NDOKUTUMIRAI RIOT REZVIDHOMA :THE CLOSURE DNA SHOW: S12 Ep 48

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 21 ต.ค. 2024
  • Welcome To The Closure DNA Show
    The Platform Of Realities!!!
    Season 12 Episode 48 HEADLANDS
    Paternity DNA Testing
    📲The DNA Man 📲 +263719428436
    Instagram: / theclosurednash
    ...
    Facebook: / theclosuredn
    ...
    TikTok: m.tiktok.com/h...
    ...
    ---------
    Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our TH-cam Channel: th-cam.com/users/ch....

ความคิดเห็น • 1.2K

  • @mbizi4573
    @mbizi4573 4 หลายเดือนก่อน +50

    Mai avo speaks the most beautiful Shona one can ever imagine. Her eloquence is on another level 👏🏿 👏🏿 👏🏿 ❤

    • @Tinah1450
      @Tinah1450 4 หลายเดือนก่อน

      Aiwawooo hapana zvikutaurwa apaaa

    • @nyashakandiero2397
      @nyashakandiero2397 3 หลายเดือนก่อน

      mwana aka misbehavour anonzi ndewako iwe mukadzi, baba gadzirisai zviri kunetsa mumusha nekuti vese zvavo vana vanzi hapana ari right, i hope hamuna zve chekuita neuyo akafira mutsime ko why ari kukupfukirai.

  • @TOFFEE.B
    @TOFFEE.B 4 หลายเดือนก่อน +29

    Hapana madrugs musikana anongoda kunotariswa njere hachisi chinhu chikurusa asi mentally zvinombomubata . Plus mashoko necondition yake she becomes bitter. Mental health awareness and screening inodiwa ndapota . Shes so beautiful beautiful this child veduwe. Dai vawana rubetsero n she gets the help she needs.

  • @Lillian11923
    @Lillian11923 4 หลายเดือนก่อน +20

    Damn!! That mother is the definition of raw beauty.

    • @blessingmapiku9831
      @blessingmapiku9831 3 หลายเดือนก่อน

      Ichokwadi kubva show ichitanga ndichivarumbidza, zvakanaka mhamha

  • @selinachikuni9323
    @selinachikuni9323 4 หลายเดือนก่อน +127

    Mwana ngaende anoingororwa pfungwa uyo takambosangana nazvo izvi tikati madrugs gore rese mwana achinetsa tichinzi chivanhu tikazoenda kuchipatara akanzi bipolar atova pamapiritsi since then hakuna saramusi

    • @Mai_Ashy
      @Mai_Ashy 4 หลายเดือนก่อน +1

      Ok

    • @madambossfan2695
      @madambossfan2695 4 หลายเดือนก่อน +1

      Thank you!

    • @ZambeziDigital
      @ZambeziDigital 4 หลายเดือนก่อน +1

      100% needs pysch exam

    • @varaidzobokosha5334
      @varaidzobokosha5334 4 หลายเดือนก่อน +2

      True she needs to be examined anoda treatment. Pyschologist or Psychiatrist exam

    • @monicanics01
      @monicanics01 4 หลายเดือนก่อน +3

      Kusarohwa uko

  • @ReasonHove-jd1dy
    @ReasonHove-jd1dy 4 หลายเดือนก่อน +51

    Well done 👍 🙏 baba Dai Muri baba vangu ndaikuitirai zvinokosha

  • @fortunatemuchekadzese1939
    @fortunatemuchekadzese1939 4 หลายเดือนก่อน +17

    ❤❤❤Baba vane rudo, varikurwadziwa veduwe zviri kuoneka

  • @connectedtounendedwealthy
    @connectedtounendedwealthy 4 หลายเดือนก่อน +32

    She's naturally beautiful besides kudya 50kg renouncing, chimbomubaisai depo kusvika arapwa since mati arikuchinjiniswa nevarume

  • @Tachiesreen5717
    @Tachiesreen5717 4 หลายเดือนก่อน +138

    Maporofita maporofita maporofita maputsa dzimba dzevanhu nezvamusingazivi

    • @charliedickie5945
      @charliedickie5945 4 หลายเดือนก่อน

      Ndogaro udza vanhu kuti profita ne n'anga imharadzi
      Musateere nhema dzavo muchingo dyiwa ma $ zvenyu

    • @mabelpasi1751
      @mabelpasi1751 4 หลายเดือนก่อน +5

      Chokwadi chakanyanya ichocho. Ini zvangu l don't trust zvemaporofita zvacho. Vanonyepa too much.😢

    • @rukakudakwashe3161
      @rukakudakwashe3161 4 หลายเดือนก่อน +6

      Amai vambotaura zve family yababa
      Pane nyaya vanhu Ava vabva kuchirungu ngavachienda kuchivanhu nezviporofita Baba Ava varikuziva vakangwarisa kakutaurisa vachizvinatsa ????

    • @sammysammy2887
      @sammysammy2887 4 หลายเดือนก่อน

      ​@@rukakudakwashe3161ah! kumaprofits futi ah! imi! Moda kuti vabude mari? U profit i business makanganwa?

    • @sammysammy2887
      @sammysammy2887 4 หลายเดือนก่อน +1

      Mwana anogona kunge ari schizophrenic and also aine bipolar. Endai kunotariswa kwa psychiatrist, akapihwa medication anoita right?

