i think the reporter dei arimunhu akakwana aidzidza maturity from ManaMana. Thanks for your maturity ManaMana " Hatidi kupomera vanhu, ndiMwari vaita kuda kwavo" thats maturty. RIP Sauro
This guy is so matured....Like the way he talks though the reporter akuda kumuisa mazwi mukanwa he aint blaming anybody for the death of his friend since he knows jah love's condition
How can someone with 5senses interview zverufu arioverexcited soo nhaimi wagomuchato here... Please tiripakuchema hatidimuedzoo nemi RIP LEGEND your legacy will remain forever 😪💔❤
Nash TV...this is pathetic. Sending an immature insensitive joy seeking brat to cover such a sensitive moment.. Have some respect mhani.. Those people might be ghetto youths but they are hurt and ManaMana deserved a better line of questioning....
@@einsteintesla9930 ManaMana is Sauro's best friend..we all know that... my issue is the child reporter lacking sensitivity in the way they are asking questions.. This isn't a reality show..its a funeral..
@@einsteintesla9930 we ok with his best friend speaking. The problem is the presenter/interviewer arikutaura kunge arikudaidzira Dynamos yagohwesa Bosso kuti nyika yese ifare. Its the misplaced hype that we are not ok with.
i have no doubt you were truly his best friend, hanzi hatidi kupomera vanhu ndezvaMwari... soul jah aisa pomera kana kunongedza munhu. pakaipa mamwe mavanga haapore
Reporter ulamawala funda ukuchuma nxa kukhulunywa indaba zemfa ubeke amaphaphu phansi uzince what kind of presentation is that it's like you are happy about his death wawana zvinokunakidwa kwana iwe tsaga
Angikaze ngibone isphiphithi esingaka lokhu ngathwetshulwa yingwe. AbeNash should seriously reconsider their brand. This is not it from the interviewer!
Yowe!! This reporter. He has already been told kuti munhu ane sugar!! Asi hanzi aurawa nemunhu here? Dai ari muroora taiti ngaadzokere kunorairwa nanatete!
Amanaka! Vanhu vanenge vana Manna Manna havafane kubuda paTV. Ever since makambomuona here imimi Manna Manna uyu. Ma Gangster haafanirwe kufilmwa boys! But hapana! Tongoti ndiSauro, abudikira panhamo! Tiri pakuchema! But ndatotaura pachikuru so!
@@Tatendamaxwellnhundu8ight Shaa Mana Mana na Punhani, ukunzwa here, kwaGwenzi nana Kemikari kufiyo, panext paMonya na Van Damme, ukunzwa here Shaa. Ah ndarwadziwa mhani Shaa 😭
This reporter ka, journalism yake akaiitira kupi? You have to use a certain tone for a funeral. Kuchunjuruka pafiwa hazviratidzi kugona basa. Ukataura wakadzikama news dzinosvika
@NashTV i have been following the funeral updates and interviews. Some questions are NOT necessary, in honor of Soul Jah Love and some questions can be asked in a DIFFERENT way that should show maturity and that we are in mourning. This is not a Gala, the interviewer is HYPED a lot
Mana mana sorry hako warasikirwa shuwa ,shamwari yako yabaya,its so sad hey ,Interviewer Zim haina mastandards akadaro just ask important questions chete
Saka presenter chaari kuitira dzungu ipapa chii.Yahman yahman! kuita sei. Overzealous parufu nhai??Tone dzenyu zivai padzinoshanda. Saka patori neka song kaya kepa radio Zimbabwe(yyee yeee iyeee!!). This is a serious situation for the nation. #youletusDownNash. nxaa
i think the reporter dei arimunhu akakwana aidzidza maturity from ManaMana. Thanks for your maturity ManaMana
" Hatidi kupomera vanhu, ndiMwari vaita kuda kwavo" thats maturty. RIP Sauro
ManaMana a friend in deed, no need to point fingers, God has taken what is His
This guy is so matured....Like the way he talks though the reporter akuda kumuisa mazwi mukanwa he aint blaming anybody for the death of his friend since he knows jah love's condition
Sauro akati......Usafe wakapindira nyaya yangu Na Mana Mana nekuti mangwana unofuma wonyara🎶🎶🎶
Iwe reporter, stop being overexcited about this funeral. Maturity is seriously needed here.
nhai arikutoita seakanganwa kuti ariparufu
Akavhavhauka
Technology is gradually overtaking humanity. Kuna Camera kwacho mmm
😂
He is excited for nothing
I once saw a vacancy post ye Nash tv yaiti no experience required. This is the outcome
Sylvester 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂
😂😂😂😂
@@daphnesonga6793 deph hahaha
nhai veduwe😂
NASHTV you are growing as a brand, this Presenter is Nonsense to say the least.
