It's sad that when this Ishmael was once exposed for these practices way back in 2014 in Budiriro, the media concentrated on his assault on police officers rather than what had caused that confrontation. One decade later, we are witnessing another barrage of abuse of children and women. It only teaches us to focus on issues that matter contrary to majoring in minors.
He is well protected, remember kuti mapostori belong to ZANU PF, kuroorwa kwevana nezvimwe zvakasiyana siyana has been happening for 30+ years... remember marange, Johanne wechishanu etc...i have cousins that finished grade 7 and they got married soon afterwards
Tete Tilder big up dai pasina chirongwa chenyudai nyaya dzaka dai dzichingorova coz nyabhiri police inozviziva asi they're cowards to combat crime Mukoma Aron thanks for risking your life to record the events dze that cult ya Ismael Mapurisa chaiwo i salute you ne sacrifice yenyu yekuno svika pa that cult Ishmael deserves death sentence for deceiving & destroying innocent lives HAPANA CHURCH YAKADARO INO CHEKERESA VANHU SEPARATING FAMILIES 👎👎👎
Munhu anonyora book or to come up with a film yezvaiitika paIshmael anogona kuita bag chairo, mari svinu becoz it's very interesting & weird at the same time
Charles Manson, Jim Jones... Its insane that these people exist here in Zimbabwe. Zimbabweans wee need to be educated and wise when it comes to religion and teaching our children about it, such that they are confident in their faith in The Most High. Idi Mwari haawanikwe pamunhu umwe. Murume haupihwe nemunhu. The Most High will give your husband at the right time
Guys ,kwandakakuriranini taka looser vasikana mboma chaidzo vachiroodzwa vari vana vadiki vane 12 years, , this not a joke guys , vanoziva church inonzi Johane marange , vana vazhinji vakafa zvichinzi kuenda ku hospital chitema, , I lost a very close friend nechirwere che gwirikwiti muna 1994 ane 10 years , ainzi Shemaya, may his soul rest in peace.
Zvakaoma kani even kuwadzana phase kune ainzi Mathew baba vake vaiva ne10 vakadzi pamba 1 yaiva ne 7rooms akaita gwirikwiti akatofa apa akakura akazvi simbira then sister yake ndiyo yandaidzidza nayo akaroodzwa ari form 2 asati asvika 14years
This is not normal honestly,zvimwe mwana wavowo akatofawo nemanzwira andaita kunzi vana vakufa zvakaoma …saka hurumende yaisaziva kuti vanhu ava variko here ?? ko imimi ku Malawi munenge muchinoitei 😂
Asi kana ma secrets akadai achiitika nyika ine security police agencies havagone kufukunyura this info... Chii chaizvo. Haaaaa kana uri huori noooooooo
IMHO to the caller, why is it they never notified the police about their missing child to this day? Mwana wako wawakazvara woti abe makore asingazivikanwi kuti mupenyu here kana kuti akafa. As a mother myself I don’t think ndingangogara bedzi that’s it! She could’ve come to aunt Tilder with her story long time ago. I hope that now mapurisa apindira she can try and search for the daughter.
It's sad that when this Ishmael was once exposed for these practices way back in 2014 in Budiriro, the media concentrated on his assault on police officers rather than what had caused that confrontation. One decade later, we are witnessing another barrage of abuse of children and women. It only teaches us to focus on issues that matter contrary to majoring in minors.