  • @PaulaNdaba-gt5vt
    @PaulaNdaba-gt5vt 4 หลายเดือนก่อน +34

    It's starring the tree from top to bottom for me achisekerera hake mwanasikana paanzi nababa vake mwanangu zviro zvose ngazvisarire pasi pemuti 😂😂😂😂😂😂she z something else she z rude,rough rider etc but at the same time unonyatsoona kt ahisi mhosva yake but patori nemhepo iripo yakamugara chaiyo ndavafambe nemwana abatsirwe apa she z beautiful sei❤❤thank you father bota

    • @momof3941
      @momof3941 4 หลายเดือนก่อน

      She is obviously neurodivegernt and mentally unstable and mostly likely got sexually active through abuse

  • @modistamaraidza1346
    @modistamaraidza1346 4 หลายเดือนก่อน +55

    Mai udzaiwo mwana Kuti akaramba achipaza ma door tonoku reporter Ku police not kumuudza Kuti reporter baba kana vati hausi mwana wangu. And goritoto ririhukurwa nembwa must be sorted

    • @ElesiMagwidi
      @ElesiMagwidi 4 หลายเดือนก่อน +3

      Mai navo vane kahu stubborn

    • @lovenessnhidza4267
      @lovenessnhidza4267 4 หลายเดือนก่อน

      Vakaviga munhu mumusha musirimake

    • @ancillakaparasa4503
      @ancillakaparasa4503 4 หลายเดือนก่อน +1

      Vamugabe vanoda drama yoooo kkk

    • @PrivyMashongera
      @PrivyMashongera 4 หลายเดือนก่อน +1

      Mwana uyu ibenzi chairo haabatsirike yooh

    • @preciousmashura2051
      @preciousmashura2051 4 หลายเดือนก่อน

      But imwe mutemo sookq saka iyo sipo yacho inoita zvekukumbirwa vsnhu vachigars pamwechete why😮

  • @beekays436
    @beekays436 4 หลายเดือนก่อน +24

    Mental Health illness, needs urgent psychitric evaluation. Sad. Ana Baba stop this Abuse kunaana Amai. Thank you Tinashe and the DNA team.😢🇿🇼

    • @Shez-e7q
      @Shez-e7q 4 หลายเดือนก่อน

      Pamwe vanoroya baba ava vakuona zvikwambo zvavo mmmm😢 futi it's possible kuti vane chekuita nekufa kwemwana

    • @Tinah1450
      @Tinah1450 4 หลายเดือนก่อน +2

      Kushaya kurohwa ukooo haaaa hapenge uyooo

    • @Tinah1450
      @Tinah1450 4 หลายเดือนก่อน

      Zvemusango kubika izvi pamwe akazviita kamwe chete

    • @Tinah1450
      @Tinah1450 4 หลายเดือนก่อน

      Kushaya kutorohwa ukooo akarohwa akarohwa anoita munhu kwaye uyoooo

  • @Jeeperscreepers-s1j
    @Jeeperscreepers-s1j 4 หลายเดือนก่อน +55

    Mwana uyu beautiful girl ❤ anoda help, medication.

  • @innocenthapazari8699
    @innocenthapazari8699 4 หลายเดือนก่อน +3

    Mudhara Ovet; chikumbira ruregerero kumudzimai uchimupa mombe yake yekumuripa; otherwise ngozi idzodzi dziri kunetsa dzinowedzera kana amai avo vakafa usina kuvaripa futi.

  • @NyashaShunje
    @NyashaShunje 4 หลายเดือนก่อน +2

    Ndafarira Mai vane moyo wakanakisa mhamha rambai makadaro ndadzidza kuzvinipisa uye nokuregerera.Baba magonawo kukumbira ruregerero.Chibatsirai mwana muripamwe.

  • @chiedzamagunje5330
    @chiedzamagunje5330 4 หลายเดือนก่อน +3

    I love the mother's composure. Her tone really shows she has been going through a lot pertaining this issue.
    "Mavasunungura zveshuwa!"

  • @bluevan11
    @bluevan11 4 หลายเดือนก่อน +28

    I love the mother's reasoning, DNA is just meant to let the husband know the truth.

    • @EhudMcRuach
      @EhudMcRuach 4 หลายเดือนก่อน

      Hure rakambobatwa red handed

  • @BiaBianca-qn5tx
    @BiaBianca-qn5tx 4 หลายเดือนก่อน +10

    Mr Mugabe next time musaite kuti pamunobvunza mumwe 1 wacho anga aripadhuze nekuti pamunozomubvunza anenge ongomhanya kunyaya yaanzwa mumwe achitaure akusiya zvaukubvunza thank you ngavatipe side of his or here story not zvataurwa neumwe

  • @faraimaraidza1645
    @faraimaraidza1645 3 หลายเดือนก่อน +1

    Amai is so calm ,reasonable ,beautiful and so understanding .mai vataura chokwadi kuti baba ava mumusha mavo mune chivanhu .zvotoda tilda izvi

  • @Blessing-y9x
    @Blessing-y9x 4 หลายเดือนก่อน +3

    Mwana maonero angu pfungwa dzake dziri bhoo,asi akaregedzerwa o pakuda shamhu apo yakasimba chaiyo

  • @tigermaps9909
    @tigermaps9909 4 หลายเดือนก่อน +17

    Tinashe usapote uchikanganwa ma important points anenge ataurwa please madii kubvunza baba nezvechivanhu chemumusha chataurwa namoms inogona kuva iri iyo problem plus kana ndanzwa mushe moms vati most yevana vavo if not all havasi right right

