Very true. Ini I grew up with a family that followed chivanhu. I witnessed people coming to pay off for ngozi like this. Iyeye ainge akaurarwa business like Kujeke. Those families were charged 20 mombe each. Danga razara kahwani. Takange tofudza mombe dzaisvika kuma50. Vanhu ivavo vana vavo vainzi vamwe vaiita ndove yemombe pasoro pekufa kwavaiita. Munhu munhu haarovi
Apa paita choir. Sly Media dai madzokora back and record the song. We don't have enough songs dzerwudzi wredu and our Indigenous African Spirituality. Sekuru nenaraunda yese please tipeyi a hit song 🙏🙏🙏
Apa nyakuzviita kuti adzokere kuhama dzake mupositori. Saka kunamata kwacho kuri papi. I thank Sekuru Mukotsanjera for assisting the spirit of Clifford
I WOULD LIKE TO SEE A VIDEO OF HOW THIS EPISODE ENDS. SABHUKU WAS ADVISED TO TAKE THIS FAMILY AND THE KILLER'S RELATIVES TO GO TO MAMBO. I WOULD LIKE TO HAVE PICTURES OF THIS OTHER MEETING WITH MAMBO. DOES ANYONE HAVE THE LINK?
This issue was known in the community. but what I don't understand is why it was not brought to the fore. Are the perpetrators influential in this community?
Unoziva munhu anogona kukufuridzira mweya wemufi wausina kana kuuraya or mubereki kufuridzirwa mweya wemwana wake achinji ndiye akauraya asiriye riri team madhara iri
How old are you? Don’t talk about things you know nothing about. Musada kungopararidza shoko nepasina kufanira. These are very serious issues being tackled here
Akati akasutswa haatauri chirungu NDIANI. Remember akaurawa was working In the modern world in 20th century. Haisi mhondoro or mudzimu wemusha or dzinza. Ingozi. Matauriro aaita Ari mupenyu ndozvaangoita
Vasati vasangana nazvo shorayi zvenyu nerimwe gore muchazo tsvaga Sly Media iyo
Chokwadi vanhu hakusati mazviona zviriko
Kana usati wafirwa unoti rufu hakuna.
Chokwadi henyu vanhu vangati idrama shuwa
Very true. Ini I grew up with a family that followed chivanhu. I witnessed people coming to pay off for ngozi like this. Iyeye ainge akaurarwa business like Kujeke. Those families were charged 20 mombe each. Danga razara kahwani. Takange tofudza mombe dzaisvika kuma50. Vanhu ivavo vana vavo vainzi vamwe vaiita ndove yemombe pasoro pekufa kwavaiita. Munhu munhu haarovi
Taura zvako. Chivanhu chakutodzoka
Chivanhu chiriko vanhu wee,thank you sly for the show ❤️
This is heartbreaking guys 😭😭😭💔💔💔
Mukoma Robert chimboendesai mai vaLivingstone uku mwana anondirwadza nanhasi iyeye ndiye mumwe akavingwa ari marangwanda
Taura hako cuzie
Chokwadi chivanhu chiriko mhuri dzinopesana chokwadi
Apa paita choir. Sly Media dai madzokora back and record the song. We don't have enough songs dzerwudzi wredu and our Indigenous African Spirituality. Sekuru nenaraunda yese please tipeyi a hit song 🙏🙏🙏
Vanogona kuimba zvinoratidza vaibatirana pamwe chete❤
search for Diana Mangwenya Samkange she has beautiful traditiona songs
Iwe urikuti idrama nyarara dzimwe comment moisira kuda kuonererwa pamwe kwenyu murikutotambudzikawo nezvirikwenyuwo asi basa kushoropodza dzikama
This guy comes from my village. He is 100% effective kana muchinetseka nengozi anopedza ma sports . He appears young but he has vast experience
Where is your village?
