Manica post yakadhakwa. Ko mashayawo zvirinani here pane kurecorder ne itel? Poor sound apa tongonzwa shooo shoooo kutokundwa naana Chibanda. Munopenga here?
My people die through lack of knowledge. Nezvirwere zvatekeshera izvi munongoti huroyi. Mwana ngaendeswe kuchipatara uyu. Munongonyeperana nekuvengana muchibvuma kupesaniswa nema fake prophets. Medical conditions zvinoda vanachirembe kuhospital not clinic. Mwana achasvika pakufa muchingofambira🤞🏾
@@FranciscaChitengu-xw1zy u a an idiot coz most ppl a complaining about sound quality only idiots see nothing wrong with the sound quality on most of manic videos
Manica post nyorai ma headline enyu ne shona
Manica post yakadhakwa. Ko mashayawo zvirinani here pane kurecorder ne itel? Poor sound apa tongonzwa shooo shoooo kutokundwa naana Chibanda. Munopenga here?
Haaaaa unosvika pakudemba baba Taps.... Ava varemerwa ava
Picture quality Good
Mwana wemunin'ina wangu aive neproblem yemoyo aizvimba dumbu nemakumbo hapana muroyi aivepo aao mwana akangozvarwa aine dambudziko racho saka tangai maenda kuchipatara mozownda henyu kwamunoenda mamboona chiremba
Sound yakanaka wani. Bullying iripano chinyiko zvichiri zve sound yere
Takakura paine Shop yepa Chikalipo kuZimunya yaitengwa zvekuti. Yaive opposite nemurume aiita zvekutengesa marecords nema cassette. Haa murume waive nemari yaive nemumvuri iyeye. Taive vadiki hedu asi waitoona kuti hazvisi zvega...
My people die through lack of knowledge. Nezvirwere zvatekeshera izvi munongoti huroyi. Mwana ngaendeswe kuchipatara uyu. Munongonyeperana nekuvengana muchibvuma kupesaniswa nema fake prophets. Medical conditions zvinoda vanachirembe kuhospital not clinic. Mwana achasvika pakufa muchingofambira🤞🏾
Wanzwa matangire enyaya here iwe
Hazvisati zvaitika kwamuri chete
Chirungu ndechei padare rekumusha
😮
Apa mavideo enyu anoperere panzira
Poor sound, dzidziwo kune vamwe
Ko kukata kata
Ko giant uya aripi mazuvano
Chigodora kkkkk back again
Pic quality has improved
Kana chimwe
Poor sound,most of yr videos lacks quality especially pa sound apo this is the third video i watched with very poor sound quality
Gadzira ako zvee
Tenga fn inoita kt unzwe zvakanaka why tiriinzwa boo
@@FranciscaChitengu-xw1zy u a an idiot coz most ppl a complaining about sound quality only idiots see nothing wrong with the sound quality on most of manic videos
@@collenmatasa4156the sound is poor ,,ngazvitarwe for them to improve sound quality,,,, don't say "gadzira ako"
@@artwellmatimbe7899Exactly, people dont like criticism, so how will they improve?
Nherera dzine nhamo chokwadi
Yaaa chakafukidza dzimba matenga chokwadi!
Haaa manicapost inotobhowa chaiko shoo shoo shoo wacho me bvruuu bvruuu hwacho hauperi
Kkkkkkk kugwedebudza
He has poor production this is the third video yandaona ichingoita the same,karanganda the best
Karanganda is the best manica post inotangira pakati inodimura nyaya poor picture poor sound hapana chisvinu
Zvinhu zveZANU izvi zvingabuda mushe sei
Pane rwizi padhuze pacho imvura inowerera.