    • @reginamukozho4063
      @reginamukozho4063 3 หลายเดือนก่อน

      Shuwa panechivanhu pamwana uyo haapengi uyo

    • @euvonnemadamombe809
      @euvonnemadamombe809 6 วันที่ผ่านมา

      shuwa, mai vati pavana vese hapana ari right

  • @rumbidzaimunhenga974
    @rumbidzaimunhenga974 4 หลายเดือนก่อน +58

    Baba at 61 vakutoziva kwavakasangana na mama vaye vema 20 havachatozive kuti vakasangana sei😂😂😂

    • @carolinesachikunda1714
      @carolinesachikunda1714 4 หลายเดือนก่อน +1

      imagine, anozviitisa mface uya

    • @teegeeinternet2820
      @teegeeinternet2820 4 หลายเดือนก่อน

      vaye vaida shamhu

    • @z.m-by7xh
      @z.m-by7xh 4 หลายเดือนก่อน +2

      Nhai nhai.takajairirwa paye

    • @tambudzaimuzhuzha6917
      @tambudzaimuzhuzha6917 4 หลายเดือนก่อน +1

      Ndazvifungawo😂😂😂😂😂

    • @itaimarega1615
      @itaimarega1615 4 หลายเดือนก่อน

      😂😂😂😂😂😂taura hako

  • @TendaiBangamuseve
    @TendaiBangamuseve 4 หลายเดือนก่อน +41

    Mr Mugabe keeping a straight face muchiudzwa zvechipoko pakaipa.the way yavari kutsanangura nayo

    • @cavecollections3801
      @cavecollections3801 4 หลายเดือนก่อน +2

      😂😂😂😂 hautambe pabasa

    • @yolandadehwe5671
      @yolandadehwe5671 4 หลายเดือนก่อน

      😅

    • @odeliachipiso1428
      @odeliachipiso1428 4 หลายเดือนก่อน

      Ndanga ndichingofa nekuseka.. Baba vanotsanangura ivava

    • @ruemar1
      @ruemar1 4 หลายเดือนก่อน

      Chipoko chakanohwanda..🤣🤣🤣

    • @aishersiziba6419
      @aishersiziba6419 4 หลายเดือนก่อน

      😅😅😅​@@ruemar1

  • @sanelefukutwayo1243
    @sanelefukutwayo1243 4 หลายเดือนก่อน +38

    Its so sad. Vana amai tinenhamo mwana akangopanduka we are to blame.

    • @NyashaChikati-rl6se
      @NyashaChikati-rl6se 4 หลายเดือนก่อน

      Neadolescence if mishandled maone

    • @OttilliaDhaimani
      @OttilliaDhaimani 4 หลายเดือนก่อน

      Ndirikuda kutyper this statement ndabva ndasangana nayo.Unoti ndigere hangu mumba mangu ndakura ,kungoita problem kuvana wotonzi DNA marwadzo

    • @tafadzwakamuruko5866
      @tafadzwakamuruko5866 3 หลายเดือนก่อน

      Because pa number 5 apo makamboita Gumbo kunze ka nhai mai mwana

  • @reseniamandimo206
    @reseniamandimo206 4 หลายเดือนก่อน +2

    Facial expression yemwana inoratidza kt haana respect

  • @veelove5082
    @veelove5082 4 หลายเดือนก่อน +4

    This child needs therapeutic intervention to assist with thinking and reasoning as well as to unlearn the negative behaviours that she adapted to as a coping and defensive mechanism due to abusive approach from the father, his relatives and other siblings. Bota family therapists, try CBT; Cognitive behavioural therapy.

  • @Mufarokwamuri
    @Mufarokwamuri 4 หลายเดือนก่อน +7

    Kana pasina zvamakaita pahondo yeminda torai shamhu mudashure zvikaramba stret naye kufenzi kugomo vanomurapa 😊😊

  • @RevengeZikuyumo
    @RevengeZikuyumo 4 หลายเดือนก่อน +42

    Ongororai mwana kutanga kuti haasi kutora ma drugs here hazvisi normal zvaari kuita zvemumusha zvinozotevera

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 4 หลายเดือนก่อน

      But ka zvanzi akatanga arikuma 7yrs

    • @JamesKasoro-v4g
      @JamesKasoro-v4g 4 หลายเดือนก่อน

      Ndochokwadi panekutsvaga zvisipo zvamunoziva

    • @JamesKasoro-v4g
      @JamesKasoro-v4g 4 หลายเดือนก่อน

      Ndochokwadi panekutsvaga zvisipo zvamunoziv

    • @JamesKasoro-v4g
      @JamesKasoro-v4g 4 หลายเดือนก่อน

      Ndochokwadi panekutsvaga zvisipo zvamunoziva

    • @ColletaDewa
      @ColletaDewa 4 หลายเดือนก่อน

      Baba ndovanopa sipo? Ayoiii

  • @mrman_2001
    @mrman_2001 4 หลายเดือนก่อน +55

    Happy New Month Bota Family and Crew

    • @faraijabulani5510
      @faraijabulani5510 4 หลายเดือนก่อน +1

      Happy

    • @theclosurednashow
      @theclosurednashow  4 หลายเดือนก่อน +5

      Happy new month 🧬🤞

    • @tracybiriati1448
      @tracybiriati1448 4 หลายเดือนก่อน

      ❤ happy happy

    • @LaizaRavu-rh9tm
      @LaizaRavu-rh9tm 4 หลายเดือนก่อน

      ​@@theclosurednashow Mwana uyu ndimi makamuona haasi kuita zvema drugs hre kana pasina madrugs imhepo chaiyo .plus anoda Shamu chairo

    • @paulinevurayai4617
      @paulinevurayai4617 4 หลายเดือนก่อน +1

      Thank you ❤

  • @yeukainyanjera5525
    @yeukainyanjera5525 4 หลายเดือนก่อน +26

    Mwana akachiviwa nevaroyi uyu😢

  • @LovenessZariro-j2g
    @LovenessZariro-j2g 4 หลายเดือนก่อน +2

    Hope haaurayi munhu mwana uyu haana respect

  • @Fayrwa06
    @Fayrwa06 4 หลายเดือนก่อน +30

    Prophets of DOOM destroy lives
    Baba zvamakabata zvapanduka
    Rapisai mwana kuchipatara nekuchiwanhu.

