This reminds me when I in secondary school in Nyazura staying with my grandma. One afternoon on a Saturday i was going to fetch some water i overheard two men, the business owner was hiring our neighbour to find a child and kill him for body parts. When they saw me they started to plan to follow me to the river and abduct me. Hey ndaive nezvivindi, i continued with my mission. On my way back i met them on the way back but where we met it wasn't a secluded place to do what they wanted to do. When I got home I told my grandmother and she didn't wait the following morning she went to report it to the village head. This hired man died a painful death. He fell from a tree and broke his neck and died
BaTaps murikugonesa basa😊 Sekuru MK keeping us updated ❤❤. I pity the one who's throwing himself at the family's mercy. He seems genuine. Sabhuku vacho ndambozviona nezuro. Face yacho kungwarisa. Konorio twin😅😅.
Ummmmm zvakaoma. Vanhu ngatidzidzeyi. Kushanda ne ma oko edu.Cheziya chakangobvira kunaka hacho.Kwete kupfuma nekuponda munhu or vanhu. Tinowirirana Dzinza rese😢😢😢😢😢😢😢😮😮
Nei asina kutaurira hama dzake, hama dzaSaGoro, necommunity yese kuti ndakadyiswa mapros? If you don't disclose a crime (especially pachivanhu) you become an accomplice.
Mukotsqnjera ngaaregere zvekunanga wamwe let him focus nemhuri yaanenge afambira now akubata umwe musha ko kukazobuda noise iye asisipo ⚠️. Ngaadzidze ku respector masabhuku please.
Part 4 Final masikati gadzirira
Tinenge takamirira musaneta kudzifambira
Ngaiwuye tizorore tanzwa kukwira nekudzika
Musanete chenesai nyika ,ngozi ngadziripwe kwete kuhwanda nechinamato zvenhema isu vanasikana haticharoorwe nemhaka dzavakapara dzavanoziva.
Totomirira hedu
Sofa rese dhesheeee
Karanganda tv + baba Taps =Zim Netflix 😂😂😂😂😂❤❤❤❤❤
❤❤❤❤ we love you mukotsanjera
This reminds me when I in secondary school in Nyazura staying with my grandma. One afternoon on a Saturday i was going to fetch some water i overheard two men, the business owner was hiring our neighbour to find a child and kill him for body parts. When they saw me they started to plan to follow me to the river and abduct me. Hey ndaive nezvivindi, i continued with my mission. On my way back i met them on the way back but where we met it wasn't a secluded place to do what they wanted to do. When I got home I told my grandmother and she didn't wait the following morning she went to report it to the village head. This hired man died a painful death. He fell from a tree and broke his neck and died
Yaaa wakamama
Asi gogo vakabva vatangira dusvura kuriwisira pasi here😂
Mwari anokuda
Gogo vakamupedzera Vega vakagona gogo muzukuru asati atangirwa nemhondi
Zvakaoma
Mkotsanjera ur the best vanhu ngavaripe zvinhu zvavo kuchipinge dai ambosvika zvriko varikuberekesa vana zvinhu zvawo
Shame mudhara wekudya mapros ari innocent shame ndanga ndikumuti akadya aiziva Mwari mundiregererewo uumm willing kuripa hake ndava akadya asingazive
Neniwo ndavarwadzirwa.vane Rudo nemhuri yavo.vatoziva ndikasaripa mhuri inopera
Varikundirwadza baba iwawoo
Problem after eating akaudzwa chokwadi and he decide kunyarara zvakangofanana nekuona munhu achiurayiwa mufi anotokunetsa
@@PainKawiwiuku anotoratidzawo kuti haana kana chiro zviro zvakatovaomerawo ummm
@@chingombedaries Rega nditi pashimanyika maybe udoti i jee rasamanyika asikuziva kuti ichokwadi
0779 191 618 Sekuru Mukotsanjera
Mapedza masports iwe woshora
Aaa
Ndokugona zve uku baTaps
Thanks bataps for Mukotsanjera number.
