To our presenter: You are the best presenter at the moment.The reason we say this is,It is hard to listen,understand and enjoy the same stories on different platforms due to the way journalists present the same stories.Your journalism is top notch and very informative.Continue doing the great job.
Munhu anotora ma drugs anopindwa nepfungwa ye self-harm. Zvri common vanhu ivava kuma hospitals vakauya vanenge vaina nurse 1:1 kuitira kudzivirira kuzvikuvadza ikoko.Uyo akanga atova ne history ye self-harm so aida rubatsiro pamwe pacho ndovanozo zvisungirira
Chegutu Kanzuru: 👏👏👏 mune ambulance 🚑 inoshanda uye yakasvika at a critical time. RASTA beVEST: Tete Stella mozodzoka nema subtitles or translation yaRasta tinzwe nyaya izere because ummm🤔 Mushakabvu anga akatakura. Those blood-drinking rituals were not normal. His family vaifanira kufamba naye. That can't be all down to drugs. At least he did not set out to harm anyone else. Zvinorwadza. Self-harming to that extent is HEAVVVVY. RIP , son
to a larger extent thats not drugs,thats being possessed by the evil but the drugs were the smooth passage to let the evil in and control him...RIP young man.
Rasta ka unoseka usingade kkkk hanzi mapurisa ati tichauya kana afa ko language manje kkkk😂😂😂 Zvakaoma it's very sad😢 Mwari rangariraiwo ka teapot kantri kedu aka🙏
Stella dai watora rasta parutivi votsanangura kwavari kuwana zvidhaka coz language yavo haiko....vakatogukwaa zvavo fullb bars...i lost a brother aitombo rasawo njyere zvikonzero mbanje ne ngoma ana mutoriro am not sure but i now have a clue as to what happened to my brother....
Say no to drugs, pfura uchiite like
Nyaya ikauya na Stella Musha inoterereka. ❤❤❤
ichokwadi asi madays ekutanga dzungu raive naStella wacho aive ma1 😂 bt totenda akatsiurika akanzwa ikozvino ave good girl chaiyo
You can say that again and again
True dear❤
Haurevi nhema...
Asi hasati anemari sana Tilder or Drewmas. Kos haite help kana ka1
The guy with a vest might be next, what is he saying, he seems high.
This is the scariest incident ever.
😅😅
Aaah nhai ndazvi shayawo
Ndazvishayawo😂😂
😂😂😂ahhh zvakaoma
Anenge arikutombostickawo uyo shame
My favorite presenter Stella Muusha itirwa nyasha
It's bibiliking njayam
You can say that again
@@sheillasiboli7697aaat guy
Uyu anogona kani
Anogona kukunda chero Tilder pafeya chaipo😂😂
One thing i have liked about the people of Chegutu....they are giving chance to one person to speak @ a time .
Mwari rangariraiwo Zimbabwe tapera nehurombwa tapera nema drugs
Baba Mike with black cap and a jacket was my barber kubva ndiri Ku creche til ndibude chegutu 2014....ndafara kuvaona pano
Friend iyo yanga yakatorohwa nemutoriro kkkkkk
No to drugs 😢
Kkkkkk ko chirungu manje 😂😂😂😂😂haaa ndafaa ini
Ma1 akatoparara hake
😂😂😂😊
Ndazvionawo kuti akatovharwa
Chirongirishi chakatovhara munhu kkkkk haya mwari pindirai
I failed to watch this same story on another channel. You’re a great presenter - you know how to deliver and captivate your audience. Thank you.
Me too she's a good presenter with maturity
Same here l couldn't watch especially that presenter weimwe channel anongotaura tsumo nemadimikira zvisina ka that
True, the other channel sound was poor. Well done destiny
She's more better than Tilda
Your are very good Presenter. You carry the emotion of the story you are covering
To our presenter:
You are the best presenter at the moment.The reason we say this is,It is hard to listen,understand and enjoy the same stories on different platforms due to the way journalists present the same stories.Your journalism is top notch and very informative.Continue doing the great job.