    • @missgee9252
      @missgee9252 4 หลายเดือนก่อน

      Ndibaba vavo vakabata not ivo

  • @PeterMangombe-mi3ne
    @PeterMangombe-mi3ne 4 หลายเดือนก่อน +1

    Mudhara is a very good narrator especially paimbwa dzichidzingiririra chipoko kkk

  • @LydiaSiwa-zo4mr
    @LydiaSiwa-zo4mr 4 หลายเดือนก่อน +36

    Mwana ari sturbon uyu and karough, mubereki ari kudawo pfuma

    • @justicemunyoro5408
      @justicemunyoro5408 4 หลายเดือนก่อน +5

      Haasi stubborn , kutorwara chaiko

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 4 หลายเดือนก่อน +1

      Hausikuona here kuti arikurwara

    • @valerieedithchiriseri4140
      @valerieedithchiriseri4140 4 หลายเดือนก่อน

      She is displaying signs of autism. This is what happens when social services or a lack of fail the people.

    • @vivianmasamha9111
      @vivianmasamha9111 4 หลายเดือนก่อน +3

      Mwana haarwari uyu rumamiso chairwo

    • @taagono
      @taagono 4 หลายเดือนก่อน +1

      kurohwa kushoma

  • @tafarakwaramba5657
    @tafarakwaramba5657 4 หลายเดือนก่อน +24

    Pandinakidza ndepanzi mwanangu nyaya dzese dzatataura ngadzisare pasi pemuti panapa abva atarisa muti wacho achi smile

    • @madambossfan2695
      @madambossfan2695 4 หลายเดือนก่อน +2

      Mental assessment required.

    • @bridgetkaswa5958
      @bridgetkaswa5958 หลายเดือนก่อน

      Haa kana ini pandityora hangu

  • @RudazTinman
    @RudazTinman 4 หลายเดือนก่อน +8

    Bipolar disorder iyo hapana zvemweya ndinawo sister vaidaro kutora zvinhu achibikira musango osiya nemapoto ikoko

    • @dadikapfunde6830
      @dadikapfunde6830 3 หลายเดือนก่อน

      True she has a mental health problem EUPD chaiyo

  • @ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn
    @ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn 4 หลายเดือนก่อน +16

    Maporofita itai mushe veduwe kuda kudiiko kunze uko muchinyebera vanhu kukwidza forogonya baba avo, happy for mum mwana ndewa baba, mwana chiitawo hunhu chaihwo pamusha.

    • @stellahchakwenya1335
      @stellahchakwenya1335 4 หลายเดือนก่อน

      Taura hako asi tingadii zvinorofanira kuti zvidaro sekureva kweshoko kuti kuchava nevaporofita venhema

  • @thandybhebhe795
    @thandybhebhe795 4 หลายเดือนก่อน +6

    Happy new month Bota family.. are we liking and sharing?😊

  • @yvoneziko1014
    @yvoneziko1014 4 หลายเดือนก่อน

    This family needs deliverance kana muchinamata imboendai kunana man of God kana muri vechivanhu imbofambai mwana abatsirwe uyu

  • @AudreyChriss
    @AudreyChriss 4 หลายเดือนก่อน +11

    Apa zvakafanana sei baba nemwana

    • @PamelaMpofu
      @PamelaMpofu 4 หลายเดือนก่อน

      Ndange ndatozviiona result risati rabuda vakafanana ava

  • @Angela-b8b
    @Angela-b8b หลายเดือนก่อน

    Jehova Mwari wangu. Batsirayi Mhuri iyi In Jesus Christ 😭

  • @DorothyKuchigu
    @DorothyKuchigu 4 หลายเดือนก่อน +23

    Ummm yaa l think mwana uyu akashandiswa because of chivanhu chaitwa na Sekuru na Mbuya wacho

    • @RuthNyoni-ou2ub
      @RuthNyoni-ou2ub 4 หลายเดือนก่อน

      True

    • @Tamichakas
      @Tamichakas 4 หลายเดือนก่อน +1

      The kid might be a neurodivergent. She just needs to see vana chiremba chete chete

  • @ElesiMagwidi
    @ElesiMagwidi 4 หลายเดือนก่อน +6

    Kuhondo makauraya vasina mhosva imi makanga maenda kunorwira nyika ,maitengesa vanhu maipisa vanhu nenhau dzisidzo

    • @clevernechakawana721
      @clevernechakawana721 4 หลายเดือนก่อน

      I think mdara uyo maoko ake haana kuchena

  • @MissDanaii
    @MissDanaii 4 หลายเดือนก่อน +3

    “Nyaya yeflour yakafamba sei”
    🗣️😒”Flour ipi?”

