KINNAH ARRIVES VERY EMMOTIONAL MEETS SEH CALAZ AND GAZA COMMANDA

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 19 ส.ค. 2024
  • REMEMBER TO SUBSCRIBE....SHARE LIKE....COMMENT

ความคิดเห็น • 55

  • @sojahmudzviti7724
    @sojahmudzviti7724 3 ปีที่แล้ว +4

    My Condolences to Musaka Family,Super Yut, Ricardo, Fire King and the rest of Conquering Family, Gaza empire, Kinnah, Wadis, ConqueringBandit, Jungle Mannah Mannah,Chill Spot, Changara, Gully hatikanganwe and the rest of Zim for such a great loss. Akarwadzisa hake mukomana.
    Kuvakomana Kinnah and Seh Calaz paya makati ma1 atanga muina Sauro, ende zveshuwa makatomatangidza hamuna kumira kusvikira nhasi uno first time in history Zimdancehall Artist kupihwa ruremekedzo (Provincial Hero). Zvino Sauro zvaatisiya ndinovimba kuti vakomana muchasimudzira ma1 iwayo nekuti makamatanga muri mese. Purizi ndakumbira musasiya Zimdancehall ichiuraiwa nevakomana vema 1 hit or vanoimba maJokosi.
    @Kinnah Mr Mbare, u have a natural voice remaNgoma chairo. Mukoma wedu akatiraira paNgundu Ngundu akati siyanisai maStaira, daira kana uchinge washaura. Pamakaimba "Musombo" makarakidza hunyanzvi ende zvemashuwa makasiyanisa maStaira uyezve ngoma rakanorira kwese kwese. Saka nhasi uno ndikuchema nemi ndichingoti "we want Zimdancehall to last forever, musakanganwe kusiyanisa kuti tirambe tichirira, uyezve itai mangoma atendereke". Tendererai mumaStudio, kumaNgoma Depot (Chill Spot) musakanganwe kusvika nekuti vakomana vanotenderedza mangoma havo. Ndimi 1 munhu anozadza Stodart zvisina nharo. Rovai ngoma sezvaisimbiswa naSauro, musanetere ma1 amakatangisa.
    @Seh Calaz MuBhandit Mambo Vehondo, tasuwa maDiss zvaMwari chaizvo. Ehe ngoma mukurova henyu asi ndinogoti dziya dze maDiss dzainaka kamunakiro kanonaka. Remember vakomana makarira zvekuvharira Nyika yese angori maDiss. Wakati " Sauro Sauro" iye akati "Ndakamukwapaidza", mazuva acho mangoma akaita National anthem zvekuti vamwe vaimbi vakatoona kuti zveshuwa Ma1 atanga, Mbare ndoo yakutonga. MaShow aisapera kusvikira mazongoti "Conquering Bandit" zvinhu zvichifaya. Nguva yemaDiss payakapfuura, wakaramba uchirira kusvika nanhasi. Sauro akabva atangawo kuririsa kusvikira atisiye. Aivhika vhika kumangoma achimisa vapfanha vese vetuma 1 hit song and he managed kuramba aka maintainer pace yamakanga magadzira pama1 atanga. In short he managed kuramba ari iye pace setter kumangoma. Zvino mukomana zvaatisiya, ndiani acharamba achinanganisa iko kuri kungouya maArtist anorova a few hit songz zvobva zvapera? Zimdancehall inofira mumaoko enyu vakomana mukasasimba. We kno u ndiwe mambo wehondo and kungoshama 1 song ye diss inotorira kwese. So as 1 of the Zimdancehall biggest fan ndakumbirawo or I suggest the following:
    Whilst we are waiting for another Zimdancehall King to arise
    Seh Calaz since murimi mambo veHondo imbotipaiwo zvinyowani zvinopedzera Ngirozi yeHondo (Silent Killer) motirakidza kuti ndimi muchiri mambo weHondo. Asi ndinoziva kuti Ngirozi yehondo mukaityora wing (1 diss song) haizoshaye kamuFlyiro. We want dis for dis, ngoma for ngoma, it won't be personal ndezvebasa chete. Pluz live shows haaskuitika zvekumhanya coz of covid, so to spice up things a lil bit tinee tichizoda kaSting tichirova live streaming and ipapo hapana anokanda maCan,,, kutongoponderana musaga entertaining Zimbo's whilst muchitorawo mari muLockdown muno. Please don't get me wrong, ndezve Gauro chete,,tinotodawo maFriday night Sting mufunge. Ngatifambirane nenguva, u r artists, so yese its art and munotora Gauro vakomana, tasuwa mangoma chaiwo +
    Ma live streaming shows ariko now aya haanyatsorina kaThat esp uchitiimbira maSong atoziva.
    Seh Calaz and Silent Killer, ndikukumbirawo for u just to spice up things a lil bit mangoma asafe. Ingawani nyangwe America vane Friday night Smackdown ne Monday night Raw,,yese its art haasi maPersonal. Hapana chinokutadzisai kutitangirawo Friday night Sting toita live streaming imi motora mari isu totora kunakirwa nengoma.
    Nash TV, Passion Java, itai zviitike Zimdancehall isafe.
    I hope munondinzwisisawo.
    #Taking Zimdancehall to another level.
    #Thinking outside the box
    #Art.
    #KuZimdancehall hakuna aiita freestyling any name or anything achi rhymer 4 lines untill Sauro atirakidza another level of Art and he went viral. So let's take it further.
    #Think outside the box and save Zimdancehall.

