Kumba kubuda every day , kkkkkkk Gogo vaiti uriko kumba, unonyepa mwana, iwe TV panze, so basa unoita nguvai kana uchibuda every day please mwana am so sorry uri garinya unoda marii, because unoziva kuti Allen akadanana nevanhu vakawanda, but wakamuda unopenga chaiko , Taura chokwadi waida mari
Saka zvri pachena ka kuti varakashi ndovaredzi veuwori mu nyika yezimbabwe kkkll mkadzi wa Allen Mwana waminister anotogara nepfuti wena yekutyityidzira vanhu munharaunda heyiii ndachema hangu
URI CHITUTA CHOKUPEDZISIRA.WAKABVUKUDZWA MUVIRI WAKO,UKABVISWA UMHANDARA ,NOW YOU ARE DUMPED. THEY KNOW WHAT THEY ARE DOING THESE YOUNG GIRLS. AFTER LOSING HER VIRGINITY NOW SHE APPEARS DECENT. YOU SHOULD HAVE LISTENED TO YOUR GRANDMOTHER.
Varidzi vema Lodge ngavapote vachitarisa makore evana then call police kana musikana ari underage coz mawandiro ari kuita ma single mothers ama 2000 uuuummm😢😢😢😢😢Mwari pindirai
Explanation yemwana , am non concluding kuti mwana uri hure, pfambi, garinya chairo, how can date married men, at you age kuda munhu, mukuru, please hapana munhu anofanirwa kusunga apa, please pple learn 😀 if u don't learn u perish
Shumbakadzi,great job,chibaba ichi must face the law and compasate tht child.
Vana ava havanzwe ukamutsiura inoita kunge vasvika pamba panembwa ndakamotsìra umwe so ndakadzi nderako ririkunyengwa hr
Kkkkk sure hre dear
Ndosaka tisisambotsiure kuchenama too moch😂😂😂
You guys are doing the Lord's work. Keep it up Slymedia 🤞
Thank you guys
Aasi Alfred uyo ndimadzibaba avo batai munhu
Alan kujeri
Queen is accomplice
Havateereri vana ava
Alfred, Queen,Haji and Allen kujere. Police basa iro. Nyika yese yakamirira kuona
Vana vemazuvano makangwarisa henyu haiwawo
Hanz ndikamuvhunza kt ndakakutadzirei😂. Kubvira munhu ane zera rababa vake. Munhu anevana vezera rake
Muchinyanya dzikamai siyanai neSugar daddy aya ...ikozvino akunzi ma chilies daddy.....akuvava😢😢😢😢😢😢
Usadaro dear unemwana musikana here ndosaka vachisungwa even ukati takadanana zvinonzi uyu mwana WY wakapfimba uchiona mwana
True hapana zvinenge zvichizivikanwa ne vana ava vanonyenga vana ndivo problem @@JemimaBhobho-y1c
Dr iyeye anoda kushanyirwa anobvunzwa kuti mainjections eyi awakabaya mwana vanoda kuvharirwa naAllan wake
Doctor uyu na allan vese ma satanist injection iro rine nyaya in future
Kuti harisi re siki vanhu vane hutsinye kunze uku
Azithromycin ndere STI iro
Kumba kubuda every day , kkkkkkk Gogo vaiti uriko kumba, unonyepa mwana, iwe TV panze, so basa unoita nguvai kana uchibuda every day please mwana am so sorry uri garinya unoda marii, because unoziva kuti Allen akadanana nevanhu vakawanda, but wakamuda unopenga chaiko , Taura chokwadi waida mari
Nhai hako iwe kahure aka
Mapostànga zvakare 👏🏾😰
Girl Child support/Girl Child Network batsirai mwana uyo ,Alan Ngaasungwe
Mwana uyoo ndaasiyane nemutume wevanhu
Haaa tumahure tuvanautu
Musikana uyo mudiki chaizvo anotoroorwa kana neumwe Munhu akatogarisika , Madzibaba Alen Ngavaende ku Prison
ZRP Itai Basa sebasa ,Makazvitaridza Pana Madzibaba Ishmael etc Munhu uyo Ngaaende ku Prison
Mwana uyo ativa pa danger pliz mhamha protect mwana uyo
Aiwa mature emazuvano aya anonetsa adananiraneko nemunhu its arimwana wechikoro , kutandanisa tsuro mbiri zvinoitawo hre handinzwire zvakadai tsitsi mazvokuda , APA aidanana nemurume wemunhu aiwa chero dai arimwana wangu handambosekerere zvakadaro ,Vanyanya kuda zvisiri zvezero ravo