Ende haunyepe wani i remembered the incident hey
He is well protected, remember kuti mapostori belong to ZANU PF, kuroorwa kwevana nezvimwe zvakasiyana siyana has been happening for 30+ years... remember marange, Johanne wechishanu etc...i have cousins that finished grade 7 and they got married soon afterwards
Tete Tilder big up dai pasina chirongwa chenyudai nyaya dzaka dai dzichingorova coz nyabhiri police inozviziva asi they're cowards to combat crime
Mukoma Aron thanks for risking your life to record the events dze that cult ya Ismael
Mapurisa chaiwo i salute you ne sacrifice yenyu yekuno svika pa that cult
Ishmael deserves death sentence for deceiving & destroying innocent lives
HAPANA CHURCH YAKADARO INO CHEKERESA VANHU
SEPARATING FAMILIES
👎👎👎
Yeah problem haatenderi munhu kutsanangura asingapinganidzi nemibvunzo yezvinhu zvataurwa or zvagara zvichataurwa pamberi
Totenda
Ndafunga Baba vangu vaMugabe izvi zvidiki izvi vaizvipedza one day
Vaivapo wani pakatanga kurohwa mapurisa nemapostori iwaya
Are we not hearing this now, Tendawo baba Bona was extraordinary@@victoriatanda3230
2014 pakarobga mapurisa vamugabe vapo vaivepo, vakaitei? kumhata uko tibvirei,
@@randylltarlly7021 mwari vakuitirei zvakanaka .zvinongoratidza pamakagumira fundo dzenyu chinoita kuti mutuke ipapa ndechipi because hapana ATI pindurai zvandanyora shemmmmm dofo
Don’t give that goblin credit that he doesn’t deserve. If anything , he was the author of all his problems
Umm vana vedu vapfuura kungwarisa veduwee,17yrs twakutobvunzira zvekusaroorwa here veduwee.Zvino ndezvipi pamwe kakatofa kasikana ikako.Ah and zvinhu zvacho🙌
So do we agree kuti our police ikutiregerera
Makabata basa, since last week.. Thank God vabatwa va Ishmaeri
Uuuum who gave him 150hectares? To enslave people like that. The land should be taken from him
Mugabe
WOW wow thank you tete Tilda inga Mwari vekudenga anenyasha.
veduwe ka inga zvakaoma 😢 ndosaka zvinhu zvisiri kufamba muZim
Well done Tete Tilda nebasa renyu..Mwari ngavachipindire nyaya dzakadai😢
Totenda with this update... It will be nice to have a documentary on this dubious kereke...
Yaah! Someone brave enough to join them as an undercover. That would be interesting.
Inganakidze nyaya yacho
Munhu anonyora book or to come up with a film yezvaiitika paIshmael anogona kuita bag chairo, mari svinu becoz it's very interesting & weird at the same time
Thank u mkoma Aron fo updates ,zvakaoma izvi
Thank you tete venyika
MuZimbabwe takanyanya kuzungaira, angoti Mwari Mwari pano takutotevera.
Nhai zvako.
Jim Jones did it Wani
Gogo ndivo Mai vemukadzi uya weku fona pa secret and confessions on Sunday
Apostle Chiwenga vakataura about Mapostory, a group of danderheads
😂😂😂😂😂😂😂😂
I saw the same issue happening in Kenya exactly the same
And the other one in Nigeria
It’s really sad 😢 tikuendepi
Brain washing is a dangerous poison.. vanhu ava vanotoda proper counseling ne therapy otherwise havakwanise kunorarama nevanhu munyika
Shuwa
Ndiko kwaIshmael wekuBudiriro kwakarohwa maPurisa gore riye neTsvimbo😢😢
Eh apa day racho ndaitovapo mufunge..iyo yekuda kushandirwa iyi
@@rumbiechidawaya😂😂😂😂ukadii sazie ndofunga wakamhanya
Gogo vainyanya makwahi nazvikazonzi
@@GladysRumbidzo iii takamhanya iwe kunohwanda mu park yeku budiriro iye kutya kurohwa
😢😢
Well done tete ❤
Siyabonga bakona abazaphepha kulomfundisi
Ndosaka mvura isinganayi munhu anovigwa nemwana mudumbu sei zvakaoma veduweee
Zvinga batsire ndezvekuti purazibracho ritotorwa ne hurumende nekuti zvichangoramba zvichingoitika
Ndakavhunduka pandakanzwa nyaya iyi zvakandityisa kuti muZimbabwe mune zvakadaro ndafara kunzwa kuti vemutemo vakapindira
Ummm. Okunje angikaze ngikuzwe🙌
❤❤thank you tete
Saka pa census zvapo vakaverengwa here vanhu ava
Hurombwa chaihwo hakuna muporofita anoita zvakadaro
Zviri kuitika pa Zim zvakaoma mwari tibatsirei
Thank you tete😮
Charles Manson, Jim Jones... Its insane that these people exist here in Zimbabwe. Zimbabweans wee need to be educated and wise when it comes to religion and teaching our children about it, such that they are confident in their faith in The Most High. Idi Mwari haawanikwe pamunhu umwe. Murume haupihwe nemunhu. The Most High will give your husband at the right time
Did this happen in mrehwa?
