Zvinhu hazvina kumira mushe munyika medu,kugadzirisa mota unenge uchida asi mari ichiramba kukwana.Rufu rwemunhu asina kurwara rwunorwadza veduwe. Pakafamba satani.
Akafa zvinorwadza mukomana uyu mhsrip.Combi yakamutswa iri mugear .Akakanganwa kuisa munuetral but ndiyo tsaona yacho .Kune vakashaikirwa ndinoti nematambudziko uye kuna conductor ndinoti be my mukoma wangu
Mutemo unoti panofa munhu ne accident pose nyaya inoenda ku court. The courts will prove his innocence through ma witness iwayo. It’s the law. It doesn’t always mean kuti munhu kana asungwa ane mhosva ndosaka kune ma courts
RIP, i hope vakatiza muri kurara zvakanaka nwari akukombororei, this shows how selfish and evil we are as a nation x kutiza when someone is at deaths doors needs your help the mostv😢
In Zimbabwe people rush to film and steal.Whatever the economic circumstances it is no excuse for such moral decadence.The copying of foreign values is the biggest threat to us as a nation!Dzimwewo imhepo dzinenge dzasimuka!!!
Vagara ivo vemakombi acho vakatsika munhu vanotiza, wether munhu akuvara or afa vanotiza. Ndakazara mavanga because of makombi driver and us as passengers tinenge tinyerere hedu team iri richiita zvavanoda. Anyway condolences to the bereaved family
Very sorry my brother ishe ngavakunyaradzei semhuri asi conductor ari kurwadziwa veduwee this is painful dei ishe vakuchengetedza vasakusunga mhuri yaTafadzwa imire newe ungoripa kuitira ngozi mumusha wenyu
😢Ndinohurombo chose hamadzangu tichemeyi netariro kufa chitsiidzo chamwari we shall all die and in different ways and at differnt times naizvozvo hapana chinoitika pasi pezuva Mwari chavasina kutendera Mwari vanoti nherera ndedzangu uye chirikadzi ndedzangu.
Kombi payakadzima kechipiri driver in a hurry yakasara iri mugear so conductor paakanzi amutse as someone asina ruzivo nekudriver akangochaya ignition iri mugear ikabva yajamba nekumutsika
Why unroadworthy vehicles allowed to be on the road..what are the v.i.d and policemen doing on the road? They have to do what they are supposed to do on the blocks..its not good to lose lives daily when we having policemen v.i.d personnel on the road.
Ko kurisker life yevanhu kfamba nemota yekuti 2minutes wave pasi payo😢....zvimwe mnozvinyanya yes zvinhu zvakaoma bt life yevanhu yavanorisker matters...
Hmmm it was Baba Ruvas time veduwe mhsriep ko conducter asungirwei nhai veduwe mapurisa musazodaro this was a mistske ko dai ari conducter akatsikwa zvaifamba sei aaah Mwari pindirai zvenyu munyaradzewo mukomana uyo akusungwa zvisingafaniri
either way zvingadai zvakatoitikawo kuna conductor pese paiendao pasi it was a high risk asi zvakazongoitikao kuna driver zvanga zvakananganao naye musi uyu . Kombi yaisatofanira kutakura vanhu in that state ,asi pada kumanikidzira kwaive kuzama kubatanidza yekutogadzirisa kwacho. Conductor mwari vakubatsire uwane zororo mumoyo nepfungwa .it was an accident kana iwe waigona wakatostikwao vice versa
Stella l love your journalism....you are a star..... conductor ane nyaya . panicking yekudzosa mota back saka experience yanga isipo here .kuzvida nekusada ya ngozi kuna conductor nedzinza rake....mota yayiwa mu gear not neutral thats it....zvorwadza RIP
@hokoyochikwenya7678 most conductors vanee vasiri ma experienced drivers. Zvinhu zvatoitika dai uri mu same situation maybe you would do the same. Am sure his friend forgave him. I accident yakaitika iyi
Shem zvakaoma hazvo, ndoinonzi tsaona zvinorwadza asi maonero angu conductor dei aregererwa zvakaitika nekusada. Asi tokurudzira kuti vanhu mota kana dzine ma faults kugadzirisa kwakanaka dzisati dzapinza vanhu munjodzi kudeedza auto hazvaimbodhura zvinhu xvavaifosekedza izvozvo Chepiri ivo vatyairi nguva yese unonzw achiti conducter tyaira apo yet haana chitambi zvese izvozvo zvinopinza munjodzi apo wakatakura vanhu ko dei yakanopinda mu durawall nevanhu chii chaizoitika
Conductor anosungirwei mufi akamuti mutsa mota imwe yetsvina inouya nenzira dzakadiyana pls. Conductor Mwari murwireiwo
Nguva yke yakanga yakwana
Kana asina Licence maone.
