That's exactly the time my grandparents lived in that Bharabhara before they moved to Rukweza, Nyazura. If they were still alive I'm sure they would remember this case
School me kana uchibudirwa nemunhurume haufanire kutaura nevoice rechirume here? I have always seen people vachiti imhepo yemurume but achitaura nevoice rechikadzi.
That's exactly the time my grandparents lived in that Bharabhara before they moved to Rukweza, Nyazura. If they were still alive I'm sure they would remember this case
Pane kakuwandirana karipo ngozi iyi sei isngadi kutaura zvayakaitwa. Yamboti inoda kuti vakauraya vatungamre kuenda kumusha kwayo, ngozi zhinji tinoona dzichienda dzakatungamira, tisazo daro veduwe!!😊
Ini n'anga ndogona kutozomamisana nayo, u can't torment my parents
Ngozi iyo sei isiri kunyatsotaura zvakaitika yes mudhara anogona hake ane mhosva asi uyo haana kubudirwa arikungotaurawo zvaakanzwa hakuna ngozi yakadaro pakushanda godo apo ngozi inofanirwa kutaura zvakaitika zvese kwete kuti akapara mhosva ngaataure zvaakaita
Ichokwadi chawataura, vakuru vari mumoto nevana kuchembera kwaipa muZimbabwe
Dzokorora kuteverera kubva pakatangira nyaya mukadaro nzinza ropera
@@AllanChatindo ndozvandaonawo ini ifake iyi
Ko handiti sekuru venyu varikutopupura kt ndizvo vamunoti shumba yengozi
@@MavisGwanyanyamusatyise vanhu mucoment section pliz hazvisi zvese zvechokwadi amwe madrama vaporofita anopera n,anga dzinopera power kusara rangova zururakapinda nyoka
Ngozi iyi ine kakunyepa umm
Mabatiro arikuizwa mukadzi uyo boo here
Muchimbouurayirei munhu
Ndokukava mazino akaperera ipapa😂😂😂this one killed me🤣🤣🤣🤣
This is more than drama, ngozi yatinoziva doesn't fight physically but inorwa spiritually.
Iye zvake mukotsa akaita kubata nekumashure
Regai munhu arohwe
Kana iri nhamo ngaisadaro. Ngozi inotaura zvekumamisa hakuna zvakadaro. Endesai vana kuzvikoro honai madrama aakuitwa aya. Hurumende ngaimise abuse iyi. Hakuna kujeka zvirikuita izvi.
My sekur dimple bae
😂😂😂
Uri benzi iwe mukotsanjere
Iwe mukotsanjere unongoita zvengozi haunyari iwe guta mombe usaite sebenzi hauna zera nevanhu vakuru unodashamhu
Nonsense
haa ayas... nonsense
Aika
Whose wife is that ? Better angosara ne nganga zvake
Nonsense hakuna ngozi yakadai kutaura zvsmakanzwa pfutseki mhani naiyewo mukotsanjera ngaasashandise zvinhu zvaakanzwa
😂
School me kana uchibudirwa nemunhurume haufanire kutaura nevoice rechirume here? I have always seen people vachiti imhepo yemurume but achitaura nevoice rechikadzi.
Motarisa matauriro nekuita kwacho
Maporita anotaura nezwi raMwari here kana ingori midziyo
Izvi ndezvekunyepera hakuna ngozi yakadayi
That's fake
Misleading title.
Hakuna nģozi inorwa physical ngozi inorwa ini spiritual form tuma drama utwo nonsense
Fake ngozi vanhu vavakuita tuma drama kuda kuripiwa
Ngozi iyi ine kakunyepa umm