The same issue happened in Angola, Calupeteka same same kushandisa vanhu zvakadaro. Uye kuvabira hupfumi hwavo.
Zvakaoma hazvo apa vanhu vanenge vachinzi tirikunyika yecanan kusingafiwe asi vachiona vamwe vanhu vachifa
Imagine zvakaoma kani moyo unoenda kure.
Tete venyika pihwai maruva enyu muchiri vapenyu...... Ndim mune yese
So painful 😢😢
Madzibaba vakazviwanira free labor
Mukakato muZimbabwe munevanhu here chii chakadaro.
😮mugabe he was a President
Thanks Tete
Thank yu ne update.tinotenda nevemitemo neku reacter to this nonsense.
Ini ndongoti church dzechipostori Dai dza bhanwa kuzimbabwe nekuti zvirikuitika sooka
Sure ngadzibhanwe chechi dzechipositori dzese dzazvo dzirikudzikisira nyika zvisingaiite.Chiporofita chenhema chawandisa , kumbunyikidza vana vadiki chibharo.Varikuiita zvinorova vanhu ivava .
Hakuna chinamato kumapostori ese zvawo kwakazara mahure, varoi nembavha naiwo masatanist anenge ana ishimairi ava
Taura hko wakadhakwa mapostori
Madzibaba ava ndovanesowe rekubudiriro 2 rekumborowa mapurisa kaaa zvakawoma
Kune mumwe futi tete anonzi Elias anoita zvimwe chete futi, thank you tete
Ndewe Kwachiota here here
Expose him. Fonerai tete zvibve zvangoitwa ka1 dzichiri kupisa kudai vanobatana vese ikoko
Mvura Inganaya here shuwa
Tilder ano bika nyaya uyu haagone basa
Thank you tete God bless you
Zvakawoma shuwa Mwari vasunungura vana vavo
Haa zvakaoma munyika mukurena shuwa
Since 2021 ummm
Tilder uyende ku behind bars kwamadzibaba ishu
Umm tete Tildah kana munhu achikurondedzerai musa kata and musat anonyepa teererai wo kuside kwake
Inga wain vakuterera wain nhai vatadzeiko
Ndizvo zva tbJoshlier
Vanhu vekuHarare makazungaira ndabvuma zvangu Masvingo neGokwe hakuitwe zvakadai
Shame you.kutori nevanhu vemasvingo varikoko kwaIshmael😅😅
Veku Masvingo ndovakatowanda
Vanhu vakuitwa maAmish
Mmm kuBrainwasher kusvika pakadai...zvakaoma
Yes just imagine
Musataure mazita 🤫☹ mazvinzwira mega hakuna chakanaka masoweyo, nuchaverekeswa zvipuka zveusiku ikoko
150 hectares???? how did he get that land?
ED
Ko vanoti varimuCannani musingafiwe makuva amaratidzwa havasi vanhu vemo muCannani vakafa here?
Guys ,kwandakakuriranini taka looser vasikana mboma chaidzo vachiroodzwa vari vana vadiki vane 12 years, , this not a joke guys , vanoziva church inonzi Johane marange , vana vazhinji vakafa zvichinzi kuenda ku hospital chitema, , I lost a very close friend nechirwere che gwirikwiti muna 1994 ane 10 years , ainzi Shemaya, may his soul rest in peace.