Haaa pamutemo akuna mweya wetsvina ..anogona kutonyudziwa
By law you are not allowed to stay on the wheel or even start the car,the conductor wil b in some trouble.
Zvinhu hazvina kumira mushe munyika medu,kugadzirisa mota unenge uchida asi mari ichiramba kukwana.Rufu rwemunhu asina kurwara rwunorwadza veduwe. Pakafamba satani.
Taura hako 😭😭
Even mari ikanetsa you can't do silly things like that
Highest level of negligence truly, so sad
Hunhu hwemadriver emakombi
Nyika yedu yakaoma
Shame hopefully justice system will understand conductor 😢
Mwari wangu ndino ziva ndinofa handizivi riiniko ,handizivi kupiko handizivi seiko always I remember this prayer zvinoita kuti ndinzwisise hupenyu munamato uyu ndewe Roma asi munamato wakandisimbira zvikuru saka tinongoti mhuri yakarasikirwa nemwana komana wavo nyaradzwayi naMwari pachake
Amen
Amen
zorora murugare muninina wangu mazepe awakandipa last week kwaive kuoneka here Tafi ndarwadziwa
Ooh shame, nematambudziko hama yangu
Mu zimbabwe zvinhu zvakaoma kugadzirisa mota unenge uchida asi zvinenge zvisinga sangani.
taurayi henyu
😭😭😭😭ndarwadziwa hangu, Mwari inzwaiwo mwana wenyu conductor ochema kwamuri.
RIP baba Ruva
Zvakangooma kukonzeresa kufa kwemunhu imika hazvitambiriki 😭😭😭
@@Dadirai-xg3nochete kty vnhu hatibvumi kna nguva yakwana munhu anongofa
@@prayermswapa5681 zvakaoma Kani unongoziva vanhu hatishaiwi chekutaura Kani
Inguva inenge yasvika may his soul rest in peace
@@CalebMupatsa rufu murawo wamwari maendero ndoanosiyana
Zororai murugare mukoma justice kuna contucter mapurisa pliz he is not guilt
True
Sister basa renyu is a God giveven this is your real field you are able keep it up
watching from Bulawayo, its so touching 😢 😭 asi ngatichemeyi ne tariro.
Mota payakadzima Tafadzwa akakanganwa kuisa muNeutral. Ndokubva apinda pasi ndokuti Conductor mutsa ndokutsikwa kwaakaita. Conductor haafaniri kusungwa nokuti akaita zvaakanzi aite, semunhu asina ruzivo rwekutyaira mota uye akamutsa asina intention yekudriver, zvekare under instruction yadriver, handioni mhosva yake. Akambopotswawo atsikwawo. Ndoinonzi tsaona. RIP Tafadzwa.
Ndosaka mutemo uchiti pa steering panogarwa ne munhu ane licence.
Mota yakanga iri mu gear no 1. And akanga asina ku tsika clutch.
@@prosperplumbers5098anopiwa mhosva yekunogara pastreering iye asina chitambi uye asina ruzivo rwezvaarikuita
Nhamo yakaoma mota unroadworthy and carrying people ..
