatoresa vanhu nharo dzenyu mapostori ndedzei pavanhu varikutorwa vazhinji kumapostori

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 ปีที่แล้ว

    Akafa sei

  • @ellenchikwenhere1380
    @ellenchikwenhere1380 ปีที่แล้ว

    Sei mapositori muchiyedza zvinhu zvisizvo siyai madziva taneta nevanhu varikufira mumadziva tazoneta haunzwi amwe masangano asi vanozviita vemweya saka mweya yacho ino batsirei kana zvodaro imi iyezvino mukomana mudiki kudaro afa kuroora kumhanya mwana mudiki mukadzi vabereki shamwari nyaradzwai

  • @user-uo7kt9im9e
    @user-uo7kt9im9e ปีที่แล้ว

    Shem zorora murugare

  • @user-eq3uz3qw9d
    @user-eq3uz3qw9d ปีที่แล้ว

    Warwadzisa Agrippa zorora murugare

  • @selinamkandatsama8362
    @selinamkandatsama8362 ปีที่แล้ว

    Maonero angu mwana uyu aive nechivanhu asi kt vabereki vanenge vakapikisa nechurch vakaramba kuteedzera zvaidiwa. Bt zorora murugare Agripa

  • @tatendamataranyika5117
    @tatendamataranyika5117 ปีที่แล้ว

    Zvorwadza

  • @judx34
    @judx34 ปีที่แล้ว +2

    Rip young man

  • @ngonidzasheguta
    @ngonidzasheguta 3 หลายเดือนก่อน

    Zorora murugare mwana komana

  • @sithobekilemaipe9783
    @sithobekilemaipe9783 ปีที่แล้ว

    Iwo mapositori ngasiyane nenyaya yavo yekungoti vakaona pakaungana mvura ratove jorodhani vakaiwo mapool sezvikuita dzimwe church mobhabhatidzira imomo cz maitiro enyu Aya vanhu vapera vachifira muvura apa mweya yacho haizooni kuti mumvura munei.dai hurumende mambopindira vanhu vese vanota vekuno nyikana mumarwizi vasiyane nazvo .

  • @sandraedward7454
    @sandraedward7454 ปีที่แล้ว

    Thank you drewmas

  • @fungayierickrichardveremu2783
    @fungayierickrichardveremu2783 ปีที่แล้ว +1

    Mapositori munenharo dzosina maturo

  • @user-kl4wn8ll5m
    @user-kl4wn8ll5m ปีที่แล้ว

    Zorora murugare Agripa

  • @Vincentkamhips4875
    @Vincentkamhips4875 ปีที่แล้ว +1

    Very sad indeed, dzimwe nguva nyoka dzikaonekwa pane zvakaipa zvinokwanisa kuitika pamberi,, apa imhepo yakasumuka, kungoti hatizive kuti akamborwara, nei but from what gogo said unenge moyo saka pamwe pakushambira wakakurumbidza kuneta ndobva watadza, kutuhwina, dai vachingogadzira nzvimbo dze baptism dzisingade kuenda kunzizi

    • @charitychoda3755
      @charitychoda3755 ปีที่แล้ว

      Ichokwadi vangu vanoita dambudziko remoyo havatenderwa kutuhwina

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 ปีที่แล้ว

    Mbuya ava mmmmmmmmm varimo mukuvhiya katiyo

  • @paulinemercy7262
    @paulinemercy7262 ปีที่แล้ว +1

    VaNeshamba please inzwai zvakaitika don't be obsessed nezvenjuzu ...

  • @senzenikahari7330
    @senzenikahari7330 ปีที่แล้ว +3

    Muno pindirei mumadziva amusingazive,makaudzwa nemweya pane chichaitika ko sei makaendera mberi nekujorodhana why

  • @pearlmambinge451
    @pearlmambinge451 ปีที่แล้ว +1

    Zorora murugare Agrippa 😢😢😢

  • @timothymagigwani85
    @timothymagigwani85 ปีที่แล้ว

    Kana jorodani range rapera sei akapinda mumvura kudhidha akapfeka nguwo yechurch
    Munhu akafira mumvura anobuda pamusoro pemvura uye aifanira kuve mudumbu makazara mvura

  • @faustinechibvuri5193
    @faustinechibvuri5193 ปีที่แล้ว

    Nyoka idzo ndopawakadenha hondo yese asi mbuya awo na sekuru handivachenese

  • @brendanyawo9409
    @brendanyawo9409 ปีที่แล้ว

    Jesu mwanakomana waMwari akapinda majorodhani mangani during his time achifamba panyika, why vanhu vanhasi vachiita jorodhani gore rega rega. Rest in Peace kumufi but kumvura ibvaiko vana veZimbabwe munopererako uko siyanai nezvisinei nemi.

  • @sarahmadzana7717
    @sarahmadzana7717 ปีที่แล้ว

    Chiga chacho makadii kuchinamatira musat maendako

  • @farisaimoyo4091
    @farisaimoyo4091 ปีที่แล้ว +1

    Rest in peace the thing guys we r not praying not to die but for internal life kuvanzirwa kwevaprofita pamweya nezuva racho means nguva yamwari yanga yakwana kana muchitindera nyaya yamuvhevhi akauraya madzibaba pachurch asi mweya wanga wataura kundiso ikashaikwa so sometimes we r judging God

  • @whispermagwadan8386
    @whispermagwadan8386 ปีที่แล้ว

    Haa anga anechivanhu dzokerai kuchivanhu uye chiporofita chiripana ambuya ava manjuzu

  • @norahmatogo1919
    @norahmatogo1919 ปีที่แล้ว

    Aaa chihera unobvunza wena rip boy

  • @SorryManingi-mq3ev
    @SorryManingi-mq3ev ปีที่แล้ว

    Zvakaoma hama ndimupfure nechekupi mhondoro ndokwangu chaiko