How can someone with 5senses interview zverufu arioverexcited soo nhaimi wagomuchato here... Please tiripakuchema hatidimuedzoo nemi RIP LEGEND your legacy will remain forever 😪💔❤
Well said mane mane , ndi Mwari aita Kuda kwake
Agona sometimes you don't have to judge
Manamana was very very talented when it comes to soccer, ana Khama inyana when it comes kubhora in Mfombi but hey life sooo ka. By the way RIP Jah Luv
Ahh lovelyy
Titone vanhu vakawanda vakadaro wena bt vasingazosvike kwavanokodzera chaiko. Life isnt fair
Geez you are not reporting a soccer match! Have some sensitivity
True hako
He is crazy shame kunge zve dambe
Akazhandukira
Reporter dzungu ita shoma
Nash TV...this is pathetic. Sending an immature insensitive joy seeking brat to cover such a sensitive moment.. Have some respect mhani.. Those people might be ghetto youths but they are hurt and ManaMana deserved a better line of questioning....
i agree, he is HYPED
Taura hako hype yacho is misplaced
apparently its his best friend speakng
@@einsteintesla9930 ManaMana is Sauro's best friend..we all know that... my issue is the child reporter lacking sensitivity in the way they are asking questions.. This isn't a reality show..its a funeral..
@@einsteintesla9930 we ok with his best friend speaking. The problem is the presenter/interviewer arikutaura kunge arikudaidzira Dynamos yagohwesa Bosso kuti nyika yese ifare. Its the misplaced hype that we are not ok with.
Jamaican language goes with its culture in Zim we have our cultures know your place guys and give respect
What kind of a question was that? At least show some respect mr reporter. 👊🏾👊🏾 mana mana wagona kutaura,im humbled.
i have no doubt you were truly his best friend, hanzi hatidi kupomera vanhu ndezvaMwari... soul jah aisa pomera kana kunongedza munhu. pakaipa mamwe mavanga haapore
Reporter tone it down a bit. U are reporting a funeral. Pane pamwe pasingade dzungu. RIP Sauro
True kuvhengedzera kwacho kunge munhu ari kureporter zvekuhwina jackpot irwo rudi rufu serious he must mind his voice and tone
Yaaaaa this guy he is matured no pointing fingers
Wow he's so wise n matured well said 👏👏👏
Well said Mana mana. Mwari vaita kuda kwavo. Travel well Chibaba. MHSRIEP. Not many understood Soul Jah Love...He was a great guy...
Ndikutonakirwa nekubatwa kwakaitwa team rese iro en mogo dzikurohwa size
Yaa vodiiko life yacho yavaremera my dea
@@chntymnemo3964 zvinowuraya asi slow but sure
Reporter ane Bhero redzungu
Chaari kupaparikira panguva yekurwadziwa chii
Rest in peace Chibabababa🕊️🕊️🕊️
nash tv must standardize
never thought he is that mature hand up for mana mana respect elder 💯💯💯💢
Reporter must be fired asap before arohwa nevanhu
Soul Jah love knew what was up. Pane zvaakaitwa. Zvisinei only God knows. Rest in power Mukoma wangu, mhofela
Thanks Mano mano its the response for me 🔥🔥🔥 you showed maturity avo presenter avo iZero what kind of a question is this
NdiMwari vaita kuda kwavo. Apo wataura mashoko makuru.
This interviewer, honestly. This is a funeral and not a concert. Grow up, and start talking with respect and not this fake Jamaican language.
👏🏾
well said.. its not easy to acknowledge ill health ... this chap's passing is a function of insufficient provision on multiple platforms
NashTv makuzvinyanya mibvunzo yenyu iyi
Nyorai Zita ra interviewer uyu kukaita nhamo kwavo tisvage anedzungu rinenge rake kunoita interview kwavo
Toendesa Van Choga
So mature....Mana mana......Mwari vanomuzorodza tose tichanyaradzwa
Nash TV dzidzisai reporter how to present him self parufu mhani....anonyadzisa
Reporter wenyu uyu iDAKO
Dzungu Dzungu Dzungu reporter.
Thanks boss Manamana magona speech
Good Response from Mukoma Mana mana but the reporter must improve on the reporting skills .
Reporter ulamawala funda ukuchuma nxa kukhulunywa indaba zemfa ubeke amaphaphu phansi uzince what kind of presentation is that it's like you are happy about his death wawana zvinokunakidwa kwana iwe tsaga
Angikaze ngibone isphiphithi esingaka lokhu ngathwetshulwa yingwe. AbeNash should seriously reconsider their brand. This is not it from the interviewer!
Yowe!! This reporter. He has already been told kuti munhu ane sugar!! Asi hanzi aurawa nemunhu here? Dai ari muroora taiti ngaadzokere kunorairwa nanatete!
😂😂😂😂
Amanaka! Vanhu vanenge vana Manna Manna havafane kubuda paTV. Ever since makambomuona here imimi Manna Manna uyu. Ma Gangster haafanirwe kufilmwa boys! But hapana! Tongoti ndiSauro, abudikira panhamo! Tiri pakuchema! But ndatotaura pachikuru so!
Sure ndatotangawo kuwona ManaMana ipapa
@@Tatendamaxwellnhundu8ight Shaa Mana Mana na Punhani, ukunzwa here, kwaGwenzi nana Kemikari kufiyo, panext paMonya na Van Damme, ukunzwa here Shaa. Ah ndarwadziwa mhani Shaa 😭
@@storeroom1503 handivazivewo vanhu ava hangu but huuh Sauro andirwadza Huuh boys akufanira kuitwa National hero kwete ma provincial avari kutaura aya
Muri mafans hamusi Hama kana shamwari dzaSauro kwanai.