  • @KindomDiplomats
    @KindomDiplomats 4 หลายเดือนก่อน +1

    Kamwana kakajaidzwa aka. Kanokurova ako Tinashe

  • @petronellachiyangwa6766
    @petronellachiyangwa6766 4 หลายเดือนก่อน +7

    Hanzi handisi kunyepa akomana asi camera man and crew vavaseka here

  • @stanleydzvekesu9248
    @stanleydzvekesu9248 4 หลายเดือนก่อน

    Mugabe you have displayed great wisdom by not disclosing Chivanhu chiri mumusha mababa ava as purported by the mother . wagona wena

  • @mikemagidi5365
    @mikemagidi5365 4 หลายเดือนก่อน +8

    🤣🤣🤣🤣Haaaaa uno zorora
    Mdara ndiye akundi nakidza,,, apedzwa simba nemwana wake sheim

    • @petronellamazuba4968
      @petronellamazuba4968 4 หลายเดือนก่อน

      Ah anopindura zvaanoda shame and she is not moved by anything 😂

  • @JessicaZvazanewako
    @JessicaZvazanewako 2 หลายเดือนก่อน

    Its so nice to have parents .
    Anoyemeswa futi

  • @pheobeforomah5629
    @pheobeforomah5629 4 หลายเดือนก่อน +16

    mai awa from the advert❤❤❤❤❤❤❤❤❤

  • @livingstonechisanya8922
    @livingstonechisanya8922 4 หลายเดือนก่อน +2

    Ukawona panonzi daidzai president ED nditaure varipo kuti mwana ndewako.. ibva waziva ndewako shuwa😂😂

  • @kikiri383
    @kikiri383 4 หลายเดือนก่อน +5

    Haaa nyaya yaNyasha tainzwa asi yechipoko chakatandaniswa nembwa ndeyenhema. Mdara uyu ane zvaakabata hake. Nyasha is so beautifull and smart

    • @tentieg6679
      @tentieg6679 4 หลายเดือนก่อน +1

      ko hanzi chipoko chakahwanda kkkkkkk, chichitadza kungomubudira pachena kuti ndiendese kumusha kwangu lol

    • @chingombedaries
      @chingombedaries 4 หลายเดือนก่อน

      Hanzi chipoko chakawanda 😂😂Zimbabwe unopa kutenda

    • @TariroKusvayi
      @TariroKusvayi 4 หลายเดือนก่อน +2

      Baba ava vanonyeba ava ..munhu kana akafa arimunhu mukuru .paanomuka chipoko hantie anongodzoka ari zvaanga ari nezera rake here .ko why kuzoti hanzi kupa muenzaniso wekamunhu kadiki hakuna zvakadaro vakaona chidhoma baba mumusha mavo makatakura and mwana iyeye kuti are akaurayiwa nezvinhu zvemumusha mababa avo.

    • @chingombedaries
      @chingombedaries 4 หลายเดือนก่อน

      @@TariroKusvayi beside that chipoko is in spirit forms chaiwandireyi instead yekungonyangarika

    • @BlessingMudzara
      @BlessingMudzara 4 หลายเดือนก่อน

      Ndoriot yacho chimunhu ichocho kkkkkk

  • @TrymoreMagate
    @TrymoreMagate 4 หลายเดือนก่อน +1

    DNA yakawandira Kuma drama tomboonerera zvedu 😂😂❤ the best drama in Africa rinechokwadi chirikuitika mukurarama

  • @deliwendlovu6954
    @deliwendlovu6954 4 หลายเดือนก่อน +16

    DNA Tinashe Mugabe is the best ❤

  • @PrincessDube-xh2gh
    @PrincessDube-xh2gh 4 หลายเดือนก่อน +1

    Haa baba vanoshusha haiwa. Mwana needs mental evaluation necounselling chaiyo she was neglected from a tender age achinzi hausi we pano. Zvinova zvino explainer the behavior yaanayo iyo

  • @calvinobo9018
    @calvinobo9018 4 หลายเดือนก่อน +17

    Mwana anoda Rumamiso chete anoita zvakanaka nezita Ra jeso amen

    • @PedzieGwata
      @PedzieGwata 4 หลายเดือนก่อน +5

      Ndokutirwara kwacho unenge uchirovana nemhepo obva akufira vochidiii kumashure kwake kune vamwe 4 vanoda kuchemgetwa, at least vaakuziva kut ndewawo vochitsvaga mudzi venyaya, mwana uyu murwere vepfungwa chaiye or ari possessed nengozi or zveurombwa hwemumusha

    • @dereckrunhare9891
      @dereckrunhare9891 4 หลายเดือนก่อน +1

      Wapedza,1 weak achimamiswa anoita bhoo

    • @joymugwambi3819
      @joymugwambi3819 4 หลายเดือนก่อน

      😂😂😂😂😂😂😂

    • @justicemunyoro5408
      @justicemunyoro5408 4 หลายเดือนก่อน

      Mental case iyo , anokudzorera otokurova iwewe

    • @proudmatonda2119
      @proudmatonda2119 4 หลายเดือนก่อน +2

      😂😂😂😂😂 kuzoti rumamiso nezita raJesu Amen

  • @lenahgotora7326
    @lenahgotora7326 4 หลายเดือนก่อน

    Imwe mibvunzo haisi relevant Mr Mugabe zvekuziva mafiro emwana uyu focus nenyaya yamafambira

  • @naturezw3655
    @naturezw3655 4 หลายเดือนก่อน +22

    Zverudzi urwu zvinopera nekutsanya nekunyengetera😢.