Ipapo hamunyepi
RIP bro😢..we thank God waenda wega pasina wawauraya
Haaaa uyu aigera namarabha well done akatsanangura nice and easy❤
Stella very good nebasa rake I love kutevera nhau dzake
Rasta uuuum vakuda chiremba nhasi ndaseka madrugs akaoma kkkkkl
Hàaa zvakaoma 😂😂😂😂
Munhu anotora ma drugs anopindwa nepfungwa ye self-harm. Zvri common vanhu ivava kuma hospitals vakauya vanenge vaina nurse 1:1 kuitira kudzivirira kuzvikuvadza ikoko.Uyo akanga atova ne history ye self-harm so aida rubatsiro pamwe pacho ndovanozo zvisungirira
And ndofunga akanwa smthng anotanga kuona nekufeeler zvake ega maybe that's why that guy akazvicheka achiti mune kiti mudumbu aitoinzwa bkoz aive asiri sober yooo madrugs akaipa veduwe...apa shamwari yake iyo inenge yakatodhakwa fut nemadrugs acho haaa veduwe
Stella muusha the village density TV live and direct 🎤
Best presenter,you are appreciated ❤❤❤...
Dear God...........................😭
Auntie Stella❤ you're the best!
Munonyatsobvunza zvese
Better akazviuraya pane kuuraya asina mhaka
Taura hako
Best presenter
bhooo here murasta
Hama dzank ngatiendeyi kuchurch tinonamata mwari anotirwira mumweya yerima
Ma church enyu aya ndokwazvirikubva
Dombo netumbwa twakumutsa another language 😢 zvakaoma.iwe neni tine basa
Zimquick Tv clayton wenyaudzosingwi dzidza pana Stella Muusha zero noise zero kupaparika😢😢
Kkkkk chichakaenda nechimwe pachiripforipfocho
Had a friend who also said he feels like something is moving around in his stomach. He was on meth as well. The psychosis can be really serious
Hongu mungati iguka bt mwana uyu anga anemhepo yengozi pakazvita Anga Agarwa nemhepo mweya wengozi
MY thought as much😢
True
Tru that 😢
True ini hanzvadzi yangu yakapisa musha munaNov achiti aona zinyoka rivhipinda mumba nezvidhoma.Takafamba hanzi ingozi
@@nomabute1193 aiputama drugs here
asi Stella unogona basa sure mukomana wekupedzisira dai ndirini ndaseka❤❤❤❤
Anozonosekera mberi bhudhi vacho vane moto
Aaaaa haunyepi idi unoseka zve
Yowee Rasta vari kutaura ndimi here kana kuti chirungu uummm😢😢😢
Ummm zvakangoomawo😢😢 zvakungoitika muzimbabwe zvakungotyisa😢😢
Ko nhy stella manga muchinzwanana here na rasta
😂😂 nhai hako ndazvishaya
😂
😂😂😂😂😂😂 ndazvishayawo
Bvunza hako but Stella anenge azvinzwa asi 😂😂😂
Kkkkkk ndazvionawo
Ane maparents hr murume iyeye,nekut hama dzine tsika yekurasirira zvikwambo zvavo
Chegutu Kanzuru: 👏👏👏 mune ambulance 🚑 inoshanda uye yakasvika at a critical time.