Where's the place
Anowanika kupi nhai
ngozi mushonga kuiripa
Chete taura hako,rimwe rese radrama iro
Haaaa sekuru Mukotsanjera vakaoma. Chero ukada kunamata panonamatika here vanhu vachishereketa kudai. Ende zvakaoma. Rambai makadaro sekuru. Thank you Sly media tiri kuvhurika maziso kubva muhubofu
Apa nyakuzviita kuti adzokere kuhama dzake mupositori. Saka kunamata kwacho kuri papi. I thank Sekuru Mukotsanjera for assisting the spirit of Clifford
Mukoma Sly , tipeiwo interview na Sekuru ava tinzwe kuti vanofambisa matare avo seyi
Ndivo chiremba chaivo ava,kuenda kumudzi wedambudziko😮
Sly tokumbirawo number dzasekuru Ava pamwe tingaona rupatsiro
Chivanhu chiriko guys kana mzogara
Number dza Dr pliz
Wakadziwana here
Maborn free havangambozviziva izvi.Chivanhu chiriko and chichagara chiriko kuzvida kana kusazvida.Unotonamata kana zvakaringana kumadzinza uko.Tinotenda mukoma sly pfuurirai mberi nebasa rekutionesa.
Kana zvisati zvasvika kwenyu munosimudza muromo wepasi nepamusoro muchiti edrama,zvenyu mugere kwenyu kusina ngozi
Chokwadi ichocho
Zvavo
Ndaishuwira kuti vabereki vaTapiwa Makore namaiLivie vaona sekuru ava panhau dzekuparara kwakaita vana vavo
I am looking to a follow up on this and other issues dza chiremba ava. Keep it up SMediaTV
Did you find it
Team rekwaFerendende rakazo summonwa here?
Ichokwadi ichi handi dramaba ko 42 yrs zviriko izvii munhu haarovi ndosaka kuine tsumo inonzi rine manyanga hariputirwi sly 🙏🙏
Zviriko izvi ini ndakazvionera musashore zveshuva vanoshora ko hamuna kunzwa hr nemacomoredi zvayitika musango mudzimu uriko chokwadi
Hiiiii veduwe macomrades vaisaisa asi nhasi ngozi yamuka.usauraya unosiira vana ngozi
Can't wait yave kwamambo nyaya end ngozi ngspiwe simba inorwa hondo
ZVINORWADZA VASARA SHUWA, HUPENYU MUTORO HUNOREMA 🥲🥲🥲🥲🥲🥲🥲
Tipeiwo number dza sekuru ava kune dhara rakauraya kwedu ririkushupa zvokuti
😂😂😂😂hanzi dhara anywer panevids rechikwambo ravo riye wakatarisa CS bataps vakadzinyora
Washe washe woye
Ndabva ndafunga tichitamba muchongoyo kuprimary
Its all real .. anenharo nganyarare its coming for you it's called life of African spirituality. Real unbelievable stuff
Akuti idrama ndiwe ferrndende
Nyaya iyi ndeyechokwadi gore rehondo i remember inini ndaiva kuma7yrs vanhu vaishanda vachinzi ngavasiye mabasa vauye kumisha.tina sahwira wedu akatouraiwa atengeswa zvakangofanana nenyaya yemhuri iyo vanhu vaiurayisa vamwe varikunetseka nekuurayisa vamwe gore rehondo ngozi
Ichi ndochirongwa chakanakisa; ende chavuya panguva yakafanira. Nguva yekuratidza kana kudzidzisa mhondi dzeZanu pf kuti zvavanoita zvinogona kudzokera mhuri dzavo. Hazvimbodzokeri zanu pf zvinodzokera iwe nyakuvuraya.
I WOULD LIKE TO SEE A VIDEO OF HOW THIS EPISODE ENDS. SABHUKU WAS ADVISED TO TAKE THIS FAMILY AND THE KILLER'S RELATIVES TO GO TO MAMBO. I WOULD LIKE TO HAVE PICTURES OF THIS OTHER MEETING WITH MAMBO. DOES ANYONE HAVE THE LINK?