Zvakaoma kani even kuwadzana phase kune ainzi Mathew baba vake vaiva ne10 vakadzi pamba 1 yaiva ne 7rooms akaita gwirikwiti akatofa apa akakura akazvi simbira then sister yake ndiyo yandaidzidza nayo akaroodzwa ari form 2 asati asvika 14years
Uuum guys is this happen in here Zimbabwe and where axact
Vakazoenderwa nepolice vakasungwa madzibaba ava
Nyabira along chinhoyi road $1kubv,a HArare
Ndosaka mvura isiri kunaya kanyika kwedu kanevanhuvaka vomamwoyo iyo church yemadzi baba yakambobva nepi
Kungoti Mwari Chete vakadzi vakuto kumura mabhurukwa.....ayaaaa..
It is a Cult very common in America
That was an operation mukomana nganopika jeri he must feel the pain
Ndiro here phurazi riya rainzi Lilfordia Farm?
Muzururu😂
Tilder ka I give up. Vanhu vasvinu ndovakaita sey
Yooo nyika yaipa shuwa😢
Canaan muZimbabwe haaaa zvunhu zvacho unoshaya kuti zofamba sei
Ndirikushaya kuti team masowe yakangofundumwara chii nhasi ini?
😂😂😂fake God vavo vakavharirwa
Zenzo Zenzo
Mukoma Aron vanenge vatapirirwa ne Masowe aya.
Zvakaoma weduwee
Haaa canaan paradhaisa pazim.haaa kanyika aka kanovhurwa hombe
Kutoiita ka community kavo yaaa zvakaoma
😢ummmm
Better kunopisa purazi iroo
Yah zvakaoma 😢😢 Kana mvura inga naye sei
This is not normal honestly,zvimwe mwana wavowo akatofawo nemanzwira andaita kunzi vana vakufa zvakaoma …saka hurumende yaisaziva kuti vanhu ava variko here ?? ko imimi ku Malawi munenge muchinoitei 😂
Havasiwo mai vemwana akaphona ku secret here mwana wacho akazoisawo netunhema kkkkk cz zviri kuti siyanei nezvakataura mwana
😢😢 aah veduwee zvinorwadza izvi
Muno muzimbabwe mvura haingambonaye shuwa
Maita basa tete rambai muchiti updater nenyaya iyi
Kana vasungwa ngati tendeyi Mwari nerudo rwavo
Uuum ndabva ndafunga gore raitomboenda mai vangu kuBudiriro bt vakangozviona vakabva vazvirega
Ngavatodzinga vanhu vese ivavo ikoko nekuti hazvibude
Yooooo kunzima emhlabeni,abantu sebaba njani.
Vemitemo hero basa🔥🔥
Nhymie Nhymie vanhu varikwamadzibaba Ishmael vachirikufunga here if they are told anything by their family vanondotaurira Ishmael Nhymie 😢
Asi kana ma secrets akadai achiitika nyika ine security police agencies havagone kufukunyura this info... Chii chaizvo. Haaaaa kana uri huori noooooooo
😢masowe orema
Tilda "tete"has stuck with you for real
We got politicians who benefit in terms of votes from these cults, when we say we need new leaders it is not an economy issue only, humanity is gone
Mupenyu here mwana iyeye
Ishmael ndisatan chaiye
Yes iyafana neyaseKenya kungenzeka ngabangane kkkkkkk
Vanhu vanopinda masowe vanomwisa mvura yevanhu vkafa chete kupusa kwacho
Better kuti nyaya yazobuda zvayo. Kana napurisa achityawo so anotadza here kutumira army
Haiwa ngavatibvire...kumarally vanoenda nema teargas Wani
IMHO to the caller, why is it they never notified the police about their missing child to this day? Mwana wako wawakazvara woti abe makore asingazivikanwi kuti mupenyu here kana kuti akafa. As a mother myself I don’t think ndingangogara bedzi that’s it! She could’ve come to aunt Tilder with her story long time ago. I hope that now mapurisa apindira she can try and search for the daughter.
From what I heard she said she went to the police but was told to wait cause zvainzi maybe atizira....she went more than once
mukoma Aaron murikutaura muchisupporter madzibaba Ishmael
Nhai he sounds like vakutova bigger
Yaaah kusapota chaiko
Ndafunga kuti ndini ndenga ndazvidzwa kiki
Amish style
Yaaa zvakaoma shuwa