@@tawandatawanda8388 Ko tadii futy
Reporter hmmm vakavhengedzera
Last number 🤬
very good speaker sahwira
I'm not sure if its the passing of this legend or the crowd of people without masks thats making me want to cry.
NASH TV tsvakai ma reporter, anoziva zvanoita ,,,,,its funeral not a soccer match
Haa wataura chokwadi ndi mwari vaita kuda kwavo
This reporter ka, journalism yake akaiitira kupi? You have to use a certain tone for a funeral. Kuchunjuruka pafiwa hazviratidzi kugona basa. Ukataura wakadzikama news dzinosvika
Fire this journalist
@NashTV i have been following the funeral updates and interviews. Some questions are NOT necessary, in honor of Soul Jah Love and some questions can be asked in a DIFFERENT way that should show maturity and that we are in mourning. This is not a Gala, the interviewer is HYPED a lot
Go well the Pioneer of Zim Dancehall
Ah chizhengure china reporter ka mabhureki Acho ngambodzora💔😭
Aaaa dzungu racho maone
Kunge munononga maPresenter ayaa,same neumwe akaita Ricardo musadaro Nash Tv
Level rako rapa highest level king dzidza kudzikama mabvunziro ako aneka dizzy mukati
I could just throw a dislike because of that reporter...a bit of sensitivity is required...eh
Mwari wangu ndarwadziwa ini 🥲🥲 , rip Soul Jah Love
Blees Up Mana Mana, Wise man
Did some people get happy when the Boyz in Zimbabwe? I feel sad for soul jah. I just know him an hour ago through Utube
Reporter uyo ada asiye basa,Nash Tv is a big brand
💔💔zvarwadza izvi
Nash tv respect us ,this is not a joke
2024, is the reporter still nash painting?😊
Hatina musha pano panyika tinawo kudenga. Tinawo kudenga musha wezororo. Rest in peace Comrade.
Manamana bigup bro... RIP soul jah love
usapindire nyaya yangu wandiona ndichinetsana na MANAMANA unozonyara wega mangwana
Mana mana wagona kudaira hands up ❤️❤️❤️❤️💯✅
Go well Sauro, may your soul rest in eternal peace
Lala ngoxolo Jah love
Ha mibvunzo mibvunzo achiri makuseni amana heee Nash TV Wagwaan????
Presenter dzungu nxaa uyu makamupinza basa seiko zvimwe hazviite
Ngaive last day rako Ku reporter funeral unedzungu
Mane mane was once my high school mate kkkk chani
Nash TV itai zveku promoter vosiiira journalism kune vamwe
Rip Soul Jah love
Mana mana sorry hako warasikirwa shuwa ,shamwari yako yabaya,its so sad hey ,Interviewer Zim haina mastandards akadaro just ask important questions chete
RIP Soul Jah Love...
Nxaaa zvandirwadza😅😅😅😅😅😅😅😅💔
RESPECT MANA MANA... yessaya
RIP Soul Jah Love'''''''
NASH TV you are not serious please stop asking people their hearts are broken
Asi reporter abva kubayiwa vaccine hre uyo 🤔🤔🤔
Presenter haazive zvaanoita
Ko uyu arikufarei uyu.....rimwe dzungu harisi necessary
rip gwendeza
Saka presenter chaari kuitira dzungu ipapa chii.Yahman yahman! kuita sei. Overzealous parufu nhai??Tone dzenyu zivai padzinoshanda. Saka patori neka song kaya kepa radio Zimbabwe(yyee yeee iyeee!!). This is a serious situation for the nation. #youletusDownNash. nxaa
Vana vema vhiri waibata 🤬
Nhaiwe uri parufu
Reporter steady wanzwa tiri kuchema hatisi pama faro hihwee 😰Rip makuruwane
R.l.P Jah love..
Iwe reporter usataure patwa dzako panhamo yemunhu mhani fetseke
Rest in peace chibababa chigunduru, adi reporter wenyu idako uyo dzungu hakusi kungwara
Haagone kutodzungaira uku
I thot ndini ndega ndazviona kty Presentr anoita Energy kudaro uchiita lnterview yerufu.lmi vanhu veNash Tv itai zvinhu kwazvo ,be sensitive kuvanhu vari kuchema aaah
Rip sauljah love ,mana mana magona kutaura
Uuummm vakazviitisa iwe vaitodawo kufa iwe ungateedzere zvemadrugs shem to you
haaaaaa ma1 chibaba vaenda
This is not a joke!!! nhai mwana uyu. dzikama! veduwe vanhu havana tsika
Zvimhino zvinenge gaba rependi !! Tikuchema usati jairire
Eheka ma secret anawo but ahataure mukumhanya mhanya
😿😿😢😢 rip chibaba
Asi reporter akufunga kuti aripa Passa Passa?
If you think the reporter needs be sacked because he is not fit for his job please give a like.
Manamana akarohwa nezvinhu
Rest in power makuruwani