This sekuru is honest kut mshonga yavo iri Dangerous but vanhu yu still go ipapa rimwe riri kuona kut pakaipa but achatoendako kwasekuru ivava. Ari kutoda number mangwana chabvondoka hazvizoite kunge vaitaira hama ngadzingotengesa property. Yevafi voripa zvodarika pakuzorarama in fear coz. Kana vachitotaura kut mofa shuwa vane vachitoziva kut ndokupedzai. Zvotyisa izvii ngatigutsikane hama coz quick money iyiii. Unoparira hama iwe wafa
Guys to avoid this ingasiyana nekuenda kunoromba gutsikana ne life yako .cz Kafera haavinge munhu kumba kwake iwe ndiwe unozviendera wega nekuda mbiri gutsikana ne life yako
Sekuru variryt coz Eddy n Shy i think there whre told at first bt problem he became greedy & hana kufungira. Vamwe vanhu vashoma vanotaura chokwadi saSekuru ava bt ivo vakubvuma kuti mishonga ndiyo yakadero
@JAMES1234575 Kafera unonyatsomuziva here kana kuti watanga kumuziva panyaya iyi. Kafera has always said ndinorombesa and ndinopa zvidhoma. Ndikakurombesa you pay me upfront then bring back zvinhu zvangu. If you want to keep zvinhu zvangu we renegotiate wondipa imwe mari. Ini yangu mari ndoida. Hes never hdden how he operates.
The problem is munhu unoda kuitwa uwane mari nemunhu asina mari, why asingaite mari yacho iye achiziva kuti zvino itisa mari...., zvimwe zvinhu hazvidi kuomera kufunga.
I heard a silly question to say, can someone bring in a witness when joining a cult. Is that possible? Write down meaningful questions not kufungira paSpot think of our data please.
Hanty makanzwa vachiti toenda kumakuva toita zvatinoita, these guys uses spirit of the dead hence they also need payments. Any type of urombwa unopedza mhuru vanhu vachimborombereiko nxaa
@LegOfGal001 yeah that's true every rituals inotopedza dzinza nevasina mhaka, me i was just expressing my feeling on behalf of Eddie's family .coz right now family yaEddie irikutongo taura the same like as l say before kuti tatadzei,
Dzorerai mari dzevanhu. Mukatora mari nesaramusi dzorerai. There are rituals that could take Sekuru's life. Vanhu kukara mari. Why disrespect the man and get him arrested after they went to him for the magic spell? There will always be consequences.
Asi hamunzwewo kuremerwa muchipinda pakarema kudaro, mudare remunhu anoita zve satanism achishandisa mweya inotorwa kumakuva. Dai mari yaiitwa zvakapata kudaro dai N’anga iyi yakasiya zvekushopera ichitambudzwa nema evil spirits. Don’t you sense pain in his voice. Anonzi powerful asi iye atambudzwa
Shame, the dead cannot defend themselves or call liars liars. I don't know the dead couple or this n'anga, but vanhu muchenjere kunyeperwa nekubirwa neman'anga Aya mugopinda tsekwende kubhadhara zvisipo. Mwari vatiitire nyasha.
Ko anodic kutuma zvikwambo zvake kungoti zvimushandire zvichimupa mari pane kurombesa munhu wozoda mari baba ava ka itai mushe Akafera imi and munonyepa zvekuti dhuuu futi
Mishonga yavo ndiyo ikuda kubhadhara & sekuru vekuMalawi BT on my side I don't blame sekuru vanhu ava ndivo vakaenda Vega kotsvaga pfuma family yavo dai yangotengesa zvinhu varipe chete
To tell u the fact real ng'amba pa malawi don't want to be recognized anotokurambira at 1st & haapfeki zvakadai many zimbabwe pastors have been flocking to malawi for the same thing
Zvino unoida mari kunaani iwe munhu wawairombesana naye akafa; apa unotobvuma kuti anogona kunge akafa nezvinhu zvako zvawakamupa futi atadza kukubhadhara? Saka kana wawakapa zvinhu zvekuti aite mari akatadza kuita mari yekukubhadhara yawava kuda unoida kunaani; achiiwana kupi iwe usina zvinoitisa mari zvawakamupa?