    • @Bigstteppa
      @Bigstteppa 4 หลายเดือนก่อน

      You wrote all this

  • @runologistics2491
    @runologistics2491 3 ปีที่แล้ว +3

    RIP my hero souljahlove forever missing you until we meet again

  • @swemarichardmakonope1532
    @swemarichardmakonope1532 3 ปีที่แล้ว +1

    Ngwendeza wakarwadzisa kuenda usina kuti bye bye.go well Sauro

  • @user-hh4xz2rq9f
    @user-hh4xz2rq9f หลายเดือนก่อน

    Mudharakinnah haaa vakarwadziwa Rip sauro

  • @jonathanjhoey2685
    @jonathanjhoey2685 3 ปีที่แล้ว +8

    magariro aKinnah

  • @piazapetit145
    @piazapetit145 3 ปีที่แล้ว +6

    slim doggz , I wish you interviewed supper yut ,that mad was like soul's belt .Was happy they made up after bleep

  • @evidencemunyengeterwa6330
    @evidencemunyengeterwa6330 3 ปีที่แล้ว +1

    RI power king sehcalaz be strong my guy stay strong

  • @rudomubvumbi3909
    @rudomubvumbi3909 3 ปีที่แล้ว +2

    Sauro varwadzisa munhu vese😭😭😭 rest in peace chibaba

  • @shemah.kubhendakubhenda4214
    @shemah.kubhendakubhenda4214 3 ปีที่แล้ว +2

    Mr mbare masiiwa boyz dzangu mashota amana

  • @MunasheFrashishiko
    @MunasheFrashishiko 8 หลายเดือนก่อน

    Pane asipo zveshuwa😢😢continue to Rest Easy chibaba

  • @maudkadonzvo1133
    @maudkadonzvo1133 3 ปีที่แล้ว +2

    Shame sry Kinnah .be strong my bro nguva neyaMwari

  • @shephardpanashesvondo3390
    @shephardpanashesvondo3390 3 ปีที่แล้ว

    Kana ndiwewo mumwe wangu huh MR MBARE vakarwadziwa

  • @prospermupfurutsa9369
    @prospermupfurutsa9369 3 ปีที่แล้ว

    Zimbabwean mane 1love maje rambai makadaro

  • @youngblurcvy4672
    @youngblurcvy4672 3 ปีที่แล้ว +1

    More respect for kinna

  • @melulekindluvu3548
    @melulekindluvu3548 ปีที่แล้ว

    Honai smart yasekalaz

  • @vimbaimhere5619
    @vimbaimhere5619 ปีที่แล้ว +1

    Thanks guys for your support, rip chibaba

  • @tafadzwamuzenda7
    @tafadzwamuzenda7 3 ปีที่แล้ว +5

    Tikuda masongs akasiya arecorder ngabude

  • @elijahmusic9489
    @elijahmusic9489 3 ปีที่แล้ว

    Haaa bhanditi rarwadziwa coolaz yacho ma1

  • @priscadwachenuka8870
    @priscadwachenuka8870 3 ปีที่แล้ว +6

    Team iri rakabvarurwa iri nemadrugs

    • @carringtonmangwroi3241
      @carringtonmangwroi3241 3 ปีที่แล้ว +4

      I sha usadaro team irikurwadziwa team iri rakakura rese muma streets vachita yese yese yema street kids surviving by any means nana killer nana jah luv. Ava ndovanhu varikurwadziwa kana doro haridhake