Ndomuziwa
Haa Ngozi ndimambara
Sekuru wakanyanya awo
This issue was known in the community. but what I don't understand is why it was not brought to the fore. Are the perpetrators influential in this community?
Mabhinya anenge achivhara vhara wena
Ko jere varikuenda here ngavaende kuHwahwa
Eish zvakaoma dzimwe mhosva dzogara pasipo.apo dzakaparwa tisati tazvarwa
Zvozonetsa vasina chavanoziva saka sometimes ichienda kuvana vavakwasha
Rinemanyanga hariputirwi.
Dai ma program achinyanya kuburitswa vanhu vadzidze
Vanoti idrama kana zvikazouya kwenyu muchaziva kt ngozi uriko uye chivanhu chivanhu
Ndinorwadziwa nemunhu anotaura kuti idrama nekuti unenge usina dambudziko,asi parinozosvika pauri munhu achazochengera
Hakuna drama rengozi isu kwedu yakaitika panext door pedu haaa imika munhu haarowi
Ndokumbirawo number dzasekuru.
Munhu uyu anobatika sei pane anewo contact yake here plz
Ndokumbirawo number dzasekuru
Ndokumburawo number dzaMukotsanjera
Chivanhu chiriko akomana
Nyangwe ndinamatesei andimbikanganwi kut chivanhu Chedu chiriko
Chiremba ava vakanyanya sando dzavo
Mweya wemunhu.haurove, chivanhu chiriko guys.
Ndakazviitwa ini ndakabara vana vechikadzi ³ enda
Màgodo ani awo aripatsvimbo yen,anga
Mukotsanjera shumba yengozi ndine mavideos ake andakatora live
Tipewo number dzake
tipo number
Ndokumbira number dzachiremba or kwanobva plizz
Nyangawoyee
Chikushamisa ndechokuti vehukama vatorimo mkati. Macho
Tsvimbo bho here hadzisidzo dzimwe ngozi dzichanetsa mangwana here?
😂😂😂
Mabhonzo evanhu kaayo.
@@collentreefelling9142 vamwe vanhu vakaurawa
Vashe vashe oye tora uta hwako ndoda kuenda dzinoruma Hondo kune hondo dzinoruma Tora uta hwako ndoda kuenda dzinoruma
Hayisi fekibaiyi zvirikoizvi
Zvinorwadza izvi
Chivanhu chiriko weduwe
Heeei
Ngozi iriko inopera nekuripwa hama dzangu
Munhu munhu haarovi
Tamirira vabva kudare
Umwe anokubatsirq achiseka ASI uchiyambuka ,vanovaziva Havana chekutaura navo ava
Wamanyika hama dzangu
Nyika ikarapika saizvi tinopona.nekuti dzimwe ngozi dzakutadzisa vapenyu kurara apo vasina zvawanoziwa
Ko vekwamakore muripi nhai tikuda musoro watapiwa nhai Veduwee
Uuuum vanhu chinyi kuuraya vamwe
So sad story 😭😭😭
Chivanhu chiriko don't fool yourself.
Mukanzanjera muchikuita basa chairo
Sekuru batsiraio mailivingstone firo yake inorwadza
Nhai n'anga iyo mabhonzo ndeechiiko awo
Tsvimbo manyama 😅
Chivanhu chiriko ichi
Ngozi dziriko kwedu kune yabuda after more than 50 yrs 2012 vakairipa
Zvakaoma
Ummmm. YA choir here ...just go straight to the point
Ndokuti ribude demon racho rikasapiwa Simba haatauri
Chivanhu chiriko
Mukosanjera chibaba
Vakatsipika
Takamirira zvedu munotigonera
Mubvunzo wangu musoro wakaendepi
Tsvimbo yavo inotyisa
Munhu chaiye
Sure inotyisa
Veduwe musanteperwa
Judge not. Nekuti hazvisati zvauya kwako
Mweya we ngozi unogorwirwa nevapenyu how. Pakashanda mushonga rudzii unonyaradza a spirit.
