Munyori kubva zvandakatanga kumuona padare raChief Mtasa anekodzero yekuita worker of the year kana 5 times ende kumadzimamambo ese emunyika medu inodadisa anotora mukombe murume uyu basa rake anorida zveshuwa
Aiwa ngaaende or ngaanyengerere ana sekuru. Akaona vanhu vaakudzingwa panenge paine nyaya. Iye ari kudzingwa vese nemunin'ina wake. Vanhu vakadai vanonetsa, ndivo vanozobvuta husabhuku nehushe kumadzisekuru vaakuzviita ndivo vedzinza.
Kana uri wedzinza iroro or neutral venue. Pa this case momz ndivo vakadzoka kumusha kwavo and baba vange vasipo. Pachivanhu haana claim because hamusi mumusha mave but it happens mzukuru anokwanisa kunzi gara zvako that's if kana vachinzwanana uye ane respect. Varipo vazukuru vanotogara mumusha mana sekuru pasina problem.
Kkkkk mambo vamwe vana matofo mambo vanongoti as long vawana ma documents vasina kuverenga kkk ini ndakamboisa nickname ya baba pachitupa ndichiti ndisabhuku kkkk kundodai muma computer book iroro harizikanwi kkk😊
Maone problem mzukuru thought musha wava wamai vake hence its his inheritance since his mom lived there also the problem here vazukuru ava vana vemufi i4 saka kuvachekera land means divide 4 portions for them. I wonder kana anga achida kuita share the land nemaSiblings ake or he wanted it all to himself as a Spouse 😮 to his Mother on the permit paper
Ishe Muchena uyo was a high ranking police official at Ross Camp Byo for a very long time saka Kuwaza uyo must be careful dzinogona kuchena fast nekuti anoziwa mutemo Ishe uyo. He was unlucky to meet two intellectuals Mutasa shumba and Muchena Shawa
Muzukuru ane mukonyo plus kuzengaira too much. Ngaaende kumusha kwake very fast. Mai vake vakagona vakaudza mwana mumwe nemumwe Baba vake. MHDSRIP she was a real genuine person
Asi mambo kahumambo mambo kazara pavari manje, vanokata vanhu vasina kupedza kutaura.... hazvisi right..ngavapewo vanhu mukana wokutsanangura nyaya yavo
Umm mambo arikutidzidzisa zvakawanda uyu,thank Karanganda nekutipa nyaya
Baba Taps makuita nungo, tinoda HEADLINE yenyaya kwete kungo potsera nhau soo
Ma mouth piece emusangano ava ...hapana dhiri.
Havatsiuriki takabvira kare
Muzukuru know your boundaries mumusha mana sekuru. Vana sekuru muendesei kumba kwake kwababa vake Muzukuru uyo.Anokuurai mangwana
Kana asina kukurirako oita sei Mai vanenge vakamitiswawo.hakuna musha usina muzkuru
@@mesiMutepfaNgaaende kumusha kwake kana achinetsa mumusha manasekuru monetsa ngaatsvage musha wake usinei nanasekuru odaidza Zita rababa vake ipapo
Munyori kubva zvandakatanga kumuona padare raChief Mtasa anekodzero yekuita worker of the year kana 5 times ende kumadzimamambo ese emunyika medu inodadisa anotora mukombe murume uyu basa rake anorida zveshuwa
Iyo smart hayo
@@JuliaMadanha aiwa jealous down ungazomboti munhu ari mumamisha umu munorambwa newakawanda mvura chaiyo ndopainotangira ichizoenda kune wamwe plas dare raChief Mtasa rine kakutsiga chaiko warume or panel yaakasarudza ikirimu chaiyo wanoteerera nyya kwairi kuenda nekwayabva zvisina kutyisidzirana kumanikidzirana kuganhurana or kujinuranara zvatinoona kune mamwe matare ANZA unotoiona nemutongerwo wayo.Chief Mtasa muri rudadiso
Hemeni iyoyo
Dai vachingomusiya kani coz zera raave racho weduwe
Chero achikanganisa yooo
Aiwa ngaaende or ngaanyengerere ana sekuru. Akaona vanhu vaakudzingwa panenge paine nyaya. Iye ari kudzingwa vese nemunin'ina wake. Vanhu vakadai vanonetsa, ndivo vanozobvuta husabhuku nehushe kumadzisekuru vaakuzviita ndivo vedzinza.