Nayo Netflix yedu Karanganda TV nasekuru Mukotsanyera ❤
Imi muchanyora zvinyadzi😂😂
Takakuudzayi kuti Zimbabwe yese ine munhu 1 anoziva kugadzirisa misha, matare , midzimu nengozi
Sekuru mukotsanjera torai maruva enyu muchiri muupenyu you are one in a million ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Sekuru batsirai vanhu
Ukanzwa ka hosho koridzwa ziva kuti paakudaidzwa marangwanda 😂
Kkkkk kamukomana zveee
😂😂😂 yes marangwanda as my name 😂😂
Kkkkkk mauiro avanoita manje kkkkk pakaipa wongonzwa yava mhere😅😅😅
😅😅😅haunyepi
Rekai obva ataura hake
Yoh, kunhongwa muchaunga kamuroora ako. Mukotsanjera isimbi. Kuudzwa chokwadi kuti unobudirwa nemudzimu. 😅
Haa uyu akaoma uyu mabiyangu anoita kunhonga tsono manje
Rekwake rinenge ravhenekerawo sure ndanzwa tsitsi nazvo
I think ndosaka vanhu vachiuya vakawanda unenge uchiti ndogona kungononhongwawo dambudziko rikapera
Ndapa kutenda maihweee tsvimbo inonhonga iyo
Zvamanjemanje Mkotsa Njera ndiye anemaGolden bhutsu
chokwadi
Baba Taps munotigonera mufunge rambai makandzvanya especially mukotsanjera na chief Mutasa haaaaaa
Uuum ndatoti nhasi ndini ndatotanga pa3mins patove nevanhu 130 yaa karanganda kwave kuseri thanks baba taps
Mavekutoshanda pakaranganda chete imi
Kindly can anyone tell me what's happening with Headman Chigodora I miss his traditional couts
Vane channel yavo vega
@@elizabethnyabadza9318 Can you kindly send me the channel I miss so much his wise advice
But its not posting anything
@@faraichitambo4268 true that's why I am searching the where about of the Headman of the year Headman Chigodora
I love Sekuru Mukotsanjera becoz panyya dzengozi hatengeke uye hatodi cut
that's true chokwadi..
Mukotsanjera my crush ndirikukudaiwo kumusha kwedu....kwaita zimuroyi mumusha ummmm.ikokwa headman Chigodora uko
Sekuru Mukotsanjera number one pakubata basa iro mutumwa muri the best keep it up
Baba Taps iyo yabuda pa phone apo yendimi idzo hatina kuiwonawo sei tipeiwo please tifambirane 😂
😂😂😂😂😂😂 Tsvimbo iyo haa kuseri manje Mukotsanjera anoudzwa zvese nayo
Ndoda kunoiba
@@tkgumindoga1301 unoiba cei usati wasvika inenge yato reporter kare
Kikikiki chinenge chareporter kare
Morning morning the People's Republic of Karanganda 🎉
Vanhu vaMwari ngatibatsireio uyo murume akadyswa nekusaziva veduweee zvinorwadza anofanirwao kuripwa neakamudyisa kn achinge apedza kuripa yekudya kwakaita
Mhosva yake akaudzwa kuti wadyama order emunhu and he deside to keep quiet
@@chingombedaries oh ok kunyarara uchziva chokwadi yeah
Asi iye akamudyissoka anofanirwa kumuripa chaiko achiri mupenyu coz akafa ichaitao ngozi
Wakadya asikazivi bt akazoziva apaedza kudya why asina kutaura
Shame ndamunzwira tsitsi veduwe
Waiting for part 4 hangu. Thank you doctor Mukotsa nababa Taps tiri kufunda
The walking dead 💀 😅😅😅😅
Ndyn arikuona kuti mwana anzi anemudzimu she's beautiful hke
Baba vekudyiswa ndavanzwira Tsitsi zvisinagite mmmmmm hupenyu hwakaoma zvawo. Dai ndine mari ndaiva batsira. He is sincere.
Irikupisa iyi Karanganda waiepo ere, thanks ba Taps 🎉🎉🎉
Zvakaoma mhuri kumba ichifa nenzara mari dzichiripa ngozi,sori henyu baba magona sunungurai vana.Goro nzwira baba ava tsitsi 😢,ndazochema Goro paavabata ruoko shame😢
Uuum but this man is getting more than he has bit munhu akango dyiswawo asingazivi haangafanane nevaiziva.
Chokwadi ndavanzwira tsitsi
Yaaaa ndatenda zvangu TATEGURU MUKOTSANJERA OUR VERY BEST DOCTOR uuumm nezviripasi pemvura vakomana
Eish the way am in love with this channel, but am not in love zvangu nemunhu kkkkkk❤❤
Thanks ba taps tiise maoko Tsoka mbwaa yegorongoza❤❤❤❤❤❤❤
BaTaps murikugonesa basa😊 Sekuru MK keeping us updated ❤❤. I pity the one who's throwing himself at the family's mercy. He seems genuine. Sabhuku vacho ndambozviona nezuro. Face yacho kungwarisa. Konorio twin😅😅.