  • @enockchari3994
    @enockchari3994 4 หลายเดือนก่อน

    Endai kwa Prophet Miracle Paul mudhara anokupai nhorondo chaiyo.

  • @lydiadube
    @lydiadube 4 หลายเดือนก่อน +3

    But this woman is humble hake,and intelligent too

  • @Angela-b8b
    @Angela-b8b 4 หลายเดือนก่อน

    Lord Jesus Christ have Mercy. Mwana arikuda Nyasha. Mmm Hunhu hwake arikushungurudza vabereki 😢 😢😢. Mwana haadaro kuna baba 😢

  • @josphinematemera5913
    @josphinematemera5913 4 หลายเดือนก่อน +14

    61 achiri kuziva vana vana vemasvingo voti hatichazivi haiwa manje tinashe akuramwa

    • @lianamusarurwa15
      @lianamusarurwa15 4 หลายเดือนก่อน

      Imagine 😂😂

    • @KimPaida-c7b
      @KimPaida-c7b 4 หลายเดือนก่อน

      Vakazodzokerwa here vaya

    • @josphinematemera5913
      @josphinematemera5913 4 หลายเดือนก่อน

      @@KimPaida-c7b I doubt

    • @mariettamuchekeni3705
      @mariettamuchekeni3705 4 หลายเดือนก่อน +1

      Vakadheerera vaya, Tinashe got annoyed ,for the 1st time akazviramwa..vaizviitisa apa havana chinhu.kuda kuremera ma streets uri rombe..

    • @eunicedangare8568
      @eunicedangare8568 4 หลายเดือนก่อน

      kkkk ko rakazodii team riya 😂😂😂😂

  • @gracechowe1612
    @gracechowe1612 4 หลายเดือนก่อน

    Rapisai mwana zvino vanhikwa izvi ,Hamusirimi mega ,mhepo dziri kutenderera pa mhuri dzese dzese .Love her ,musa mudaro.

  • @pelagiamuguti8693
    @pelagiamuguti8693 4 หลายเดือนก่อน +22

    Is she not on drugs? Her facial expressions anotoratidza kusizer vabereki vake.

    • @princetichaonabenengu9320
      @princetichaonabenengu9320 4 หลายเดือนก่อน +2

      Haaa pane kubatabata kwevabereki kwakaitwa

    • @teevideos796
      @teevideos796 4 หลายเดือนก่อน +4

      She suffers from some mental health issue. They should just go to hospital

    • @BlessedGukwe-jz6tg
      @BlessedGukwe-jz6tg 4 หลายเดือนก่อน

      True ndazviona wo kwedu ayive ko ayidai vabereki vake zvakanzi hee mhepo akazonoroveswa kuma purisa akaita munhu kwaye

    • @chitomaz40
      @chitomaz40 4 หลายเดือนก่อน

      Not at all ndochivanhu ichi mhepo chaidzo

    • @Lawrence-se8vb
      @Lawrence-se8vb 4 หลายเดือนก่อน +2

      Mental illness iyo

  • @CookingwithPauline
    @CookingwithPauline 4 หลายเดือนก่อน +5

    Mwana Ari normal ASI chinoitika ane mweya wetsvina unomubata ndosaka achiita zvaanoita izvi

  • @alvinachimedza2964
    @alvinachimedza2964 4 หลายเดือนก่อน +1

    Its either mushonga wedivisi, weluck kana wembobo wakabatwa nababa ava hazvisi zvega izvi and anotovasaizer vabereki vake ivowo they're acting as if they know wat they did.... Pfungwa dzake dzakakeana but pane kakubata kakaitwa vevabereki ava.... Anyways chero maziso could tese these two look alike

  • @CharityBeremauro
    @CharityBeremauro 4 หลายเดือนก่อน +16

    Baba chigadzirisai chivanhu mumusha menyu

  • @Miri-z9c
    @Miri-z9c 3 หลายเดือนก่อน +1

    Ndofunga baba vaigara vachingotuka mwana Kuti hausi mwana wangu Kana kuona maivake vachishungurudzika nekuda kwemashoko aitaurwa nababa zvinogona kuva zvirizvo zvakamukanganisa pfungwa

  • @ttfam8742
    @ttfam8742 4 หลายเดือนก่อน +17

    I feel for amai, mwana was abused for too long from probably the age of 7 achingonzwa mashoko. The young girl needs counselling

    • @TOFFEE.B
      @TOFFEE.B 4 หลายเดือนก่อน

      True

    • @Lawrence-se8vb
      @Lawrence-se8vb 4 หลายเดือนก่อน

      No abuse,munhu anorwara nepfungwa,could be bipolar,needs lithium carbonate or epilim

    • @limbermist2904
      @limbermist2904 4 หลายเดือนก่อน

      Kkkkkk dzimba dzinonakidza

  • @claytonmpatsi7887
    @claytonmpatsi7887 4 หลายเดือนก่อน +2

    mwana anoda kumamiswa ...chete ...anoita munhu

  • @VirginiaMapindu
    @VirginiaMapindu 4 หลายเดือนก่อน +11

    varume ndozvavari vanokupomera mhosva zvekuti unofa unechigumbu

    • @JessicaMukora
      @JessicaMukora 4 หลายเดือนก่อน +5

      Mwana akaita mari ndewa baba akangoita upenzi ndewamai zvakaoma dear

    • @knowledgekudzedzereka-qy5dx
      @knowledgekudzedzereka-qy5dx 4 หลายเดือนก่อน

      Zvekunzi Mai vakabatwa neChkomba hauna kuzvinzwa? Zveakavigwa mumusha musir mavo hauna kuzvinzwa?