Paanotanga kupfuka vanenge vachizviziva vanoenda kunokumbira mufi kuti ndirikukutsvagira zvekukuripa then podeketererwa paanombofano gara
Unoziva munhu anogona kukufuridzira mweya wemufi wausina kana kuuraya or mubereki kufuridzirwa mweya wemwana wake achinji ndiye akauraya asiriye riri team madhara iri
Iri idrama
Iweurikuti idrama utoribenzi dzengachairo itimwana asinavabereki zibenzi chaurikushorachipapa
Kana uchiwona sedrama ramba uchidzokorora kuriwona DRAMA
Zvakaoma munhu afirepo
Makuzvinyanya manje, mbavha yakangwara inondya ka1 yosiyana nazvo
Bvakana vanobirwa vachibvuma kubisa mombe dzokuripa ngozi yavasina kumbonzwa zvakanaka Wani so long vasingaripi nedzenyu
Tinomuziva dating back more than 7 years achiita basa irori Mukosanjera
@@cleopaschariga3306 hoowo aaa saka he is a great man tinotenda ndange ndafunga kuti ndevaya vaya
The dead does not know ,talk ,act or what. vakafa vanoshandisa muromo wemupenyu neiko,iri ibasa rasatani rakadimba kwazvo pakunyengetera.Zvinoratidzwa pana Job ,mhuri yakapera zvekuti dai pakaendwa kun'anga zvainzi pane mweya wemunhu wakafa.
kana pasina chamunoziva Nyararai .
How old are you? Don’t talk about things you know nothing about. Musada kungopararidza shoko nepasina kufanira. These are very serious issues being tackled here
Tikuziva idata rako asi kana usingazivi unobvunxa wobatsirwa kwete kurasa muuromo😂
You are way offside. Who did Job kill? Vana vaJob vakaurawa nengozi yaani? Musabatira chiKristu padenga abiyangu
This is fake. Munhu akasutswa achitaura nechirungu zvake. Not narrating his own ordeal and leaving others to do the talking..
Upenyu hunorma hma dzangu uuuumm zvne ngekutamba bt zvrikoizvii ngozi ma 1 knazvadai mottenda mwari mushonga wayo kuripa cht
Zvakaitika kwatakaroorwa izvi. This is true. Zvinonetsa kuzvibvuma musati masangana nazvo. Murume uyo ndomuziva haaite
@@josephinejangano9950 handimuzive but ndakatenda pandakawona 42 uya
Akati akasutswa haatauri chirungu NDIANI. Remember akaurawa was working In the modern world in 20th century. Haisi mhondoro or mudzimu wemusha or dzinza. Ingozi. Matauriro aaita Ari mupenyu ndozvaangoita
Zuva kuti uyu ingozi hausi mudzimu
😂😂😂😂😂 drama iri.
No harisi drama chivanhu
Shuwa 😅😅😅😅
Arisei drama vhunzai Vaya vokuuraya munhu 42yr ago kt ngozi iriyo weeh
Hamusati masangana nazvo
Kana uchiti drama ukuzama kuti kudii? Ukuti Clifford haana kupondwa hre?
Toda number tifone
Ngozi ndo chinhu chechokwadi kna msat mazviona nyararai hama dzangu
Wamanyika hama dzangu
Ngozi dzekuNyanga dzakawandisa kani
Sekuru avo vakumberiii Sema date enyaradzo
Chivanhu chiriko
Sekuru vanowanikwepi ndinodawo kubatsirwa
Mushonga wengozi kuiripa karanganda
Sekuru mukotsanjere vakanyanya
kumusha kwedu uku