So that car rally haitori risk parufu. Zvichu zvacho
Hapana mhasva mota yavo ndiyo yaivarufu ,haasungwe
Vemutemo dai matorwadzirwa conductor ari munguva yakaoma mwana uyu 😢😢😢😢😢😢😢
Akafa zvinorwadza mukomana uyu mhsrip.Combi yakamutswa iri mugear .Akakanganwa kuisa munuetral but ndiyo tsaona yacho .Kune vakashaikirwa ndinoti nematambudziko uye kuna conductor ndinoti be my mukoma wangu
Yeah chokwadi ka nguva yko yekufa yakwana zvinongoitika zvamusina kutarisira
I think so
Gud mutori wenhau excellent even Mai vataura apa nice
Ndakarwadziwa hangu Tafadzwa ndaimuziva zorora murugare Tafadzwa .Mwari regererai conductor
No Ignation no Handbrake.bt trying kuti mhuri irarame Satan obva apandirawo😢😢
Zvakaoma hazvo sorry Mukoma.but anosungirweiko iye aiwirirana na driver wacho
Taura hako momz avo ndivo witness ngavatobatsira kuti mukomana abude
Mutemo unoti panofa munhu ne accident pose nyaya inoenda ku court. The courts will prove his innocence through ma witness iwayo. It’s the law. It doesn’t always mean kuti munhu kana asungwa ane mhosva ndosaka kune ma courts
Culpable 😢
It's standard procedure
Inguwa yanga yakwana kani veduwee imagine driver wacho ndiye akatoti rega ndisunge ndega cz iwewe conductor hausikugona ndarwadziwa shem
So sad😢😢😢 story rest in peace my younger brother kune hama dzemufi ndinoti ngatichemei ne tariro kufa inzira yedu tose musi nenguva ndozvinosiyana
RIP, i hope vakatiza muri kurara zvakanaka nwari akukombororei, this shows how selfish and evil we are as a nation x kutiza when someone is at deaths doors needs your help the mostv😢
In Zimbabwe people rush to film and steal.Whatever the economic circumstances it is no excuse for such moral decadence.The copying of foreign values is the biggest threat to us as a nation!Dzimwewo imhepo dzinenge dzasimuka!!!
Well said
Vagara ivo vemakombi acho vakatsika munhu vanotiza, wether munhu akuvara or afa vanotiza. Ndakazara mavanga because of makombi driver and us as passengers tinenge tinyerere hedu team iri richiita zvavanoda. Anyway condolences to the bereaved family
I think from manzwiro andaita vakadzika before the accident😢😢 paidzima mota vachiti vanonoka.....
It's a fly or fight situation when something like this happened- it's not easy to witness things like this.
Ndabatikana rest in peace Tafadzwa Kuno conductor it shall be well
Life is spiritual. Idzi i mhepo idzi pane vasina kufara ne kut Tafadzwa anga ave ne kombi
Please ma driver vema kombi chengetedzai hupenyu hwe vanhu.kana mota yafa dzidzai kugadzirisa mota
😭😭shm very painful indeed MHDSRIP
Ini mafungiro angu dai vakasamusunga ngaangoripa ngozi kuti zvisazonetsa mumhuri make
Ndiye akauraya here
Law is law...of course iyo inenge yava mitigation for reduced sentence.
Ngozi?
Ngozi yechii haana kiuraya mumhi
@@user-qi9re2tf3fummmm mukatevedzera Karanganda payoutube muchaona kut ingozi iyoyi kunzwa chaiko vanhu vachiita sindiketi rekuuraya munhu ingozi fut😢
Rufu murawo wamwari dai taiziva angadai asina kuvata zvakaoma maendero.anosiyana
Shame. Rip son. Conductor Mwari vakubatsire
Rip bt conductor haafanirwe kusungwa haisi mhosva yake
Unfortunately ane mhosva hombe from what he did
Mhosva yandofunga license anayo here
@@Bossrgie
Anosungirwa mhosva yekutsika munhu kana ane license kana asina anopihwa dzimwe mhosva pamusoro pekutsika munhu
8@@muno.chamboko7513
Shame zvakaoma Satan chete akangomira chaida one pakati pavò mweya wetsvina chaiwo
Thnx Stella
Very sorry my brother ishe ngavakunyaradzei semhuri asi conductor ari kurwadziwa veduwee this is painful dei ishe vakuchengetedza vasakusunga mhuri yaTafadzwa imire newe ungoripa kuitira ngozi mumusha wenyu
Very sorry. Chidzidzo veduwee makombi kana achidai gadzirisai kana kusiya hupenyu hwevanhu hwakakosha
Chido chinenge chrpo ac homwe inoramba
So sad soko muricei watching from Namibia
😢Ndinohurombo chose hamadzangu tichemeyi netariro kufa chitsiidzo chamwari we shall all die and in different ways and at differnt times naizvozvo hapana chinoitika pasi pezuva Mwari chavasina kutendera Mwari vanoti nherera ndedzangu uye chirikadzi ndedzangu.