    • @priscadwachenuka8870
      @priscadwachenuka8870 3 ปีที่แล้ว +5

      Ehe they are in pain zvinorwadza vaive vese pese that's why vachizodhakwa zvavo coz zvaunosanganz nazvo muhupenyu ma1

    • @sirhumphrey5538
      @sirhumphrey5538 3 ปีที่แล้ว

      Saka

  • @pardonmasiya441
    @pardonmasiya441 3 ปีที่แล้ว

    kinnah arwadziwa sure

  • @tapera9634
    @tapera9634 3 ปีที่แล้ว +1

    Nah gwan seh

  • @melodiemparso89
    @melodiemparso89 3 ปีที่แล้ว

    Sei tisirikuona super yut

  • @divinemutenje6702
    @divinemutenje6702 3 ปีที่แล้ว +4

    Bhanditi easy as always🔥

  • @nonozvomz1125
    @nonozvomz1125 3 ปีที่แล้ว +1

    Ava ndivo Hama dza Sauro chaidzo

  • @admiremasadza8657
    @admiremasadza8657 3 ปีที่แล้ว +1

    Rip king

  • @margretkapikinyu5131
    @margretkapikinyu5131 3 ปีที่แล้ว

    Enzo. ishall

  • @ninjaboyninja4069
    @ninjaboyninja4069 3 ปีที่แล้ว

    Mr mbare vabatikana

  • @exabiotakundwa4965
    @exabiotakundwa4965 3 ปีที่แล้ว

    Sorry Kinnah 😢😢

  • @hudwellkhame5932
    @hudwellkhame5932 3 ปีที่แล้ว +2

    Kinnah akabatwa

  • @melulekindluvu3548
    @melulekindluvu3548 ปีที่แล้ว

    Vaimbi vekumusha vane mavoices akanaka asi ivo zvavakaita mmm kunyangara amana siyayi madrugs

  • @aishandala5724
    @aishandala5724 3 ปีที่แล้ว

    Ma1 chaiwo

  • @peacemilcah3327
    @peacemilcah3327 3 ปีที่แล้ว

    Vakanaka ndovanoenda

  • @khumbulanidaviespepa3111
    @khumbulanidaviespepa3111 3 ปีที่แล้ว +1

    Ko vana Enzo varipiko

  • @dailymzansi7500
    @dailymzansi7500 3 ปีที่แล้ว

    Why is it Munhu wese anoimba pazim they have dreadlocks?

    • @masonldn8647
      @masonldn8647 3 ปีที่แล้ว

      It's just a hair style , many of those that don't sing have them too but you just don't see them on TV. Many of them have this Rastafarian movement lifestyle or wannabe I guess

  • @desiremadoro8477
    @desiremadoro8477 3 ปีที่แล้ว +6

    Spelling yaEmotional iyo paVideo title...veduwe musadaro

    • @FAFI_TDO
      @FAFI_TDO 3 ปีที่แล้ว

      😹💔

    • @napstardaghettokid0946
      @napstardaghettokid0946 3 ปีที่แล้ว

      😹😹😹💔

    • @themovementtv3902
      @themovementtv3902 3 ปีที่แล้ว

      Hatisi varungu chero wanzwa badzi

    • @desiremadoro8477
      @desiremadoro8477 3 ปีที่แล้ว

      @@themovementtv3902 hmmm humwe hudofo hauneyi nekuti murungu kana mutema jah man..musaDefender zvisina basa...mwana weGrade 3 anonyora pakanzi emotional....

    • @thabiiemoyo4230
      @thabiiemoyo4230 3 ปีที่แล้ว

      😂😂😂

  • @ezramugwagwa865
    @ezramugwagwa865 3 ปีที่แล้ว

    Kinnah ma Drugs unomawanza