Zvagara zvakadaro kubva kare so mwana anotoda control yakasimba cz anofuririka simple
Alan kana akatiza muzimbabwe police ainobata mkadzi nevana vake vavaise mujeri coz vanosapota zvinhu zvakashata 😢😢😢
Ini ndiri Mai zvangu ndarwadziwa but vana vedu vanetsa vakuda life yepamusoro aitoziva kut aifambidzana nevaskana vazhinji iye ipapo nhau yemacombie iyoyo vachitengerwa chicken inn varume vacho kuzodawo mzukuru wako mwari tibatsireiwo tibatsireiwo chokwadi kutoenda kujeri nezvinhu zvisina bsa
ZRP hero Basa Sungai Munhu nenyaya yekurara ne Under age
Pane mumwe murume kuchitugwiza ari kushandisa vanavadiki anoti ndikusvagirai bsa opota achirara navo tamuyendesa kuchitugwiza purisa bt hapana chakabatsira anotenga mapurisa
Sababa vevasikana this is sad 😢😢😢😢😢😢😢
Very sad
Vana havanzwe,16 years waidei pamurume we munhu ,gutsikana iwe nelife yevabereki yako
Shuwa tumahure tuvana utu
Shungai munhu uyo anotishaishira vana
16yrs akutodanana nemadhara mmm nyika yaipa
Alan Manyengavana 😂😂😂 zigororo
Haaa. AMA 2k mahure ayo
Waita mwana mudiki 16 yrs kudanana nemurume wemunhu kuda zvinhu here wakafurirwa nani zano pangwa uine rako
Pamwe ndezvema rituals zvaAllen why kuvana vadiki vega vega .Alfred naAllen vakutya kusungwa ngavavharirwe dhemeti vakuda kungwara mukanwa hanzi dai wangoramba😅hezvo jeri munotoritya zvenyu nhai Allen aiwa Shumbakadzi rambai makadzvanya kana zvatonetsa moenda kwamambo Mutasa or Bushu vanobva vafonera police ipapo ipapo
pakaipa pakaipa apoo
Saka zvri pachena ka kuti varakashi ndovaredzi veuwori mu nyika yezimbabwe kkkll mkadzi wa Allen Mwana waminister anotogara nepfuti wena yekutyityidzira vanhu munharaunda heyiii ndachema hangu
Ana madzibaba varikurira nowadays iko vana awa ngavadzikame kani
Anodzikama Seiko iye achinyengedzwa iphase yacho inototyisa
@@nomsanyika151 haurevi nhema asi baba awo ngavambonopinda mumacells
@@lorrainenembaware4606iko kamwana aka kaisa ziva kuti anemukadzi here tumahure tweku epworth utu
@@antonia-x6b inyaya yakaoma zvakaoma weduwee haurevi nhema
Maonero angu masowe ngamiswe ese
True❤
Vana vedu ava ewo
URI CHITUTA CHOKUPEDZISIRA.WAKABVUKUDZWA MUVIRI WAKO,UKABVISWA UMHANDARA ,NOW YOU ARE DUMPED.
THEY KNOW WHAT THEY ARE DOING THESE YOUNG GIRLS.
AFTER LOSING HER VIRGINITY NOW SHE APPEARS DECENT.
YOU SHOULD HAVE LISTENED TO YOUR GRANDMOTHER.
Alan arikudiwa kujeri please
Varidzi vema Lodge ngavapote vachitarisa makore evana then call police kana musikana ari underage coz mawandiro ari kuita ma single mothers ama 2000 uuuummm😢😢😢😢😢Mwari pindirai
But Ivo pavanenge vachiendeswa Kuma lodge zera iroro vanenge vasinga vhunduki here yoor 🤔
@@MelissaJays vanenge vakadhakiswa nezvinodhaka
Kusadzikama vana vedu
sort him out Shumbakadzi
Rinonyenga rinohwarara rinosumudza musoro kana ravana
Bvaapa iwe waitiza kumba nyarara. Kurod waidei
Ndiyo inonzi 🔞 underage
Vana havaterere please mwana musikana inhamo chaiye
Zvinowanikwa dear zvinongoda kunzwisisa
Hanty munozviona semakura here?
Vezera renyu maiti havana skiri
Zvakaoma
Ngaasungwe murume uyu akutora advantage
Ko imi matadza kumusungisa here basa renyu ndereiko
vanhu tinoda zvinhu, asi zvinhu zvacho hmm mahwambi murambu
arikushandisa vana kumakombi uyo
People get involved in criminal act like jokes
Munhu ngaasungwe
Ngaasungwe uyo nxaa
Parikubirwa munhu madestiny
Havana mukanganisirwa ndeye akazvikanganisira musoro bhangu
Kana wakazvara sekera muchidende &tisashore mwana zera rake rinofuririka achiri mudiki.