Dzokerai kuMalawi, you guys have caused so much problems muZimbabwe.
The journalists asked a very intelligent question. Why vanhu vachizofira mari yet ivo they know the source yemari
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂kwaaa rombai mega ini ndiri bhoo neyangu yekukorobha
Nhayimi chii ichi, imi sekuru mukamira pandering ndikati in the name of Jesus sure munoti munoramba makapamira imi
Sekuru tsvagai Mwari muvavarire kupinda muhushe hwekudenga nguva ichiripo zera racho apo vatokura nechekare.
This sekuru is honest kut mshonga yavo iri Dangerous but vanhu yu still go ipapa rimwe riri kuona kut pakaipa but achatoendako kwasekuru ivava. Ari kutoda number mangwana chabvondoka hazvizoite kunge vaitaira hama ngadzingotengesa property. Yevafi voripa zvodarika pakuzorarama in fear coz. Kana vachitotaura kut mofa shuwa vane vachitoziva kut ndokupedzai. Zvotyisa izvii ngatigutsikane hama coz quick money iyiii. Unoparira hama iwe wafa
@@PoliteNkomo-t9l very honest ufunge hako ende havanyepe....vanotaura choqadi
Sekuru Sando dzenyu muri kutaura chokwadi sarudzo ndeyako
I'm coming there Sekuru ndoda Mari ini
Kkkkkk
Sekuru Kafera havasi kudzora tsvimbo, mari yavo varikuida zvakaoma hamavadikani, bttr kuita rombe pane kuita mbinga ine mbereka kusiira vana nhamo here weduwe
Ndomira na kule chero mukavatuka zvenyu izvo vekuromba pavakaenda vakaenda vega havaz sekuru vakavashedza
Taura hako vakaenda vega
Sekuru please siyayi hama dxevafa ava 😢😢 ruregerero
Movaitireyiko kuti "Sekuru" ndozvakaita sekuru venyu here izvozvo.....muiteyi kuti Kafera ndozita rake.....anojairira vanhu mudhara uyu
Arikuda ropa revanhu chete mudhara uyu muroyi haasi mubatsiri 😊
But people must learn to honor promise chete.....vakaromba vese they know kuti zvinopera sei
❤O
Hanzi kwaGinimbo kana Grimbo. Tati zvimwe vari kuda kuti Ginimbi 😢 hamenowo 🤷🏿♂️
Guys to avoid this ingasiyana nekuenda kunoromba gutsikana ne life yako .cz Kafera haavinge munhu kumba kwake iwe ndiwe unozviendera wega nekuda mbiri gutsikana ne life yako
Dzoraimoyo sekuru mhuri ingapera yese
Aidii kuvapa mari yavo hw many times achinvunzwa balance aitoda kuvatsotsa nfiye aida kurombeswa haisi mhosva ya sekuru zvine mhiko yazvo zvinhu izvi
Ndangofarira kuti chivi chakadya mwene wacho,n'anga dzisiyei dzakadaro imi murikunotsvagei ikoko tsvagai mwari vanhu weee
Torai Mota dzaeddy kaaa zvienderane nemari yenyu
Did he mention Ginimbi??????😲😲😲
@@EM-sx6nb Chabwino 🤠
yess vati vakatuma munhu kuna baba vaGinimbi ,baba vacho vakati ndiri munhu wechechi
Uuuuuum apa hapamihwe. Mihwe
Umm 🤞
Kungoti hapana achataura pavafi pamwe zvehuphumi hwavo zvakaitira kuchurch zvasekuru zvaramba or kumwewo thats why vasina kuuya kobhadhara
Casting handizvo zvikwambo here tokumbira kutsanangurirwa ipapo kuti tisapinde mumatambudziko akafanana nana Eddie naShylet. Mnnnn vakadzi avaka ! Zvinhu zvatinoudzwa daily haaa zvakaoma mupfanha wangu Eddie vakadzi vanoparira akomana 😢
Ivo sekuru vanotoshandiswawo nedzimwe n'anga on top of him saka wanototyawo
Asi iro bible rinoti ipai Kesari kwaKesari kana waromba enda unobhadhara
Ah Ginimbi ndiko kwaakarombera uku.