😂😂😂😂😂😂😂 ngaaaa vhayee ibenzii kkkkkkkkkk
@MuparidziNyama hiii vanhu hamuuti shuwa
Age yake kani chingomusiyai kwaanoenda mberio anonogamuchirwa naani vanoti vaingepi nguva yese iyi
Ana sekuru ngavamupewo Pake pekuvaka semunhu wavakakura naye otherwise akazofa asisipo ramangwana panogona kubuda ngozi apo munhu uyo vakamushandisa atosvika pakuchembera hameno or else ngavamubhadhara ayende zvake
Mambo Mutasa makundivhira pfungwa dzangu. Munochitonga muchiti kana munda uri wamai vana vamai ava ndivo madirect beneficial of the stand
Kana uri wedzinza iroro or neutral venue. Pa this case momz ndivo vakadzoka kumusha kwavo and baba vange vasipo. Pachivanhu haana claim because hamusi mumusha mave but it happens mzukuru anokwanisa kunzi gara zvako that's if kana vachinzwanana uye ane respect. Varipo vazukuru vanotogara mumusha mana sekuru pasina problem.
Nhaka ndeyevena ndokunge amai vainga vari mumusha mavakaroorerwa, kwete kwavakaberekerwa. Vazukuru havana nhaka mumusha maanasekuru. Uyo muzukuru uyo has no freaking claim mumusha maana sekuru.
Mambo unodachokwadi well done ndabonga 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Shumba to Shumba, Mhofu to Mhofu, munhu wega wega ngaende kune dzinza rake arege kunetsa vanhu
Karanganda, tipeiwo headline plz todawo kuziva zvatakaona nezvatisina kuona, tinofanira nyaya dzenyu zvakanyanya
Kkkkk mambo vamwe vana matofo mambo vanongoti as long vawana ma documents vasina kuverenga kkk ini ndakamboisa nickname ya baba pachitupa ndichiti ndisabhuku kkkk kundodai muma computer book iroro harizikanwi kkk😊
Please put topic or headline try to improve we need to knw ,why you doing this now,?
Taura hako xaa
Maone problem mzukuru thought musha wava wamai vake hence its his inheritance since his mom lived there also the problem here vazukuru ava vana vemufi i4 saka kuvachekera land means divide 4 portions for them. I wonder kana anga achida kuita share the land nemaSiblings ake or he wanted it all to himself as a Spouse 😮 to his Mother on the permit paper
Kwai hama mutombo wenzara musati kna zvakanaka mutsvinya mangwana munorida asi mukada kuzvitarisa Tete kuti vasamisa musha nemurume ndezve mumusha makadii kugadzirisa zvaitadzisa kugara pamurume mumwe Tete vakawona kuti mave kushungurudza vana vavo zvichauya mudzimba dzenyu kuvana sikana venyu
Ahhhh imi. Tete vakasiya vataura wani kuti vana ava vakura ngavaende kumisha yavo. 3 vamwe vakatoenda kumisha yavo ko iyeye ari kurambirei? Kana asingadi ngaangotsvage stand yake zve mudhuze. Hapana kupfuka kunoita tete apa. Iye mudhara iyeye ndiye angaite tete vapfuke kuti muri kushingurudza dhara iroro? Haasi mwana uyo
Asi kana stand iri muzita ramai vake haana kodzero here yekutora nhaka yemubereki wake? Dambudziko mai vacho ndimai mitupo gumi
Haaaaa apa chief vabhaiza ko kana mai vasina kuudza mwana baba vake
No kuziva baba or kusaziva anofanirwa kuenda pasi semuzukuru okumbira nzvimbo munezvakanaka ,not kutobata mapaper kuti ndepangu
Inga ataura kuti kwangu ndokuziva wani ....panasekuru hapana chake
Hakuna mwana anendebvu, ngashande atenge pake asasiyira vana vake problem
Ataura anoziva kumusha kwake. Adiii kungotsvaga pake pane kukwisa ana sekuru.
