MAMBO DHAVHIDHI PA MAI CHISAMBA SHOW.
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 21 พ.ย. 2024
- FACEBOOK
/ maichisambashow
INSTAGRAM
/ maichisambashow
TIKTOK
/ mai_chisamba
SPONSOR A SHOW
CONTACT
077 235 4215
HOST: DR REBECCA CHISAMBA
GUEST: KING DAVID
FILM DIRECTOR: DILLEMN MASUNGO
PRODUCER: TINOTENDA MAJOME
ASSISTANT PRODUCER: WISH MUSHANGURI
POWERED BY DANDEMUTANDE
SUPPORTED BY DARIRO MODE
PRODUCED BY CHISAMBA CHISAMBA PRODUCTIONS AND MEDIA CONSULTANCY
Usadzokera kumashure king david ....Jesus christ is the goal .
I believe his birth name can be a strong brand, BRAVEMAN.
sure ....just like most gospel artist
Hakuna zita rakadaro
Kubvuma kuti ndirimutadzi kuzvininipisa, kuzviramba zvose izvi zvinoratidza kuita sarudzo yakanaka yekutevera Mwari nekutora Jesu Kristo samuponesi wako. Musacheuke rambai makatarisa pamuchinjikwa waJesu kuti murege kugwidiwa asi kuti muvemukundi kusvika pakupedzisira.
MaiChisamba hamuchemberi takakuzivai kare tichiripwere asi tatochembera 😂😂😂
and here shona has bn on point
To God be the glory for your salvation and calling to live for Him. More grace and annointing as you serve in His vineyard. Nothing is greater than being born of the Spirit of God. Be blessed King David!
mai Chisamba vanokunda munhu wese
Keep on going King
Bro you are a pure testimony. God will never leave you
Haaa nhac ndabvuma
Havadzoke Baba Harare ……. Ol the best my bro, may God continue to give you strength and more blessings that you may never look back.
I love you bro.
Baba Harare ,uyai kumasowe musiye zvemagitare izvooo .
Makadii Amai
Maita basa chose nekutiunzira King Divid
Shuwa sarudzo yavakatora ini yakandisimudzira chose nekuongorora nzira nzangu parwendo rwekunamata🙏
Amaizing journey King David 🔥🔥🔥
This lady is just professional!
Mwari vekudenga varambe vachikusimudzai King David
Well done Braveman
bhora mberi davidhi
But naturally this man is humble especially when you are interacting naye.
Ndatenda mai Chisamba ne show yenyu tadzidza
Ndafara nehurukuro yamaita mhamha na mukoma Braveman.Mwari varambe vachikusimudzai.
Baba Harare,,,,,ndiro zita rebasa zvimwe zvese hazvina kana basa,,,,,Sauro ndiye Paul,,,Peter ndiye Cephas,,,,so Braveman means Baba Harare,,Zva King David kutovhiringika by wrong advisors...Baba Harare is brand which can bring money without sweat,,,,We need big brains guys.
Shuwa pane akamuwonera kuti ayenda nenyika kwakumukandira zidanda kupiringisha😮 baba Harare forever
Mwari always good. thank you Braveman Godbless you , i think pazita dai wakadzokera to Braveman thank king David. bravemen rinobatika. thnk you mai Chisamba. ne basa renyu rakanaka Gobless.
Kuwanzirwa nyasha mukoma Rambai makabatirira pana Jesu
Well done mambo David. May you truly be a man after God's heart.
That's great Braveman
I like this turn of life💯🙏
God bless you
Your legacy will live on Dr.
Mwari komborerai
Thank you Mai Chisamba👏🥰.Braveman's life is a testimony.
You chose the right path Braveman well done 👏
Makatendeuka nemoyo wese sure
Makadii Mai Chisamba ....am enjoying and inspired your shows. MWARII ngavakudzwe ...vakapindira Pana King David ndenga rikapemberera .
This is powerful
Hatisi tese vaimbi tinokwanisa kutendeuka paruzhinji
Thank you Mai Chisamba...tofara nevaimbi venyika yedu kunyanya zviri zvaMwari vanedzidziso king David...
Thank you Mama Baba Harare s story is so inspiring ❤️
What a powerful testimony from Braveman
King David. Keep soaring high
Murume akatendeuka zvedi kwete zve drama you can feel it chero paanoimba
Ndinoona Mwari muzvose zvaunoita baba Harare 🙏🏻
Rambai muchisimudzwa naMwari king David.
King David he is a humble man thank you Mai Chisamba nekutideedzarawo muimbi wedu
King David you took the right decision,may God bless you
Thanx mama for bringing King Davidha today he is well compossed
Wonderful ..Glory be to God
Maichisamba hanzi ndikakwereta izwi rechirungu😂😂 I love that
Chirimumusaka saka chinozvinzwira , good interview amai Chisamba. Mambo Dhavita vakaita chinhu chakanaka , maruva avo ngativapeyi varivapenyu🎉🎉
Makakomborerwa mukoma wedu, uye makadiwa naMwari. Denga rinodada ne transformation yenyu❤
Chokwadi denga ririkufara asi dhiyabhurosi haasi kufara zvachose ndosaka varikurwiswa vachinzi dzoka utiimbire uchititambira zvinyadzi.
Most of his songs ndaitadza kuteerera pane vanyarikani asi mamwe acho bhoo zvekuti .