Sekuru variryt coz Eddy n Shy i think there whre told at first bt problem he became greedy & hana kufungira. Vamwe vanhu vashoma vanotaura chokwadi saSekuru ava bt ivo vakubvuma kuti mishonga ndiyo yakadero
@@EmsonNdogwedu-d6j musanyeperwe nembavha idzi. Vanorombesa havataure kana vachigona kuiitisa vanhu mari vadii kuita yavo panekuswerera pasocial media. Varikuda kutorera hama dzevanhu vakafa mari nechitsotsi
@JAMES1234575 Kafera unonyatsomuziva here kana kuti watanga kumuziva panyaya iyi. Kafera has always said ndinorombesa and ndinopa zvidhoma. Ndikakurombesa you pay me upfront then bring back zvinhu zvangu. If you want to keep zvinhu zvangu we renegotiate wondipa imwe mari. Ini yangu mari ndoida. Hes never hdden how he operates.
And zvakaoma muchafawo sekuru nekuti Mwari arikukupai mweya wekufema haasi hama yenyu muchafawo chete ana ndunge vakafa wani
Ngavatengese property yakasiiwa vape sekuru nokuti idi rudzi runopera
Anoda kuitenga ndiani manje
The problem is munhu unoda kuitwa uwane mari nemunhu asina mari, why asingaite mari yacho iye achiziva kuti zvino itisa mari...., zvimwe zvinhu hazvidi kuomera kufunga.
Unfortunately common sense is not so common
Ndi Edy wekupi iyeye
Unoda kubhadharwa nehama dzake dzaivapo here muchipa couple iyi mushonga wenyu munopenga here
Izvi zvatofana nengozi dear inobata vapenyu vasina mhosva
Kuromba kwakaipa hama nekuti mubairo wacho rufu honai kuti unenge waita mbiri apo wongofa sebenzi ummm kunamata Mwari hakuna mhiko honai izvi
Aaah ndabatikana pazvanzi Ginimbi ndaitomurambira ndichiti aishanda nesimba😢
Endai munorapira Malawi 🇲🇼 imi kumusha kwenyu
Iye haafe mudhara uyu here
Hama ngadziuye dzitaure navo vakasadaro vanopera kufa
Zinata uripi vanhu vachirombeswa nemunhu we malawi. Vane license re zinata here Sekuru ava
Manje Sekuru ndivo Zinatha yacho saka ma1
Zven'anga tichazvirega hedu. Makashata apa
Eish zveziya hazvina hondo kudai
I heard a silly question to say, can someone bring in a witness when joining a cult. Is that possible? Write down meaningful questions not kufungira paSpot think of our data please.
I think ndiwe unotoda dzidziso yekugona kuterera . Hanzi hazviite kutsvaga muyananisi here kana matadza kunzwana pakati pavo nemhuri ya Eddy
u are right😂
Commando ndiyo yakaenda kobvunza mari saka since nguva yaiwe yareba ndosaka zvazvika ipapo
Saka hama dzapinda papi pavarombi vakafa kare apa kuti ndivo vakaromba here
Voice rasekuru mhami😅😅😅😅
Ini ndiri ini hangu ndokupisira mumba ne mishonga yenyu iyoyo iwe Kafera iwe
But unofa chete
Ungaigone ngozi yakadai? Unouraisa dzinza nengozi woye.