Amen 🙏
Amen 🙏
Amen
Mataura mashoko makuru azere nekushushikana shem ndarwadziwa ini
Haaa ma1 rest in peace hama zvoradzwa ..ini madeal iwayo ndakapotswa ndastikwa nemota yangu renault kwid ndakasiya iri mugear ndichinomutsa mota kumberi yakandisunda
Mkomana uyu ngaanoripa ngozi hazvineyi nekut hauna kuti ifambe or munhu ajamba from ur car ropa riri mumavoko ake zvaataura hazvinyaradzi mweya wake chero zvazvaita ndookutii ripa ngozi
Kombi payakadzima kechipiri driver in a hurry yakasara iri mugear so conductor paakanzi amutse as someone asina ruzivo nekudriver akangochaya ignition iri mugear ikabva yajamba nekumutsika
That's true mukoma mota yakamutswa iri mugear iyo, very sorry hake
Great send off🤓👏🏿👏🏿👏🏿 Rest in Peace baba Ropa🙏🏿
Umm zvakaoma tafadzwa regerera mumwe wako hazvina kuitika achida zvakaoma rip
So sad indeed, conductor anobhadhara fine but anofanira kuzonobvisa ma damages ku family yababa Ruva
He was my homeboy ku Budiriro and junior at Ngezi High
😭😭😭😭😭💔💔💔💔iiii Mwari makadarireiko eish conductor haana mhosva, Tafadzwa tungamirira umwe wako asavharirwa coz haisi mhosva Yake newe unozviziva.... Eish Kombi yacho itori nedambudziko hombe,.. zvinorwadza izvi
Umm Tafadzwa wakatirwadzisa hanzvadzi haaaaa wakasiya gape hombe may your soul rest in peace.
Ini ndoti ngozi hapana vaviri vaiwirirana..ndoinonzi tsaona.hapana aifungira rufu
Excellent work munogona basa tete ,,,.kune hama yedu yatisiya mweya vake ngauzorore murugare 😢
RIP Tafadzwa zvinorwadza hazvo
Shame rest in peace tafadzwa.sry kumhuri yekwavo.tinoti chemai netariro mai ruva
Zvinhu kana zvichida kuitika you can't avoid
Very sorry painful story zvorwadza shame
Why unroadworthy vehicles allowed to be on the road..what are the v.i.d and policemen doing on the road? They have to do what they are supposed to do on the blocks..its not good to lose lives daily when we having policemen v.i.d personnel on the road.
Saka totoda vid kutiudza kut mota haichaite kufamba paroad? Isu tega hatione? Tetichiti tiri kuitei?
Ugara kunyika ipi koiwe unedzungu
@@user-rv2xx3qw6n dzungu ripi?
Eish very painful RIP Tafadzwa
Stella vanodzivqmbira veduwe shame may God give peace on his family
😭😭😭😭😭 ndarwadziwa
Haaaa sak munhu anosungurwei nhai imi
Pamutemo chaipo munhu asina license kutowonekwa uri pasteering yemota yakamira imhosva...zvorwadza asi ndiwo mutemo
Ini ndabata kuti conductor paakamutsa mota ainge asina kgara mumota so drver ndiye akasiya mota muf
Gear , haa sorry hako conductor mhosva hauna
VeMutemo please please I'm begging you 🙏 in the mighty name of Jesus Christ budisai mukomana haana mhosva uyu
Zig hamheno ..ko maidii kuigadzirisa nhaimi .mabank apo paSoutherton ndaibhadhara fees yank ndiri mwana wechikoro ipapo ndopaziva shem .rip
Zvakaoma veduwee l used kukwira comb yake iyoyi ndchienda kubsa ndaigarosvika kbsa in time he was a good driver shame😢😢😢
Semota yakadzima iri mugear Haina akazoisa mu neutral .. Saka kubatanidzwa kwe Tambo yakabva yangofamba .. may his soul rest in peace..