Kkkkkkk konorio fr me
Vakutondisiririsa baba avo uku kusaziva kuti arudya nyama ya sagoro ummm
I love mukotsanjera he knows his stuff
Ummmmm zvakaoma. Vanhu ngatidzidzeyi. Kushanda ne ma oko edu.Cheziya chakangobvira kunaka hacho.Kwete kupfuma nekuponda munhu or vanhu. Tinowirirana Dzinza rese😢😢😢😢😢😢😢😮😮
Zvinonzwisa Tsitsi veduweeee apindawo munyaya nekusaziva kusheedzwawo kudya wodya usingazive now woripiswa 😢
😢😢 zvakaoma
Nei asina kutaurira hama dzake, hama dzaSaGoro, necommunity yese kuti ndakadyiswa mapros? If you don't disclose a crime (especially pachivanhu) you become an accomplice.
Nyaya iyi yaane almost 15yrs Goro aurawa.
Problem akaziva akanyarara
Hokoyo naSimboti! fambai nacho chirongwa Changamire! justice and the truth shall prevail nyaya yakakomba iyi inorwadza vanhu kuita semhuka hamutyinei kudeura ropa?...
He should respect maSabhuku please ngaasaone seene chimuti iyeee viewing from Manchester United
Eish zvekungopihwa nyama uchidya izvi zvigoregwa ndanzwa tsitsi nababa avo shem😢
Avo Baba vekudyiswa Mach*nde vanondinzwisa tsitsi zvangu
Ehee veduwe ngavarerutsirwe
@@shumzaali714 vanosiririsa😔
Aifanirwa kutaura paakaudzwa but akanyarara akuziva
Neni vanondisiririsa
Vanosiririsa zvekuti mufunge kudyiswa usingazive veduwe apa kusataura pamwe aityawo unoswourayiwawo apa akuripiswa kudaro iye wacho anotoda kurutsiswawo ah
zvakaoma zvirimunyika umu
Kwahonde hubhinya hwacho wanotodya nahwo kuuraya munhu kwavari kwatove kuuraya huku chaiko
Sabhuku bhoo here ndoona sekunge dzisina kunyatsoti kunge dzisimo 😢
Mukotsanyera pullooooo imboshanyao rusape mabhinya arikuurayao vanhu pamberi nokuripa ngozi
Dai vadzimu vangu vandipawo mari i wish kusimidza sekuru ava vambotsika mumusha medu haaa mune zvidhara zvakaora musoro nehurombwa😢😢😢😢
Taura hako dayi mari yawanikwa chero ini kwangu ndovadawo vatsike
Mwari chengetai Sekuru Mukotsanjera 🙏mabhinya apere Amen
Baba Taps udzai sekuru Mukotsa vagopawo mdara uyo mupostori 2 mins achiporofita😂
Baba vatanga kubvuma avo vandirwadza kuitiswa here veduwe voripire kudyiswa haaa zvakaoma zvonzwisa tsitsi
kkkkk kumusha kwamai vangu honde yooooh mabhinya ainetsa
Icho mkotsanjera ❤❤❤ ngirozi yengozi ❤❤ chakatumwa ichoo
Patiently waiting for part 4, zvakaoma hazvo 😢😢😢😢
Baqinisile ukuthi ICALA KALIBOLI
Bathi Likhona eliyisithutha.
Okulempondo aku goqelwa namhla ziphumile impondo emgodleni 🙆🙆
Baba vekudyiswa avo. Vanondinzwisa tsitsi zvangu. Dai vasunungurwa havo
Neni wena. Mhepo dzakangooma. Ka250 ako.pamwe ndokese
Taura hako ndanzwa tsitsi
Mwari amunzwire tsitsi
Iih veduwe zvakaoma vanhu vanehutsinye dai mwari avasanungura
Neni ndanzwa tsitsi mufunge
Imi maivepo here Yoh baba taps zvakarema izvi
Doctor Mukotsanjera tokudai kwedu kwa Gutu Basera kune mhondi dzakauraya bambo vangu nhasi varikujaura kudya nekumwa
Kugona hakumanikidzwe ❤❤ pasina Karanganda hapana isu , pasina isu hapana Karanganda 👌💯😊
Kindly can any good Samaritan kindly help tell me the where abouts of Headman Chigodora I miss his traditional couts so much
Ingotsvaga pa TH-cam kuti headman Chigodora inobuda.vane channel yawo
@@mesiMutepfa I am searching everyday but I am not getting anything about the Headman of the year Headman Chigodora
Havasi kuposta pane mubvunzo.
❤❤❤ karanganda tv 📺 ♥️ ❤️ sekuru mukotsanjera
Is this drama performed as theatre?