Iye ataura kuti kumusha kwangu ndokuziva
👏👏👏
Mambo taurai neshona vabereki vanzwisise
Uyu anonyudxa danga rese,zvichabata ruzhinji
Wazukuru wangonetsa kuda kutora musha waana seluru
Imagine
Ngaaende kumusha kwake
Uyo mupikisi haagoni kududza kuti zvese zvandichataura ndezve chokwadi. Anoti zvese zvandindezvechokwadi?
Amai vevazukuru ava vaita wind dispersion zveshuwa vakatsudzura vana ma corner mana ese eZimbabwe, maximal dispersion
Ummm dai vamusiyawo amana
Ishe Muchena uyo was a high ranking police official at Ross Camp Byo for a very long time saka Kuwaza uyo must be careful dzinogona kuchena fast nekuti anoziwa mutemo Ishe uyo. He was unlucky to meet two intellectuals Mutasa shumba and Muchena Shawa
Muchena wacho ndeupi ?
@ scotched shirt talking from the back
@St-G2 okay ndamuona arikuziva zvaanotaura
Bamunini wangu just failed to articulate the issue under the court. Isu toziwa chokwadi
@johntinashekuwaza6262 perekedzai muzukuru kuMhondoro please, hatidi ma problems mangwana. Munozoshaiswa mufaro mumusha menyu
Kkkkk. Tete vanga vakapenga avo, 4 children of 4 different fathers? Equal to confusion
Zvimwe zvacho zvinoda focus nehupenyu hwako. Kwete kutora zvemufi nechisimba
Haazive mudzidzisey mambo vazukuru ava
Muise maHeadlines please
Vazukuru chiiko nhai imi
Kudheerera varidzi vemusha
Muzukuru ane mukonyo plus kuzengaira too much. Ngaaende kumusha kwake very fast. Mai vake vakagona vakaudza mwana mumwe nemumwe Baba vake. MHDSRIP she was a real genuine person
@@FaithKamutsungira apa kumusha kwake anoto kuziwa hake
Anoda kushwapurwa
Tete ranga riri hure. Anyway, think big
😂😂😂
Iproblem ngaaende
❤
Asi mambo kahumambo mambo kazara pavari manje, vanokata vanhu vasina kupedza kutaura.... hazvisi right..ngavapewo vanhu mukana wokutsanangura nyaya yavo
Kuti dheshe sofa rese ,nhasi ndapindawo
Karanganda woyee
Why no cap
Kushaya baba kwakaoma mhosva inoita kunge yako
𝑪𝒍𝒂𝒓𝒌𝒔𝒐𝒏 𝒂𝒏𝒈𝒂 𝒂𝒄𝒉𝒊𝒇𝒖𝒏𝒈𝒂 𝒌𝒖𝒕𝒊 𝑺𝒉𝒖𝒎𝒃𝒂 𝒗𝒂𝒄𝒉𝒂𝒓𝒂𝒓𝒂 𝒉𝒐𝒑𝒆 𝒂𝒈𝒐𝒃𝒖𝒅𝒊𝒓𝒊𝒓𝒂
Harari musiwamuka Mambo
Haaaaa apa chief vabhaiza ko kana mai vasina kuudza mwana baba vake
Abvunzwa baMambo first question kuti unoziva kumusha kwako here akati Hongu
Kana asingachengeteki zvoitwa sei
Atoti kumusha kwake anokuziva wani ko ngaende zve
Saka otora musha wavaridzi nekuti haazivi Baba vake here? He is a grown man ngaatsvage musha wake unodana Zita rake
Mai vakaudza vana madzibaba avo. Iye anotoziva baba vake. Hudofo kusaenda kumusha kwake.