NdineLawyer muno mu SA sekuru ririkutora mari for empty promises can u pls send nyuch for him i want my money back 😢😢😢😢😢
Ko Hama dzapinda papi nhai Sekuru
@@WinnieGwaze nhai zvako iwe
Hanty makanzwa vachiti toenda kumakuva toita zvatinoita, these guys uses spirit of the dead hence they also need payments. Any type of urombwa unopedza mhuru vanhu vachimborombereiko nxaa
@LegOfGal001 yeah that's true every rituals inotopedza dzinza nevasina mhaka, me i was just expressing my feeling on behalf of Eddie's family .coz right now family yaEddie irikutongo taura the same like as l say before kuti tatadzei,
Eddy ndeupi uyuu
Dzorerai mari dzevanhu. Mukatora mari nesaramusi dzorerai. There are rituals that could take Sekuru's life. Vanhu kukara mari. Why disrespect the man and get him arrested after they went to him for the magic spell? There will always be consequences.
N,anga ngadzichingobhaniwa plz todzidzeiko nhy urombwa er nekutumirana nyuchi
Asi hamunzwewo kuremerwa muchipinda pakarema kudaro, mudare remunhu anoita zve satanism achishandisa mweya inotorwa kumakuva.
Dai mari yaiitwa zvakapata kudaro dai N’anga iyi yakasiya zvekushopera ichitambudzwa nema evil spirits. Don’t you sense pain in his voice. Anonzi powerful asi iye atambudzwa
Kafera unogoti ndi mwari sei iwe wamboti ndiwe wange today mari yako kuchinja chinja nyaya zvakaoma
Vanhu ngavadzidze kugutsikana nezvishoma zvavainazvo
Ahh vanhu havaguti Ummm
Mukadzi wacho akafawo here inga ainzi ahana kufa wani
Akafa
2 different stories
Akafa
Iwewe wakutaura mukadzi waKudzi ariko ndeimwewo accident iyoyo
This is business...tora zvinhu ubhadhare ,,right now zvasiirwa vapenyu,,mmmm zvakaoma
N'anga dzinoitwa interview nechirungu nhai
Pliz guz ndodawo number yasekuru
Hope mdhara haisi kuda kubira vanhu mari 10k
Iwe uchangofavo mudhara iwe..
Yoou Ginimbi futi yea pakaipa.
So wotowona soo wotoyendawo
Shame, the dead cannot defend themselves or call liars liars. I don't know the dead couple or this n'anga, but vanhu muchenjere kunyeperwa nekubirwa neman'anga Aya mugopinda tsekwende kubhadhara zvisipo. Mwari vatiitire nyasha.
Zviriko zvinhu izvi vanhu ngavarege zvekuromba izvi
Ko anodic kutuma zvikwambo zvake kungoti zvimushandire zvichimupa mari pane kurombesa munhu wozoda mari baba ava ka itai mushe Akafera imi and munonyepa zvekuti dhuuu futi
Haaa yaSatan unodya nemuseredzere tazogara zviya😂😂😂😂😂
Rimwe zita rataurwa nderani nhai ndangonzwa kunge rina G
Ndokuti vanhu vazvishandire
Money is not the root of evil but lack of money is the root of all evil
Ginimbi ftt akaenda ikoko
Mapurisa Sungai mhondi idzo
Muchaiwana kunani Eddy wacho nemukadzi vakafa
Apa pakutoda Hama dzemukadzi nedzemurume zvifambe ngavazvininipise vatengese zvipere vanhu ne Kuti zvinozobatisa vanhu Sina Mosva
Hey zvakaoma upenyu hunoda hwaMwari
N'anga varoyi vakuru ko kuregerera vanhu vacho sezvo vakafa , asi haana basa nazvo anongoda mari
Mishonga yavo ndiyo ikuda kubhadhara & sekuru vekuMalawi BT on my side I don't blame sekuru vanhu ava ndivo vakaenda Vega kotsvaga pfuma family yavo dai yangotengesa zvinhu varipe chete
Mwari tibatsirei
Sekuru hawana guys but imi hamudi kubhadhra..Nhai Sekuru varungu munobatsira hre shamwari yngu ykabirwa mota
Haa varungu vanobatsirwa neinsurance company. Please sekuru ndevedu musape varungu zvese veduwe
@ElizabethBenjamin-cl1de 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 ndafa
Ngatidzidzei kudya chezita
Bvapo kuenda kumalawi kupikooo
Vatukei muchaiswa muromo paside
27 Dzimba yuwiiiii kkkkkkk anhu ane zvinhu zvawo woye
@@gracemupita1801 nemagarimoto 56
Sisi mumatare umu chirungu imbosendekai tokuziwai kt munochigona imboitai zviri panzvimbo
Mwari ivaiwo mubatsiri wedu . Nyika yaipa iyi
😢😢😢😢😢
Siyanai nakule vari pabasa ravo
Kkkkk
Haa apa vanhu vaitoramba zvana Ginimbi izvi kut haana kuromba hezvo sekuru vakutaura imika vanhu vakaromba kunze uko
Mari yacho mozonyanya kuida zvekutodaro kkkk
Uchimbobvumirei Agreement yacho?