RASTA beVEST: Tete Stella mozodzoka nema subtitles or translation yaRasta tinzwe nyaya izere because ummm🤔
Mushakabvu anga akatakura. Those blood-drinking rituals were not normal. His family vaifanira kufamba naye. That can't be all down to drugs. At least he did not set out to harm anyone else. Zvinorwadza. Self-harming to that extent is HEAVVVVY. RIP , son
Subtitles 😂
Kkkkk idi coz chirungu Cha raster chati nzvenga kkkkkk
VaMunangagwa honai police ikasunga nhubu dzotengesa madrugs nevacho vanodya imii movaburitsa
Love you stella muusha
Haaa rasta vane vest musadaro please muchatiita tiseke panyaya inosuwiswa kudai please ceasefire.presenter makashinga ini handina software yekuita serious pakadai
Imiweee chii chakadaro chaataura ipapa
Zvakaoma zva Raster veduwee
Ufunge ndatoseka nekuti hapana chandanzwa, kutaura nyaya inosiririsa anenge anwa tumbwa, hmm video racho ndakariona pakaipa
@@morllenzondani66 kkk ndatozvishayawowo
@@VictoriaMangoma-ws9cz imagine
Haaa Rasta ndovapedzera varikutiiko 😂😂😂😂😂
Kkkkkk mbanje varamba nadzo
Vanhu ngavasiye zvinodhaka
Acid yaakamwa iyo,plus munhu aidhakwa zvakatoshata.haisi nyore kungozvicheka mhepo dziripovo
Haaaa marabha anga ashata ummmm 😢😢😢😢 chiiko veduwee, zvaapaviri manje mamhepo nemadrugs
Rasta musambopfeke zvenyu chimakanje munodonha yuhwiii,🤗
Kiti boo here pa CHEGUTU apooò
Ma drugs aripo asi mhepo dzapindirawo, vakamuregerera hama dzake😢
Ma drugs ayo
@@Jimalokhakiexactly! It’s called drug induced psychosis
Are u new to drugs go to South Africa uvone zvinoita vanhu vema drugs
Hapana kana mhepo,madrugs chaiwo,ndizvo zvaanoita,anokonzeresa mahallusinations
@@perpetuayeukaichoto7805 rasta vane vest wavaonaseyi
Pane hama dzakabva zaka 😢
Stella well done unogona basa ❤❤❤
Mhepo hombe mweya wengozi
Vascesitiuse ummm mamuchinzwana here nhai stellah visces kkkk
😂
Anenge akatorohwa hake
😂😂😂😂😂😂😂 zvakaoma
😂😂😂 zvakawoma 😢
Zvakaoma veduwee
Pane akaromba nemukomana iyeye ivo vemabhizimusi ava it's so sad😢
Kuromba kudiiiii DRUGS are worse than kuromba no to DRUGS!!!!!!!
Madrugs ayo kuromba kwei hako
Haiwawo
Iguka aMaDhuve ..guka ariiti rinotikanganisa brain zvekuti munhu anoona zvake ega...iye anenge achitotyawo and kiti iyoyo aitoinzwa ,brain dzanga dzaparara.
@@darkskinneddutchess4007 Hoo yoh saka vanhu vanoridireiko nhy veduweee eish,thnx cuz
Nemadhara anototiwo waiziya
Cc Stella pana rasta apa mazvigona seiko nemavhoko aya apa kuzoramba muchibvunza😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Mukandibhadhara zvakanaka ndokubatirai vanhu vese vanotengesa zvinodhaka izvozvo nxeeee
This is not drugs. Akashandiswa newitchcraft uyu. Hama dzema business dzinozviita
True
😂😂😂😂 really! C’ mon guys get educated in drug induced psychosis
Hamusati makuziva zvimoita madrugs kana muchiri kufunga mso
Aaaah shame, shamwari yakatorohweswa nemutoriro
Ndochii ichocho
U still live in the past mutoriro (crystal meth) haisi yetambanayo rasta vane vest vakatorohwa nemutoriro
Rastar awo bhoo here 😂😂
Ssssisssiiii gessisiiii..aaa Tete Stella you are so patient 🙌🙌🙌😂😂
Asi Rasta avo bhooo here tichasekerera munhu ari kupenga
Welldone makoti uri kuita basa bho
to a larger extent thats not drugs,thats being possessed by the evil but the drugs were the smooth passage to let the evil in and control him...RIP young man.