    • @caswellshoko4617
      @caswellshoko4617 3 หลายเดือนก่อน

      ​@JessicaMukora I disagree ne statement iyi. Mwana always ndewamai anozova wababa panyaya yeresponsiblity kana kuti problem.

  • @petronellachiyangwa6766
    @petronellachiyangwa6766 4 หลายเดือนก่อน +2

    Grade 7 sisi vakapedza chikoro

  • @lovenessbhafu202
    @lovenessbhafu202 4 หลายเดือนก่อน +6

    Rigioni.haasi ega mwana uyu anoda kubatsirwqa spiritually

    • @mesiMutepfa
      @mesiMutepfa 4 หลายเดือนก่อน

      True

  • @vimbaichakururama469
    @vimbaichakururama469 4 หลายเดือนก่อน +1

    Guys zvimbo inonzi headlands chinyudze inyati mine chiendambuya umm nndakambokugara ndiri mudiki ndaingoita the same nemwana uyo asi pandakangobvako zvakabva zvapera zvemusikanzwa ndofunga kunzvimbo idzi kune mweya unoteera vana sikana kune vandakasiya vemu area medu mataigaira ndakazonzwa kuti vakuitawo misikanzwa kutodarika ini

    • @phineasmasori3540
      @phineasmasori3540 4 หลายเดือนก่อน

      Zvekutoti maitosanganawo nevarume vakati wandeiwo ere panguwa yacho

  • @ArnoldMarambire
    @ArnoldMarambire 4 หลายเดือนก่อน +3

    Amai ava doesn't regret kuti vakambobatwa nechikomba.

    • @chandapiwahungwe7729
      @chandapiwahungwe7729 4 หลายเดือนก่อน +4

      Vakanga vambosiyana nababa saka we can not say vakahura

  • @mayqueenbanda9049
    @mayqueenbanda9049 4 หลายเดือนก่อน +6

    I feel like problem iri pana mai vaudza mwana zvisirizvo zvaita kuti adherere

    • @TavongaMahachi
      @TavongaMahachi 4 หลายเดือนก่อน

      Ndandichitoitsvaga comment iyi....Uri right ipapo

    • @mayqueenbanda9049
      @mayqueenbanda9049 4 หลายเดือนก่อน

      Ehe plus vakomana pamwe vanavo vanotobetserana havo nemwana zvaita kuti avadherere hapana chaari kuputa uyo Ko Kana achisiya musango kuti vakomana vadye

  • @SheStoicForLife77
    @SheStoicForLife77 4 หลายเดือนก่อน +16

    This daughter akafanana nababa vake dzomweya idzi. Kana frown yake is the dad’s 😅

  • @addiencube-nl2fv
    @addiencube-nl2fv 4 หลายเดือนก่อน +1

    Graphic quality nyama clear zvekudaro thumbs up

  • @MichaelFisher-xl6nh
    @MichaelFisher-xl6nh 4 หลายเดือนก่อน +6

    Tinashe Mugabe the DNA man happy new month

  • @FaithChatiza
    @FaithChatiza 2 หลายเดือนก่อน +1

    Apa akafanana nababa vake

  • @Kudzie864
    @Kudzie864 4 หลายเดือนก่อน +26

    Mwana anoda kurohwa uyu zvemhepo tozozviona pamberi Ari stubborn uyu

    • @ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn
      @ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn 4 หลายเดือนก่อน +2

      Kutsikwa chaiko anozvirega zvese zvaari kuita izvo kushaya shamhu chaiko

    • @tapiwamachingambi8946
      @tapiwamachingambi8946 4 หลายเดือนก่อน +1

      Taura zvako iwe, i stupid yemwana uyu 😮

    • @Kudzie864
      @Kudzie864 4 หลายเดือนก่อน

      @@ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn anojairira uyu imagine the why yaari kupindura vabereki vake zvonzi imhepo

    • @lorraineposi
      @lorraineposi 4 หลายเดือนก่อน +1

      Mwana uyu anoda munhu anonyatsogara naye pasi otaura naye. Anogona akabatwa chibharo or any other form of abuse irikuita kuti ave rebellious as such

    • @teevideos796
      @teevideos796 4 หลายเดือนก่อน

      It’s just a case of mental health. This is not new or surprising. She needs a proper mental health assessment and get treatment. You can see from the way she speaks she does lag mentally.

  • @moremurove-6553
    @moremurove-6553 4 หลายเดือนก่อน +1

    She is mentally disturbed mwana uyu don't blame her.Kkkk hanzi handipenge kupa baba hagy kkkk.

  • @LiyonaSibanda
    @LiyonaSibanda 4 หลายเดือนก่อน +18

    Take her to the doctor metal problem maybe something wrong 😊😊😊😊

  • @NyashaAdam
    @NyashaAdam 4 หลายเดือนก่อน +1

    Mwanangu zvese zvawaiita toda zvisare pasi pemuti uno kamutarisiro kaaita muti wacho kubva arova smile kutosaiza hake anojairira vabereki uyu

    • @namatiraisithole6158
      @namatiraisithole6158 3 หลายเดือนก่อน

      Shame ,baba vebenzi havana mufaro chokwadi sorii henyu baba Mwari ngavakusunungurei pahondo yamunayo iyi kkkkkkkk ,kutoramba hug 😂😂😂😂😂😂