Ko kurisker life yevanhu kfamba nemota yekuti 2minutes wave pasi payo😢....zvimwe mnozvinyanya yes zvinhu zvakaoma bt life yevanhu yavanorisker matters...
Haaa Tafadzwa akafa zvakarwadza guys.😢😢😢 My neighbour 😢😢😢
Shame the conductor needs counselling... hmmmm he is remorseful ukanzwa munhu achiti chero zvazvaita, he is not even defensive
His lack of defensiveness is not innocence, but ignorance and stupidity. Haasi kutomboziva kuti akapara mhosva hombe.
I almost cried reading your comment, mwari vachamutingamirira conductor
@@makanakamaenzanise3602ummm musadaro he knows kuti imhosva yaakapara asi maitikire akazvakaita ndoachiri kumuconfuser that's why Ari kutaura mataurire ayo
This is so painful even kuzvinwza zvichirondedzerwa!
shame zvakaoma zorora murugare Tafadzwa
Hmmm it was Baba Ruvas time veduwe mhsriep ko conducter asungirwei nhai veduwe mapurisa musazodaro this was a mistske ko dai ari conducter akatsikwa zvaifamba sei aaah Mwari pindirai zvenyu munyaradzewo mukomana uyo akusungwa zvisingafaniri
Vatyairi vacho nema conducter vanochinjana kutyaira apo zvimwe apana anenga atori nechitambi chacho munyika medu mutemo hamuna,munhu anoganza kut ndane 15yrs ndichityaira musiunoita tsaona anotiza,muma road block macho police inenga ichipiwa mari kutonyora apo zvitambi hazvipo musiwetsaona hauvaone vaimbopiwa mari vacho,tidzidzei kut mota ine fault paka,driver kana uriwe urikutyaira isava neumwe anonzi huya utyaire zvinopinza munjodzi zvekurevesa hazvinakidzi kudai so mhuri inosara ichisafa nekuda kwe negligence shem sorry havo vashaikirwa asi kuma combi ndostaera dzavo munovhiriridzwa na conducter vanhu makanyarara zvashata zvonzi anga asiri driver
Nyika haina mutemo? Asi hapana mutemo unotaura kut kut munhu atyaire mota anofanira kunge akadini?
Eish yeah mhepo dzakasimuka . Rest in peace hama
Veduweka zvinodzimba.Mari yekugadzirisa mota inowanikepi nemaoperations emuwando anoitwa aya
Ma Zimbabweans chokwadi vanotamba nehupenyu hwevanhu why pakazara vanhu kudaro Ko mota ikasakwanisa kumira vanhu vangani vachafa
Haana kuisa muneutral eidh soo painful asikana ummmmmmmmm
Saka kombi yakasara iri mu gear payakadzima pe Redan and yakamuka iri mu gear😢😢😢😢
Yaitova automatic wangu
@@felixsimango666 Sad 😔 😟
we learnt together with this guy and he married my friend,I was touched hangu
I think vasina kusimudza handbrake mota ikamover
Tragic. Mota idzo dzinoskider vanhu endai kure please it's very dangerous
Zvakaoma rest in peace hama shame umm so painful
either way zvingadai zvakatoitikawo kuna conductor pese paiendao pasi it was a high risk asi zvakazongoitikao kuna driver zvanga zvakananganao naye musi uyu . Kombi yaisatofanira kutakura vanhu in that state ,asi pada kumanikidzira kwaive kuzama kubatanidza yekutogadzirisa kwacho. Conductor mwari vakubatsire uwane zororo mumoyo nepfungwa .it was an accident kana iwe waigona wakatostikwao vice versa
Maendero ndo anosiyana, zuva rengozi harizikanwe , RIP mhuri yake inyarwadze so sorry to his friend to witness such a tragic 😢,it’s not his fault .