@@nomsanyika151haaayiwa vana havanzwe tumahure utu
AMA 2K AYO
Allan uneluck rekuti handisi kuZim parizvino
Mrume uyu ngaasungwe anodheerera
Alfred uyuu suspect
Wakakaura Semitic.kungwara nhema
Domugogodza gonhi ramagistrite neoninika uku
Ma 4ni ane umbowo hwose , Alan wapinda pakaoma nokuti wakashaya hunhu .
Weduwee ISU tinopfimbwawo asi tinoramba seiko vachibvuma ,haambokuurayi Kuti caramba vanozvidawo
Urihure shuwa waitombofonerwa,16 years pamurume wemunhu huye bodo,vana vedu vakuseri
Explanation yemwana , am non concluding kuti mwana uri hure, pfambi, garinya chairo, how can date married men, at you age kuda munhu, mukuru, please hapana munhu anofanirwa kusunga apa, please pple learn 😀 if u don't learn u perish
Ngaadzokere kumba mwana uyu
Musikana uyu ihure musapota muchingoti kumbunyikidzwa hapana zvakadaro kana achiti akafuririka akareganei kufuririka nemunhu asina mari muchinyanya kuda varume vane zvinhu zvavo kudamari kuda zvakashandwa kare ndomubairo wacho murume uyu ndomupasando dzake muchasvinura vakadzi musikana uyo ihure vese vanoda varume vanemari mahure
This is a minor munhu wamwari
Kunyangwe mukataura zvinengei the fact yokuti she is a minor unonyura
Munhu mukati zidhara rose iro kufemera mwana
mugadzirisa nyika manje
makombi ake ngavhariswe paroad
Masatinyaudze ukoo takambokuudza kuti dzikama ukati life ndeyangu ndoita zvandoda ska wakutsvagei pamhepo
Muri mupurisa here mutemo nenyika unotii
Mozoenda kunotaura izvozvo mu court iye dhara aidei pamwana
Munhu mukati
Iye zidhara raidei pamwana mucheche . Manje muudzei Allen kuti Hondo iyooo
Pamwe pacho vana vedu havachanzwa asiwo baba avo ngavaite mushe
Vana vagare havanzwe kubva kare zvagara zviriko kungoti uyo aiva mwana mudiki kungoti hakuna mistake isina correction
Vana ndovakuda zvinhu pavanonyengwa vanenge vasingaone here kuti muhombe kwandiri vana ava vachapedzera hama dzedu mumajeri
Ko munhu mukuru why kunyenga mwana anezera newako
Hazvina justification kucourt unovharirwa uchinzi wakafonyora mwana brain
@@nomsanyika151 bt kaa vana ivava ndovarikuda zvinhu varasiswa ndopavava kuona kuti idhara kopese apa kopaakatanga kukusvitsa shoko wakadii kuonera ngatingodzisai vana vedu kuti masugar dady hasi mukomana danana nemunhu wezera rako mari nenhamo ndozvakuita vana vechidiki ava vade vanhu vakuru
Hama dzedu dzikasiya kupfimba vana tose tingabatsirika bcz mwana sikana haasiye anonoti ndokudayi baba but varume vacho varikureswa kufunga chete
Enda kuchikoro iwe hazvina zera newe izvi
Zera rako iroro wakutoziva kunyengerera murume munoda zvinhu
Nhai Nhai kuda zvinhu ama 2k apa murimahure
@@antonia-x6b ehe ibenzi achiri kuvada baba ivavo
endai kuchikoro vana vadiki
Problem child
Kuda zvinhu vana sikana gutsikanai neupenyu we vabereki venyu
Mwana haana kana wako ayaruka zvakanaka makorokoto
Msikana rakanyanyao haana kutangira ipapa vana ava tanzwa navo havasi kunzwa
Vana awa unopera strong
Aah havanzwe iwee knie😂😂😂😂
Shuwa shuwa ma 2k haasi kunzwa
Ndarwadziwa 😢nevana vadiki chero akabvuma mwana anonyengedzwa ndarwadziwa
Child abuse
Wakamama vada vadiki kuda zvinhu manga maona mota
Manyenga vana kujeri
Saka waitoziva zvako kuti anemikadzi vako
This kids need to stop as well mwana kubvuma murume zera rako iroro aiwa
waitoudzwa chokwadi murume wemunhu haafe akakuroora zera rako wakada mari ukasiya chikoro.