  • @tinasonnie-samhungu5959
    @tinasonnie-samhungu5959 4 หลายเดือนก่อน +14

    Vanhu wamakauraya muhondo vaye vadzoka.. in another level.. hapana runyararo apo

  • @DadiraiNemasonzi
    @DadiraiNemasonzi 4 หลายเดือนก่อน +1

    Anenge anotora madrugs or njere dzinombotaika

  • @Shamiso-bw5zo
    @Shamiso-bw5zo 4 หลายเดือนก่อน +10

    Ndaseka zvangu ndichingoona musoro wenyaya 😂

  • @samkanyimbi5869
    @samkanyimbi5869 4 หลายเดือนก่อน +2

    Maya mwana uyu haapenge mhani, anoda kutsikwa chaiko chaiko nemboma kana tsvimbo kana mubhadha. Well done sekuru nagogo, asi endai kukwayedza sekuru mutaure navo nenyaya yechipoko

  • @annahchidarura9146
    @annahchidarura9146 4 หลายเดือนก่อน +12

    Mwana uyu haasi pama drugs asi kti anotoshandiswa nezvedzinza chaizvo

    • @richarddodzo6951
      @richarddodzo6951 4 หลายเดือนก่อน

      Akafarinh mwana akatanga kupenga rinhi

  • @vimbaichigodorah
    @vimbaichigodorah 4 หลายเดือนก่อน

    ❤ but l liked very much kwazoperera show😂 especially hug part but baba avo vakafanana nemwanasikana wavo

  • @GraceMapfumo-ep9tx
    @GraceMapfumo-ep9tx 4 หลายเดือนก่อน +5

    Iyi haisi msikanzwa yemwana iri yega nekuti hanzi zvakatanga from 7 years or 10 so ungati mwana ane 7 years angaita msikanzwa yekutadza kutsiurika hr?? Kana zviri zvema drugs anga asati atombozivanezvawo there is something behind not kt msikanzwa yake anoda kunzwirwa tsitsi mwana uyu henyu

  • @mzee5533
    @mzee5533 4 หลายเดือนก่อน +1

    Baba harisi basa renyu rokupa mwanasikana sipo , i department ramai iro. Makadzungaira mudhara imwi

  • @hazelchatikobo6451
    @hazelchatikobo6451 4 หลายเดือนก่อน +8

    Hanzi maita basa madzibaba. Madzibaba Tinashe Mugabe lol.

    • @mitchellmuzinda8994
      @mitchellmuzinda8994 4 หลายเดือนก่อน +1

      😂😂😂 Madzibaba Tinashe

    • @Mariahkodo
      @Mariahkodo 4 หลายเดือนก่อน +1

      Madzibaba 1 vasinganyeperi vanhu 😂 dna ndo the best

  • @mastermind1391
    @mastermind1391 4 หลายเดือนก่อน +1

    Endai naye kwaMukotsanjera anopedza zvose izvo

  • @GraceMapfumo-ep9tx
    @GraceMapfumo-ep9tx 4 หลายเดือนก่อน +14

    Pamwe mwana uyu akupengeswa ne brother yake yakafa yacho iyoyo

    • @luckymazhambe8211
      @luckymazhambe8211 4 หลายเดือนก่อน +2

      Handifungi kudaro nekuti zvanzi akatanga arikuna 7 years zvichienda zvichikura akazokumira grade 6 _7 achingoita yake yaanoda so anotambudzwa nemadzinza maonero angu coz Mai avo vati pavana vavo vese hapana akaita musvinu

  • @lorrainemazhawidza6790
    @lorrainemazhawidza6790 4 หลายเดือนก่อน +1

    Ndaseka nhasi sisi kutiza hug here uko .....

  • @georginagarai3900
    @georginagarai3900 4 หลายเดือนก่อน +10

    Baba ndimi munogova sipo mumba😥🥺🤭. Musashushe kudaro

  • @ntokozonkiwane4171
    @ntokozonkiwane4171 4 หลายเดือนก่อน

    Baba is genuinely concerned about his child, l hope a solution is found soon🙏🏾

  • @KundaiNdhlovu-s2r
    @KundaiNdhlovu-s2r 4 หลายเดือนก่อน +4

    Uyo akatomboiravira Boerwors 😂😂😂😂😂 amumugone...........😅

  • @aaronjasimukarati4015
    @aaronjasimukarati4015 4 หลายเดือนก่อน

    Nyaya hombe irikubva pamutorwa wavakaviga mumusha mavo. Kana vakanga vachiziva baba vemwana wekuuya namai wekuzoshaya uyo paakafa vakadii kumuindisa kumusha kwake akanovigwa ikoko. Ingozi yapinda mumusha iyo

  • @MaybeMatiza-kl6wd
    @MaybeMatiza-kl6wd 4 หลายเดือนก่อน +24

    Shamhu kumunhu anoita bhooo uyoo😂😂

    • @takudzwachihuri662
      @takudzwachihuri662 4 หลายเดือนก่อน +3

      Haaa live uyu haana mhepo ishamhu ikudiwa

    • @ShyleenMomberere
      @ShyleenMomberere 4 หลายเดือนก่อน

      Sure akakwana uyoooo muskanzwa chete manje ukazonzwa vanhu vakuti imhepoo obva anyatsozviita seanemhepo sure

    • @JaneBeture
      @JaneBeture 4 หลายเดือนก่อน +1

      Anoda shamhu munhu akangojaira kuti uyu anodai,haanzwe kuregererwa uko mhepo mofamba mwana achiri mudiki kusvika asvike apa anodherera mwana uyu.