Stella welldone
Aaa Rasta vkutomhanya mushini fut ava nxaaa
This boy is great great grandson of my aunty
Madrugs hungu asi panengozi huru huru chose iripo
Vyaaa pakaipa even frent yacho iyo
Aaah friend yacho uyo soon soon anotevedza sahwira wake uyo😅😅😅
Aaaa venhau ava vakuona zvakawanda Rasta ava kkkkkkk. hi iiiii mwari kaaa
Uyuuu wabreaker zim yese mutoriro unemhepo mukati ikati yaaa hande nemutoriro uyee nesatanism zvasangana futi masvikiro hero basa ongororai nyaya iyii musha unobva murume uyuu wakatakura kurema
Auntie Stellah muri N⁰ 1 hapana Mawungira unonatsonzwa patina hrrrh sando dzenyu
Stella my best presenter
Blaz vapedzesera kutaura vangavachimbotiiko ndatanga kuzvibatanidza ini vanenge vakatorohwa nemutoriro havo
😂😂😂
Neniwo ndazvishaya 😂😂
nekuno kkkkk😅😅
hameno ma specious avanga vachitaura haa mutoriro zvakaoma hazvo
😆😆😆😆😆 ndamboedza kuzvibatanidza asi zvaramba kubatana but cc stellar vanenge vanga vachizvinzwa cz Havana kubvunza kt ndiko kut kudii ikko
Presenter munhu apedzisira uyo manzwanana here
Viscest mest 😂😂😂
Zvamunotiratidza zvonotishamisa veduweka mwari pindirai shuwa endezvakaoma shamwari yacho kunoendwa nekunobviwa unozorora🙌
😂😂😂
Shamwari yacho arikuto pengs futi ngaabatwe nguva ichiripo asati aita mashura futi
Uyo and vesy yewhite ummm akatodhakwa uyo kana Kuti otohwaravo njere zvake
Lets have a habit of praying for our kids always
Rasta ka unoseka usingade kkkk hanzi mapurisa ati tichauya kana afa ko language manje kkkk😂😂😂 Zvakaoma it's very sad😢 Mwari rangariraiwo ka teapot kantri kedu aka🙏
Uuumm uyo next kuzvicheka inzwai kupindura kwake plus futi akatodhakwa mwari tibatsireiwo honai kwaenda nyika shuwa
Haa Stella rasta ava matombonzwanana here yuwi yuwi ndapera strong..vakutodawo rubatsiro ava eh
Auntie Stella mukudzinzwa here ndimi idzo 😂😂😂
Ko mutemo wema drugs wadiiwo kuita kusunga sezvakaitwa Kuma chenji money mutemo ngausunge hard penalty chaiyo why zvisiri kutaurwa zvakasimba vanhu mujeri vose nevakuru vacho
Munhu uyu aitotyisa zvokuti aigona kutouraya vanhu. Mweya ngauzorore murugare. Rasta vewhite vest vanotorashika njere avo.
Stella dai watora rasta parutivi votsanangura kwavari kuwana zvidhaka coz language yavo haiko....vakatogukwaa zvavo fullb bars...i lost a brother aitombo rasawo njyere zvikonzero mbanje ne ngoma ana mutoriro am not sure but i now have a clue as to what happened to my brother....
Stella munezvivindi pana Rasta apa😂😂😂
Uyo apedzisira kutaura bhoo here
Hoza ariko here
Shungai vese akutenga wacho nekutengesa vese 6yrs mujeri kana death sentence nekuti vakupedza nyika
Apa rasta avo is proudly saying,"ndaiputa naye mbanje,mbanje irinan" mbanje is also a drug rinounza demage in it's own way haaa amana😭😭🙌
Mazuvaano vnhu havasi kutenga madrug vari kuputa glue
Good presenter
Ummm Ccy Stella makashinga mkomana uyo arikutyisa maziso ake uyo we ndimi dzake kkkk
ko makadii kubvunza ndimi idzo nhai sisi kkkkk
Rasta vakutaura chirudzii vanenge vakatodhakwawo.
Vakatopedzwa zvavo nemutoriro avo
@@HanaPhiri Zvakaoma hanzi ndichatsiva kunani.
Kkkkkkkk
@@SibongileNdlovhu wazvinzwawo
@@SibongileNdlovhu zvakaoma
Veskeskissss chii chakadaroo nhaimiii kkkkk
2:09 Auntie s side eye 😂😂😂. I bet if you were on camera marova bara kutiza zvigure.
Uyo muchinda ataura pekupedzisira uyo anorova maDrugs uyo, auntie Stella
Rasta vapedzisira kutaura ava bhoo hre kana kuti vakatibatwa havo nemutiriro
Vakatoperera 😂😂
Blaz vane vesi rewhite avo varikurasikawo njere
Rasta avo bhoo here
sisi stella tokumbirawo ma subtitles pana rasta ihh😂😂😂 hapana chandanzwa
Sisi stella muneushingi mukomana uyu weturasta handimunzwisisi kuti akadorohwa nemutoriro here
Ari kutaura Jamaican patois