Daimbudziko vanhu vanosekerera vanhu vakadai. Kuuya pasocial media kuzotaura tsvina idzi? Vakadii kudaidzira kuti honai ndakupa vanhu ava hurombwa vozondipa mari yakati. Kusvibisa nyika. Ngavadzokere kumusha kwavo vanoita izvozvo.
gara vanhu anorobesa vanopfeka zvakasakara kana kufamba ne manyatera ummm zvirinani ndife ndi chitambura pane kupedza dzidza
To tell u the fact real ng'amba pa malawi don't want to be recognized anotokurambira at 1st & haapfeki zvakadai many zimbabwe pastors have been flocking to malawi for the same thing
Eddy akada kushandisa chimhonya mukadzi wake akashandisa chi soja kuramba nemari yasekuru
Pane pandanzwa kuti Ginimbi 😮
Zvino unoida mari kunaani iwe munhu wawairombesana naye akafa; apa unotobvuma kuti anogona kunge akafa nezvinhu zvako zvawakamupa futi atadza kukubhadhara? Saka kana wawakapa zvinhu zvekuti aite mari akatadza kuita mari yekukubhadhara yawava kuda unoida kunaani; achiiwana kupi iwe usina zvinoitisa mari zvawakamupa?
Zvakuto pedza dzinza wangu
Saka ivo sekuru vaida mari kuna Eddy why ivo vachigona kugadzira mari.So vaida mari yekuenda kuMalawi why?
Sekuru avo varikubuda pachena wani kuti vane varikumalawi vanomuudzira mishonga yacho kurevakuti vese vanopiwa mushonga vanoziva agreement iripo saka vamwe vanozorwadziwa kubuditsa mari yacho soo arikuda zvinhu zvake back
Mnoidii mari imi mchikwanisa kunorara kumakuva nhai sabhuku pihwai imwe naMwari wenhu
Iwe zengeza ipi koo ku j uko
Mdhara ari kunyepa uyo udyire chete musamupa mar hama dzaEddy
Ngaenda kumakuwa anopihwa mari yake wedzinza anga akapangana nawo here kuti wanoromba 😂
Ginimbi????? Apa tee tichishainirwa nema Rolls royce😅😅😅😅😅😅
😂😂😂😂😂😂
Ngavatengese zvese zviripo hama dzoda rudyire chero pane vana zviri nani ubhadhare moita new life
Shuwa
Kafera akanakira kut haavanze anotaura zvazvir
Kunani Zimbavha ko vawakabira iwewe uchinyepera kurapa nekudzosa zvabirwa
kkkkk makatsamwa sure
😕😕😕
ko vanodii kugadzira nyika ,Zim nekuoma kwayakaita
Journalists imbo bvudzawo maLawyer kuti mutemo inoti kudii pama agreed points panyaya dzavo? $8 000 inowirirana nehupenyu hwevanhu vari kufa.Hurumende yakabvisa death sentence imi murikupira $8 000..
Mutemo haungashandi coz hatina witchcraft mu constitution medu
Uchapiwanani iwe wakauraya aifanira kukupa
😂😂😂😂😂😂😂😂haaaya iwewe so