Vanofanira kushinga kuti vasacheuke,hazviiti nyore asi Mwari vanaye
King dhavhita 😂 🎉🎉🎉
The vocal on point 💯🔥❤
Tinotenda mwari nekutendeuka mabodavid❤
I like the name Braveman..Mai Chisamba munogona basa renyu
Mukomana wepa Bikita ❤
What a transition King David
So inspiring ❤
A matured discussion from both ends
Ngazviende mberi Mambo David
King David kubva zvamakatanga kuita zvekunamata ndave fan yenyu ndiri mutwi handina cchandinacho
04 woooyeeee
Zvoda kungo shinga❤
Mai yaramba kuchembera iyi
Keep the good work mwana wekumusha.
My father was a popular musician in Zimbabwe working with a popular band called nyaminyami sounds ndikazombofungawo zvekuimba in 2012 after conducting Oliver mutukudzi for assistance but ndakafunga kuzvisiya nekuda kwekunamata. Keep it up wezhira, masvingo paBikita.
oooh fundo inokosha...thanx for the testimony
Handina zita rinozikanwa mostly on social and big societs but ndine massage kune pasi maybe I'm rushing the pointing time of God, but I have a massage for braveman he was called from the dark side to the lighty but he needs very careful discernment of everything he's doing, he mighty get lost mukusaziva at this point, I wish one day I'll be able to be on interviews like this, not for money or fame @mai chisamba
O4 ndiko kumusha tinotenda nesarudzo yenyu king David
Inyasha zhinji mukoma dzakakuwanai. Musarase mukana iwoyo.
maita basa amai matiisirawo mambo david rambai makadaro
Jesus haana kufira vanhu zvakanaka asi vatadzi panekutadza kuzhinji nyasha dzinowanzwa
Mama makatikoshere Mwari arikukuchengetai
Masoko egwinyiso
HABHAKUKI 3:17-19
17 Nokuti kunyange muonde ukasatunga maruva, Nemizambiringa ikashaiwa zvibereko, Kunyange kubereka kwomuorivhi kukakona, Neminda ikasabereka zvokudya; Kunyange makwai akapera muchirugu, Nemombe dzikashaikwa mumatanga,
18 Kunyange zvakadaro ndichafara kwazvo muna Jehovha, Ndichava nomufaro muna Mwari woruponeso rwangu.
19 Jehovha Ishe isimba rangu, Anoita tsoka dzangu dzive setsoka dzehadzi yenondo, Anondifambisa pamatunhu angu akakwirira. Kumutungamiriri wokuimba, nemitengeranwa yangu. ❤❤❤
My favourite song
Baba harare kunge murwere kudaro
Imboita colabo namambo dhuterere tione panosangana madzimambo
Jesus haana kufira vanhu vakanaka asi vanotadza pane kutadza kuzhinji nyasha dzinowanzwa
Kana pameso mambo David vachicha chokwadi kuita chizvarwa chitsva
😂😂😂😂ndafaaa
Mwari vakanaka
Kutendeuka nekunamata doesnot need kuti unzwise tsitsi
I really love Baba Harare i wish he can continue with gym, i don't think ingamutadzise kunamata
Sure,,nothing bad about the gym, I agree,,fitness yakanaka zvayo
Ma church echihwayi hwayi anokuitisa! The doctrine racho harina huMwari…Samson wani aizviikanwa kubhaibheri nekuva murume akasimba
5:26 5:28 5:29 5:29 5:30 5:30 5:30 5:30 5:30 5:31 5:31 5:31 5:31 5:31 5:31 5:32 Baba Harare Musadaro
Humble guy
Wezhira woye ❤
Mwana wekumusha kwedu
Mai chisamba well done. Kutaura kwenyu kunotaura zera guru chairo.dai tiine 50% yemadzimai akaita semi munyika yedu dai tave kre
Hezvoo 😂
king Diva
Thank you
Tipei Ngwere apa
😂😂😂😂😂😂U dont want peace 😂😂😂
❤
Amen
I used to train hard to get to Baba Harare’s physique. Its sad that he is now small like this😢
Maybe he was using drugs for it and he no longer wants the dirty way
It’s not sad but a blessing to him.
SeNyika takawirirana kuti mkdzi waMambo Dhavhita ndiye achavasheedza kuti mambo Dhavita....ndi Baba Harare
Respect his spiritual journey.
Nyika ipi
Kwasara bhutsu
Mwari vakaita kuti aimbe Gospero ndivo zvekare mwari vachamudzosa kuJiti kuburikidza nekuona zviso zvevana veZimbabwe zvasurukirwa
Ko avo vari kuignowewa namadam uye nevanhu vese ndavaanikowo avo kkk
no matter what explanation, I will never understand the idea yekusiya zvese ne gym..ingawani its health.Ko zvinokonesa chii chitendero chako?
He is in a phase where he is denying himself saka he is letting go of everything he Loved just like fasting you will be making the flesh suffer while feeding the spirit
Mwari munoshamisa ,fly high Braveman we are happy for you heaven has gained
Mashoko makukutu
Nothing bad about gym
Why ndrikuvanzwira tsitsi nhaimi
Baba Harare kana atendeuka.zvechokwadi ngasatambira pfuma yengoma dzejiti. He must donate mare idzodzo to charity
Who are you to tell him what to do???? Ko akapa hama dzake.... ko akazvidyira mari yake.... munhu naMwari are iwe newako
King David vaimbove Baba Harare vanoti vakasiya zvema music isina basa yavaimba asi mubvunzo wangu ko music dzavaiiridza vasat vatendeuk a avaichadyi mari yadzo..kana kut zvangova zvekut muramba andidyi asi ndodya soup yacho?
This guy used money wangu to record ma tracks avakaita mariii iyo it has to come kuzo simudzira zita romusiki
Ndafara nehurukuro yamaita mhamha na mukoma Braveman.Mwari varambe vachikusimudzai.
❤️
Amen
Amen