Apa conductor haana mhosva iye akasangana nezvese izvi akatryer kuti mumwe wake ararame momusunga futi vision isina kupera Mari haana mhosva munhu uy
Tafadzwa miririra conducter wako, Nyaya isamusungirire miranaye
Ndarwadziwa ufunge
Ndiripakuchema vamwe varikutogadzira content zvavo💔💔💔💔
Conductor anechitambi here
A very sad story😢😢😢😢.RIP Baba Ruva
So sad story 😢rest in peace Tafadzwa
Stella l love your journalism....you are a star..... conductor ane nyaya . panicking yekudzosa mota back saka experience yanga isipo here .kuzvida nekusada ya ngozi kuna conductor nedzinza rake....mota yayiwa mu gear not neutral thats it....zvorwadza RIP
@hokoyochikwenya7678 most conductors vanee vasiri ma experienced drivers. Zvinhu zvatoitika dai uri mu same situation maybe you would do the same. Am sure his friend forgave him. I accident yakaitika iyi
Mmmm pakapotsewa conductor apo dai vose vakabva vangotyao kumutsa mota nenzira dzakadai
RIP baba Ruva, rwenyu rwendo mapedza henyu. Vanhu siyayi zveku blamer conductor izvo, kana nguva yasvika hakuna anoramba kana kunzvenga. Kana yako yasvika hakuna zvekunzi ndakangwara munhu wese ane musi wake wekuenda so ngatinzwireyi conductor tsitsi cz atori under trauma right now. Anotoda counselling kut ararame zvakanaka.
Yaiva automatic
Contactor haana mhosva veduwe please musamusunge haisi mhosva hake
Mdarwadziwa sure
Aah, tineurombo hey. Hupenyu .
Kufa murawo wamwari ac yacho yakaita comrade inosiririsa ac ndinot mweya wko ngaununure mumwe wko wawaishandidzana naye
Budiriro chiiko weduwe nhy the village budiriro inemazita so ibudiriro chiiko
5B dear jaravaza current
Sure dai Justice yamunzwira Tsitsi
Shem zvakaoma hazvo, ndoinonzi tsaona zvinorwadza asi maonero angu conductor dei aregererwa zvakaitika nekusada.
Asi tokurudzira kuti vanhu mota kana dzine ma faults kugadzirisa kwakanaka dzisati dzapinza vanhu munjodzi kudeedza auto hazvaimbodhura zvinhu xvavaifosekedza izvozvo
Chepiri ivo vatyairi nguva yese unonzw achiti conducter tyaira apo yet haana chitambi zvese izvozvo zvinopinza munjodzi apo wakatakura vanhu ko dei yakanopinda mu durawall nevanhu chii chaizoitika
Mhepo yakasimuka zvine simba ndotsigira mutauri ati conductor aive akutsikwa asiwo zuva rake raive risina kusvika thats wy akajamba RIP Tafadzwa mufiro wedu ndiwo unosiyana zvinorwadza
Ko zwe mboro ku marondera zvakupinda papi
Shame so sorry kumhuri hama neshamwari dzemufi🙏
So sad may his soul RIP.. vamwe vakadzi sooo pamarufu haaa vanotoda nyasha matambire acho sokaa haaa kurasa hunhu chaiko
You can say that again. Ndatonyarawo nazvo
Conductor haana mhosva zvachose, Asi adzidzai chidzidzo chikuru panjodzi iyoi.
Conductor haana mhosva apa Mwari ngamubatsire
Hapana ngozi its an accident
eish ma1, combi yakamutswa irimu gear
My prayer ngaasasungwe haisi mhosva yake
Ummmmm shame zvinoita mhepo so zorora murugare ba Ruva, Conductor sorry hako hauna mhosva itsaona iyi
Asi pakadai conductor ngaafambe avepo panhamo iyi kusvika munhu avigwa oita chivanhu chese chinodiwa then onotsvaga munhu anogona kuhaka mhepo yemufi itaure kuti inodei kuitira kuti mangwana zvisazonetsa mhuri yekwake