ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Ahoyiiiiiiiiiiiiiiiiii chief Mutasa
Musatambe ndiMambo Mutasa 😂🤣💯❤️😎
Ini at 12 years ndainge ndisati ndatanga kutevera
Law is never applied in retrospection.
Chirungu, tipatsanurureiwo veduwe.
Ranga raitwa muchererwe upi gomba iri😂😂 Mutasa avekuita zvesahwira wake Makoni
Kkkkk ko vaita sei?
😅😅😅😅 makore awanda richifukunurwa
@@nhimbetv vakarikurumbidzira gomba iri. Kuita chikorokoza chaicho😂
@ mangwanani Nhimbe👏🏽 nhasi ndi 10 January hanti 🤔
Tavepo pa1303 Chingaira.@@tmaktmak1464
Kkkk kamoto kamberevere kakapisa matanda mberi
He should be in not kudare kwamambo
Ava chief vanorwara njere chete. Vanhu vane psychosis mental issues are real vanofosekedzerei vanhu zvekufamba. As long as we allow this nonsense in our society ticharamba tirimadununu.
Aaaaa ndiwe munhu wandatanga kunzwa achiti TUKA MAMBO unomboziva here kuti watuka zvako watuka hurumende yeZimbabwe
Mukuru wangu regai ndikuonesei pamusiri kuona. Chief Mutasa anotoziva mafambisirwe angatoitwa nyaya inenge iyi asi nekuda kwekuti icommunity court anofanira kutonga achidaro. Izvezvi ari kuita law neUNISA saka dzikamai mukuru. Anosungirwa kuti atonge achidaro
Umbori nemakore mangani nhaiwe firstly be very very careful kwauri kutambira kunonyudza wazvinzwa ndati how old are you?????
Chief vanorwara nenjere iweee kasi unogara pasi pemvura...let me laugh kkkkiii kwakaaaa
Iwe ndiwe unotorwara chete