Vana varikurwara Kubva vari Ku Primary Chief Mutasa

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 19 ต.ค. 2024

ความคิดเห็น • 14

  • @LosterMapetese
    @LosterMapetese 6 ชั่วโมงที่ผ่านมา +4

    Mkoma nemunun'ina vakauraya vanhu vose ,,vanoziva nyaya avo

  • @CarolinaMachipanda-f9p
    @CarolinaMachipanda-f9p 6 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Baba ava nehama yawo vakauraya vanhu ava, ndosaka naiwo vari kutopengawo. Chete havasikuona kuti vari kupenga

  • @shingaimukokota150
    @shingaimukokota150 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Baba avo vari kurwara wo kuto vabvunza kupedza nguva mambo shandai zvipere

  • @ELLENMukwada
    @ELLENMukwada 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Haa mambo Mutasa maonawo zvetaona tiri kuno kurekure.mental disturbid iripo pana baba avo

  • @YolandaChiro
    @YolandaChiro ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Kkk zvakaoma kuseka nhamo serugare

  • @violetchitambo407
    @violetchitambo407 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Babamudiki vakanhwarisa

  • @Gono77
    @Gono77 6 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    TichKach MTV sound yayo iyi ichazombonaka here iyi?

  • @Bridget-b7j
    @Bridget-b7j 6 ชั่วโมงที่ผ่านมา +2

    Baba aya arikutopengawo kkk

    • @Gono77
      @Gono77 6 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Ndosaka zvanzi vakatungamidzwa hapana chinofamba apo

    • @BW57
      @BW57 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Chokwadi

  • @tendaioswaldnyamwanza7436
    @tendaioswaldnyamwanza7436 5 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Force

  • @pelagiamuguti8693
    @pelagiamuguti8693 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    The father is also mentally disturbed. Vana vabamkuru are defending baba vavo ko vakazobatwa kuti ndivo honzeri baba vavo?

  • @conistancemasanzu8561
    @conistancemasanzu8561 5 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Vakauraya baba ava