Good luck handina kuzvarirwa kuhonde valley kumusha wemabhinya
Is he safe kana ataura zvakadeeper zvemuridzi wechigayo,hope haaurayiwi asati apedza nyaya dzake
Ko sei baba Taps musina kutipa part yendimi iyo
My favourite channel Karanganda, kuti dheshe sofa rese.
baba ava vane yellow ndavanzwira tsitsii ngavaregererwe veduwe ayisi mhosva yavo
Mukotsanjera chibaba aaaah ndabvuma hangu. Tsvimbo yake inonhonga metwrk ndabvuma ini
Panoti sekuru tsoka APA patoshaisa mweya wangu rugare vamwe vese Havana bsa😂
mokotsanjera vakuru ,makhekhe,avandichiremba vemakoko,vadumba,i salute you, mukotsanjera
Sabhuku musaite Chinya ndimi mukuru hanty chidzidzisay vasirikuziva Ava zvazvinoitwa kwete kuramwaa mune nyaya sabhuku musaite kunge Mwana mudoko baa
Karanga you are on track I love u team u are the best
Was waiting for this thanks baTaps
Samukotsanjera number 1 God bless u forever and ever
Baba taps kune iri pa.25 Miles apo mwatii ndiyo pane ngozi iri🎉 kubuda
Ndikagaragara ndinotarisa kuti kunei😮 karanganda voye vanhu voye muriko here
Mudhara uyo akundichemedza Kani Ari innocent mufunge chete yangova Ngozi zvayo Dai vamuregererawo weduwee kana kumupawo mutongo urinani ...ndachema chaizvo paabatwa ruoko nengozi
Hulululululu baba mabatwa maoko zvenyu zvikuita imi mamhoreswaa farai zvenyu zvikuchena manje uno asi itay puuu tambai mega
Ko part 4 vedu😢😢😢
Ndanzwa tsitsi na baba vane yellow avo veduwe ka ngavangoripa zvipere mmm
Ngozi asina kusangana nazvo haangazvinzwisisi Ngozi inorakasha
Headman Chigodora vakati ziii mazuwano baba Taps zvirikufambasei kwaChigodora uko tasara ngesoko wee
Wane channel yake
Plus headman vakuda kubhadharwa kana muchida kutora dare ravo pakaipa wena
450 or more inga makaitawo mari ne Ropa rake kwe Makore itori shoma
No amount of can bring him back havatozive ngavabviise sure😢
Sabhuku hamusi kunzwa nyaya imi ingotii handizive pamwe kune achauya😅😅😅
Mukotsanjera the golden award is yours I salute you
Baba wekudya awa dzinenge dzakutorasika ....zvakaoma weduwee nyika yakatakura kurema
Mukotsqnjera ngaaregere zvekunanga wamwe let him focus nemhuri yaanenge afambira now akubata umwe musha ko kukazobuda noise iye asisipo ⚠️. Ngaadzidze ku respector masabhuku please.
Kana tsvimbo yake ichimutuma. Orega here. Uyo akatumwa kuzotokonya ngozi
Tsoka simudzai ngere ngere tiende varidzi venyaya nevana vavo mudzimba mavo ngavaone mufi achifamba ngavashaye rugare pakara vagadzirisa nhau iyi
Part4 how far
Haa chivanhu chiriko gyz izvi chero ukanamata wakauraya munhu hazvishande it's better kuripa ngozi wozononamata wakachena
Pano hapatangike zvokwadi panenge Pati chuuuuuu mangwanani vadikani vepa Karanganda ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Honde valley chii chaizvo vakoma muchiri muzimbabwe hr kana matove imwe nyika
mukotsanjera to the world🎉🎉
Ini ndikaurawa ndouraya vanhu every week ndopedza dzinza rese ,coz look now mhuri yotambura nokuda kwemunhu sure
Mukotsanjera the man of marangwanda
Sabhuku wacho tsvina kunga angobvawo kuzvidhina nemvura ishoma kugeza ichando here imiweee
Mukotsanjera pangozi number 1
Hey Honde Valley my area
Karanganda ❤❤❤❤❤ Our Own Zim Netflix
Munhu akapidza baba awo manyaya mwari awe naye moyo wangu ukurwadza ndikavaona😢
Ndarwadziwa nababa vekudyiswa vadingazivi avo xem😢
Vaida mastand kwachigodora vaye heyo yabuda honde under mambo Mutasa 😂😂😂
Unoswera wauraiwa naye uyo
But hazvisi fair pamudhara uyo akadyiswa uyo haana kuuraya munhu onzi mombe 10 ndopandizopesana nechivanhu ipapo
Ngozi haina tsitsi veduwe baba avo vakadyiswa vasingaziv😢😢😢
Chovhayi ndima ba Taps