Mambo Mutasa hail to you my dear brother. Calm cool and collected. You know your staff bro. You respect your people. I am so proud of you. I wish other chiefs would borow a leaf or two from your book. Some chiefs are disasters haaah😮. Please could you coach Chief Mutambara. Hmmmm I watched a dramatic session very embarrassing too. The woman adviser emotional and out of order totally.
Tichkach tv and family tinokumbirawo number dza Mambo Mutasa uye kana pane aneruzivo kuti mari yedare imarii ndingabatsirike ne information iyoyo.Thank you kune achabatsira
All my life ndabva kwa chiyadzwa ndakazviudza kuti mukadzi ndichamuwana kwa mutare cz of zvandakaonako hunhu tsika magariro bt zvaizvezvi ahhh mutare yandiri kuona seems to b so vry different, ndofa ndisina here ini vedu what's dis chokwadi
Mambo Mutasa liqhawe lenhlakanipho impela. Sibonge Mkhulu 🙏🙏❤
The only mambo in Zim itai zvenyu President nyika inganake in 2 months ❤❤❤❤❤
Mambo Mutasa hail to you my dear brother. Calm cool and collected. You know your staff bro. You respect your people. I am so proud of you. I wish other chiefs would borow a leaf or two from your book. Some chiefs are disasters haaah😮. Please could you coach Chief Mutambara. Hmmmm I watched a dramatic session very embarrassing too. The woman adviser emotional and out of order totally.
Chief Mutasa the unifier
MAMBO NDINOKUREMEKEDZAI ZVAKANYA MUZIMBAMBWE NDOKUREMEKEDZAI PAKUTONGA KWENYU❤
Chief Mutasa wedzerwai mazuva akawanda ekurarama ,nesimba ,more wisdom ndanzwa kubatkna nevana ava chokwadi hama dzinoitira vana vakasara utsinye
Mambo mutasa mwari ngavamuchengetei nyika ibatsirike
Big up mambo mutasa
Thanks mambo mutasa nekutonga kwanaka😂
Chief Mutasa ndibaba chaivo.
Ndatenda changamire well done Sir
My chief❤❤❤
Mambo Mutasa Mwari ngavarambe vachikuchengetai
Well done chief, surely you are from God.
Family discrimination iriko kwese kana urimurombo or kupenga hama dzinokusema ndagwadziwa veduwee hapana kana 1 hama pamachinda awo abata mkomana anogwara😢😢
Seii mabheya akawnda kwamutare
Welldone chief
Well done mambo mutasa
Mambo Mutasa havaite 3 mins vachiongorora ma papers ako for nothing ukaona vati zii vachiriverenga haa wapera
Mambo motonga shuwa ende motaura chokwadi sezvazviri
Ndoda kumbobvakacha kwaMutasa
usakanganwe Mari yedare
Love the snery mambo kune ma bnb here vanhu timbozosasana zvedu kwenyuuko zim issooo lovely weseeing new place nezvemwtare zvo
Uyai
Imagine waroorwa kumhuri yakadai 😂😂
KwaMutare varoyi nemabhinya akawanda kudarika vanhu yoo ndatenda hangu
Vari kuzunza hat vari kuzunzei zviripo zviri kuzunzwa kubvira kutamnga vari kuzunza
Tichkach tv and family tinokumbirawo number dza Mambo Mutasa uye kana pane aneruzivo kuti mari yedare imarii ndingabatsirike ne information iyoyo.Thank you kune achabatsira
Hautange kuenda Kwa mambo Mutasa kna unenyaya zvinoenda nema stage unotangira Kuna sabhuku, ishe ,mambo
Ini ndine nyaya yangu but mupari wemhosva arimhondoro
Mambo vangu❤
Intelligence with wisdom chief
Big up
Chibaba mutasa
Dai mambouyavo kusanyati mmm pakaoma
Foni iyo inonhorira each and every time why akudyairira manje aaaa
Siya yakadaro iripabasa kkk
Hanzi ari kuchaya nebluetooth😂😂
Mambo dei muchiti vanhu vadzime mafon kana Muri mudare or kuiisa pasilence coz zvodisturber vanhu
Zvinaiye . That name what does it mean.That it implicate that the avenging spirit is with her.Some of the names are curse.
👏👏👏
Mambo ndimambo
Mbp mutasa manyama
Picture quality please
ARE YOU SAYING NHASI KWAKUSINA DARE KWAMUTASA
Tasvikawo
Comments should not be titles please.
These are court cases.
Ukada kuita reference uno referencer uchiti??
Itai serious guys
Baba ava havatoziwe kuti mhuri yawo iri seiko .
Anhuwee batsirai Mutasa uyu kubva zvaatonga muchinda uya wedumbu wekushandisa mwana kuma ritual hazvisisina kumira mushe. Kana nyaya yacho akabva atongoirega akatoshandisirwa tsotso haana chaachirikuona Mutasa
Gyz zvekuda kuudzwa izvi ka kuudzwa nani endai muno tarise mega vana ve hama dzenyu uko kuda hubaba husina bsa
Camera ma cake
All my life ndabva kwa chiyadzwa ndakazviudza kuti mukadzi ndichamuwana kwa mutare cz of zvandakaonako hunhu tsika magariro bt zvaizvezvi ahhh mutare yandiri kuona seems to b so vry different, ndofa ndisina here ini vedu what's dis chokwadi
Kkkkk
Mambo ndipewo us
😂😂😂😂😂😂
Sando dzavo VaMutasa,from Bindura ndrikutofunga komhangara nhunha dzangu kwavari chokwadi his fare
Moimhangara ku Bindura ikoko😂😂😂 Hazvishandi nenzira iyoyo😂😂😂
@@ElizabethManyarara kkk ndotanga ndamboroja ikoko a month ndototi ndriweko
Unekodzero yekumangara kwaunoda dear hazvina basa nekwaunobva enda ubatsirwe
Take off the crying child