Dare Rachief Mutasa

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 24 ต.ค. 2024

ความคิดเห็น • 28

  • @EverestSimau
    @EverestSimau 2 หลายเดือนก่อน

    King mutasa u are soft like wool,may god give you more years please, especially panyaya yambuya vekupisa gomo , excellent 👍👍👍👍👍 mambo vangu

  • @ElizabethManyarara
    @ElizabethManyarara 2 หลายเดือนก่อน +4

    Tchkach musadzokorore munobhowa mirirai zvinyowani musatitambisire data🚮🚮🚮🚮🚮🚮🚮🚮🚮🚮🛂🚮🚮🚮🚮🚮🚮🚮🚮🚮🚮🚮🚮🚮🚮🚮🚮🚮🚮🚮🚮

  • @ElizabethPolino
    @ElizabethPolino 2 หลายเดือนก่อน +3

    Mmmm madzimambo 😂😂 kuita straight tot the point hauwitinise nyaya yemurume nemukadzi vari kuitatasei mambo mmmmm kkkkk matiuraya😅 okay takateerera mambo❤

  • @wilsonmabhizamabhiza2867
    @wilsonmabhizamabhiza2867 2 หลายเดือนก่อน +1

    TCHKACH ZVIRIKUNYANUA NOISE ZVINHU ZVENYU PLUS MANZWI ENYU ANOPESANA

  • @CuthbertMachongoni
    @CuthbertMachongoni 2 หลายเดือนก่อน

    Makuru Kota wamambo plz nyararai mambo tinzwe vachitaura noise yakawandisa asi modakunyararidza vasungwa imi muchiita noise???

  • @BlaSolo153
    @BlaSolo153 2 หลายเดือนก่อน +2

    Mambo Mutasa for President

    • @ssam1430
      @ssam1430 2 หลายเดือนก่อน +1

      Zviri safe here izvi? 😮

    • @EverestSimau
      @EverestSimau 2 หลายเดือนก่อน

      True

    • @EverestSimau
      @EverestSimau 2 หลายเดือนก่อน

      Anevanhu pamoyo uyu ndimambo chaiye

  • @Edina-x6y
    @Edina-x6y 2 หลายเดือนก่อน

    Kkkk muchinyanya makuhwa.

  • @HazvineyiZingoma
    @HazvineyiZingoma 2 หลายเดือนก่อน +1

    Ndokuti murege makuhwa munhu vemurume anoita makuhwa benzi remunhu hanzi vazviona siya zviripo vazvinzwa zvisiye zvakadaro

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 2 หลายเดือนก่อน

    Igweeeeee ❤❤❤

  • @tawongatsvangirai8014
    @tawongatsvangirai8014 2 หลายเดือนก่อน

    TichKach do something about your sound and picture quality especially in the shade. If you want to run with the big dogs don't piss like puppies

  • @KiethyWande-c7d
    @KiethyWande-c7d 2 หลายเดือนก่อน

    Uyu ndakakudzai kuti adhakwa izvezvi arikudzokorodza nyaya kuda kunzi anenyaya nxaaaaa

  • @jephiaschinganga7565
    @jephiaschinganga7565 2 หลายเดือนก่อน

    Guhwaa haridi kubva muNdebvu kkkkkk

  • @IdaKamunjoma
    @IdaKamunjoma 2 หลายเดือนก่อน

    Ko kudzokororai ndekwei

  • @romeodzangare9905
    @romeodzangare9905 2 หลายเดือนก่อน

    I have a question. Sei mambo Mutasa vachitonga voga yet vane ma assessors anenge akagara kumberi uko. Basa rema assessors ayo nderei.

    • @JudahSanhangaTondo
      @JudahSanhangaTondo 2 หลายเดือนก่อน

      Ndiye magistrate anopedza ega

    • @lisbonnyakudyara4629
      @lisbonnyakudyara4629 2 หลายเดือนก่อน

      Umbimbi ndoga

    • @girlyygaming_
      @girlyygaming_ 2 หลายเดือนก่อน

      Chief wanoigona wega🫡

    • @damview3628
      @damview3628 2 หลายเดือนก่อน

      Vanombotaurawo wani when necessary

  • @RayMarume
    @RayMarume 2 หลายเดือนก่อน

    Asi Tichaka inga takazviona

  • @SimbarasheMoyo-y3m
    @SimbarasheMoyo-y3m 2 หลายเดือนก่อน

    Makutibhowera kudzokorodzs zvinhu zvatinenge takaona

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 2 หลายเดือนก่อน

      Every journalist anoisa story yake ega

  • @TrustSharara
    @TrustSharara 2 หลายเดือนก่อน

    Witness manyama kkkkkkkk

  • @NoahMugova
    @NoahMugova 2 หลายเดือนก่อน

    Musatambisa data redu dai vachiheka vanodzokorora

  • @JamesMandizvidza-yw8cm
    @JamesMandizvidza-yw8cm 2 หลายเดือนก่อน

    Jinda mutasa